HWEDZA.........OURAYA MUKOMA NEKUDA KWEMUKADZI WAAKARAMBANA NAYE KARE

  Рет қаралды 25,243

Drewmas Media

Drewmas Media

10 ай бұрын

AKARARA ACHIROHWA HUSIKU HWOSE

Пікірлер: 140
@sharonkwadiwa4459
@sharonkwadiwa4459 10 ай бұрын
mwari tipeiwo nyasha muzimbabwe takakura kusina zviwi zvekuuraya munhu sehuku ndongoti RIP firo yacho yorwadza zvakaoma
@marcyleenruchike5512
@marcyleenruchike5512 10 ай бұрын
Baba vapa tsananguro yakajeka.... Rip baba kuda
@VivianKafushira-rs9ch
@VivianKafushira-rs9ch 8 ай бұрын
Nyika yangu Zim chichanetsa kuurayana kwanyanyisa kuromba here chii chaizvo nhyim wedza zvinorwadza veduweee vanhu varikufa zvinorwadza
@MaggieMombe
@MaggieMombe 10 ай бұрын
Drewmas media media gara muberevere usandione kunonoka ndanga ndichiuya❤❤❤❤
@marblemoyo-us9nl
@marblemoyo-us9nl 10 ай бұрын
😢😢😢😢Mmmmmm veduweeeka ndarwadziwa ini ...Chiiko chiri kuitika munyika medu nhai....Mwari kana takatadza tiregerereiwo kupondana kwnyanya veduwee
@TakaSkume-tl3uz
@TakaSkume-tl3uz 10 ай бұрын
Gadhi akanonoka kufunga sure munhu kupondwa uchingonzwa, wakangochengeta solar bedzi
@godwinchiutsi9183
@godwinchiutsi9183 9 ай бұрын
😂😂
@patiencemusimhi4635
@patiencemusimhi4635 9 ай бұрын
😂😂😂😂 vanotori baba vevamwe ivava😢
@Angylngumashupa-gt3yz
@Angylngumashupa-gt3yz 8 ай бұрын
taura hako dai akamhanya paakatanga kunzwa noise iyo pamwe baba kuda vangadai vakararama
@DirwahSave
@DirwahSave 10 ай бұрын
Baba vanotaura ava
@jeoffrey40jm
@jeoffrey40jm 10 ай бұрын
Mashandisiro aanoita present tense panyaya yakaitika kare same nematauriro evanhu vekujeri
@GrowthThroughGrace
@GrowthThroughGrace 9 ай бұрын
Security vanonyatsotsanangura apa vane language yekujere
@ClarahMakusiro-nv9ue
@ClarahMakusiro-nv9ue 6 күн бұрын
Uuu dai Mwari vatibatsira Zimbabwe kuurayana kwanyanya Kani
@proematekwe9334
@proematekwe9334 9 ай бұрын
Haisi mhosva yasecurity imhosva yembavha dzinoita new tricks everytime...he thot well coz ma1
@Dorkie-pb5ou
@Dorkie-pb5ou 10 ай бұрын
Paunodzikisa danda pamunhu nesimba rese unenge uchiti anorarama here..? Aitoda kuuraya mukoma wake plus anenge ane mhepo dzakewo...saka wauraya mukoma chisara ugarike zve
@user-on4uw7xv1g
@user-on4uw7xv1g 10 ай бұрын
Kokumanyisa munhu kuchipatara
@JosephineMutengwa-uh9fu
@JosephineMutengwa-uh9fu 9 ай бұрын
Chipatara from that area is very far either murambinda or rusunzwe and goto ha Wedza haife yakadeveloper iya
@tblo9107
@tblo9107 9 ай бұрын
Its a remote area with a poor road network if not non-existant
@user-mt7gj9qf3l
@user-mt7gj9qf3l 3 ай бұрын
Ngozi dzakusumuka muma dzidza hapana dzidza risina ngozi vashoma vasna kutsipika kuya wakupera hazvisi nzvega izvi modenhanha zvisina musoro musvika pakupondana
@thekisonomsa2826
@thekisonomsa2826 10 ай бұрын
Avo vari mumvura ndipo pakuzotorwa nezve mumvura lol
