DZIDZANAI...FRETS FT MBEU OFFICIAL VIDEO

  Рет қаралды 192,332

Frets Donzvo

Frets Donzvo

Күн бұрын

Ngatitore nguva yedu pakuronga nekuita zvatingada kuita muupenyu... tisazokaruka tava panjodzi 🙏🙏🙏

Пікірлер: 816
@FretsDonzvo95
@FretsDonzvo95 5 ай бұрын
Thank you for your love and support..patatadza motigadzirisawo 🙏🙏🙏🫶🫶🫶
@munyahwacho
@munyahwacho 5 ай бұрын
Slowly replacing Holy 10
@MaramaTanyaradzwa
@MaramaTanyaradzwa 5 ай бұрын
Thank you too nekutifadza
@sportgist23
@sportgist23 5 ай бұрын
hautadze wakaipa
@MaramaTanyaradzwa
@MaramaTanyaradzwa 5 ай бұрын
@@FretsDonzvo95 tinongoti more music more videos chete akoma
@JacobChigiya
@JacobChigiya 5 ай бұрын
uyu murume uyu siyanai naye mukuru point of correction mukuru ndakanzwa muchiti hamuyimbe inhamo haaa ichi chipo mudhara.❤❤❤😅😅 handisi judge hangu but munopedza ma songs enyu ese anosiya munhu achichema chete. well talented mukoma watching from namibia.
@DecArts2018
@DecArts2018 5 ай бұрын
Those who believe in frets na mbeu , let's gather here
@tapiwamachuma7131
@tapiwamachuma7131 5 ай бұрын
Vese vanoti frets hatina zera naye isai ma likes haa wangu I started following yo uine 20k followers
@FretsDonzvo95
@FretsDonzvo95 5 ай бұрын
Thanks a lot
@TonderaiDota
@TonderaiDota 5 ай бұрын
Frets must ft baba Harare In Gospel those who agree let us gather here😂
@Lisa-Ta
@Lisa-Ta 5 ай бұрын
Akadzingwa asati atanga basa. Akayoenda anzwa kuty vano Batsira Shasha😂🏃🏾‍♀️🏃🏾‍♀️🏃🏾‍♀️🏃🏾‍♀️
@leechen1995
@leechen1995 5 ай бұрын
Father city vakamuramba Fretts wedu kkkkk
@STONE0CASTLE0423
@STONE0CASTLE0423 5 ай бұрын
Doro anosiya kugate voenda kunorecorder😂
@jamestogara404
@jamestogara404 5 ай бұрын
Shot yepo
@eli3r.d
@eli3r.d 5 ай бұрын
💯
@PaulineHamadziripi-df7bw
@PaulineHamadziripi-df7bw 5 ай бұрын
vese vanotenda kuti frets chibaba siya like 👍 👌
@awesomemaslov
@awesomemaslov 5 ай бұрын
Chibaba ichi!!!😂
@RanganaiMakozho-vj4bm
@RanganaiMakozho-vj4bm 5 ай бұрын
Can someone lyk my comment on this masterpiece ndidzoke ndione kna ndaona notification nhaika❤❤❤❤❤
@Eazy_4077
@Eazy_4077 5 ай бұрын
Tatopooo isu siya like if you believe in these 2 gents@ Mbeu n Frets
@KDSabao
@KDSabao Ай бұрын
Handinzwe magitare baba but enyu ndichanzwa kusvika tajoiner❤❤❤
@tatendadarangwa1019
@tatendadarangwa1019 5 ай бұрын
I just thinkas Zimbabweans we dnt really support our own. We have best musicians but hawasi kupiwa recognition iri serious. I hope one day we will show the kind of support that helps these musicians to have a better living out it.
@LeoKenias
@LeoKenias Ай бұрын
Chimbotibvisirai madofo ese amunoti anogona 😂kusanganisira Jah pryzah musiye frefss 🤞🤜
@charitymatemera9194
@charitymatemera9194 5 ай бұрын
Chibaba ichoooo @Frets🔥🔥🔥🔥🔥🔥
@ruemazaya372
@ruemazaya372 3 күн бұрын
Love you so much bro Frets,l can’t stop watching you
@tinashezvenyika7020
@tinashezvenyika7020 3 ай бұрын
Nyadenga ropafadzai mupwere uyo (Frets)muzvishuviro zvake. Panoshingaira, murangarirei. Anotemba imi, ndimi Manuero. Amen !!!
