NJUZU DZEKUCHIREDZI DZAVAKUGARA MUGOMO

  Рет қаралды 73,294

Drewmas Media

2 жыл бұрын

GOGO SHUMBAYAONDA VOTAURA PAMUSORO PENJUZU DZAVO

Пікірлер: 368
@conniengwenya6095
@conniengwenya6095 2 жыл бұрын
Thank you Drewmas for taking our black pple back to our roots as Africans
@giftkagweda4492
@giftkagweda4492 2 жыл бұрын
Please Mr Andrew bring out that other young Rasta man we can learn a lot from him please
@NhereraYenyika
@NhereraYenyika 2 жыл бұрын
Regai gogo vataure zviri pamoyo pavo.kana gogo ava vakambogona kubatsira pakubudisa vanhu vagara mumvura makore , havangatadzi kurapa asi vanodawo kubatsirwa
@ShebhaNdhlovu
@ShebhaNdhlovu Ай бұрын
Ko number dzavo dziisei tigone kundobatsirwawo
@sinosmajayaya1112
@sinosmajayaya1112 2 жыл бұрын
Team Neshamba and TeteTilda ndimi mega, vamwe vese ruzha Chete nekuda kushamisira zvisina. Keep it up.
@isabelachereni6005
@isabelachereni6005 2 жыл бұрын
True
@benkundie8886
@benkundie8886 2 жыл бұрын
Asi ShemaTV haumuzive
@isabelachereni6005
@isabelachereni6005 2 жыл бұрын
Totaura vatozivazve nhaiwe kkkķkkklk wadii wangot naShema kkkkk
@mafira5162
@mafira5162 2 жыл бұрын
@@isabelachereni6005 kkkkk ok na Sly Media and Shema tv
@GratewinMbundire-gm8oe
@GratewinMbundire-gm8oe Жыл бұрын
Sly media...sekuru tasvu sekuru Kanengo
@Erube-pr7bb
@Erube-pr7bb 9 ай бұрын
Aaaaaa zvakubhowa izvi hatichina believe nazvo 🙌🙌🙌
@charlesmoyo9102
@charlesmoyo9102 Жыл бұрын
I have been your clips of and I have like your, from Zambia, eastern province
@SteadyShambira
@SteadyShambira Жыл бұрын
Mr Andrew thanks u for good job u keeping up
@chitaurofortu9559
@chitaurofortu9559 2 жыл бұрын
Ummm gogo is living under strong bondage Yoooh lmagine woenda uchirwa wosvika uchinwiswa zvinhu izvo zvakanamanurwa pavanhu ummm inga zvakaoma hauzovawo dedicated here to that Kingdom of manjuzu. Haaa izvi itai henyu mega will see paInternal life
@pdee5506
@pdee5506 2 жыл бұрын
Gogo has not been enlightened that there is power that is mightier than manjuzu. The death and resurrection of our Lord Jesus Christ can set everyone free. The blood of Jesus can separate us from any form of bondage. Tatova madziri dzimba idzi asi tainzi hatiroorwi kana chivanhu chisina kuitwa. Hanzi unofanira kubikirwa Doro, but I testify that I am happily married and I do not experience the under water dreams and frustrations of these demonic forces anymore
@kudachaperuka9836
@kudachaperuka9836 2 жыл бұрын
Imika muasashore zvitendero zvavamwe muchizviita murinani.
@MarwaFamily888
@MarwaFamily888 2 жыл бұрын
@@kudachaperuka9836 hakusi kushoora, njuzu hachisi chinhu chakanaka. Kana wakambodzipwa nadzo seni unoziva kuti njuzu haisi hama yako
@tsatsawanihlengwe8169
@tsatsawanihlengwe8169 2 жыл бұрын
@@kudachaperuka9836 ndohwaiva hupenyu hwedu pasi chigere zvekunamata zvakazouya nevauyi
@africanoracle9272
@africanoracle9272 2 жыл бұрын
Umwe neumwe ngaiite zvinomuitira . Asi musashore chivanhu. Isuwo kumachurch ikoko taitonzi haitiroorwi baaaa and takanzwa nekuisa seed apa prophet wacho achitonwa hake doro nemari yeseed dzedu, asi patakagamuchira chivanhu timamatekaidza matare ndakapiwa murume ane rudo runoshura. Asi vamwe pastor vandakambodanana navo nearly killed me rimqe gore soo . Saka musashore nekuti patinoponera panosiyana.
