Finally the TV delivery guy are now here, we were so happy

  Рет қаралды 12,549

Tytie

Tytie

7 күн бұрын

Пікірлер: 125
@NellisHozheri
@NellisHozheri 5 күн бұрын
Shumba muri murume maramba ne signature yenyu ndazvifarira
@rumbidzaichinoriwa7757
@rumbidzaichinoriwa7757 5 күн бұрын
Kudzidza kana kusa dzidza chinodiwa kugona ku tsvaga mari and support your family. Keep on speaking english i like that.
@kumbiematty
@kumbiematty 5 күн бұрын
Kutaura nechirungu haisi problem, problem kutaura nechirungu mumwe munhu mutema akaterera
@LindiweMagwenzi
@LindiweMagwenzi 5 күн бұрын
Vanhu musarwadziwe ne vana vatori nani vano zama
@user-eo6dm2lo2k
@user-eo6dm2lo2k 5 күн бұрын
Zvinovengwa nevaroyi izvi ,, well done zvinodadisa
@rumbidzaichinoriwa7757
@rumbidzaichinoriwa7757 5 күн бұрын
Congratulations ndo zvataiitawo tichitangidza kutenga midziyo. Am happy for you guys
@JohndorysHarvestHarvest
@JohndorysHarvestHarvest 5 күн бұрын
Siyabonga shumba ❤❤❤
@TawananyashaChizororo
@TawananyashaChizororo 5 күн бұрын
Kiki is happy 😂😂
@user-hs1em1lm6g
@user-hs1em1lm6g 5 күн бұрын
Thanks guys ndadzidzawo something there ❤
@emmanuelmusizabusiness
@emmanuelmusizabusiness 5 күн бұрын
For really you can't not sign the staff you didn't get it how come what if you changed 😢😅 good tytie nekuramba iwe❤
@mamaroe1502
@mamaroe1502 5 күн бұрын
Unenge uchiti chirungu heee what what apa hauto gonewo....ndosaka comedian asingataure neenglish vachitadza kuenda viral pamusaka pekudzikisirana, nigerian haumbonzwe vachisekana as long wanzwa zvaari kuda kutaura...apa wanga utorina U kuenglish asi unoda kuseka mumwe
@user-li9pf8zz4z
@user-li9pf8zz4z 5 күн бұрын
The way i hate shoes on the carpet😫😩
@user-uq2ou1nb5j
@user-uq2ou1nb5j 4 күн бұрын
Wakafanana neni ufunge
@user-li9pf8zz4z
@user-li9pf8zz4z 4 күн бұрын
@@user-uq2ou1nb5j outside shoes shouldn't get into the house...fullstop Ndinobva ndatoona tsvina yega yega
@eunicezimunya3991
@eunicezimunya3991 5 күн бұрын
All will be fine guys,be happy
@Ruthmbewe-sp9xz
@Ruthmbewe-sp9xz 4 күн бұрын
This is nice beautiful guys
@dorothymate3755
@dorothymate3755 4 күн бұрын
Murikugona kudzidzisa vamwe.wenyu zvinoitwa.dzimba chokwadi God blessing you new house nice one
@user-ih5cp7ro9r
@user-ih5cp7ro9r 5 күн бұрын
Welldone guys
@user-cv5oe4dg5v
@user-cv5oe4dg5v 5 күн бұрын
Vanhu musarwadziwe na Kiki na kuku imi
@ChiyeChirume-vf9de
@ChiyeChirume-vf9de 5 күн бұрын
Mwari vnokudai.Rambai muchivanamata guys
