MHONDORO............. TEZVARA VOBATWA VACHIDANANA NEMUROORA (PART 2)

  Рет қаралды 47,908

Drewmas Media

Drewmas Media

Жыл бұрын

TEZVARA NEMURORA VOBVUMA NYAYA YAVO

Пікірлер: 615
@IgnatiusFurutuna-mx1qt
@IgnatiusFurutuna-mx1qt Жыл бұрын
Nyaya iyi inogona kuita kuti mai ava vazvisungire she needs proper counseling
@rolandmoyo1423
@rolandmoyo1423 Жыл бұрын
That's very true
@lizzykarume9053
@lizzykarume9053 Жыл бұрын
Mushonga uyu watezvara nyika yaipa bro Shumba ...hurombwa wanyanya vnhu vakupiwa mishonga isingaite mhiko dzacho ndoidzodzo dzekurara nemuroora
@nondochirau9664
@nondochirau9664 Жыл бұрын
Vanoda mvumo from hubby asi pavaivatwa havana kupiwa mvumo ah kumwe kudzungaira so 😅😅😅
@tabithanenzou3443
@tabithanenzou3443 Жыл бұрын
Can u imagine
@user-sf9ci2jv5y
@user-sf9ci2jv5y Жыл бұрын
Muroora uyu anonyepa nxaa benzi kubva 2020 michingosangana imi musingade
@linnetgambura9943
@linnetgambura9943 Жыл бұрын
Zvinosemesa izviiiii pamberi pa Mwari idiiii chaiko😊
@NgwaraiTTinapi
@NgwaraiTTinapi Жыл бұрын
Ichokwadi ipapo
@NgwaraiTTinapi
@NgwaraiTTinapi Жыл бұрын
Ii mudhara musadaroshuwa itaiwo moyo nevana zvakaoma zvazvo
@chenainyamukondiwa963
@chenainyamukondiwa963 Жыл бұрын
Chamupupuri icho hokoyo Andrew 😂😂😂
@natashanyoni2498
@natashanyoni2498 Жыл бұрын
Mai Godknows, mai Godknows, mai Godknows how many times did I call u? Moda shamhu imimi benzi ramai
@preciouskusaya2364
@preciouskusaya2364 Жыл бұрын
Vanoda shamhu chaiyo
@mitchellmagaya7320
@mitchellmagaya7320 Жыл бұрын
Aito abuswa mukadz uyu 😢dzimwe nguva hazvitaurike let’s not judge her
@zenzomtombeni3106
@zenzomtombeni3106 Жыл бұрын
Why is it women always like to play victims in everything...?
@sifesifelani9827
@sifesifelani9827 Жыл бұрын
Zvekusvika kurara naatezvara here
@dorothynyemba357
@dorothynyemba357 Жыл бұрын
Chokwadi
@aaronmandava806
@aaronmandava806 Жыл бұрын
Nyakudirwa mandinyadzisa
@aishaadetta878
@aishaadetta878 Жыл бұрын
Ini handishore mukadzi murume 10 yrs uriko ikoko kwauri unotinanorarama sei mukadzi ,at least arinani akazviitira mumusha imomo ahana kubuda kunze 100%muroora big up
@shingiraitrevormboto2105
@shingiraitrevormboto2105 9 ай бұрын
Kunze kwaitova nani. Akashaya munin'ina wemurume, kana muzukuru zvekuzonotora baba tezvara!! Hakuna chakadaro.
@dorothychihuri1928
@dorothychihuri1928 Жыл бұрын
Mai Gody vanonyepa Ifambi chaiyo vadoda shamhu mai iyi
@ethelsawadye4023
@ethelsawadye4023 Жыл бұрын
KwaMambo ichatosvika iyi garai makagadzirira mombe dzenyu dzemakunakuna
@oshiembuwa6057
@oshiembuwa6057 Жыл бұрын
Can't wait woooo ,tiri kuruma nyika izere nezviwi .
