Exclusive Mnangwagwa Wont last his term says "King" Munhu Mutapa

  Рет қаралды 4,189

TechMag TV

TechMag TV

Күн бұрын

Пікірлер: 47
@LyriqalFlame767
@LyriqalFlame767 Күн бұрын
Haaa King Munhumutapa variko manje ava💪. Nhoroondo yavanayo iyi yakati kwanei plus haa vane ma real guts to call out mnangagwa that much he's not sick, watch him pane mamwe ma videos n try to get his sense.. # Kana pane anoda Tiende pazuva , izvozvo 😂💪
@brightupholstery
@brightupholstery 2 күн бұрын
Our King
@alexmasiya
@alexmasiya 5 күн бұрын
Svimbo inodzima zuva uuuum. Baba ava vanorwara zvavo.
@simonbora4030
@simonbora4030 5 күн бұрын
You need to listen to this guy. Mahwan aya.....!!!
@gilbertguzha5373
@gilbertguzha5373 5 күн бұрын
Ndinowona sekunge ari kutaura chokwadi nekuda kwenhoroondo yekurwiwa kwehondo vari vairwa chokwadi vaive nemitemo yavaitevedzera vangatore chinhu chemunhu kwete varipo vari kutora zvinhu zvevanhu nehumambo hunongopiwa anosapota zanu pf nekubira vari kutambudzika
@innesidumingo3764
@innesidumingo3764 5 күн бұрын
Madungwe 2
@musasiyashedaniel3970
@musasiyashedaniel3970 5 күн бұрын
You guys need to seriously work on your sound. It's very poor. Also you need to exercise compassion when interviewing your guests
@firechariotchrosh
@firechariotchrosh Күн бұрын
Chamisa muyera Moyo the President of Zimbabwe 🇿🇼
@ThePapa555
@ThePapa555 2 күн бұрын
@tatendanjomboro3395
@tatendanjomboro3395 5 күн бұрын
Hakuna Mambo vakadai musade kutihwa
@gilbertguzha5373
@gilbertguzha5373 5 күн бұрын
Ko Lobengula paakanyorerana nevarungu achitengesa nyikamhepo yaMunhumutapa yaive kupi
@sylviademode4501
@sylviademode4501 4 күн бұрын
Vamwe vakaudzwa hondo nebenzi vakasa teerera.
@claytonwilson278
@claytonwilson278 Күн бұрын
ngaatibvire ne mhepo dzake uyo tsaga wemunhu hatitongwe ne n'anga isu
@giftdzvova616
@giftdzvova616 5 күн бұрын
There is only God and He has authority over all men and all things
@CollenMashaba
@CollenMashaba 5 күн бұрын
You presenters show some respect
@evansdzinzi3152
@evansdzinzi3152 3 күн бұрын
Production yedu ichiri kuda a lot of improvements.. Both sound and video.
@mehlulidlamini2383
@mehlulidlamini2383 3 күн бұрын
Was Banana from Manicaland ? Thought he was from Matebeland South somewhere there
@shumbahurushumbahuru4894
@shumbahurushumbahuru4894 2 күн бұрын
Zanu pf yakaita chitsotsi. Nyika yakatorwa nevarungu kubva kuMadzimabo. Vaifanira kuidzosa kumadzimambo. Then vozoita zve voting for president under ma chiefs. He knows what he is talking.
@shumbahurushumbahuru4894
@shumbahurushumbahuru4894 2 күн бұрын
My only question is Munhumutapa was also king over people in other countries like moza and Botswana Northern parts of SA What is he doing about that.
@leogumbo367
@leogumbo367 5 күн бұрын
Uyo murume arikupinda pa interview nemoyo ngaaite sezviri kuita Sisi avo plus why muchibvunza mubvunzo panguva imwe chete musingapanani mukana murikuvhiringidza munhu guys
@lazarussauti1262
@lazarussauti1262 18 сағат бұрын
Vakomanaka, heeey!!!
@daazsa
@daazsa 4 күн бұрын
he is just a magician
@mehlulidlamini2383
@mehlulidlamini2383 3 күн бұрын
Mwenemutapa was there before his father of course it was under Moyo people way back before other chiefs came to exist
@ropafadzomapimhidze7438