@patiencenyamushanya1879
@patiencenyamushanya1879 5 күн бұрын
❤❤❤... So happy for you 🤩😍
@Kuekue437
@Kuekue437 5 күн бұрын
Ndakamirira kunge yangu veduwe
@user-ch1hs9rr1e
@user-ch1hs9rr1e 5 күн бұрын
Well done KK tyt 🎉🎉❤❤❤❤🎉🎉🎉🎉❤❤❤❤❤❤ jozi
@trymoresililo2813
@trymoresililo2813 5 күн бұрын
Mbudzi yemurombo hairarame😂😂
@MaunganidzeChidziva-nt7fc
@MaunganidzeChidziva-nt7fc 5 күн бұрын
Munondiitira❤
@user-cg9ju7bu9b
@user-cg9ju7bu9b 4 күн бұрын
First time kuonawo tytie akatsamwa 😂😂😂😂 waita semurume chaiye vandibhowa shem
@josephinechapfimvira1930
@josephinechapfimvira1930 5 күн бұрын
Makagona mukasasaina... Signature inoiswa kana munhu agutsikana zvenvanopenga
@KundaicynthiaChada
@KundaicynthiaChada 5 күн бұрын
Ndicho chirungu chekunoku ichocho takatobvawo Zimbabwe tichichichisvisvina but now takutotaura ichochi gud Kiki nakuku
@user-hp7id8vr1d
@user-hp7id8vr1d 4 күн бұрын
Vakuma chikara nechirungu
@farisaigumbo260
@farisaigumbo260 5 күн бұрын
You're doing well, guys. But Kiki could you do something about your coz unoda kuchenama imboita pay attention to your teeth hun. We love you.
@joerestmusic
@joerestmusic 5 күн бұрын
Teeth ?
@user-ef5qp5yp7o
@user-ef5qp5yp7o 5 күн бұрын
Ummmm vanhu
@judithtakawira9933
@judithtakawira9933 5 күн бұрын
Haaa muzimba ka
@user-fq9pv9ii9q
@user-fq9pv9ii9q 5 күн бұрын
Tytie hanzi babie hatina kusvika form 4 hanzi nakk nyararara
@user-yz8cf5vw6e
@user-yz8cf5vw6e 5 күн бұрын
Wagona tyt kuramba ku signer
@JohndorysHarvestHarvest
@JohndorysHarvestHarvest 5 күн бұрын
Ungazondi shumba❤❤
@Kuekue437
@Kuekue437 5 күн бұрын
Fara hako mwana wangu
@nadiamuganonhosa9621
@nadiamuganonhosa9621 5 күн бұрын
Tv yaramba hre 😂
@IrvenMedia-t2u
@IrvenMedia-t2u 3 күн бұрын
Ndaiku mbirao kuvhutsa kt tytie muno garep
@DakataFrp-bc4uw
@DakataFrp-bc4uw 4 күн бұрын
Good one
@AnnaGemu
@AnnaGemu 5 күн бұрын
Sorry Vana
@ShamisochipoSibanda
@ShamisochipoSibanda 5 күн бұрын
Vatsamwa shumba
@NosterSimango-cl9gb
@NosterSimango-cl9gb 5 күн бұрын
Yaaaaaa mrichibaba 🎉🎉🎉🎉🎉🎉
@TeclahSMoyo-qr5es
@TeclahSMoyo-qr5es 5 күн бұрын
Nononono they want yu to sign wat yu nt choosed nooo😂😂😂
@NatashaMawadze-iu5en
@NatashaMawadze-iu5en 5 күн бұрын
Vakauyisa Tv stand yamarika muti hamuchaide vakapusa sitereki
@masenc3157
@masenc3157 5 күн бұрын
Sorry guys
@user-ob9jt9oj5o
@user-ob9jt9oj5o 5 күн бұрын
😊😊😊
@GILBERTMUN
@GILBERTMUN 5 күн бұрын
Hie tytie and kiki
@LilianMuyengwa
@LilianMuyengwa 5 күн бұрын
Why?
