Event Iyi Ndakatoiroteswa Jeso akatondiudza kuti Toizadza chete ¬ Prophet Passion Java Speaks

  Рет қаралды 13,752

Zigo

Zigo

2 ай бұрын

#makandiwa #uebertangel #theclosurednashow #chamisa #karanganda #chigodora #slymedia #tilda #zimcelebs #tytie #kikkie #unclesaint #shematv #magaya #zigo #kundaichitima #djollah #maititi #madamboss #zimbabwe #chiefmutasa #chiefnyamaropa #chiefbushu #mnangagwa #chamisa #maititi #madamboss #mhosva #mamavee #comicelder #jahprayzah #fyi #viral

Пікірлер: 45
@user-lo1rb7bn3s
@user-lo1rb7bn3s 2 ай бұрын
Zimbabweans will shock you kunogona kutozara ipapa
@CelesaniMahlangu
@CelesaniMahlangu 2 ай бұрын
Cz mabharanzi akawanda kudarika vanhu
@brianmbiriri2724
@brianmbiriri2724 2 ай бұрын
The Zigo's fascination with religious folk.. is fascinating
@johnsonkitchens685
@johnsonkitchens685 2 ай бұрын
Vanhu vanotamba naMwari, ngatizivei Mwari pachiedza,hanzi na Jesu ngatishandei kwakachena, hapana anozoshanda murima, zvichireva kuseri kweguva hakuna munamato, and God's wrath is real, ngativerengei magwaro,l thank u
@feromhure2684
@feromhure2684 2 ай бұрын
2 vatesaronika 2v 6-12 Java hauna kubva kuna Mwari iwewe uri mwana wasatan hakuna munhu waMwari wakaita sewe uri gava.
@NgonieGotore-ls2zv
@NgonieGotore-ls2zv 2 ай бұрын
Saka apa ndopavari kutodzidzira zvekuzoita here vachidonha nemadhimoni *NDIPOWOOKAAA FREZIT*
@BlessingMuronzi
@BlessingMuronzi 2 ай бұрын
Lastepentenious I met that angel when I'm 9years urikutozviona Kuti rinozara here or no he is doubting now nevarungu vaakauya navo haa zvokwadii hameno hooooyo wauya Mutumwa waMwari how many days to reach at all night prayer
@SHALOMGAGL
@SHALOMGAGL Ай бұрын
You are definitely a rock star, should replace Michael Jackson
@givemorenyamunzororo2958
@givemorenyamunzororo2958 2 ай бұрын
Hapana chamwari chaanacho uyu Panganai .Vanomutevera vanotopengawo saiye even Zigo anotorwarawo futi nokuti vanhu vamwari nevasiri vamwari haavazive kupenga mupfunga kwega
@CelesaniMahlangu
@CelesaniMahlangu 2 ай бұрын
Haaa kwako kunouya vaya vanoda zvemaDramer kwete vanoda kunzwa kubva kunaMwari
@user-lt2wt7by7f
@user-lt2wt7by7f 2 ай бұрын
Chisingazivi vanhu ndechekuti kuporofita or kuparidza chinongova chipo uye chinoinda pamunhu wenyama ane character yake pamuraramire wake soo kana munhu akava nemajokes aine chipo chekuporofita hazvirevi kuti zvanoparidza sandizvo zvamwari chingochengetedza mashoko akanaka aanotaura zvekupengereka kwake wosiyana nazvo ! Period 🎉
@givemorenyamunzororo2958
@givemorenyamunzororo2958 2 ай бұрын
Wht u don't hama yangu ndechekuti kuparidza kudii uye kan wakatumwa nachristu kunoparidza hautofaniri kutaura nezvako unotaura nezvaakutuma nokuti ndiye ane kunoendwa .Saka kamukomana ako Panganai kagava hakana kutumwa .Hapana chanofanirwa kutoteererwa chakanotaura kana zviri zvevhangeri
@user-lt2wt7by7f
@user-lt2wt7by7f 2 ай бұрын
@@givemorenyamunzororo2958 saka iwewe urikuti haana kutumwa urikuzviwana kupi ndiwe christu ,,,pane verse inonototiudza kuti hatina simba rekutonga panyama
@fearfokolo3591
@fearfokolo3591 2 ай бұрын
Very true
@musashoko1389
@musashoko1389 2 ай бұрын
Umwe Madungwe uyu 😂😂
@elevated3505
@elevated3505 2 ай бұрын
Vasingangodi kuzhaka and the likes
@JohnMarimbire-me4do
@JohnMarimbire-me4do 2 ай бұрын
Wakutya chivhayo 😂😂😂
@IsraelDzemwa
@IsraelDzemwa 2 ай бұрын
Kowakabva ku chando riniko java kkkkk
@makonidanies7851
@makonidanies7851 2 ай бұрын
Passion haasi muparidzi guys
@marvellousncube3466
@marvellousncube3466 2 ай бұрын
Vasingagoni kuzhaka 😂😂😂😂
@prosperjanhi7779
@prosperjanhi7779 2 ай бұрын
Vakauraya Jah Love kaaa
@tapreshprevy6627
@tapreshprevy6627 2 ай бұрын
Zigo kungopihwa Mota zvekutaura chokwadi tsepasi
@Tate-e9e
@Tate-e9e 2 ай бұрын
Ahhhh Mukomana Zigo akapihwa mota?? That’s why I have been seeing his content switching taste 😂😂😂