@thadah9341
@thadah9341 2 жыл бұрын
Izvozvi zve kusvora nekutuka vadzimu ndozvinokupai nhamo nekuzvisimudzira nhamo, nyarara uvhare ziromo rako, wausina mudzimu waunehuroi hakuna mudzimu unodzingwa ugoinda tibvirei vanhu vehuroi
@percymagutshwa742
@percymagutshwa742 2 жыл бұрын
Pamudzimu ndateura munotorwa nenjunzuu amana harisi goridhe ramaiona riya inotori njunzuu panoera paya varungu vakambozama kupavaka zvimba zvavo nebhiriji zvikaramba vakazoriisa kumusoro kwatave mazuvano kwaDzidze ko zotii Ganda chibvuva panogara njunzuu ftii ko zotii Jemedza mucheshumba haaa dzouya kumaraini kwangu kuya👏👏👏
@davidmaposa7120
@davidmaposa7120 Жыл бұрын
Ummmm saa Areas rako roorema
@esinathchabvonga7447
@esinathchabvonga7447 2 жыл бұрын
Dambudziko ndiAndrew anoda mari kuti atipe number dzenyu kubatsirika kwenyu ma1
@tauraimushango6144
@tauraimushango6144 2 жыл бұрын
Soko I like your voice, ingati ndinga kuteerera gore rose, thank you so much Drewmas media muri kuita kuti ndinzwiwo voice yaSoko, uye nezvakawanda zviri kuitika muZimbabwe.
@innocenthapazari8699
@innocenthapazari8699 2 жыл бұрын
She is a star; yes. Kana usati waroora mfana zama luck apo kkkkkkk
@tauraimushango6144
@tauraimushango6144 2 жыл бұрын
Innocent Hapazari @ handisi muZimbabwe ndaezo mutsvaga kusvika ndamuona ndizame 😃😃
@enlighten729
@enlighten729 2 жыл бұрын
Thank you taurai
@sekaimashaira1655
@sekaimashaira1655 2 жыл бұрын
Some are willing to help but nyaya yekunzi bhadhara 20 us upihwe number dzagogo panonetsa
@lorainezvavahera7551
@lorainezvavahera7551 2 жыл бұрын
Ini ndikuda number but hiii
@mafira5162
@mafira5162 2 жыл бұрын
@@lorainezvavahera7551 Itai ma 5 5 mopihwa number muri 4 😂😂😂😂
@yolandamoyo9559
@yolandamoyo9559 2 жыл бұрын
Taura zvako hama, pariTricky.
@lorainezvavahera7551
@lorainezvavahera7551 2 жыл бұрын
@@mafira5162 kkkkkkk kunopiwa munhu 1 kkkk ngavangopa vanhu number chete nhai munhu anebasa rekubatsira vanhu number dzeita kutengeswa
@mafira5162
@mafira5162 2 жыл бұрын
@@lorainezvavahera7551 kkkk I was saying kuti kubatanidza ma 5 dhorazi muri 4 munhu 1 ofona opihwa number mopanana kuseri 😂😂😂
@chipomushavire7662
@chipomushavire7662 2 жыл бұрын
Gogo is looking good these days...when it comes to money gogo is also human she needs to survive..more love to gogo
@lydiakhumbula7359
@lydiakhumbula7359 2 жыл бұрын
Drewmas media taking you to another level,thank you Drewmas
@juliaherbet2063
@juliaherbet2063 2 жыл бұрын
Please people let's donate to Andrew and Gogo Shumba Yaonda please
@bennymapfumo2986
@bennymapfumo2986 2 жыл бұрын
Thanks Drewmas fo taking us to another level ndisingasiirre kubvunza kt ko Chihera aripi watisisavone kudayi kasi akabuda muno muZimbabwe here
@debralauseni787
@debralauseni787 2 жыл бұрын
Chihera vakaenda oversees kuchikoro i think its now 4 months ago vakaoneka pakatoita farwell party
@pheneasmoyo6585
@pheneasmoyo6585 2 жыл бұрын
Vakaenda kuchikoro
@bennymapfumo2986
@bennymapfumo2986 2 жыл бұрын
@@debralauseni787 thanks wena kana kumbozviziva hangu
@bennymapfumo2986
@bennymapfumo2986 2 жыл бұрын
@@pheneasmoyo6585 thanks
@bennymapfumo2986
@bennymapfumo2986 2 жыл бұрын
@@pheneasmoyo6585 thanks
@nyaradzohungwe8664
@nyaradzohungwe8664 2 жыл бұрын
Mukoma neShamba thank you ,,,chero gogo vasingadi havo kutenda kuti ndimi makavasimudzira nemanjuzu avo
@clararity
@clararity 2 жыл бұрын
Kuti ndabonga yaambo hakusi kutenda?