@ropafadzomapimhidze7438 5 күн бұрын
Big up to you Toneo
@forexkingmaster5680
@forexkingmaster5680 5 күн бұрын
Ane simba muchinda uyu
@Izwi33
@Izwi33 4 күн бұрын
Presenters are overwhelmed with his examples 😂😂😂
@petroschaturuka517
@petroschaturuka517 4 күн бұрын
Haagone kutsetsa nyaya dzake anenge achingotaura zvisingadzwisisike iguma guma iri
@derrickziki2428
@derrickziki2428 4 күн бұрын
I did not see any sign of wonders here, just heard only voice of the owner who was making noise
@petroschaturuka517
@petroschaturuka517 4 күн бұрын
Uyu hapana nezviripo haagone kutaura kuti vanhu vatema takabva kupi uyu, anisanganisa nyaya, haana chipo chekujekesa, Nyaya dzake hadzibatane hapana apa
@PediusMayura-mu4hd
@PediusMayura-mu4hd 2 күн бұрын
Maxhende emurungu 😅😅😅😅😅😅😅
@gilbertguzha5373
@gilbertguzha5373 5 күн бұрын
Ndinowona sekunge ari kutaura chokwadi nekuda kwenhoroondo yekurwiwa kwehondo vari vairwa chokwadi vaive nemitemo yavaitevedzera vangatore chinhu chemunhu kwete varipo vari kutora zvinhu zvevanhu nehumambo hunongopiwa anosapota zanu pf nekubira vari kutambudzikanext time gadzirisai michina yenyu inzwike iri kumbo dzimadzima hatisi kunzwa zvakanaka pamwe pacho
@spencerchirindo2029
@spencerchirindo2029 4 күн бұрын
Muzimbabwean akakwana sei apo😮. Haa tasvika sei apa
@innesidumingo3764
@innesidumingo3764 5 күн бұрын
Dziribhobho here idzi
@bonasera298
@bonasera298 4 күн бұрын
Very confused man 😢
@tarirotogarepi4539
@tarirotogarepi4539 5 күн бұрын
Ngatingoti iri isvikiro , zveuMambo zvabvepi
@mabotswanagaefitlhe4787
@mabotswanagaefitlhe4787 4 күн бұрын
He is old selfish old man to be a president. Greedy with his family
@gilbertguzha5373
@gilbertguzha5373 5 күн бұрын
Ko iye munhumutapa aimbo tambiriswa nani kare kacho pakambenge aripo
@evansdzinzi3152
@evansdzinzi3152 3 күн бұрын
Vanoda kurohwa adala ava
@forexkingmaster5680
@forexkingmaster5680 5 күн бұрын
This guy us too much
@lazarussauti1262
@lazarussauti1262 18 сағат бұрын
Mhepo inotaura chingerengere kkkkkkkkkkkkkkkkkkkk
@spencerchirindo2029
@spencerchirindo2029 4 күн бұрын
Pamwe pacho panongoda zvivindu kwakutoti ndini pano
@DominicMubaiwa
@DominicMubaiwa 4 күн бұрын
Akambouya kwa Ollah muchinda uyu
@dumisanintuli3434
@dumisanintuli3434 5 күн бұрын
Why people are not commenitng.
@l.a.t.dm.d.w5582
@l.a.t.dm.d.w5582 5 күн бұрын
Vanhu vaneta 😂😂😂nezvisina basa
They Chose Kindness Over Abuse in Their Team #shorts
00:20
I migliori trucchetti di Fabiosa
Рет қаралды 12 МЛН
Triple kill😹
00:18
GG Animation
Рет қаралды 18 МЛН
КОГДА К БАТЕ ПРИШЕЛ ДРУГ😂#shorts
00:59
BATEK_OFFICIAL
Рет қаралды 7 МЛН
Part 3: Enyumba y'omugaga Kawooya tugilambude. Elinga Hotel ya 5 Star
43:18
MHONDORO. -(BUMBE) -AMAI VOFA VANA VOURAYANA
49:48
Drewmas Media
Рет қаралды 10 М.
Revolution Now Or Never? FT. Sowore | The Honest Bunch Podcast | SE06EP02
2:39:16
Glitch Africa Studios
Рет қаралды 209 М.
PROPHET MATAYO : AWADDE OBUNABBI OBUPYA KU DONALD TRUMP
41:11
Solomon Kaweesa
Рет қаралды 28 М.
Charamba Daughters, Eternity & Shalom on Star FM
47:51
STAR FM LIVE
Рет қаралды 17 М.
Mnangagwa's regional desperation, ZANU slowly losing ground in SADC
20:18
They Chose Kindness Over Abuse in Their Team #shorts
00:20
I migliori trucchetti di Fabiosa
Рет қаралды 12 МЛН