@LizzyMoyo-n1b
@LizzyMoyo-n1b Ай бұрын
You are nothing but gifted You always send message to the world,be blessed ,my brother,you are a stat❤❤❤keeep ,ugochengetwa munyasha
@lastnyakutira5737
@lastnyakutira5737 5 ай бұрын
Ndadzoka kunoisa imwe comment 💯 good work ...quality 💯lyrics 💯.....makachibata kuti dzviii
@AbigailChisi-cd5jk
@AbigailChisi-cd5jk 5 ай бұрын
Welldone fuyetsi 📢📢🔨🔨🔨🔨🔨
@Tshiamo-w3q
@Tshiamo-w3q 5 ай бұрын
Message yamatumira apa vakomana yakadzama. vazhinji takamhanyira kukohwa tisati tasakura, the pain is untold.
@mbeuzw
@mbeuzw 5 ай бұрын
Famba murume🎉
@MarceloGatoe
@MarceloGatoe 5 ай бұрын
Nice work baba.. Keep it up 🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥💯💯
@pammund3495
@pammund3495 4 ай бұрын
Mbeu naFrets that's good music 🎶 🎵 👌
@nokutendashannon2640
@nokutendashannon2640 5 ай бұрын
🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥 UNOTOGONA FRETS
@ketinahharry1133
@ketinahharry1133 5 ай бұрын
Hoyo🔥🔥🔥🔥🔥👊👊👊
@PrideChada
@PrideChada 5 ай бұрын
Lets take it to 1 million views let us share this masterpiece, those who are here for these two great musicians ingoisai like so that ndodzoka futi ndoterera ngoma iri, rikunaka ndati ndati
@Chillsofficials
@Chillsofficials 5 ай бұрын
jaya rekwedu 🔥🔥🔥🔥🔥🔥
@HarmonyNdirowei-x2e
@HarmonyNdirowei-x2e 5 ай бұрын
Frets musician +comedian 🔥🔥🔥😅😅chibaba ichi
@faithchags7607
@faithchags7607 5 ай бұрын
Super my brother keep pushing ❤🎉
@KingBennyJerera
@KingBennyJerera 5 ай бұрын
All good ,,makagona chaizvo 🙏🙏
@tatendachipango4682
@tatendachipango4682 5 ай бұрын
Frets is just good at everything he does, I love him so much
@laurenciamavhiya7204
@laurenciamavhiya7204 5 ай бұрын
Faaamba murume fambaaaaaaaaa ....i am here for MBEU as one of my favourite Artists and also here for FRETS as one of my favourite comedians who is also now becoming one of my favourite artists😇😇😇😇😇😇😇
@LilianChandiwana
@LilianChandiwana 3 ай бұрын
Ehezve song yepaChristmas yaita❤
@TariroKayz
@TariroKayz 5 ай бұрын
Frets is a super star hoyooo❤❤❤❤❤❤❤❤❤🎉🎉🎉🎉🎉
@KingPrince2632
@KingPrince2632 5 ай бұрын
Hecho icho hehehehe nice 🙂
@kennethchitoro6245
@kennethchitoro6245 5 ай бұрын
Haaa FRETS yaah 🔥🔥🔥
@PendulumTinofaraTinofara-q6e
@PendulumTinofaraTinofara-q6e 5 ай бұрын
Chokwadi vanhu ngatifundanei yoooo frets unogona hako ngazviende mberi
@SamsonGwenzi
@SamsonGwenzi 5 ай бұрын
tikuda kamwe good combination 👊🏽👊🏽👊🏽👊🏽👊🏽👊🏽👊🏽
@peterbradelymavazhe
@peterbradelymavazhe 4 ай бұрын
Great song and pregnant with meaning , Now lets also Trust the Process with Sisi Feli Nandi- @Mbeu like always you delivered Boet definitely Fertilizer and mbeu complimented each other
@I_M_C_zw
@I_M_C_zw 5 ай бұрын
You're matured lyrical wise guys 💥💥💥💥 this is a good song
@shelterpamire5215
@shelterpamire5215 5 ай бұрын
Frets inopisa 🔥🔥🔥🔥🔥❤️❤️❤️👌
@rutendomatsaira3038
@rutendomatsaira3038 5 ай бұрын
A hit. Well done Frets naMbeu.
@trymoresanyangore761
@trymoresanyangore761 5 ай бұрын
Dear Frets, on your journey that you started so nice and perfect please hamble yourself because you're going led them all. Safe journey ❤
@ColletaNhau
@ColletaNhau 5 ай бұрын
Makagonesa 👏
@brianchiroba6632
@brianchiroba6632 5 ай бұрын
Toxyk dzoff kuti zvityise😮💪
@charlesringanayi1655
@charlesringanayi1655 28 күн бұрын
Unogona mfana wangu . Keep the talent
@keithkatsande3499
@keithkatsande3499 5 ай бұрын
Switching from Holy Ten music to Frets🔃
@harrisonzinyondo
@harrisonzinyondo 5 ай бұрын
Song iyi kwakuseri kwekuseri 💯🔥
@mildretnyadome2126
@mildretnyadome2126 5 ай бұрын
On behalf of vaerwa Gwai/Gumbi we are proud of you @Mbeu Zw and our brother Frets!