@davidmaposa7120
@davidmaposa7120 Жыл бұрын
Asi unopenga kan iwwe uda kut vatende kangan uye vatende sey asi hawunzwi shona ?????
@memorymemo9959
@memorymemo9959 2 жыл бұрын
Gogo tinotodawo kukubatsirai asi takaomerwawo...anyways maka register kuvhota here
@chitaurofortu9559
@chitaurofortu9559 2 жыл бұрын
Makachema chema nekushaya help from Zimbabweans ka meaning they're no longer blving in old tradition ambuya vanhu voziva kuti kuna Jeso anorarama.Only God have power above all creature
@ColleenChikanya-h5c
@ColleenChikanya-h5c 4 күн бұрын
Vanhu vavakabudisa mumvura vave nema40yrs vari pasi pemvura vakabudiswa naMwari here... Zivai pekuparidza imi
@tracysibanda437
@tracysibanda437 2 жыл бұрын
Hello gogo if l may ask how many years do you take to train a person who has ancestors, lve been into 2 different people the first one3yrs ,the sec one 4yrs gogo lm tired people can't help me
@melodytafira
@melodytafira Жыл бұрын
Aaah imi gogo ngavaite mushe avo vakuda kupfumira pamunhu 1 here $30 pamatare chete yakatowandisa iyoyo ngavatende nezvavanowana vagopihwa zvimwe iyaaa😃
@davidmaposa7120
@davidmaposa7120 Жыл бұрын
😂😅😂😮
@getrudetshuma9529
@getrudetshuma9529 2 жыл бұрын
I wish to meet gogo Shumba yawonda I will one day
@faraimasuka1275
@faraimasuka1275 2 жыл бұрын
Munojutwa bag inzwai nesu tiriko chiredzi
@cecilliakanhukamwe7472
@cecilliakanhukamwe7472 2 жыл бұрын
Drewmas media you are taking us to another level zveshuwa
@faraimasuka1275
@faraimasuka1275 2 жыл бұрын
Kkkk itorai mari united iyo
@lifasinyamhamba6902
@lifasinyamhamba6902 2 жыл бұрын
Thank you for the program
@kingdeedouglasnyoni2745
@kingdeedouglasnyoni2745 2 жыл бұрын
Thank you Drewmas media you are the best
@davidmaposa7120
@davidmaposa7120 Жыл бұрын
Mbuya Shumbayaonda ndoo Sheffu anopedza matare i Salute Her over
@princechipoya6864
@princechipoya6864 2 жыл бұрын
Drewmas Media taking you to another level 💪💪💪
@sheillahchakanyuka1260
@sheillahchakanyuka1260 2 жыл бұрын
Pandakafona kwagogo mari yedare hanzi 100 us kuzoti kubatsirwa hanzi 1000 zvichienda mberi....gogo batsiraiwo nemuripo wekt pwere dzipere matambudziko veduwe mari haiwanike nyore
@gladmanmapinda126
@gladmanmapinda126 2 жыл бұрын
Ndipo nmber cuz
@mafira5162
@mafira5162 2 жыл бұрын
Ahhh apo vanoda kutengerwa rice nezvidhinha nekudhura ikoko
@kudzie450
@kudzie450 2 жыл бұрын
Ndeip ndipoo #
@angelinegirizah583
@angelinegirizah583 2 жыл бұрын
Tikandirewo Kani number plz
@tarciaruthmpofu6674
@tarciaruthmpofu6674 2 жыл бұрын
Ndeip powo nmber dzawo
@tinomzeni420
@tinomzeni420 2 жыл бұрын
Gogo vanonyatsa kutsvanangura zvakanaka tinokutendai ve drewmas
@vongairosemarymutebuka9423
@vongairosemarymutebuka9423 2 жыл бұрын
80% of the times she opened her mouth, kudemba chete nekuda mari. Gogo is now exposing herself. Its good to have a gift but pamwe pacho vakunyanya..100usd for what?3000usd for what?No one has an obligation to help her, ngavapabate ipapo
@cookemoffatt5701
@cookemoffatt5701 2 жыл бұрын
You are right. She is playing mind games. If these people are what she says they are, why afe their families not involved. Its silly to expect, government and public to pay for her shenanigans. As far I know these so called njuru are ancient entities. Things like rice, cigarettes are modern consumables. .How can they subsist on modern foods.