@naomimafemera4860
@naomimafemera4860 Жыл бұрын
Varume garai nevakadzi venyu kwete kut vakadzi vaite vekuchengeta musha ndipo pane nyaya hombe tezvara vaiziva kut muroora munhu anenzara.Apa varume kwamunenge muri munenge muine magirlfriends .Zvinoputsa musha varume zvamunoita mai ava wakatadza but hugara ega kunge shirikadzi
@DirwahSave
@DirwahSave Жыл бұрын
Mkadzi dai akatsvaka chikomba kunze not kuzotorana naTezvara
@shinemariga2313
@shinemariga2313 Жыл бұрын
Hezvo nhai veduwee mai Godi vanoda kuonekwa kuti njere dzakaringana hr uye baba ava vakaromba ava
@nondochirau9664
@nondochirau9664 Жыл бұрын
Tezvara mukono wetsambarafuta😅😅😅😅
@patpateey2414
@patpateey2414 Жыл бұрын
Chimumosikeni😅
@queenbee322
@queenbee322 Жыл бұрын
Drewmas Media taking us to another level. Aparadza musha wangu ndimabhawuwa haaa guys ndatombosimuka ndikazunza mwazakwatira😅
@juniorfreedom8775
@juniorfreedom8775 Жыл бұрын
Kkk problem hapana murume anofunga kt mukadzi wake anouya, they always think kt vevamwe ndovanohura
@percychuma8424
@percychuma8424 Жыл бұрын
Chero neni handifariri kushambadzirwa nyaya dzangu. Zvinoda masheedzwa kt huyai
@IrineMasese-pp3ro
@IrineMasese-pp3ro Жыл бұрын
Ende hama neve Drewmas vatoita kusimbisa kt Mai Gody vataure though vanga vachitaridza kt havasi kuda kutaura nezvazvo
@claudiosgumunyu3745
@claudiosgumunyu3745 Жыл бұрын
Mukoma Andrew vamwene mavaona sei matauriro avo ayo ma1 kuita senge varimowo muzheti iri kkkkkk.
@hanahgade
@hanahgade Жыл бұрын
Lombing chaiyo kkkk Kune nzara kunze uku
@claudiosgumunyu3745
@claudiosgumunyu3745 Жыл бұрын
Kkkkk pakashata wena
@atinetimhlanga4585
@atinetimhlanga4585 Жыл бұрын
Mmmmm mhepo iyo haina kunaka be careful VaneShamba, asi tinovimba nekutenda Mwari vamokutungamirirai
@eveweminana9818
@eveweminana9818 Жыл бұрын
Gegegege haa another level zveshuwa. Ndiwo amunoti heee wife Material isu ana kamuchacha moti tiri mabhishu. Hezvoo 100 metres yemarriage material iyoo
@samanthandlovu9296
@samanthandlovu9296 Жыл бұрын
😂😂😂this is very funny
@patpateey2414
@patpateey2414 Жыл бұрын
Vafana vechidiki moona kushata kwazvo kusiya vakadzi kumisha😢😢
@shingiraitrevormboto2105
@shingiraitrevormboto2105 9 ай бұрын
Vamwe vari kuhurirwa vanavo wenaa. Vachigara vese. Dzikungorohwa baba. Munhu nemunhu ane hunhu hwake. Unofudza munhu ukamugona iwewe!!?
@carolinesibanda7673
@carolinesibanda7673 Жыл бұрын
Musha wakanaka uyo
@kudakwashechimedza2605
@kudakwashechimedza2605 Жыл бұрын
Zvinhu zvekudai hazvidi kudaro,chii chakadaro chinenge ngozi shuwa kudanana natezvara zvasiyanei nekudanana nababa vako nyakutumbura,three years panga pasina kumanikidzwa vaitowirirana💔💔💔tiri kuendepi senyika😢
@user-ob4nv5zk9u
@user-ob4nv5zk9u Жыл бұрын
Shuwa mai ava vakapusa
@nyasharichardson9249
@nyasharichardson9249 Жыл бұрын
Chokwadi ndechekuti muroora naBaba vakadanana . Zvekuti akamanikidzwa kunyepa. Kusuwa Murume akanga asinga uye kumba. Taurai chokwadi Amaivangu . Makunyepa nekuti mabatwa.
@Ashley-up6xy
@Ashley-up6xy Жыл бұрын
Haa regai zvenyu tezvara achiwe muroora pane zvemukadzi 😂😂😂😂
@fortunatezovovo7480
@fortunatezovovo7480 Жыл бұрын
😂😂😂😂😂😂😂
@shyletmakundamhuka6677
@shyletmakundamhuka6677 Жыл бұрын
Makanga matonakirwa imiamai mukati mhai ngatirowe tese bota 😂😂😂😂😂😂😂😂
@quatroquatro859
@quatroquatro859 Жыл бұрын
nyaya yakadai hairegerereki the woman should leave the homestead as soon as possible.