@user-xu1oe1hx9r
@user-xu1oe1hx9r 10 ай бұрын
Haaa zvkaoma zvinorwadza izvi bt kutaurirrana kwangonaka shame auraya mukoma
@GudoChikomo-vs8ix
@GudoChikomo-vs8ix 10 ай бұрын
The guard u showed your fullest negligent
@TENmarkprojects01
@TENmarkprojects01 10 ай бұрын
Thanks vaNeshamba pamberi nebasa
@petermatanda8485
@petermatanda8485 10 ай бұрын
Mandlovu special
@shyletlupa5453
@shyletlupa5453 10 ай бұрын
Eish the deceased really suffered before he passed away may his soul rest in peace 😢. MaNdlovu learn to listen and stop asking questions of things that has already been answered eg when u first asked why they killed each other and later when u asked what caused him to do it
@tariromuduzi6407
@tariromuduzi6407 10 ай бұрын
I noticed that
@carikadupreez4032
@carikadupreez4032 9 ай бұрын
QA
@user-pt4df6nz4c
@user-pt4df6nz4c 10 ай бұрын
Well tsananguresheni
@alphachikanda9115
@alphachikanda9115 10 ай бұрын
Eish zvakaoma.. That lady she is black beauty
@user-tl7mu4gj3h
@user-tl7mu4gj3h 10 ай бұрын
Yoooh haaa kumusha kwangu kwashata mweya wacho urikufamba wakaipa
@joyceparwazenga7545
@joyceparwazenga7545 10 ай бұрын
Song yakaimbwa nani ndikuidawo ndigare ndichingoiridza zvangu
@auntiechihera8665
@auntiechihera8665 10 ай бұрын
isong yekumaJiti iyi sisi kkkk i love it too thats my phone ringing tone
@gloriamandaza2347
@gloriamandaza2347 10 ай бұрын
Ko chihera na Noni varipoko
@ordimamedia
@ordimamedia 10 ай бұрын
What happened to the helicopters that the government bought for emergency cases,zvekunyepa zvega vanhu vachifa kunge makonzo.
@bernardomuchanga7996
@bernardomuchanga7996 10 ай бұрын
Mabasa e ZANU e umbavha
@itayikaseke3480
@itayikaseke3480 10 ай бұрын
They are lifting gold
@theresamambara5923
@theresamambara5923 10 ай бұрын
@@itayikaseke3480kkkkkkkkkk
@memorymoyo3189
@memorymoyo3189 10 ай бұрын
It's everyone 's wish kuti zvichinje muZimbabwe but noutongi wuripo zvinhu zvasvika of point of no return 😢 😢😢
@MaureenChimunya
@MaureenChimunya 9 ай бұрын
Masendeke uri Mboko.gara pasi
@paulinegwati8782
@paulinegwati8782 10 ай бұрын
Security guard makawa neignorance mainzwa munhu achirohwa mukasadaidzira vamwe
@PutGodFirstBren
@PutGodFirstBren 10 ай бұрын
Basa rasecurity nderekuchengetedza masolar he is not allowed to leave his site . Akasiya site masolar akabiwa anorohwa pasi petsoka nemapurisa basa ropera futi…
@paulinegwati8782
@paulinegwati8782 10 ай бұрын
@@PutGodFirstBren but kusiya vanhu vachiurayqana
@patpateey2414
@patpateey2414 9 ай бұрын
Aiva pabasa ataura wani kuti aifunga kuti vanogona vari vana mbavha vaida kuba masolar akaendako vosara voba
@PutGodFirstBren
@PutGodFirstBren 9 ай бұрын
@@paulinegwati8782 saka imimi mukanzwa vanhu vachinetsana kuma2am murimega mumba munobuda here mobatsira?ko mukabaiwa ?