@rumbidzainyarumwe3684
@rumbidzainyarumwe3684 2 жыл бұрын
Kkkk kkkkkk wandipedza
@lillysham3395
@lillysham3395 2 жыл бұрын
@@cookemoffatt5701 you have nailed it. Also the money that she gets fm those she assist shld be sufficient. Plus njuzu dzawo adzisi dzemari here? We hear kuti vanhu vana ma njuzu they are rich. Already she is glowing cse of getting help fm the crew ye dremas media. The way l see it she loves money too much kkkk. Also how can njuzu request cash to release the taken. Wr heard kuti they exchange with a black cow or at times they just release the person. When they are done with them. I don't know just saying what l have heard
@memorychirove5116
@memorychirove5116 2 жыл бұрын
Mbuya vanoda mari ivava madembero acho nemari dzavanobhadharisa vanhu ummm h
@mildredmharira8764
@mildredmharira8764 Жыл бұрын
I thought the same
@bettybettypeterbetty4489
@bettybettypeterbetty4489 2 жыл бұрын
Interview yagogo she focused nekuchemachema ngavamboita zvekupindura mubvunzo.taurai navo mbuya shumba
@chenaibeagwese163
@chenaibeagwese163 Жыл бұрын
Exactly and apa vanocharger mari yakawanda ngavashandiseka iyoyo kuitisa zvinhu pamusha pavo ma3000iwayo
@blessingzanorashemuchena6164
@blessingzanorashemuchena6164 2 жыл бұрын
Since Chihera left this is the first time you took us to another level. Ndikati asi Chihera vakaenda nema levels Britain?
@netsietumu7767
@netsietumu7767 2 жыл бұрын
Ambori kupi ko chihera
@mwanawapauro2944
@mwanawapauro2944 2 жыл бұрын
Gogo helps a lot but what turns me off with her is kuda mari..haa mbuya inoda mari iyi zvisingaite
@ncubepolite3427
@ncubepolite3427 2 жыл бұрын
If may i ask wamai you have been there or you visited her b4 please let's us know coz we want to visit her also we wanna know if is true she like money like how people use to say
@samanthabutau3158
@samanthabutau3158 2 жыл бұрын
I'm not surprised nekudemba demba Kwa gogo itsika yavo mazera iwawa kwedu kumba ariko vanoviga Mari tichingosvika chete madembero avanoita ipapo
@clarakingston2255
@clarakingston2255 2 жыл бұрын
Mari vanoida gogaz yhooo ko majuzu adii kuvapfumisa
@davidmaposa7120
@davidmaposa7120 Жыл бұрын
Wakadhakwa iwwe hanty vakapihwa basa hre ko ndoo pachoka panobva marii pabasa ravakaphwa
@pellagiamukora426
@pellagiamukora426 2 жыл бұрын
Gogo vanoshandisa vanhu hakuna juzu inoita basa rekuchengeta munhu nekuti ashaya uuuuu Mmmm Mai ava ka ngavasadero
@roots44
@roots44 2 жыл бұрын
Gogo umm vanoda mari vanenge vachingochema mari chete that makes hard pple to blieve her
@tinomutenda7658
@tinomutenda7658 2 жыл бұрын
🤣🤣🤣🤣🤣imajeni
@accuratepatrickspartricia7907
@accuratepatrickspartricia7907 2 жыл бұрын
Basa vanobata gogo asi munhu wenyamawoka nhai askana mari inodiwa nemunhu wese 🤗😅😂😖
@Gonawapotera1
@Gonawapotera1 2 жыл бұрын
Ungatiiko aphiri kkkkk
@Gonawapotera1
@Gonawapotera1 2 жыл бұрын
Hazvisi zvigure wangu
@businkala2554
@businkala2554 9 ай бұрын
Counselling for our traditional healers is a need.... Also what to say Infront of cameras 🤳 and not please correct me
@lillycee5054
@lillycee5054 2 жыл бұрын
Good job Thando👍🏾 Well done Andrew and all the Drewmas media team. Thanks for the update 😊