@user-xb4hr1eu4i
@user-xb4hr1eu4i 4 күн бұрын
❤❤🎉🎉
@user-dh2ui3lq9q
@user-dh2ui3lq9q 5 күн бұрын
The Delivery people is finally came 😅😅.. Kokutaura neShona nhai vaskana
@mangwengweangel
@mangwengweangel 5 күн бұрын
𝕔𝕙𝕖𝕣𝕠 𝕧𝕒𝕟𝕫𝕨𝕒
@user-uq2ou1nb5j
@user-uq2ou1nb5j 4 күн бұрын
Kkkkkkkk
@reemabs3634
@reemabs3634 4 күн бұрын
😂😂😂😂
@user-wi9wk7fy8t
@user-wi9wk7fy8t 4 күн бұрын
Haisi mhosva veduwee kusagona chirungu zvinowanikwa
@miriammanyanga5057
@miriammanyanga5057 4 күн бұрын
They are in a foreign land saka regai vadzidzire chirungu for communicating and vari kugona chaizvo
@user-xs9jx4lu7g
@user-xs9jx4lu7g 4 күн бұрын
Beware of matsotsi there guys
@tatendamadzambo699
@tatendamadzambo699 4 күн бұрын
Gyz can I be your camera man
@KanaKaendesa
@KanaKaendesa 4 күн бұрын
Vanoda kuzoti makawana tv yedu
@user-ch1hs9rr1e
@user-ch1hs9rr1e 5 күн бұрын
Sorry but Yoo are trying guyz ❤❤❤❤❤❤❤❤❤🎉🎉🎉❤❤❤
@pettymasedza2418
@pettymasedza2418 4 күн бұрын
Its only us Zimbabwean vanodzikisirana nekusekana chirungu but kune vamwe varungu vasingatogone chirungu chacho asi havasekwe
@user-ef5qp5yp7o
@user-ef5qp5yp7o 5 күн бұрын
Regai vataure chirungu ichocho vanhu mukurwadziwa hr
@user-wi9wk7fy8t
@user-wi9wk7fy8t 4 күн бұрын
Ivo vacho vanoti vamwe havagine chirungu zvavainacho varikuchiitisei kuku n kiki varikutokomborerwa zvakadaro
@memory-xc2mv
@memory-xc2mv 5 күн бұрын
Ndakakudzai mukaramba kuti nyorai neshona chero kutaura neshona kwaaaaaaa headline kumber chirungurira😂😂😂😂😂
@nyaradzomarozva5715
@nyaradzomarozva5715 5 күн бұрын
Ahhhh kupiko skit iro it's chirungu for me 😂😂😂😂😂
@NosterSimango-cl9gb
@NosterSimango-cl9gb 5 күн бұрын
Uopenga iwe wakarionepi skit rakadai Kuku na Kiki havako ikoko uri dhodhi mumba musina T. V nyini
@sarudzainyandoro4910
@sarudzainyandoro4910 5 күн бұрын
Kiki mwana wako akazouya hre
@judithtakawira9933
@judithtakawira9933 5 күн бұрын
Irorimwe iro. Zvinei izvozvo
@aishamasibanda8061
@aishamasibanda8061 Күн бұрын
Nhai zvako,, Hameno kuti vanhu vanomudii mwana wa Kiki,,
@patiencenyamushanya1879
@patiencenyamushanya1879 5 күн бұрын
🤬😡😤Tytie angry in English again
@Spo7017
@Spo7017 5 күн бұрын
😂😂😂😂😂😂
@CalmGoldenRetriever-og4si
@CalmGoldenRetriever-og4si 5 күн бұрын
😂😂😂😂
@reemabs3634
@reemabs3634 4 күн бұрын
😂😂😂😂
@MasclineMleya
@MasclineMleya 5 күн бұрын
Sorry 😮😮
@tinashenyangari282
@tinashenyangari282 5 күн бұрын
Atleast skit rabuda😂😢
@belindazidanda7697
@belindazidanda7697 5 күн бұрын
Chimwe chirungu chamonyora soo. Past present tenses mixed up. Do research before you post. Otherwise Congrats guys 🎉
@joerestmusic
@joerestmusic 5 күн бұрын
So long tanzwanana bhoo ,haisi language yedu iyi😂😂
@TawandaRezoma
@TawandaRezoma 5 күн бұрын
Vanopenga they are so unprofessional, good tytie waramba kusigner
@mangwengweangel
@mangwengweangel 5 күн бұрын
𝕪𝕒𝕒𝕙 𝕨𝕒𝕞𝕚𝕣𝕒 𝕤𝕖𝕞𝕦𝕜𝕠𝕟𝕠 𝕔𝕙𝕚𝕓𝕒𝕓𝕒𝕓𝕒👊👊
@PerseveranceMaphosa
@PerseveranceMaphosa 5 күн бұрын
Sorry
@NatashaMawadze-iu5en
@NatashaMawadze-iu5en 5 күн бұрын
Kkkkk vane Drama vanhu veshop iyi popotai imi havana kurongeka chii chakadaro
@sharonchihumbe9132
@sharonchihumbe9132 5 күн бұрын