@anymorekarima43
@anymorekarima43 Жыл бұрын
💯
@mesiMutepfa
@mesiMutepfa Жыл бұрын
Three years here ummmmm katsotsi aka kachibishu
@patiencemakoni353
@patiencemakoni353 Жыл бұрын
St michael😊mission hoyoo mhondoro ngezi ❤❤❤❤❤❤❤❤i miss you so much
@tongaidodo2757
@tongaidodo2757 Жыл бұрын
Muroora arikunyepera kuzungaira but vatezvara vanobata mishonga
@laciousndlovu8458
@laciousndlovu8458 Жыл бұрын
😢bagody vakatogadzirwawo navava vavo nemishonga ndosaka vakuvharidzira nyaya iyi Asi maigody muchenjere kupondwa nabagody makavarairwa muchifunga kut nyaya yapera
@kudzanaipedzisa4170
@kudzanaipedzisa4170 Жыл бұрын
type yababa ava l dont think mushonga ini yaitove love chaiyo
@monnietaah9583
@monnietaah9583 Жыл бұрын
Kumusha kune CALMNESS yandinoda ❤️❤️.
@giregrace317
@giregrace317 Жыл бұрын
Kurova kwaitova kuchengera kwatezvara hapana mushonga apa
@mancuesokolate9989
@mancuesokolate9989 Жыл бұрын
❤❤❤amwene ndavatya ava sando dzavo amai
@partsoncharumbira1230
@partsoncharumbira1230 Жыл бұрын
🤣🤣🤣🤣
@Nokutenda774
@Nokutenda774 Ай бұрын
Amwene vanoziva kuti murume wavo ane mushonga.
@AmandaMandy-td3bh
@AmandaMandy-td3bh 13 күн бұрын
Vatezvara imbinga muroora zvakaita muroora ade tezvara nyika yashata iyi muroora uri Bishu
@nessakaitano3241
@nessakaitano3241 Жыл бұрын
Drewmas media taking you to another level 🥰👏👏
@Chipo-wy3ut
@Chipo-wy3ut Жыл бұрын
Mai godie kkkkkkkk voshaya kuti vodii nekunyara drewmas taking you to another level
@juliaherbet2063
@juliaherbet2063 Жыл бұрын
This is why I always say, men don't leave your wives alone
@kudakwashemarire851
@kudakwashemarire851 Жыл бұрын
Kugara kana kusagara nemukadzi anongonyengwa wena. Unobuda kuenda kubasa iye achibudao mosangana manheru saka hunhu hwemunhu hausanduki nekuti wagara nemukadzi padhuze Hure ihure simple
@juliaherbet2063
@juliaherbet2063 Жыл бұрын
@@kudakwashemarire851 you can not be together all the time because we all need something to eat but kwete kuti umwe arikuitwa mufudzi vemonbe iwe you are far away even busy gallivanting even. You have to be together with your partner. Go to bed together and woke up together and all of you go and work for the children and meet at home. Don't leave your wives alone there's a lot of temptations out there
@kudakwashemarire851
@kudakwashemarire851 Жыл бұрын
@@juliaherbet2063 vamwe vanogara far away baba vachishandira mhuri ukuo mkadzi akachengeta musha nepfuma. Munhu ngaabate chiuno chake. Mawanire atinoita mari anosiyana
@juliaherbet2063
@juliaherbet2063 Жыл бұрын
@@kudakwashemarire851 my dear pavakaroora vakati urikuda mukadzi vei naye. Someone to look after mombe nemusha or mukadzi vekugara naye pamwechete. Imagine a 23+ years ondogara ega paruzevha kutai mufudzi vemonbe. Fine, ko akanzwa kukuda iwe usipo oita sei. Munhu venyama there's times her body tells her kuti zvandakadya nezuro zviya ndiri kuzvida futi nhasi iwe usipo. I'm trying to make you see here kuti long distance relationships anonetsa and akavana anomupa a little attention anogona kuitwa attempted. Understand the science how human body works. I'm not saying that's what your own partner is doing but you have to understand that it can happen to anyone. This is why I thank my husband. Not a single day I have been apart from him from day one even his parents tried to make him allow me to be in the rural areas but he never listened to them. Instead we had someone who looked after our homestead and animals and we could go back every two weeks on a Friday evening and come back Sunday night. These days people are going to school to be teachers, doctors, nurses etc not kufudza mombe. What's the point of going to school if you ended up kumakura