@patiencemusimhi4635
@patiencemusimhi4635 9 ай бұрын
Unoshaya phone number dzavatete sei
@artwellmaisiric1559
@artwellmaisiric1559 10 ай бұрын
@Andrew, manzwa here matauriro aitwa naSolomon Chiwetu, Shona izere
@ThePrivy1
@ThePrivy1 Ай бұрын
Dai makafonera vamwe vemu village
@ThePrivy1
@ThePrivy1 Ай бұрын
Vanhu havachatyi kuuraya
@princerisimati1611
@princerisimati1611 10 ай бұрын
Why ama chief are driving 2 million cars but kuchi patara chake pasina ambulance
@tatiratsawa7981
@tatiratsawa7981 10 ай бұрын
Kumusha kwangu uku hei zvakaoma
@paidamoyomagwenzi-wg4ds
@paidamoyomagwenzi-wg4ds 9 ай бұрын
Vana vakazowanikwa hr nai vashumba
@christinakamoto1498
@christinakamoto1498 9 ай бұрын
Mhepo dzamutiira,RIP bro.
@AnnatoliaMapasure-do6th
@AnnatoliaMapasure-do6th 10 ай бұрын
Veduvee nyika yedu yaoma veduvee vanhu vava kuurayana this days hatizive kuti yava mweya ipi nhai mwi mwari komborerai nyika yedu tirangarireiwo mwari tochema vana venyu toda runyaroro munyika yedu veduvee
@lydiamlauzi1544
@lydiamlauzi1544 10 ай бұрын
Security makatadza kufunga nekukasika chete .Rip bro
@gloriamarvellousmutindivar5349
@gloriamarvellousmutindivar5349 9 ай бұрын
Ndambozvifungaeo.chete naiyewo aifungira basa rakewo but pavakaxonzwa kurohwa dai vakafonera kana umwe munhu coz time taken munhu achirohwa yakazorebesa
@user-vu1dk7ey9x
@user-vu1dk7ey9x 9 ай бұрын
ende zvakaoma shuwa mazuva ano zvakanyanyira kuma families kunetsana zvekutourayana mmm Mwari pindirai ....thank you Drewmas
@chiyenyumba7135
@chiyenyumba7135 9 ай бұрын
Zviri nani vanhu vapondane pachavo mumhuri pane kubuda nengozi dzavo kuponda vatorwa.
@MercyTMangisi-cb9pm
@MercyTMangisi-cb9pm 10 ай бұрын
Soko na chihera varipi nhai ndakanguri ndabvira kubvunza
@pascaliamugwagwa8428
@pascaliamugwagwa8428 10 ай бұрын
Andrew anenge anochinjachinja ma bbie kkkkk
@dennismasenda5705
@dennismasenda5705 9 ай бұрын
Tinodawo drone camera from above pliz
@ThePrivy1
@ThePrivy1 Ай бұрын
Vaimbi vekudhara vaitigonera
@tinashesauriri6834
@tinashesauriri6834 9 ай бұрын
Very soon kuHre kwacho kunenge kusisiko cabinet yava yevaridzi iyi tinenge tavekutomhanyira kun'anga nekumaporofita soon because kuchipatara hakuna zviriko
@portiangwarati5433
@portiangwarati5433 10 ай бұрын
😢 zvakaoma rest well brother 😢
@gilbertguzha5373
@gilbertguzha5373 9 ай бұрын
Ko nyakufa akanga asina mukadzi here uye aive kupi vachirwara
@user-pt4df6nz4c
@user-pt4df6nz4c 10 ай бұрын
So sad🙆💔
@jayroyal3257
@jayroyal3257 10 ай бұрын