@BlessingMuronzi
@BlessingMuronzi 2 ай бұрын
Dzatanga kudhakwa manje Gucci Salon watotiratidza zvee
@IsraelDzemwa
@IsraelDzemwa 2 ай бұрын
Java ndokuda hako😂😂😂
@CelesaniMahlangu
@CelesaniMahlangu 2 ай бұрын
Asi iwewe naMadungwe munotamba naMwari chaizvo mwari muramu wenyu unoita zvamunoda naye
@blessingzaba8043
@blessingzaba8043 2 ай бұрын
adzisi mbanje here idzi
@thembachaza7718
@thembachaza7718 2 ай бұрын
Azadza stadium yacho unozotiii
@user-dt6ss4do2c
@user-dt6ss4do2c 2 ай бұрын
Vasingagone kuzhaka😢
@user-ue8ws2xx1x
@user-ue8ws2xx1x 2 ай бұрын
im going.
@user-zz3le5om9k
@user-zz3le5om9k 2 ай бұрын
Enda zvee hapana akurambidza
@user-ue8ws2xx1x
@user-ue8ws2xx1x 2 ай бұрын
@@user-zz3le5om9k ndosaka ndirikuenda because hapana andirambidza
@it3788
@it3788 2 ай бұрын
Shame qmerikans varungu kupusiswa ne bad man uyu
@feromhure2684
@feromhure2684 2 ай бұрын
Uri gava
@adolfmunemo7195
@adolfmunemo7195 2 ай бұрын
Makandiwa akaizadza ka 3 ne overflow zvese
@fearfokolo3591
@fearfokolo3591 2 ай бұрын
When
@adolfmunemo7195
@adolfmunemo7195 2 ай бұрын
@@fearfokolo3591 judgment night 1-3 it's there on yutube and it's only him who achieved that so far
@KimKim-kw7jp
@KimKim-kw7jp 2 ай бұрын
Pfutseki
@Texas-xj6jb
@Texas-xj6jb 2 ай бұрын
Are you a prophet dont lie mfana
@ChristianDrecoir30
@ChristianDrecoir30 2 ай бұрын
Haaahahah guys N🚫 D🍆.. Rdin🚳🚲 paFair muface uyu anesimba vanotaura side ways vana vaSatan 😅, lot of other men of God they just now realising and setting their own blueprints behind Java, he's a stepper take notes 🤩 haamakike uyu siyai aite zvaakatumwa kuita 🚳🕺🤩
@givemorenyamunzororo2958
@givemorenyamunzororo2958 2 ай бұрын
Chaunoti simba chii nhai.Simba riri pashoko nokuti ndopassport yekupinda nayo kudenga.zveminana zvakatomboitwa nevanhu vanga vasinga namate uye nanha zvirikutoitika .
@givemorenyamunzororo2958
@givemorenyamunzororo2958 2 ай бұрын
Iwe utori mumwe wevaurikuti vanasatan nokuti unotenda paminana kwete pashoko .Makadzivirwa kuziva chokwadi nokuti hamusi waMwari
@ChristianDrecoir30
@ChristianDrecoir30 2 ай бұрын
🤩No we are not with the devil, iye Satan wacho anotoziya kuti vana vaMwari vanopisa kkkk .🙏Zimbabwe is a christian Nation, Our country truly trust God ,We don't just settle kune vanoda kuAppear religious, pakapfekwa uniform yechurch nekubata Bible mumaoko kuti mubvume ana Doubting, takatokura tichiona tumaGogaz twe Areas twaisarovha kuchurch every Sunday tuine horror 😂....vaJesus christ humbly receive the word of God not kuda kutongera, Iwe give up kuda tunharo netuhasha, inzwai shoko proceed with the word of God nyika inobudirira Amen🙏
UNOZODEI MUKUIMBA NA JAH PRAYZAH PA MAI CHISAMBA SHOW
33:05
MAI CHISAMBA SHOW
Рет қаралды 81 М.
100❤️
00:19
MY💝No War🤝
Рет қаралды 23 МЛН
ПРОВЕРИЛ АРБУЗЫ #shorts
00:34
Паша Осадчий
Рет қаралды 6 МЛН
🤔Какой Орган самый длинный ? #shorts
00:42
- А что в креме? - Это кАкАооо! #КондитерДети
00:24
Телеканал ПЯТНИЦА
Рет қаралды 7 МЛН
Episode 3| DJ Towers speaks about Passion Java, Zanu PF etc|The Denny J Show
1:16:31
Passion java reply’s Apostle chivengwa
1:31
Studio Art Pictures TV
Рет қаралды 36 М.
DEEP Forensic Prophecy with the Gaffa || Prophet Passion Java
6:43
Prophet Passion Java
Рет қаралды 147 М.
Mai  Titi visits Prophet Passion
57:28
Prophet Passion Java
Рет қаралды 8 М.
Passion java Respond and blast Apostle Talent Chiwenga (2021)
3:11
Zim Reality Eye tv
Рет қаралды 41 М.
WATCH ‼️ 🇺🇸 What Prophet Angel Said About DONALD TRUMP
6:30
Bacho Ne Ye Kar Liya 😱🥲
0:13
Sunnyy Rawal
Рет қаралды 25 МЛН
Никогда не убивай это существо! 😱
0:28
Детство злой тётки 😂 #shorts
0:31
Julia Fun
Рет қаралды 2,6 МЛН
Самый Молодой Актёр Без Оскара 😂
0:13
Глеб Рандалайнен
Рет қаралды 7 МЛН
Курение вредит здоровью
0:28
ЮРИЧ
Рет қаралды 2,1 МЛН