@enlighten729
@enlighten729 2 жыл бұрын
Thank you lilly
@evidencechisvuvure2614
@evidencechisvuvure2614 2 жыл бұрын
One and only media yandofarira Drewmas media taking you to another level
@forestisk16
@forestisk16 2 жыл бұрын
Drewmas take us to GOGO Shumbayaonda in September
@kudzanaimunetsi2915
@kudzanaimunetsi2915 2 жыл бұрын
Kkkkkkk gogo vachema nyika yedu yawora vanhu mari havana gogo
@balistenbmbolam7809
@balistenbmbolam7809 2 жыл бұрын
Gogo ava vanonyepa nyaya dzavo hadzisangani vanongoda kupemha mari nezvinhu kuvanhu
@liciousnyamande4251
@liciousnyamande4251 2 жыл бұрын
Ummmmm musadaro
@memorychirove5116
@memorychirove5116 2 жыл бұрын
Gogo inoda mari iyi irikutora mari dzevanhu pasina chayinogona ndirikutoshamisika ichidemba dembo kudai hameno kuti vanozviitirei
@sarahmukwena1765
@sarahmukwena1765 2 жыл бұрын
Kumusha kwangu chaiko ,mbyashumbayaonda ndokubasa kwavo uku ,vanozvigona zvose
@panasheleira9072
@panasheleira9072 2 жыл бұрын
Ko tipewoka number dzavo or madirections ekwavano wanikwa
@tauraimushango6144
@tauraimushango6144 2 жыл бұрын
Ndagaya, Mbuya Shumba kana muchida rubatsiro kumhuri yeZimbabwe, tibatsireiwo kubvisa Zanu pf pachigaro tino kupai zvamunoda tose maZimbabwe ari kutambura semu, ndiko kuti nemuwo muwane mari yakawandisa pabasa renyu ndapedza zvangu.
@yolandamoyo9559
@yolandamoyo9559 2 жыл бұрын
Taura zvako, idama iroro.
@cobradube3827
@cobradube3827 2 жыл бұрын
Gogo vagudya mari now , thanks drewmas media you taking gogo to better level.
@faithmutambara8918
@faithmutambara8918 2 жыл бұрын
Ganda ratichinja asi vatsvukira zvkt
@senzeninyoni
@senzeninyoni 4 ай бұрын
Linjani gogo, khona ngithole le information ka gago, how is gogo coping right now I am willing to help.
@yeukaimundonda7275
@yeukaimundonda7275 2 жыл бұрын
Drewmas taking us to another level..
@chilindasakala9499
@chilindasakala9499 2 жыл бұрын
but tumbu tatya rape case t shet
@madhoyojimmydagan3020
@madhoyojimmydagan3020 2 жыл бұрын
Makanyanya mudhara munobata basa
@rebeccamuseva4179
@rebeccamuseva4179 2 жыл бұрын
Uyo anogona kupfura chihera wenyu 😍
@monalisakaetano8083
@monalisakaetano8083 2 жыл бұрын
Vanogona vese on different styles mhani iwe
@stellamukoki6663
@stellamukoki6663 2 жыл бұрын
Thank you drewmas media
@TeclaZvinavashe
@TeclaZvinavashe 3 ай бұрын
Ndepapi pacho kuChiredzi nhai mukoma Andrew
@DianaChikwanha
@DianaChikwanha Жыл бұрын
Gogo iam coming to see you tigooreketa
@christophermuzavazi147
@christophermuzavazi147 2 жыл бұрын
Goto is getting it all wrong. The public has no obligation to support her work with these so called Njuzu. It is the responsibility of their families to support her.
@christophermuzavazi147
@christophermuzavazi147 2 жыл бұрын
Gogo
@yolandamoyo9559
@yolandamoyo9559 2 жыл бұрын
True
@Wamambo69
@Wamambo69 9 ай бұрын
It takes a village. We need more unity and a feeling of patriotism as Zimbabweans to just help each other
@florenciaasahd2350
@florenciaasahd2350 2 жыл бұрын
Ko nhai drewmas sei muchiti tikada number dzevanhu vanorapa vamunobuditsa pachannel yenyu munobhadharisa I once called you mukat munoda 100 dollars kut mundipe information yekuna Gogo..