@innocentmusaengana-nv6jg
@innocentmusaengana-nv6jg Жыл бұрын
Kusvika rini muchi fudzana nhai veduwe mukadzi anopota achiendao kumusha zvichingodero ndokuti musha uvakikei zvekufudzana azvina balance 🤣🤣😆
@ProsperShubert-bb2jt
@ProsperShubert-bb2jt Жыл бұрын
Thanks drumas Medea ❤❤❤you take me to another level as a man 👨 you mus;nt leave your wife away from you learn to stay together as one ☝️
@joylinetawonezvi2996
@joylinetawonezvi2996 Жыл бұрын
❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤ i love ur talent boy
@mercychikombora5691
@mercychikombora5691 Жыл бұрын
Tezvara vakachiva muroora she is beautiful
@tektekchihera8466
@tektekchihera8466 Жыл бұрын
Muroora wakadii kutaura. I think muroora wakachiva tezvara wachiona kuchengetwa kunoita amwene Either way zvakangodaro. Panotodiwa DNA pavana.
@phill0209
@phill0209 Жыл бұрын
Mai Goddie: Ahhh vanenge vaindishandisira mushonga. Andrew:maipera simba here pamairara navo or pfungwa ndodzaingovhiringika,🤣🤣🤣
@unknownright8315
@unknownright8315 Жыл бұрын
😂😂yekupera simba iyo irikupisa😂
@sibongilemunyoro2315
@sibongilemunyoro2315 Жыл бұрын
Ungatadza kupera zimba warohwa stonyen nababa anozviitisa mroora uyo
@unknownright8315
@unknownright8315 Жыл бұрын
@@sibongilemunyoro2315 aizvida hake uyo
@cpfam
@cpfam Жыл бұрын
Anga achida kuti: maisabatirira here
@vimbaimakosa4390
@vimbaimakosa4390 11 ай бұрын
imika musadaro asikana
@gloriamapokotera1940
@gloriamapokotera1940 Жыл бұрын
Drewmas media ndipeiwo tumasong utwu uuuuuum tunonaka kani
@mishiechirasha7294
@mishiechirasha7294 Жыл бұрын
huyakwandiri utore
@Cynthiagarufu-pu3rz
@Cynthiagarufu-pu3rz Жыл бұрын
Mukadzi arikunyepa uyu 3years its not a joke uchimanikidzwa zvakamboitikepi
@itaimakaranga9845
@itaimakaranga9845 Жыл бұрын
Drewmas media taking us to another level for sure. Nhasi mapinza vanhu bizz zvokwadi Shumba
@faithmapfumo4437
@faithmapfumo4437 Жыл бұрын
Musandione kunonoka ndanga ndichiuya , mbira to the world 🌎. Mai Gody musadaro , atezvara musadaro 😢
@queen7008
@queen7008 Жыл бұрын
Kupera hayo Haina kupera nyaya iyi😢
@erinamuchemwa195
@erinamuchemwa195 Жыл бұрын
Baba sva vakaromba chivindi chacho 😊
@gladysxaba5863
@gladysxaba5863 Жыл бұрын
Vakaromba zvesure $2 yavakapihwa ndiyo yakavapusisa
@mucheroabigail4024
@mucheroabigail4024 Жыл бұрын
I think tezvara vakatsvagira muroora mushonga wekumushandisa yu were abused dia tezvara ava imboko vasunguse he deserves to be behind bars mutakati tezvara ava
@tsarukanaikashaya7012
@tsarukanaikashaya7012 Жыл бұрын
Vana Neshamba itai mushe imimi ,munongo manikidza vanhu kubuda pa mhepo ,Imi zvevakadzi venyu zvakataurwa nani musamanikidza vangu zvavasingadi
@sibongilemunyoro2315
@sibongilemunyoro2315 Жыл бұрын
Mroora ihure iro ngasada kunyepera mushonga ngaende kumba kw Avo njapisi iyo nxaaaaa anosvodesa but baba mukwanewo neni nxaaaaa mungadya mroora chiii chakadaro
@user-ur8en3rp9m
@user-ur8en3rp9m Жыл бұрын
Haaa muroora anyadzisa
@aquelinemakwindi8797
@aquelinemakwindi8797 Жыл бұрын
This is sad. Beautiful lady, she looks like she was being abused😢😢😢
@Wesley-ls5wh
@Wesley-ls5wh Жыл бұрын
Abused ? Kkkk. She was sneaking out to go meet this man. Plus remember there's phone call evidence of the two lovers vachitaura rudo.