Nhai imi kuita Jung zvinhu zvekuba
@KanaKaendesa
@KanaKaendesa 4 күн бұрын
Wakagona
@user-jh1qv8bw5x
@user-jh1qv8bw5x 5 күн бұрын
Sorry guys , vanhu musarwadziwe nevana vari kugona kudarika vazhinji venyu
@Nkechi25
@Nkechi25 3 күн бұрын
Kkkk don't worry english is jus a language not a measure of intelligence😉
@joerestmusic
@joerestmusic 5 күн бұрын
This is poor services, ndaiti Joza zvese zviripeferct kaini vana musiyamwa vari kwese nhai ? Ko madiiko kutryer tv Sales haiko here?
@user-de8le4bl6q
@user-de8le4bl6q 5 күн бұрын
Maservices emashops acho akadhakwa ini ndakatenga bed maok ikanetsa kubuda ndikati ndipei mari yangu shit vakandidzosera zvinhu zvinenge zviri padisplay mushop zvinenge zvisimo zvinenge zviri kuwarehouse or zvimwe zvinenge zvitori out of stock
@joerestmusic
@joerestmusic 5 күн бұрын
@@user-de8le4bl6q iya zvaari ma1
@antonattachihombori9561
@antonattachihombori9561 4 күн бұрын
​@@user-de8le4bl6q ini ndakaunzirwa mubhedha wakabvaruka paside pe mattress ne base neimwe inonzi bedtime it was painful.
@audreymurandu1122
@audreymurandu1122 5 күн бұрын
Chiitai muchiwedzera dzidzo yacho l trust yu. Yu can do it
@mollinemunanairi6313
@mollinemunanairi6313 5 күн бұрын
You are right zvenyu guyz....thus very poor customer care there.who does that
@user-ts4uw3tz5s
@user-ts4uw3tz5s 5 күн бұрын
Maita basa shumba
@babratakundwa6369
@babratakundwa6369 5 күн бұрын
imbwa dzevanhu idzi bullshit wavo hw can u sign for not getting yr stuff good kuku u show them 😂😂
@patiencemujuru296
@patiencemujuru296 4 күн бұрын
Like rearly😮😮 they are not organise
@user-fq4bq9cc5h
@user-fq4bq9cc5h 5 күн бұрын
Yooooo
@IreneMadono
@IreneMadono 5 күн бұрын
Ko nhaimi muri kuvatukirei kana musingavafariri do not follow them ,hezvo musarwadziwe mhani
@kudakwashebylonkuyerishawa8654
@kudakwashebylonkuyerishawa8654 5 күн бұрын
❤❤
@PreciousChinobva
@PreciousChinobva 5 күн бұрын
Vanojairira vanhu ava mavagona ngavauye nezvinhu zvakakwana hindaaa vasingagone customer care wagona kuku
@shepherdchese1121
@shepherdchese1121 5 күн бұрын
🤣🤣🤣🤣
@Spo7017
@Spo7017 5 күн бұрын
Am happy coz you didn't sign
@mugotishyleenshyleen
@mugotishyleenshyleen 5 күн бұрын
kkkk
@mugotishyleenshyleen
@mugotishyleenshyleen 5 күн бұрын
😂😂😂😂😂😂😂😂😢
@daphnemoyo3299
@daphnemoyo3299 5 күн бұрын
Maanje mukaattsamwa makarembedza maromo ivo agara akakura zvobuda here akomana
@zimbabwegossip
@zimbabwegossip 5 күн бұрын
Panyo pamai vako
@MercyMusiiwa
@MercyMusiiwa 4 күн бұрын
😂😂😂iwewe dai waibudikira tichion ndofunga taipera mabvu newe mazishaya😂
@heatherheather6127
@heatherheather6127 5 күн бұрын
Unoshanda kupi which work- why do you treat people rough kana usina chikoro nemukadzi wako- maziromo
@NosterSimango-cl9gb
@NosterSimango-cl9gb 5 күн бұрын
Inzwaiwo iri rinorwadziwa nevanhu varisingazivi unovatukirei Kuku na Kiki zirombe kumba usina hupfu
@zimbabwegossip
@zimbabwegossip 5 күн бұрын
Une godo mwana wembwaa ndosaka uchitambura😂😂😂
@joerestmusic
@joerestmusic 5 күн бұрын
Uchafa urirombe negodo rako iri if you pay for the services it must be delivered simple math no science rocket here .
