Munhu waMwari havasikubatika muna 1st street mazuva ano. Vanobatika kupi
@drmaxxonlineschool4 жыл бұрын
This is motivational speaking...he is not preaching Christ from the scriptures...kungoti vanhu havazive standard yevhangeri
@tblo91074 жыл бұрын
You must be better than him.Tipeiwo renyu shoko tidzidzewo zvinodarika apa!
@drmaxxonlineschool4 жыл бұрын
@@tblo9107 hapana revelation apa imotivation speaking iyi
@tblo91074 жыл бұрын
@@drmaxxonlineschool which is why takumbirawo renyu tisarasike mukusaziva lest we start thinking you are one those predisposed to that proclivity of criticism for the sake of it.
@drmaxxonlineschool4 жыл бұрын
I dont need to be a preacher kuti nditaure kuti hapana chaJesu chaari kutaura simple gospel basics from the bible dzinoti bible is a revelation of Jesus.Kana munhu achiparidza kubva mubible chete panofanirwa kubuda chizaruko or the revelation of Jesus not these motivational speeches
@tblo91074 жыл бұрын
@@drmaxxonlineschool i guess 90% of comments here saying otherwise are wrong and you are right then!