ENDAI MEGA

  Рет қаралды 17,378

Comic Elder

Comic Elder

Күн бұрын

Пікірлер: 96
@TeeCourage-T01
@TeeCourage-T01 Күн бұрын
Sakaa mukureva ndauya ne mombe here😂😂😂#comicelder
@JuliusMusemwa
@JuliusMusemwa Күн бұрын
Munogona guyz hapana kuti uyu ndiye best well done
@ShamieTanah
@ShamieTanah 2 күн бұрын
It's wakapedza kuroora for mi😂😂😂tsano makajaidzwa kkkk Lee iweka🙌🙌
@ShortCircuit05445
@ShortCircuit05445 Күн бұрын
@Shamie Tanah taura hako me too 💯,😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂, nyaya yacho yazokwidzwa kusvika paku reminder mkwasha kuti anga apedza kuroora here just coz tsanoz came back with the wrong order asi young mango outaa dariweni hatina kana zera naye.Team rese you are my depression cure even if you are feeling down zvinengeyi when Lee and team post a new video even if you don't feel like laughing unotozo pedzisira watoseka chete and especially when they make collaboz with Frets,officer Bande zTunga,Wessy and Nijo,Gamu and Patricia depression,anxiety zvese zvinonva zvaita disappear Winky D style chaiyo I mean the song not kuti mkoma Wallace vakarambidzwa kuridzwa pa radio and vakaisirwa gokora by not being able to do his usual crossover show at H.I.C.C, at the end of this year,by the powers that be 😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂. 😊
@CarolineKahota
@CarolineKahota Күн бұрын
Kutukana kwana tsano kunondiitira zvangu kkkkkk hnz usandinongedzere 😅😅😅😅😅
@sir_kay
@sir_kay Күн бұрын
That "iwe iwe" with the hand raised, weakened me🤣🤣🤣
@stelladeredzai7792
@stelladeredzai7792 Күн бұрын
😂😂😂😂😂😂😂Kungwarira kuwedzera sauti ne sugar Lee watukwa, combination manyama 🎉🎉🎉🎉🎉❤❤❤❤❤
@sarusoko9785
@sarusoko9785 Күн бұрын
,😂,😂😂 my favorite people kana makadai panofiwa Lee usadaro tsano😂😂😂
@CharlesJanhi
@CharlesJanhi 2 күн бұрын
Wakapedza kuroora here iwe😂
@progressmudzongo2338
@progressmudzongo2338 Күн бұрын
Aku includa ana mhamha😂
@Suewally
@Suewally 2 күн бұрын
Ndapedza kukuHaira mota ndoda kukuhaira maysosti 😂😂😂😂
@MalvinMutukwa
@MalvinMutukwa 2 күн бұрын
Saka moreva kuti ndawuya nemombe here 😂😂😂
@Micheal-ey7bn
@Micheal-ey7bn 3 сағат бұрын
Hanzie kungwarira kuwedzera suger nekuwedzera salt 😅😅😅😅😅
@ElamanTashupika
@ElamanTashupika Күн бұрын
Haaa Lee muhombe hanzi ndafunga kt murikuda mota iripa off isiri muroad 🔥🔥🔥🔥
@AliceMushambi
@AliceMushambi 10 сағат бұрын
Dany naNyarie regai kupandukira Lee
@BarbsMungofa-nv9ul
@BarbsMungofa-nv9ul 13 сағат бұрын
Kafamily aka😂😂😂
@beryladams3775
@beryladams3775 2 күн бұрын
😂😂😂😂😂 aiwaa Lee tsano vakakujaidza ii. Hanzi iwe iwe 😅
@anesumharapara7535
@anesumharapara7535 Күн бұрын
Makapedza kuroora here. Ehe ndizvo zvandoziva😅😅 Ndoda kuku haira matsotsi
@misstakue
@misstakue 21 сағат бұрын
a includa ana mama ndozvikundirwadza 🤣🤣🤣
@anesumharapara7535
@anesumharapara7535 Күн бұрын
Haa ka family aka so ka😅 Murikuda kundirova here tsano. Muregedze😅
@shingiraitrevormboto2105
@shingiraitrevormboto2105 Күн бұрын
This is hotest skit ever!! 😂😂😂😂
@TafadzwaBrendon
@TafadzwaBrendon Күн бұрын
Hanzi ndangofunga mota iri paoff inenge isiri muroad 😂😂😂😂😂😂😂😂