@MemoriesMadoda-tl7uq
@MemoriesMadoda-tl7uq Жыл бұрын
​@@Wesley-ls5whshuwa vanhu vaitodanana ava haiwawo
@beverleymadamombe5772
@beverleymadamombe5772 Жыл бұрын
😂😂😂😂😂 do you know the meaning of the word (abused)
@kudakwashemarire851
@kudakwashemarire851 Жыл бұрын
Nhy zvako
@shebagava3614
@shebagava3614 Жыл бұрын
Haa meaning ya abuse amuizivi tete. Munhu uyu aitoenda kusango kuno bvisa bhrugwa.
@kingsdaughtersaltoftheeart5194
@kingsdaughtersaltoftheeart5194 Жыл бұрын
Saka vekuma sowe havana kuonawo nezvenyaya iyi🙆🏻‍♀️🙆🏻‍♀️🙆🏻‍♀️
@user-dh3yb1me9o
@user-dh3yb1me9o 9 ай бұрын
Madowe hapana chaanoona apa
@ThabisoNdlovu-yc7md
@ThabisoNdlovu-yc7md Жыл бұрын
Eagerly waiting
@advancematoweadttocksmatto9213
@advancematoweadttocksmatto9213 Жыл бұрын
Oyeeeeee waiting patiently
@shebagava3614
@shebagava3614 Жыл бұрын
Mushonga uri kunyeperwa, chakapata ichi.
@marblemoyo-us9nl
@marblemoyo-us9nl Жыл бұрын
😢😢mishonga iyi andivape mhosva mai ava
@mieshachirenda7667
@mieshachirenda7667 Жыл бұрын
Zi hunky tezvara😅😅😅
@tanyarue
@tanyarue Жыл бұрын
Ndovana baba vanozouraya vanakomana kuti vasare nemkadxi
@angelakunatsa4316
@angelakunatsa4316 Жыл бұрын
😢
@rhosigau
@rhosigau Жыл бұрын
Drewmas chivanhu munochiziva chose ,uye munofanira kuita vaberki vemukadzi varipo nekti panozoripiswa imi munenge musipo ,hongu muri pabas asi itai nengwara rakanaka unganidzai vanhu vese na Sabhuku ,vabereki vemukadzi nemurume wemuridzi wako
@natlizcommoditybrokers5988
@natlizcommoditybrokers5988 Жыл бұрын
Chimina ichi chakakonzereswa ne nekuda kwechimwe chimina chakaitika mumusha umu chababa nemwanasikana vakarara vese vakazvivigiridza kusvika vafe bva chabereka chimwe chimina vakasanozvigadzirisa kwamambo chero ava vakasiyana muchaita chime zve chimina mumusha umu ndozvinoita chimini or chipini mushonga wacho kuripa vakasvibisa dunhu haisi secret
@isaacmpini5828
@isaacmpini5828 Жыл бұрын
Pakadanana natezvara ange audza murume wake here zvakuda mvumo kubva kumurume wake
@mercymupondiwa9426
@mercymupondiwa9426 Жыл бұрын
😂😂nhayi
@winnetmakazho
@winnetmakazho Жыл бұрын
the closing remarks from Andrew 😂they simply mean kuti vanhu ava varikunyepa and there is stl more ???? to the story
@shyletmuzanarwo6208
@shyletmuzanarwo6208 Жыл бұрын
Aaaaaaa ndoBaba vekurara neMuroora zvaari Munhu musvinhu nhaimi endekaaaa zvakaoma veduwe ini ndanga ndichiti Munhu anepfungwa dzisingaite mushe
@NarutoShippuden-dn6dp
@NarutoShippuden-dn6dp Жыл бұрын
Waiting woooooh
@patiencemakoni353
@patiencemakoni353 Жыл бұрын
Baba ndavaziva ava haaaaaaaa hamunyare hre nhaimi asi chiyi ummmmmmmm haya zvakaoma mufunge sekuru va Diana magejo ummmmmmmmm hamunyare hre baba va diva
@sheillahchakanyuka1260
@sheillahchakanyuka1260 Жыл бұрын
Maonero Angu 2 dollars yaakapuwa yaiva nemhiko tezvara muroyi mukuru
@nokthulagift618
@nokthulagift618 Жыл бұрын
Mai Goddy vainakirwa naatezvara 3 yrs vasenyepere kudzungaira kuti vaimanikidzwa
@maryrushavashava6776
@maryrushavashava6776 9 ай бұрын
Moyo wenyu mhai ndautadza ini hangu handaimbozvigona kuregerera
@gusemukomawasha6308
@gusemukomawasha6308 Жыл бұрын
Baba avo vanoda kadanda chaiko vorohwa chaizvo musana ne magaro kusvika matirauzi adambuka chaizvo
