100% agreed. Mkoma is a very good reporter asi tungamidzei respect. Hongu hamusi n'anga dzinoritswa nhau asi you also need consent yevanhu to cover their stories. Is it becoz vanhuwo havo vasingaratidze kuwana?. Hapana pandanzwa muchiti tine hurombo kana pane zvisina kukuitirai zvakanaka etc. Munhu munhu zvideredzei just a little bit. Zvinotoita. Hope u will accept constructive criticism.
Murume anogona kuti haasi kuda mwana ichiri nhumbu but when the baby comes he will change his mind and heart. It happened to me when my husband wanted another baby while the other two were very small I said no way. When my daughter was starting school at 5 years that's when I said to it's ok now to have another baby. And he said no. so I got pregnant and told him and he said he didn't want anymore and after the baby was there he started to enjoy the baby and even named him as his junior
@brendachigondotatenda60 Жыл бұрын
Taura hako dear varume vanongochinja
@sibombawa9678 Жыл бұрын
Ummmmm Amai imiiii ,, pavana 3 motadza kuziva here
@Blissfullife1 Жыл бұрын
Yaaa neh thought I have heard it all... People are really sick out there like real sick
@naumezacharia1561 Жыл бұрын
Mukadzi nemurume vanozivana vakarasa mwana ngavasungwe Mai awoo
@godwinchiutsi9183 Жыл бұрын
Gara muberere. Nice voice from the lady.
@SibongileNgwena-x1e Жыл бұрын
Vamwe tirikuvashuvira vana ava7 yrs no mwana dai akandipa hake ndaicheñgeta ini mmm ndarwadziwa
@mamaangi37541 Жыл бұрын
Zvoita wamai don't stress
@yeukaimbundire5514 Жыл бұрын
By this time next year you will be caring your own child
@brendachigondotatenda60 Жыл бұрын
Mwari vachakupa dear
@Caleb-nf7wd Жыл бұрын
Tinotenda mukoma Andrew Neshamba,,hushingi hwamakaita ,,aka funga kuti akataura zvekumapurisa muchatya kuendako,,chokwadi ichokwadi,, Drewmas media todada nemi
Indeed taking us to anothee level ,,Muri cey Drewmas media and crew?
@abigailfoya7570 Жыл бұрын
Chinhu chinhu kudii kwacho ibvapa iwe
@cleofay9346 Жыл бұрын
Drewmas media ❤❤❤❤zvakaoma zvinorwadza, mai benzi shua
@PortiaMasarirambi-m6s Жыл бұрын
Nhasi muri kumusha kwedu thank you Mr Neshamba
@vongairosemarymutebuka9423 Жыл бұрын
This woman is lying. How can u buda chinhu wochikanda mugomba worega kutarisa kuti chii sei?? Mxiimmmmm. For a woman ane vana 3 this is bollocks. Unotonzwa kuti mwana abuda mudumbu
Ndo team re Zanu iri kuomerwa ne hupenyu kusvika pakuraya mwana shuwa
@PamelaMbonani2 ай бұрын
Amai ava ngavasanyepedzera kuzungaira vakatorasa vachiziva
@sharonkwadiwa4459 Жыл бұрын
mai imi mury nzenza manzwa kunyepera kuzungaira murimuroyi mukuru kunyepera kuzungai maitoziwa kt mwana end baba wacho rimwechete
@LuckmoreTafirapasi Жыл бұрын
Hamuna nyaya vanhu vekwaSadza SEI musingabvise Zanu pf. Munangagwa akaburitsa bhinya mujeri rekubata kamwana chibharo kwaMrehwa uko iwe Zinyama wakutaura zveuyo kuti aende kujeri. Muk
@Sylvia-em8zy Жыл бұрын
Eish kumba kwedu chaiko
@NyadzisaiSixpence Жыл бұрын
Nyadzi dzinokunda Rufu kkkkk mberi ne basa mkoma Andrew
@nyashabuwerimwe-sw6qu Жыл бұрын
Ende vana vakato saver umwe wawo ende coincidence dzacho wedu wee vana kufukunura chidhori hanzi kwakuchibaya kwakubuda ropa imi zvakaoma
@CharityChasakara5 ай бұрын
Watching 2024,married twice first marriage yakaparara nekushaya mwana now in2nd for 5yrs no mwana,vamwe varikuwana vekurasa😢
@faithfaith1748 Жыл бұрын
Vakabvisa nhumbu avo aaa ndavasungwe
@christinemusariri8056 Жыл бұрын
Ini ndoona sekuti murume nemukadzi vanga vakaronga vese. Murume akatoenda kumasowe achiziva dhiri. Sando kuna Mambo na Sabuku.
@lindanhumbe258 Жыл бұрын
Ko sei iye akati chidhori kana anga asingazive kt mwana
@shingiekachemukuya Жыл бұрын
It was a deal btwn the husband and the wife vese murume nemkadzi ngavasungwe
@deangb8651 Жыл бұрын
Hes Andrew wauri kumusha kwangu chaiko tarisa kugomo iro kumberi neprymary school. I miss home. Ko bhaz rekwaMatemba wariona here
@SharonFusire Жыл бұрын
Anonyepa aiziva Kuti mwana waarasa nxaaaa
@lovenessmasocha-lm8ef Жыл бұрын
They kno how to sing ❤it
@FadzaiGwangure Жыл бұрын
Kwasadza kumusha kwangu
@ChristinaGwehama-vq2ub Жыл бұрын
Ibvapa iwe ungatadza kuziva kuti wabudisa mwana here akamwa guchu rekubvisa nhumbu ,,,, masowe adzokorora zvekare Mai prince nababa Prince vakaurayawo mwana wemunukuna