@PatienceChitagu
@PatienceChitagu Күн бұрын
Kkkk hanzi ndauya nemombe hre kkkkk
@hastylegend1365
@hastylegend1365 20 сағат бұрын
ah 🤣😅 ndokuhaira mota ndobva ndakuhaira matsotsi futi
@felistasjohn9271
@felistasjohn9271 16 сағат бұрын
Hw😂w apa hapana hapana ibasa roga ririkuitika kubva bhudhi nasisi vacho natsano vacho kkkkk
@desiretaremeredzwa8111
@desiretaremeredzwa8111 17 сағат бұрын
kkkk mukutaura kut ndauya nemombe her 😂😂😂
@moreblessinggweshero2096
@moreblessinggweshero2096 Күн бұрын
Munoti ndauya nemombe here tsano 😂😂😂😂😂😂😂
@annie-gracebauline4517
@annie-gracebauline4517 4 күн бұрын
Kkkkkkk vakutadzisa kty usare ne change ye pizza 😅😅😅😅
@Brandonbornface
@Brandonbornface Күн бұрын
Zvikanzi makapedza kuroora here
@rudodhliwayo596
@rudodhliwayo596 Күн бұрын
Ndachema nhasi😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂Danny apera power😂😊
@Samyt04
@Samyt04 2 күн бұрын
Ndauya nemombe hre ini😂😂😂
@TatendaClive
@TatendaClive Күн бұрын
@nyarie ndakuona hanku ndakamira pa gate pangu uchipfuura
@taonabobo7747
@taonabobo7747 Күн бұрын
Kkkk uri ku includer ana mhaha😂😂😂
@EstherMuskwe
@EstherMuskwe Күн бұрын
Ano includer vana mama 😂😂😂😂😂😂
@bravechidawu2580
@bravechidawu2580 Күн бұрын
Dakuku haira ma tsotsi😂😂😂
@alexiomusakwa4822
@alexiomusakwa4822 Күн бұрын
Kkk makupikisa Lee sei🤣🤣
@seanmika6139
@seanmika6139 Күн бұрын
Lee naNyarie vachasiiwa. 😂
@lloyd.kwenda2992
@lloyd.kwenda2992 Күн бұрын
Young Mango back again
@ReaganPark-p5f
@ReaganPark-p5f Күн бұрын
Tsano nemukwasha ma1 Nyarie unemabasa
@EdelineRakatsinzwa-o3l
@EdelineRakatsinzwa-o3l Күн бұрын
Kkkkkkkkk hanzi ndokusiya ukarohwa
@KuzivakwasheMkunu
@KuzivakwasheMkunu Күн бұрын
HAHHAHHAHAHAA dakuku haira matsotsi aah lee veduwe naivo tsano vacho mese makanyanya
@KudziNgwende
@KudziNgwende Күн бұрын
Tsano Lee 😂😂😂
@stellachakufora9415
@stellachakufora9415 Күн бұрын
Burugwa retani iri kkk ihombe rinenge size 36 pamunhu anopfeka 32 😊😊😊
@LeslieRuzvidzo-kd4tm
@LeslieRuzvidzo-kd4tm Күн бұрын
Ariku include ana mama 🤣🤣🤣🤣
@gerald_manyani_naioth
@gerald_manyani_naioth Күн бұрын
Yanga isina kudzima!🤣
@bellybellz4488
@bellybellz4488 14 сағат бұрын
Lee ihasha here 😅
@Kimnana-vd8dz
@Kimnana-vd8dz Күн бұрын
😂😂😂😂😂😂😂😂😂Leeee kaaaa
@TIMID_ZW_The_Comedian
@TIMID_ZW_The_Comedian 2 күн бұрын
Blaz man wanopisa
@clemencefombe7542
@clemencefombe7542 Күн бұрын
😂😂😂😂😂Young mango
@isloncenherera1372
@isloncenherera1372 2 күн бұрын
Ndoda kukuhaira matsotsi😅😅😅😅
@StellaMadede
@StellaMadede Күн бұрын
Kkkkkk Hans apa arikuzhinya kunge nzenza kkkkkk
@mrpeeone3378
@mrpeeone3378 Күн бұрын
What's the name of the Intro Song???
@Tady_4_
@Tady_4_ Күн бұрын
Drive smart 🎉
@MichaelFisher-l4i
@MichaelFisher-l4i Күн бұрын
😂😂😂😂😂 Leeroy
@MunyaradziEsabi
@MunyaradziEsabi Күн бұрын
pashota asosora apa kkkkkkkk
@JustNyasharichard
@JustNyasharichard Күн бұрын
Dziya dzoremerwa ne camera regai mweya wake uzorore 😅
@Tady_4_
@Tady_4_ Күн бұрын
Mudhara taka riskerrr 😂😂
@RayJay2024
@RayJay2024 Күн бұрын
Iyo drive smart haite here zvinoita neteam rakawanda, they make a false claim kuti vangosara ne$500 yeDeposit?
@kudakwashemusabayana5754