@sithgasa2063
@sithgasa2063 2 жыл бұрын
Ahh are you serious l thought its 10usd if there where serious 100usd is too much
@chipogoremusandu3996
@chipogoremusandu3996 2 жыл бұрын
Yowe 100 year iyo apo uripa dambudziko that's not gud iii ini thot ma 5dolas zvimwe zvacho tisadarano
@yolandamoyo9559
@yolandamoyo9559 2 жыл бұрын
That's too much.
@AnthiaGwazani
@AnthiaGwazani 23 күн бұрын
Gogo number one
@tanyachagonda8146
@tanyachagonda8146 2 жыл бұрын
Tinotenda Drewmas nekudzokera kunoona mbuya Shumbayaonda ndafara chose kuvaona 👏👏
@pellagiamukora426
@pellagiamukora426 2 жыл бұрын
Yooooo 3000 us mbuya ava ka ava nhai mwari yoo zvotyisa pavati majuzu anopfeka zvisvuku vanonyepa pavaudzwa Kuti vanodhura varwadziwa neshamba usabatikane Na jivhasi ave pamuromo pagogo avo havatendi avo vanosvaga vanhu vakapfuma vachida zvinhu ndatya navo
@sheillahchakanyuka1260
@sheillahchakanyuka1260 2 жыл бұрын
Nhai zvako 3000 us inowanikwa kupi munyika muno haaa mari vanoida havo saka varombo hatitosvikiko 3k ndeyekutenga mota iiiii surrend
@pelagiamasike6831
@pelagiamasike6831 2 жыл бұрын
Taura hako sazita Mari yacho
@juliaherbet2063
@juliaherbet2063 2 жыл бұрын
Gogo needs solar system now
@tinashesaidi4722
@tinashesaidi4722 2 жыл бұрын
Good idea tengai kaaa
@juliaherbet2063
@juliaherbet2063 2 жыл бұрын
@@tinashesaidi4722 you judge people handiti. You don't know me
@emildabadza551
@emildabadza551 9 ай бұрын
Gogo vanogona chose bt kuwana kosiyana vamwe vanayo mari vamwe havana saka munhu akauya achida kubatsirwa achirwara hamubatsiri hre gogo dzorai mari
@AnitaMavotsa-dw6ec
@AnitaMavotsa-dw6ec 10 ай бұрын
Vaneshamba ndodawo number dzashumba yaonda
@davidmaposa7120
@davidmaposa7120 Жыл бұрын
Tikuuyako Mbuya Shumbayawonda ndimi Queen tiri Abroad asi tirikuuya i
@MarwaFamily888
@MarwaFamily888 2 жыл бұрын
chGogo chinenge chichingo kumbira mari ichi. Pihwa ka nenjuzu dzako
@shingiraichanzenza747
@shingiraichanzenza747 2 жыл бұрын
Kkkkkkkkk
@zimbolifestylekuraramakwem7983
@zimbolifestylekuraramakwem7983 2 жыл бұрын
Drewmas why do you make us pay kna tichida number dzevanobatsira yet tinoku supportai ,you can't do us a favor kungopa number ,so kna ndrimudambudziko Uchida kufirwa unotofirwa ka, drewmas donzvo Renault nderekutsvaga mari chte not kubatsira as you claim...seapa pamati anenge achida kunoona zvoitwa nagogo moenda naye as if its for free
@kudzie450
@kudzie450 2 жыл бұрын
Haaaa ipapo haaaa vanobhaiza nguva
@madalenmpofu8002
@madalenmpofu8002 2 жыл бұрын
Thank you drewmas
@stellamukoki6663
@stellamukoki6663 2 жыл бұрын
Wooooo nice garden 👏👏👏👏👏
@Confession26
@Confession26 Жыл бұрын
Aaah kambuya aka kanikumbirisa zvinobhowa aaaah its a piss off
@tatendanjagu9300
@tatendanjagu9300 2 жыл бұрын
Hoyoo drewmas media other levelzzz
@bongiempofudube8235
@bongiempofudube8235 2 жыл бұрын
Gogo is now glowing
@brunnerfortune4774
@brunnerfortune4774 2 жыл бұрын
Very much kkkkkk
@lillysham3395
@lillysham3395 2 жыл бұрын
True imari. Anodha chibhandzi too much asi
@kimberlymandi5454
@kimberlymandi5454 2 жыл бұрын
