No video

Evangelist Trymore Muparinga-- Kuenda kuchechi iChoice

  Рет қаралды 18,996

Janso Gospel TV

Janso Gospel TV

Жыл бұрын

Dont forget to subscriber to my channel for more

Пікірлер: 44
@jingufana5930
@jingufana5930 11 ай бұрын
Powerful your Sermons are so inspiring
@traceyrue2479
@traceyrue2479 10 ай бұрын
Profound!
@AbiotDenhere-jp3pf
@AbiotDenhere-jp3pf Жыл бұрын
Amen ku shoko
@costamagaisa9317
@costamagaisa9317 Жыл бұрын
Amen Munhu waMwari
@Christservantedeavours
@Christservantedeavours Жыл бұрын
This is the Gospel if any is in opposition to this is a hypocrite
@solomonjohannesmoyana8636
@solomonjohannesmoyana8636 Жыл бұрын
😂😂😂😂 kunyepa kakadai munhu asarudze kuita zvaanoda pamberi usanyepa iwe. ko zvazviri pachena kuti isu tiri zvipfuwo zva Mwari apana chatinoita kana Mwari asina kuti tiite. Munangagwa chaiye kuti auraye vanhu kudeya ndi Mwari akadaro nekuti vanhu vakasiya Mwari vakatevera mbavha dzinoti dzinoziva Mwari. uyu zve vhangeri inomurasa big time
@DanielTshekiso-gd2et
@DanielTshekiso-gd2et Жыл бұрын
Handikunzwisisi uriuda kuti came again
@solomonjohannesmoyana8636
@solomonjohannesmoyana8636 Жыл бұрын
@@DanielTshekiso-gd2et mu chi Shona ndirikuti Muparinga ahana Vhangeri,apana cha Jesu kana cha Mwari chanoparidza. Muparinga anoparidza dumbu. Nei ndadaro? Isu tiri va Mwari atina imwe choice tiri vake atikwanise kuita chinhu isusu timene saka iye achiti zviri kwauri kunamata Mwari nekusanamata arikunyepa azvisi mukoma wangu
@TawandaSawi
@TawandaSawi Жыл бұрын
Inga waudzwa nebible kuti moses chose wani
@Judah_rose.
@Judah_rose. Жыл бұрын
Don't you know kuty takapiwa freewill Kana usingazive usakurumidze washora nekuti unorasikirwa neshoko
@Judah_rose.
@Judah_rose. Жыл бұрын
Reinhard Bonke chaiye was the 5th man kudanwa kugenda kuAfrica which means 4 verse vakaramba Mwari haaforce munhu Anoti mushoko I lay before you death and life,but choose life So choosing death is a choice futy Whether we end up in hell or heaven it will be totally based on what we choose I encourage you kugenda kubible college unonodzidza zvakawanda
@user-up2sx2zf6f
@user-up2sx2zf6f Жыл бұрын
Godly gifted...... strong message
@user-vo6uj1xl8o
@user-vo6uj1xl8o Жыл бұрын
Powerful words amen
@solomonmuzi-mc9jn
@solomonmuzi-mc9jn Жыл бұрын
Amen Evangelist
@maggiemavura7645
@maggiemavura7645 Жыл бұрын
Amen 🙏 powerful word 🙏
@kivarichuma9375
@kivarichuma9375 Жыл бұрын
Amen my Pastor
@cmao6440
@cmao6440 Жыл бұрын
Very powerful word. May God help me make wiser choices
@user-hn1nd4dt6f
@user-hn1nd4dt6f Жыл бұрын
Amen powerful 🙏
@trumanprins-bt3jq
@trumanprins-bt3jq Жыл бұрын
Amen pastor
@shepardmbiri7140
@shepardmbiri7140 Жыл бұрын
A big Amen...
@mavisndarira3122
@mavisndarira3122 Жыл бұрын
Amen amen❤🎉pastor
@JansoGospelTV
@JansoGospelTV Жыл бұрын
God bless you
@estherchava-jt6zv
@estherchava-jt6zv Жыл бұрын
Amen thank you Evangelist
@JansoGospelTV
@JansoGospelTV Жыл бұрын
God bless you
@robmhizha4919
@robmhizha4919 Жыл бұрын
Too much lies
@hilarykhumalo6132
@hilarykhumalo6132 Жыл бұрын
Amen
@user-ek8tw6bw2d
@user-ek8tw6bw2d Жыл бұрын
Powerful
@felistasmangonga4862
@felistasmangonga4862 Жыл бұрын
Amen my pastor 🙏🙏🙏🔥
@JansoGospelTV
@JansoGospelTV Жыл бұрын
God bless you
@matthewchitando6879
@matthewchitando6879 Жыл бұрын
Amen 🙏
@frankchiyepa7097
@frankchiyepa7097 Жыл бұрын