@kudakwashemusabayana5754 Күн бұрын
Ano includer Ana mhamha 😅😅😅😂😂
@TanakaKambeva
@TanakaKambeva Күн бұрын
😂😂😂😂😂😂😂 nhay Leeroy
@tinashe.nopeya7769
@tinashe.nopeya7769 2 күн бұрын
😂😂😂😂Dakuku hire matsotsi
@BarbsMungofa-nv9ul
@BarbsMungofa-nv9ul 13 сағат бұрын
Nyarie anobva ashaya zvekuita
@zvikomboreromusekiwa441
@zvikomboreromusekiwa441 Күн бұрын
ari kuincluder ana mhama😂
@WilliamNyakadzumbu-i1k
@WilliamNyakadzumbu-i1k 2 күн бұрын
😂😂😂
@DjDelroyzw
@DjDelroyzw 2 күн бұрын
hanzy offroad imota isiri paroad
@OwensM.T
@OwensM.T Күн бұрын
Lee nyari ndomukadzi wako hre
@CarlosChits
@CarlosChits Күн бұрын
Dakukuhayira matsotsi😅
@DanmoreChikwanha-ui7ju
@DanmoreChikwanha-ui7ju 11 сағат бұрын
Tsano vakazotora license kulegend er kana kwaPhenius
@AkinPablo
@AkinPablo Күн бұрын
Ayas😂
@simbarashemawire8502
@simbarashemawire8502 Күн бұрын
This family ma1 kani
@michaelpower9114
@michaelpower9114 18 сағат бұрын
AnoIncluder anaMhamha 😂😂😂😂😂😂 lee Ka
@AntonyKandawasvika-ek2wo
@AntonyKandawasvika-ek2wo Күн бұрын
ko lee matoroveresa honda fit kumashure uko😅
@TatmanMazanza
@TatmanMazanza Күн бұрын
😂😂😂😂😂
@LogicalChambaOfficial
@LogicalChambaOfficial 2 күн бұрын
Musapandukira Lee hey kkkk
@CallistoMutete
@CallistoMutete 2 күн бұрын
😂😂😂😂
@ethelsawadye4023
@ethelsawadye4023 14 сағат бұрын
Lee 😂😂😂😂😂😂😂
@Mukoma_Dee
@Mukoma_Dee Күн бұрын
😂😂😂😂😂😂😂
@ElvisMsuuze
@ElvisMsuuze 2 күн бұрын
Anga achida kutorova mbama 😂
@PamelaSimeon-n1y
@PamelaSimeon-n1y 10 сағат бұрын
Tsano kubva kutora licence vatone tunharo😂😂
@TanakaNyambo-m9j
@TanakaNyambo-m9j 21 сағат бұрын
Ndikapedza kuhire mota dakuku hayra matsotsi
@EdelineRakatsinzwa-o3l
@EdelineRakatsinzwa-o3l Күн бұрын
Dan avekuda maguards
@raykaruru1144
@raykaruru1144 Күн бұрын
Kkkkkk
@MonicaWachi
@MonicaWachi 13 сағат бұрын
Lee haha apawakanganisa Haa surrender
@tumaimutsago506
@tumaimutsago506 21 сағат бұрын
Kkkk no comments
@AliceMbanje
@AliceMbanje Күн бұрын
Good
@OdiasAladin
@OdiasAladin 2 күн бұрын
Bosooo
@jigsoculcountrybwy
@jigsoculcountrybwy Күн бұрын
kzbin.info/www/bejne/qnSomH2igKuEaqssi=2n61jZQRTszfxsnR
@oliviamakora7572
@oliviamakora7572 Күн бұрын
Leee
@kayllulul6938
@kayllulul6938 Күн бұрын
Makapedza kuroora here😅
@margaretzimbudzana
@margaretzimbudzana 15 сағат бұрын
😂😂😂
@NyashaNhinga
@NyashaNhinga 20 сағат бұрын
😂😂😂😂😂
@simbarashemawire8502
@simbarashemawire8502 Күн бұрын
This family ma1 kani
@NdauTribe13
@NdauTribe13 10 сағат бұрын
😂😂
TSAONA
5:39
Comic Elder
Рет қаралды 22 М.
[BEFORE vs AFTER] Incredibox Sprunki - Freaky Song
00:15
Horror Skunx 2
Рет қаралды 21 МЛН
MuNdebele Wekusungirwa Fake money
12:12
Frets Donzvo
Рет қаралды 55 М.
Mocker Makanika reply on T Freedy's prophecy
2:23
Zim Entertainment
Рет қаралды 21 М.
THE EVIL STEPFATHER full Zimbabwean movie
52:16
Jamukoko Media
Рет қаралды 8 М.
NDAKUSVIKA
5:12
Comic Elder
Рет қаралды 37 М.
MUKOMA VAKADZOKA
4:16
Comic Elder
Рет қаралды 21 М.
Nda misplacer muteuro we Mota 😳😳😂
3:14
Mama Vee
Рет қаралды 13 М.
The November Promise - Episode 4/12
21:40
College Central
Рет қаралды 13 М.
AKAPASA NDEUPI
4:42
Comic Elder
Рет қаралды 27 М.