imi mbuya imi jivaz haashaye basa asi muudzei asiye kudhakwa agare ku office asiye kusangana nema clients pa bhawa basa rake rinoinda mberi haana nhamo uya asi anozviitisa ...saka manje vanhu vangauya ere vachizo meurwa 😂😂😂 jivaz Zambia high court wa WA havauye coz munoreketesa 😂😂😂
@sekuruhozhwa7295
@sekuruhozhwa7295 2 жыл бұрын
Basa murikubata vanoshoravo hurwere hwavo hatingavakwanisi Drewmas media taking us to another level
@Erube-pr7bb
@Erube-pr7bb 9 ай бұрын
Ummmm gogo vazonyanya kunyunyuta nerubatsiro Aaaaaa chii ichocho
@margaretmunyanyiwa1269
@margaretmunyanyiwa1269 2 жыл бұрын
Asi gogo varikuratidza kupenya kudarika pekutanga. Asi havatende gogo ummm mari vanoidisa 3000 ummmm ko mugodhi wakacherwa handiti mumwe mwana we Zimbabwe here
@thomasjames4138
@thomasjames4138 2 жыл бұрын
It's all about money money money from my understanding
@vimbaigertrudemaocha3146
@vimbaigertrudemaocha3146 2 жыл бұрын
Ndikuuya hangu kuzobatsira Rowai padare rake if Gogo vachibvuma pashoma nepashoma🤞🤞🤞 & Gogo Shumbayaonda kana vachibvuma pashoma nepashoma
@zandisone8161
@zandisone8161 2 жыл бұрын
Well done Drewmas media
@MbingaRess
@MbingaRess 3 ай бұрын
Huya kumatare aJesu mahara hakuna yebadza isu vamwe taive mumangwetani ana manjuzu chaifamba hapana kungotanga kuita zvaJesu hupenyu hwangu hwachinja zvinoshungurudza zvechivanhu izvi nhasi hatisisina man'a naJesu
@muvirimig
@muvirimig 2 жыл бұрын
madam vakambokumbira va Neshamba number or address ya mbuya ava vakati havasisina!, so kubatsira kwacho was not possible.
@tova4700
@tova4700 2 жыл бұрын
Ko VaNeshamba mungabvunza gogo kuti makanzi munodhura, muchazvitorera mhosva, gogo shed a tear.
@livisonsimbakatsande7624
@livisonsimbakatsande7624 2 жыл бұрын
Ibvapa iwe ita zvako tizvione
@julietmmakarichi9656
@julietmmakarichi9656 2 жыл бұрын
Haiwa gogo Shumba mutasa tinotenda nebasa guru
@monalisakaetano8083
@monalisakaetano8083 2 жыл бұрын
@Mkoma Andrew pasi pemvura ndeimwe nyika or kingdom.. Zvekutaura Gogo kuti kugara mumapako ari mugomo it kinda makes sense
@pellagiamukora426
@pellagiamukora426 2 жыл бұрын
Mbuya ava varikungoda mari chete kuvanhu hanzi neshamba wakaudza vanhu Kuti 30 us ungabve harare ne 30 us inotenga rice ne fodya here eish hanzi chipo ndinacho dai chipo chiripo musingakumbure vanhu gogo uye matare 30 us yakawanda KO kuzoti kurapa ndofunga motoda mombe mbiri eish gogo gog Imi gogo musakumbire mari kuvanhu kuchazoshaya anouya kwamuri uye murikutenda munhu 1 ASI vanhu vakawanda vakabatsira kwamuri tendai
@emilytham9468
@emilytham9468 2 жыл бұрын
Kkkkk
@kimberlymandi5454
@kimberlymandi5454 2 жыл бұрын
wapedza ma sports
@prospermaphosa1537
@prospermaphosa1537 2 жыл бұрын
PAMATAURA ZVOKUDHURA MBUYA AVA VARATIDZA KUNYANGADZWA
@davidmaposa7120
@davidmaposa7120 Жыл бұрын
Basa ravanoita riri straight + Marii iyoyo hayidyiwi navo Vega vanopauriirana ne Njuzu❤❤❤
@perpetualsande273
@perpetualsande273 Жыл бұрын
Ndsfarira muchembere uyo ❤❤
@giftdosipani1504
@giftdosipani1504 2 жыл бұрын
Ndivo vanhu vanotaura zvenjuzu ava kwete mashura atinoona panze uko. Kwete ma njuzu ekutenga a tinonzwa pa Facebook.