Gadhi ma 1😂😂😂
@theresamambara5923
@theresamambara5923 10 ай бұрын
Hwedza yanetsa
@Angylngumashupa-gt3yz
@Angylngumashupa-gt3yz 8 ай бұрын
He died a painful death..RIP baba kuda..uyo ngaatongerwe rufu vanhu vakadai vanofanirwa kukandwa mulion and cheater park
@gracejaravaza7521
@gracejaravaza7521 9 ай бұрын
Baba vanofanira kuita mutori we Nhahu
@ChipoSigauke-nd3sm
@ChipoSigauke-nd3sm 9 ай бұрын
Aaa zvakaoma veduwe
@NatalieSmall-nl2tg
@NatalieSmall-nl2tg 10 ай бұрын
Ndokwedu chaiko zvakaoma
@dasilva8081
@dasilva8081 9 ай бұрын
Ndepapi apa shame ..pamakurumure here .wedza wanhu wapindwa neyko
@NatalieSmall-nl2tg
@NatalieSmall-nl2tg 9 ай бұрын
@@dasilva8081 kuchinyonga
@tessandlovu1451
@tessandlovu1451 10 ай бұрын
RIP bother but why the killing bantu benkosi
@agnesjokonya1405
@agnesjokonya1405 10 ай бұрын
Saka munin'ina ankanga asina kudhakwa .akatoronga nyaya yake uyuuu...nekuti vanhu vakadhakwa havaimbowana simba rekusimudza danda kurova hama kusvika pakusvika mkoma asisataura here ummmm 😢😢😢
@makanakamaenzanise3602
@makanakamaenzanise3602 10 ай бұрын
"No=0o0 !...no woman no-o-o- cr-r-r-y...." R.I.P
@carolynedzai
@carolynedzai 9 ай бұрын
Hakusi kuchinyonga hre uko Kwana Linda Mujuru
@tblo9107
@tblo9107 9 ай бұрын
Ndiko chaiko
@mariazulu6805
@mariazulu6805 10 ай бұрын
Iwewe sa gaurd wakadini kushevedza mapurisa kana vanhu vemunaraunda as a security guard. Kana ivo tete vaisiya vana vachirwa sei
@LoiceMavada-jn7it
@LoiceMavada-jn7it 10 ай бұрын
Inga zvakaoma
@user-yl7td5if2c
@user-yl7td5if2c 9 ай бұрын
Zvakaoma chokwadi rest in peace brother
@JosephineMutengwa-uh9fu
@JosephineMutengwa-uh9fu 9 ай бұрын
It's all started naJaison
@mariazulu6805
@mariazulu6805 10 ай бұрын
Makafanana mese you guard makadini kudedzera vavakidzani what type of security is that
@rangarirairice2185
@rangarirairice2185 10 ай бұрын
reason yake hamuna kuinzwa here according nebasa rake
@innocenthapazari8699
@innocenthapazari8699 10 ай бұрын
Ngatidzidze kuga pasi tichitaurirarana shuwa
@maiyeukai9346
@maiyeukai9346 10 ай бұрын
Matters of the heart hadzina izvozvo..get cheated first then you can say that....pain yacho yakaoma..haipere...haa unenfe wakatofanana neuye akafa
@MaggieMombe
@MaggieMombe 10 ай бұрын
Rip so sad
@user-rg5yz5mx9p
@user-rg5yz5mx9p 10 ай бұрын
Marwadzo shame
@simonmariseta-uy4bg
@simonmariseta-uy4bg 10 ай бұрын
Zvinorwadza
@ZisengweChimutsa
@ZisengweChimutsa 10 ай бұрын
Uyo murume anonzi Masendeke is stupid absolutely.