@gabrielchingodza3078
@gabrielchingodza3078 5 ай бұрын
Rakabatwa ngoma iro🤝🤝
@PeeZet-gv6gj
@PeeZet-gv6gj 4 ай бұрын
@FretsDonzvo never miss 🔥🔥🔥
@AbigailbeatriceSitima
@AbigailbeatriceSitima 5 ай бұрын
Nice collabo guys keep it up❤❤❤❤
@MercyKapika-n7x
@MercyKapika-n7x 5 ай бұрын
I pray for you so that you can keep going 🙏 💯
@TanyaPreciousVee
@TanyaPreciousVee 4 ай бұрын
Uyo Mbeu uyo ane mukdzi here asking for the peace of my heart to rest in peace
@MonicaNdondo
@MonicaNdondo 5 ай бұрын
Ba shero God must protect you all the time hamuna godo mukuru
@comeckmubako3867
@comeckmubako3867 5 ай бұрын
I believe in you from day one frets thank you for releasing this tune I can't wait for more
@siphathisiwemswela1549
@siphathisiwemswela1549 5 ай бұрын
Good yambiro apa Frets❤️
@barnabasmukwande
@barnabasmukwande 5 ай бұрын
Haa frets uri muhombe wangu ramba wakadaro
@Captainchizola1
@Captainchizola1 5 ай бұрын
Good makagona inotori nedzidziso .....
@blessing-1863
@blessing-1863 3 ай бұрын
❤❤ how can I like more than once
@petronellachiyangwa6766
@petronellachiyangwa6766 5 ай бұрын
Freeeee mufambiro wauri kuita ndaona patop 100 wapinda patop 5 I love you dearest Mwari vakupfuudze mberi.nyange ingawanda Mari humble yourself zvisachinje
@ValentineMarikisi
@ValentineMarikisi 5 ай бұрын
This is fabulous 👌, makagona guys
@TonderaiChoga
@TonderaiChoga 4 ай бұрын
I think you are good at this and would like to hear more from you @Frets, & please consider another with @Mbeu your vocals are good
@owenm84zw
@owenm84zw 5 ай бұрын
Great combination 💯💕🇿🇼
@MrDocMex
@MrDocMex 5 ай бұрын
Good combination. Mbeu na Frets to the world.❤❤❤
@PrideChada
@PrideChada 5 ай бұрын
Frets unogona zvako namukoma Mbeu haaa mabva maita Mbeu neFertilizer chaizvo, mabva mabudisa product iri strong
@TapsonJaji
@TapsonJaji 3 ай бұрын
Mbeu neFertilizer kkkkkk , great thinking
@fikilesilombe7242
@fikilesilombe7242 5 ай бұрын
❤❤❤❤❤ngazviende mberi
@josiahnyanda5326
@josiahnyanda5326 5 ай бұрын
Frets arikunyatsosakura nzira yake, achirima munda wake tichiona nemeso edu. Ndigozonzwa anotaura twusina maturo imi mese murikuona basa ririkubatwa. Well done Frets and Mbeu. My favourites. Munodadisa vakomana❤❤❤❤
@jameschitakale9901
@jameschitakale9901 5 ай бұрын
Guys keep up the fire 🔥 burning u are doing us great
@manuelalbinocapindo9612
@manuelalbinocapindo9612 5 ай бұрын
Frets na Mbeu
@PortiaRuvengo
@PortiaRuvengo 5 ай бұрын
Ini hangu mai tt vanondigonera nguva dzose Thank you, mamaTt keep going ❤❤❤❤
@andrewmurenje690
@andrewmurenje690 5 ай бұрын
Nice song keep going munosvika chete
@DeanTakure
@DeanTakure 5 ай бұрын
Mbeu n frets munodadisa uye munodikanwa .......munondigonera
@marvellouscharlie5848
@marvellouscharlie5848 5 ай бұрын
Baddest combination 🔥 🔥🔥
@KumbiMwambo
@KumbiMwambo 5 ай бұрын
Haa urimudhara wangu keep on pushing
@edmoreshangwa1328
@edmoreshangwa1328 5 ай бұрын
Song ine message mukoma frets namukoma mbeu
@valentinebillyruzayi4508
@valentinebillyruzayi4508 3 ай бұрын
This song is real 🔥🔥🔥🔥🔥🔥
@shaunbryan899
@shaunbryan899 5 ай бұрын
I'm seeing, my guys apoo😀😀💥💥,well done team
@AnesuManson
@AnesuManson 5 ай бұрын
Masterpiece 🎉🎉, Art reipapo❤❤
@YolandaMatiyenga
@YolandaMatiyenga 5 ай бұрын
❤❤❤❤ ngazviyende mberi gyz
@flociewavaswera5012
@flociewavaswera5012 5 ай бұрын