@juliaherbet2063
@juliaherbet2063 2 жыл бұрын
It's spiritual we can not understand it
@chitumburadennis5271
@chitumburadennis5271 2 жыл бұрын
Tipeiwo number dzambuya avo please
@pertumuchemwa2590
@pertumuchemwa2590 2 жыл бұрын
Thanks you drewmas
@bigpofficial4844
@bigpofficial4844 7 ай бұрын
Go Gogo!
@Gonawapotera1
@Gonawapotera1 2 жыл бұрын
Hameno vanhu muri kusamisika nekuti gogo vanoda Mari, iye neshamba chaiye kumuti tipewo number anoda Mari. Tisu Tino subscriber and we all know ma views and shares he gets money but still it's like he is doing us a favour
@esinathchabvonga7447
@esinathchabvonga7447 2 жыл бұрын
Akutovharira gogo kunze andrew uyu haana dhiri ngaaite saslymedia number dzagogo ipa vanhu vabatsire gogo
@Gonawapotera1
@Gonawapotera1 2 жыл бұрын
@@esinathchabvonga7447 very true on slymedia vanongoisa number dzemunhu wavari kuita interview not like you have to go through them to get a person it's being manipulative yo say the least
@esinathchabvonga7447
@esinathchabvonga7447 2 жыл бұрын
How is she going to get help nemunhu ari greedy kudero i wonder vachiita interview yekuti tibatsire gogo voda mari yacho.ndivo thsts being selfish yooo Andrew change your ways ukuwana yako. Ppatiri kukufollower kkkkkkk
@yolandamoyo9559
@yolandamoyo9559 2 жыл бұрын
Ndakatombozvitaurawo izvozvo ndikatukwa.
@kimmsangwa2120
@kimmsangwa2120 2 жыл бұрын
Wer can I find gogo
@lawrancemarwakuona5951
@lawrancemarwakuona5951 Жыл бұрын
Hapana chinobuda apo kukara mari nebonde iwo gogo awo
@JosphineJMuchuva-ln8rh
@JosphineJMuchuva-ln8rh Жыл бұрын
Mukoma Neshamba murisei ko nyaya yaRowai yakazoperera papi
@3brothers493
@3brothers493 2 жыл бұрын
GORIDHE ku drewmassss💃💃💃
@tmansbandasbanda1521
@tmansbandasbanda1521 2 жыл бұрын
Thanks drewmas bt now the problem I wanted to visit Gogo bt they demanded us$30 just to giv m number yagogo it's too much then Gogo tozomupei if they say us$5 Bt one-day I knw i will meet her
@lawrancemarwakuona5951
@lawrancemarwakuona5951 Жыл бұрын
Kutaura chokwadii vangu vanotuka nekushora ndiwo vanotoenda kuna gogo awo
@lawrancemarwakuona5951
@lawrancemarwakuona5951 Жыл бұрын
Kutaura chokwadii vanhu vanotuka nekushora ndiwo vanoenda kuna gogo awo
@davidmaposa7120
@davidmaposa7120 Жыл бұрын
Drewmas Media inopedza Bhora
@emildabadza551
@emildabadza551 9 ай бұрын
Plus gogo vasapote vachitaura mazita evanhu nekuti vamwe vanoda zvinhu zviriscerety
@cal007ish
@cal007ish 2 жыл бұрын
This woman coming pains too much. I even doubt her stories
@Erube-pr7bb
@Erube-pr7bb 9 ай бұрын
Ummmmmm vaneshamba kwazvakuenda uku hazvichavaraidza gogo vakutoita kuchemera rubatsiro why imbovabvunzai ka kt hant ana manjuzu havatambure hr
Бенчик, пора купаться! 🛁 #бенчик #арти #симбочка
00:34
Симбочка Пимпочка
Рет қаралды 3 МЛН
啊?就这么水灵灵的穿上了?
00:18
一航1
Рет қаралды 53 МЛН
Обхитрил учителя и сильно пожалел!
0:19
По ту сторону Гугла
Рет қаралды 7 МЛН
Anaya Vampire 🧛‍♀️ Ban Gayi 🥵
0:20
Anaya Kandhal
Рет қаралды 23 МЛН