@MarvellousMuzuva
@MarvellousMuzuva 10 ай бұрын
Sk baba imi munotaura kt hamunawoo foni number dzevanhu vemuraniii hr kt mufone kt vanhu mukai vanhu vakuuruyanaaa😢
@Janemacelyn
@Janemacelyn 10 ай бұрын
What was he.supposed to do
@MarvellousMuzuva
@MarvellousMuzuva 10 ай бұрын
@@Janemacelyn kufonera wooo vamwe kt ndozvirikuitika vanhu endai muno randutsiraaa nekt vabvira kareee
@nokuthulankomo6657
@nokuthulankomo6657 9 ай бұрын
Panguva iyoyo chokwadi ndoona hapana anozvifunga . Uye nokutya kuti chiroveso chinogona kuchinja direction chikanangewe zvonetsa . Maybe dai vakatiza dzaitozoita mbiri ngozi
@talithadube6468
@talithadube6468 9 ай бұрын
Sekuru Security you failed your muzukuru if you had intervened dai Wonder asina kufa. Nxaaaaa you are now explaining but hazvichabatsiri
@minjified
@minjified 9 ай бұрын
Guard maene ropa mumaoko😢
@LeahChataika
@LeahChataika 10 ай бұрын
So sad news
@mariazulu6805
@mariazulu6805 10 ай бұрын
Drumas media .sometimes you ask some silly question.but gaurd uyu asina kudedzera vanhu
@graciachimombe3546
@graciachimombe3546 10 ай бұрын
Masendeke shuwa kutadza kumutsa maticha vaende iwe ugadhe hako masolar ako akakosha kudarika munhu ari kupondwa
@stanfordmusekiwamurove3316
@stanfordmusekiwamurove3316 10 ай бұрын
Tk siligugu ❤
@alicealicemashingaidze5511
@alicealicemashingaidze5511 10 ай бұрын
Kundiona kunonoka ndanga ndichiuya
@DirwahSave
@DirwahSave 10 ай бұрын
Hes
@tabethmukombe
@tabethmukombe 9 ай бұрын
Hapana kana kudhakwa itori mhondi
@tariromuduzi6407
@tariromuduzi6407 10 ай бұрын
Guard makakoshesa ma solar than hupenyu hwe munhu
@BenhildahChiwara-ol5wq
@BenhildahChiwara-ol5wq 10 ай бұрын
Uuuu so sad
@fortunatekashambe9796
@fortunatekashambe9796 10 ай бұрын
Akanonokerwa Dai akabatsirwa chero Kuma 4 airarama but I mhepo dzemumusha ma1
@user-uv7dc9rr7r
@user-uv7dc9rr7r 10 ай бұрын
Drewmas to the world 🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉
@cainmudenga256
@cainmudenga256 10 ай бұрын
Mumusha mangu chiii chikuitika
@salomecharityngwarai5308
@salomecharityngwarai5308 10 ай бұрын
My area shame
@vincent7794
@vincent7794 10 ай бұрын
Who is this lady
@stanfordmusekiwamurove3316
@stanfordmusekiwamurove3316 10 ай бұрын
Taapo
@TawandaMataranyika-lu1by
@TawandaMataranyika-lu1by 9 ай бұрын
Nyika yapanduka weduwe
@linnetgambura9943
@linnetgambura9943 10 ай бұрын
Shame painful death 💔💔💔
@cmusarurwa6309
@cmusarurwa6309 10 ай бұрын
post mortem inoitwa nemaspecialists and there is only a very small number of such pathologists in the country
@lytonsibanda5453
@lytonsibanda5453 9 ай бұрын
Understood, but the fact that there is only a few specialists is totally wrong. It's a sign of incompetent leadership resulting in poor service delivery. There is need for training of more doctors who specialises in post mortems and simply decentralise the above mentioned services to district levels .Instead of creating headaches for rural people.