Saka ndiyani akazopfumiswa na Jesu in all those days he was on earth? Of all his desciples ndiyani akazopihwa anointing yekuita mari. Ko Mparinga haazvizive here kuti Moses did not choose God but God Chose Moses before he was born and thats why ha saved him? Ko hanti ndi Mwari here vakararamisa Moses yet Pharoah had given an instruction kuti vanakomana vema Israelites vaurawe? Ko haazvizivi kuti kitambura kwakaita moses with his people ndiko kwakaitwa na Jesu pavakapinda munyama akaedzwa kuti iye ave example Hebrewa 4v15? Vhangeri rako rakatsveyama ka mkuru
@TawandaSawi
@TawandaSawi Жыл бұрын
Saka murikuti mwari haapfumise here iro bible parinoti ndimwari unokupa simba rekupfuma rinwnge richinyepa here
@kudakwashemushonga2965
@kudakwashemushonga2965 Жыл бұрын
You're giving your followers wrong information. John 15:19 (KJV) If ye were of the world, the world would love his own: but because ye are not of the world, but I have chosen you out of the world, therefore the world hateth you.
@kudakwashemushonga2965
@kudakwashemushonga2965 Жыл бұрын
John 15:16 (KJV) Ye have not chosen me, but I have chosen you, and ordained you, that ye should go and bring forth fruit, and that your fruit should remain: that whatsoever ye shall ask of the Father in my name, he may give it you.
@TawandaSawi
@TawandaSawi Жыл бұрын
@@kudakwashemushonga2965 I call heaven and earth to witness against you this day, that I have set before you life and death, the blessing and the curse: therefore choose life” (Deut. 30:19)
@veeemuraa7599
@veeemuraa7599 7 ай бұрын
Vanhu hamunzwisisi tererai shoko ft zvee ndiyani ambotaura zvekusapfuma. Problem ndeyekuti u always look for something to kunyange zvisina musoro Moda kunzi mataura. Kanamuchiona zvisirikukuitirai tsvakai kwenyu kwekuparidzira . Isu tinomunzwisisa tinzwe. Munapota muchiverenga mabible ft
@lloydshonhaimudzamiri5632
@lloydshonhaimudzamiri5632 Жыл бұрын
HAAAAA URIGAVA MURUME IWEWE HAUNA CHAURI KUMBOTAURA USANYEPERA VANHU 🤣🤣
@takudzwamlambi679
@takudzwamlambi679 11 ай бұрын
Nhai Lloyd kwakanaka here
@veeemuraa7599
@veeemuraa7599 7 ай бұрын
Yaaa kunzwisisa kuchiri kure Baba I wonder kuti ndo brain dzamuri kufamba nadzo here idzi. If so u are dangerous.
@faraimakambe8556
@faraimakambe8556 Жыл бұрын
😢😢😢
@AbiotDenhere-jp3pf
@AbiotDenhere-jp3pf Жыл бұрын
Amen ku shoko
@shinemariga2313
@shinemariga2313 Жыл бұрын
Amen
Nguva nemukana.Evangelist T Muparinga.🔥🔥🔥
54:03
THE GOSPEL MHARIDZO
Рет қаралды 43 М.
Fortunately, Ultraman protects me  #shorts #ultraman #ultramantiga #liveaction
00:10
Smart Sigma Kid #funny #sigma #comedy
00:40
CRAZY GREAPA
Рет қаралды 38 МЛН
My Cheetos🍕PIZZA #cooking #shorts
00:43
BANKII
Рет қаралды 25 МЛН
Pool Bed Prank By My Grandpa 😂 #funny
00:47
SKITS
Рет қаралды 19 МЛН
The snares of satan
47:30
Evangelist Marufu
Рет қаралды 8 М.
Evangelist Trymore Muparinga--Forgive yourself
27:37
Janso Gospel TV
Рет қаралды 7 М.
Evangelist T Muparinga  preparation24july2012
40:58
Sakasota Viriri
Рет қаралды 34 М.
Evangelist Trymore Muparinga - Mwana Muparadzi anodzoka
55:33
Janso Gospel TV
Рет қаралды 2,8 М.
Evangelist T. Muparinga Judges 11...........Pfungwa yaMwari
47:12
Denzel Madzvamuse
Рет қаралды 71 М.
Evangelist Muparinga _ new release/latest
26:46
ZF STUDIOS
Рет қаралды 25 М.
Evangelist Trymore Muparinga  Revelation part II Masvingo,Zimbabwe
1:14:38
Fortunately, Ultraman protects me  #shorts #ultraman #ultramantiga #liveaction
00:10