@lilacmafumhe1857
@lilacmafumhe1857 Жыл бұрын
😂😂😂😂😂😂😂😂😊
@ethelsawadye4023
@ethelsawadye4023 Жыл бұрын
Mai Gody kunyepa kuti vaimanikidzwa ivo vakaita 3 yrs dzese plus kuzoshaya wekudza zviri kuitika vanonyepa mai ava.vaitonyatsodanana kuda kunyepera kuzungaira
@NhereraYenyika
@NhereraYenyika Жыл бұрын
Ivo amai vechikuru avo varikumuvharidzira vharidzira chaizvo vanenge vane chekuzivawo
@muchineimusona4744
@muchineimusona4744 Жыл бұрын
cumon, hapana apa this is purely chihure , no juju suspicions plz
@dorothychihuri1928
@dorothychihuri1928 Жыл бұрын
Daidzai Tasvu kana sekuru Kanengo vanopedza zvese
@mishiechirasha7294
@mishiechirasha7294 Жыл бұрын
vanopedza masports
@vachihoro
@vachihoro Жыл бұрын
Panogarika hre pamusha pacho mainini 😅😅😅😅😊
@Nokutenda774
@Nokutenda774 Ай бұрын
I believe her 100% aishandisirwa mushonga. Do you think it’s easy kuti ungoti ndabatwa chibharo nababa vako.
@lindakaringa735
@lindakaringa735 Жыл бұрын
Tirikuda maDNA pamwana mudiki wamai Godie
@emmanuelkumalo5110
@emmanuelkumalo5110 Жыл бұрын
waiting 🙋
@leahChinyere-ts9eu
@leahChinyere-ts9eu Жыл бұрын
Ibenzi remkadzi hapana mushonga apo akatadza nei kutaura kana kuhama dzake zvadzo anga atojaira kuti kana murume asipo Baba vanenge varipo havanzi atezvara ndiBaba ibenzi iro anoda kurohwa
@perseverance9096
@perseverance9096 Жыл бұрын
Vanhu kungo jaira kunyepera mushonga ah 3 years , 3 times per month yoweee
@evrthngcris
@evrthngcris Жыл бұрын
Mdhara uyo ndimambara aaah chii chakadaro ichocho mkadzi wemwana wako
@patriciamazenge2248
@patriciamazenge2248 Жыл бұрын
If that child is for baba ava ka iiih zvakaoma sure odaidza kuti mama then murume wamama osheedza kuti mkoma sekuru osheesza kuti Dad hmmmmmm zvakaoma this is heartbreaking vana vozokura and see all this on Google haaaaa some cases dzimgoda kuitwa deal nadzo private my heart breaks for vana as for mabhishu kuru ava mxm
@patiencemubayiwa1290
@patiencemubayiwa1290 Жыл бұрын
Muroora arikuita kunge anekakurwara mupfungwa asi . But Atezvara ava vakanzi vanorova mmm handingambovarambira
@patiencechinokuramba-ds7ox
@patiencechinokuramba-ds7ox Жыл бұрын
Kopawaihura wairegereri kutanga wabvunza ba godie
@Dorkie-pb5ou
@Dorkie-pb5ou Жыл бұрын
Andrew can bvunza kkk but madhara aya it's true vanobata mishonga..we can blame muroora but pakabatwa tsotso apa
@user-nz9ik3cc4z
@user-nz9ik3cc4z 4 ай бұрын
Kkk Mai godho musanyepe mungarohwe natezvara kkkk aaaa
@Following76
@Following76 Жыл бұрын
Vakadzingiira Mai Goddie Ava hameno zvavangori soo
@l.a.t.dm.d.w5582
@l.a.t.dm.d.w5582 Жыл бұрын
Zimhanza zibaba iri satan
@user-om4fi9bb3p
@user-om4fi9bb3p Жыл бұрын
Chiiko chakadaro,chinenge ngozi,vatezvara nemuroora ityai Mwari
@websterkaguda1950
@websterkaguda1950 Жыл бұрын
tomboti mai ava vaenda kumusha kwavo kana kurufu ,pamba posara tezvara nemuroora,tezvara havadzokorore kuda kudya bota hr
@garet81
@garet81 Жыл бұрын
Threats to the lady just to get her to talk , was that really necessary? Even after airing this if the Chief wants to fine them he is still going to summon them
@preciousmahlisa7160
@preciousmahlisa7160 11 ай бұрын
Very necessary to hear matreats ne kuroorwa kwainzi muroora airohwa .