@zimbabwegossip
@zimbabwegossip 5 күн бұрын
@@joerestmusic nhai zvako, anorwadziwa muroi uyo kurwadziwa nevana coz iye haana mari😂
@KundaicynthiaChada
@KundaicynthiaChada 5 күн бұрын
Unopenga iwe saka kana vasina kuyenda kuchikoro vanofanirwa kutretwa bad here
@ProgressHlungwani9-zi5nj
@ProgressHlungwani9-zi5nj 5 күн бұрын
Monyanya kungotoratora macamera pese pese hezvo nezvimwe zvisingadi ruzhinji memuchingotora 😢😢😢 muchapedzisira makutora mavideo muchiita sex zvimwe mozozvinyanya
@NosterSimango-cl9gb
@NosterSimango-cl9gb 5 күн бұрын
Ndokunobva sadza ravo usapenga iwewe
@joerestmusic
@joerestmusic 5 күн бұрын
​@@NosterSimango-cl9gbimagine kkkkmunhh mute ma so 😂😂
@MercyMusiiwa
@MercyMusiiwa 4 күн бұрын
😂😂😂 godo hariper pasi rino watonzwa bata wauchimbovhurirei katsii😂
@tontodikejunior
@tontodikejunior 5 күн бұрын
But zvobhowa zvavaita good don't sign imagine wakamirira zvinhu mmmm so disappointing
@TawananyashaChizororo
@TawananyashaChizororo 5 күн бұрын
Sorry guys
@MilcahHwaira
@MilcahHwaira 5 күн бұрын
Sorry guys
From UK to Building a Beautiful Retirement House in Zimbabwe
29:30
Kelvin Birioti
Рет қаралды 62 М.
THE POLICE TAKES ME! feat @PANDAGIRLOFFICIAL #shorts
00:31
PANDA BOI
Рет қаралды 24 МЛН
Sigma Girl Past #funny #sigma #viral
00:20
CRAZY GREAPA
Рет қаралды 34 МЛН
1 or 2?🐄
00:12
Kan Andrey
Рет қаралды 46 МЛН
Gogo finds love at 60: Dickson Speaks out to us finally
33:17
JCTV Africa
Рет қаралды 8 М.
An updated Apartment tour | South African YouTuber
10:21
Thobeka Majola
Рет қаралды 233
Ndakaba Jewellery Re 80USD Ndakadhakwa NeDombo
24:52
SlyMediaTv
Рет қаралды 23 М.
Inside Out - Enter Kev
0:14
GameMelon
Рет қаралды 3,1 МЛН
路飞这是生了个啥? #海贼王 #路飞 #funny
0:47
路飞与唐舞桐
Рет қаралды 11 МЛН
Prank pengantin baru😂
0:19
Muksin Bin Juhri
Рет қаралды 16 МЛН