Zvinoda midzimu yenyu mapindirana ropa renyu paushamwari hwenyu pafair 👏👏👏👏
@MoreblessingKwashirai
@MoreblessingKwashirai 5 ай бұрын
Haa uyu anondigonera hngu ❤❤🎉🎉
@eli3r.d
@eli3r.d 5 ай бұрын
ChiKwenya Nguwo 🔥🔥🔥
@tapiwacheya1491
@tapiwacheya1491 5 ай бұрын
mbeu is a well nurtured musician. RIP Tuku. what a good masterpiece,keep it up guyz
@noniasnzombe8211
@noniasnzombe8211 5 ай бұрын
Frets to the world. Haaa unondigonera. Kuzoti Mhodzi wacho idhara haaaa wangu ndoita kupera nekunakirwa hangu
@TakudzwaMachinga
@TakudzwaMachinga 5 ай бұрын
Yes father chakaipa icho kkkkkkkk am playing it with my friend on repeat 🔁
@MunyaradziMupfurutsa-cp1nd
@MunyaradziMupfurutsa-cp1nd 5 ай бұрын
Waaal this is nice
@ropahmundwa7475
@ropahmundwa7475 4 ай бұрын
This is a masterpiece🎉❤@Frets Donzvo
@cosydemba5276
@cosydemba5276 5 ай бұрын
You nailed this bro , what a nice work , im declare myself an official follower from today,
@marvellousnhubuchirove3862
@marvellousnhubuchirove3862 5 ай бұрын
I see you going far if you keep working hard like this. Mbeu Big up
@veemajay
@veemajay 5 ай бұрын
We are with you, muri zvibaba, frets chakanyanya
@NewlifeTukazi-py8br
@NewlifeTukazi-py8br 4 ай бұрын
Chakaipa ichii hvy tune ❤❤
@clemencefombe7542
@clemencefombe7542 5 ай бұрын
Finally yazobuda ma 1 song iyi
@OdrickKubeta
@OdrickKubeta 5 ай бұрын
Kapera kachinaka wena....
@TrustMakarichi
@TrustMakarichi 5 ай бұрын
Yaa just imagine hw many years wapinda mu industry bt Hona pawari ndiMwari tenda denga
@PraiseMadandoeNjenge
@PraiseMadandoeNjenge 5 ай бұрын
Finally out 🎉 freestyle ndoyakandipedza manje
@AsherChimana
@AsherChimana 5 ай бұрын
Ini ndauyira frets kuno 🎉🎉🎉 koiwewe
@OHM-o2z
@OHM-o2z 5 ай бұрын
This is truly remarkable, Frets Donzvo. You’re not only entertaining but also delivering meaningful messages that resonate in our lives. Please continue the great work. Thank you, and may God bless you, brother. I encourage everyone reading this to like my comment so I can easily return to this inspiring song.
@azurecoast1537
@azurecoast1537 5 ай бұрын
Trust the process uum guys this a HiT Hot 🔥 classic signature Approved 👌
@tatendachiweda9503
@tatendachiweda9503 5 ай бұрын
Mbeu has a power voice.Welldone guys
@CalosMurepa
@CalosMurepa 5 ай бұрын
Wakanyanya bro.....ramba wakabaya ipapao
@tinashemadancy3791
@tinashemadancy3791 5 ай бұрын
Well done guys🙏🙏🙏🙏
@papamkhize4162
@papamkhize4162 5 ай бұрын
If you don't love and support such talent mmmmh you need top notch deliverance
@onismasmmukanga544
@onismasmmukanga544 5 ай бұрын
Multitalented, ramba waka dzvanya
MESSENGERS
5:58
Frets Donzvo
Рет қаралды 289 М.
Ndokupa maoko angu
3:49
Frets Donzvo
Рет қаралды 49 М.
Вопрос Ребром - Джиган
43:52
Gazgolder
Рет қаралды 3,8 МЛН
TEAM UK
6:27
Comic Elder
Рет қаралды 50 М.
Mbeu - Mhondi ye nguva (Official Video 2019)
4:35
Mbeu Zw
Рет қаралды 518 М.
Baba Harare   Pamuchato Wangu
3:54
Baba Harare
Рет қаралды 145 М.
CHITANGA WANAMATA  OFFICIAL VIDEO
4:14
Frets Donzvo
Рет қаралды 475 М.
Zvakaoma🤦‍♂️
2:50
Frets Donzvo
Рет қаралды 1,9 М.
Trending Stories with Guest Co-Host Frets Donzvo ||
1:18:06
Dj Ollah 7
Рет қаралды 107 М.
Mambo Dhuterere - Ndiye Manuwero ft @FretsDonzvo95
4:06
MAMBO DHUTERERE
Рет қаралды 714 М.
Alick Macheso 🙌
3:53
Frets Donzvo
Рет қаралды 29 М.