@user-ic6td6lr3w
@user-ic6td6lr3w Жыл бұрын
Ummm pakaipar 😮
@shuvaichamunorwa4687
@shuvaichamunorwa4687 5 ай бұрын
Mai Godie mune skin
@riasokiri865
@riasokiri865 Жыл бұрын
Vamwene vari mudhiri hakuna zvakadero
@maxwellkamoto5061
@maxwellkamoto5061 Жыл бұрын
Kkkkkk aaaa Inga kamudhara kacho ma1
@chengetomupinda-nh8sz
@chengetomupinda-nh8sz Жыл бұрын
Saka ndivo mai godhi here avo😅😅😅😊
@perseverance9096
@perseverance9096 Жыл бұрын
Mai Godie manyadzisa henyu
@atinetimhlanga4585
@atinetimhlanga4585 Жыл бұрын
Mmm tezvara vanorema ava
@sirtafie
@sirtafie Жыл бұрын
Nyika yasvibiswa ,vanhu vari kuita zvipimhi vawandisa rimwe zuva rimi remoto richadonha kubva kudenga tikaparara nekuda kwezvakadai
@atinetimhlanga4585
@atinetimhlanga4585 Жыл бұрын
Sekuru ngavadzingwe mudunhu nxaaaaaa benzi redhara, mayb it's true kut muroora aisazivawo. Murume kana achikuda mkadzi wake ngaatame agare Kure apa hapasisiri safe
SEKURU MHOFU VOTAURA VANHU VAVAKAROMBESA KU MT DARWIN
38:18
Drewmas Media
Рет қаралды 33 М.
New model rc bird unboxing and testing
00:10
Ruhul Shorts
Рет қаралды 23 МЛН
Red❤️+Green💚=
00:38
ISSEI / いっせい
Рет қаралды 77 МЛН
ПРОВЕРИЛ АРБУЗЫ #shorts
00:34
Паша Осадчий
Рет қаралды 6 МЛН
MT DARWIN-------TEZVARA VOITA BONDE NEVARORA VAVO (2)
53:57
Drewmas Media
Рет қаралды 75 М.
bandiko rambuya
45:19
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 45 М.
AMBUYA VOTANDANISWA NEZVISHIRI
37:20
Drewmas Media
Рет қаралды 21 М.
Mhuri yaparara nekuda kwe Guka
17:37
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 29 М.
RUSHINGA......... VAKADZI VEVANHU 16 VAKADANANA NEMURUME MUMWE CHETE
28:27
Mwana Akarova Mai vake zvakapisisa
55:26
TICHKACH MTV
Рет қаралды 84 М.
RUSHINGA.......... ZVIDHOMA ZVOURAYA MUNHU PA "BUS STOP"
1:10:31
Drewmas Media
Рет қаралды 125 М.
Akatuka Mambo part 1
16:35
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 50 М.
Спит с ОТКРЫТЫМИ ГЛАЗАМИ! 😱😴
0:25
Взрывная История
Рет қаралды 5 МЛН
19 июля 2024 г.
0:20
мишук круглов
Рет қаралды 4,2 МЛН