@cmusarurwa6309
@cmusarurwa6309 9 ай бұрын
You are right Lyton but the other issue is that Pathology as a discipline is not attractive to young doctors because of limited scope in private practice. But of course you are right, it all boils down to useless leadership @@lytonsibanda5453
@MercyTMangisi-cb9pm
@MercyTMangisi-cb9pm 10 ай бұрын
Security makatadza nei kungofonera police inga kune emergency call Wani makatadza zvisingaiti shuwa mungonzwa munhu achichema monyarara zvakaoma hazvo
@kundaimiedzok
@kundaimiedzok 9 ай бұрын
Nhaaaawe Mercy;emergency call ku Zimbabwe?🙄🙄worse kumamisha!! Also madam if you call that number,if you are lucky enough for them to answer,they will tell you that they don’t have fuel or you have to hire transport for them. Tiri murima chaimo shame
@patiencemusimhi4635
@patiencemusimhi4635 9 ай бұрын
Kana kufonera sabhuku nevanhu vemu village
@mariazulu6805
@mariazulu6805 10 ай бұрын
But as a gaurd why you didn't call vanhu kuti vauye kuzorandutsira
@canaanzinyemba8485
@canaanzinyemba8485 10 ай бұрын
Masendeke anopenga
@patiencemusimhi4635
@patiencemusimhi4635 9 ай бұрын
Masendeke akatadza chose
@Jimsonmakaza-eq1qi
@Jimsonmakaza-eq1qi 10 ай бұрын
asi uyu murume anonzi masendeke haana kukwana dai akatsvaga rubatsiro kubva kuma2 vachingonzwa munhu achirohwa shuwa
@patiencemusimhi4635
@patiencemusimhi4635 9 ай бұрын
Anoda kumborohwa
@mariazulu6805
@mariazulu6805 10 ай бұрын
He' was lying he knew what he was doing aigoshamisika sei iye akataura kuti ndarova imbwa
@NotJuliaHerbert
@NotJuliaHerbert 10 ай бұрын
How Can they buy ambulances busy stealing
@mariazulu6805
@mariazulu6805 10 ай бұрын
What type of gaurd is this why you didn't call people from 2am up to 4am munhu achirohwa
@chipochipo8415
@chipochipo8415 10 ай бұрын
Security vakaita lack of thinking vakatadza kuendako kunobatsira sey😢
@advancematoweadttocksmatto9213
@advancematoweadttocksmatto9213 10 ай бұрын
Marwadzo
@captain5chirandu47
@captain5chirandu47 10 ай бұрын
Drewmas mhanyai KwaMurewa kwa Rota kune chiriko chirikupisa izvezvi,
@captain5chirandu47
@captain5chirandu47 10 ай бұрын
Ma1
@drewmasmedia3856
@drewmasmedia3856 10 ай бұрын
@@captain5chirandu47 0773368495 NDIBATEI
@masclinemaposa4600
@masclinemaposa4600 10 ай бұрын
Masendeke akakoshesa ma solar aaigadha than saving a life.positimotumu kudi zibenzi remunhu
@masclinemaposa4600
@masclinemaposa4600 10 ай бұрын
Zvawanga wakungombeya nepolice ko masolar wakanga wasiya nani nhai Msendeke?
MHONDORO.............GONZO NACHIN'AI ZVATOSVORANA
26:17
Drewmas Media
Рет қаралды 749
MHONDORO......AKADZINGWA PARUFU ACHINZI NDIWE WAURAYA
43:07
Drewmas Media
Рет қаралды 26 М.
Alex hid in the closet #shorts
00:14
Mihdens
Рет қаралды 8 МЛН
Cool Items! New Gadgets, Smart Appliances 🌟 By 123 GO! House
00:18
123 GO! HOUSE
Рет қаралды 17 МЛН
🤔Какой Орган самый длинный ? #shorts
00:42
CHIMHANDA...........MOMBE DZORIMA DZEGA MUMUNDA
25:24
Drewmas Media
Рет қаралды 56 М.
CHEGUTU... HALFWAY...MWANASIKANA AURAYIRWA HUNDRED DOLLARS
19:32
Drewmas Media
Рет қаралды 48 М.
GOROMONZI- CHIKWAKA- AKAURAYIRA MUKOMA IMBA
30:46
Drewmas Media
Рет қаралды 28 М.
KUSHAIKWA KWEMWANA (update) MIBVUNZO KUMA POSTORI
44:38
Drewmas Media
Рет қаралды 49 М.
DOMBOSHAVA....CHITUNHA CHAKAMHANYA PAMUSORO PEMVURA
51:23
Drewmas Media
Рет қаралды 75 М.
Тигра в команде Вафельки! А ты? 🐯#симбочка #тигра #симба
0:42
Кот Оказался В ЗАПАДНЕ🙀☠️
0:38
ИССЛЕДОВАТЕЛЬ
Рет қаралды 11 МЛН
Зачем он туда залез?
0:25
Vlad Samokatchik
Рет қаралды 3 МЛН
Кого она вытащила из воды?😱
0:51
Следы времени
Рет қаралды 2,7 МЛН