Ayewa vovo naNetsai mapanerimwe level manje....🎉🎉keep it up guys.....watching from Zambia
@tinotendapaidajoe48288 ай бұрын
Vovo👌🏻👌🏻netsai akugona her role this is lit guys🥰life lessons I hope netsai reaps wat shez sowing
@hezelkiara8 ай бұрын
Vovo anogona zvisingaite ❤❤
@kingsdaughtersaltoftheeart51948 ай бұрын
Netsai uri comedian sure. Haa amai wee haaa uno shooter mafirimu chaiwo. Four season team yr acting is growing thank you for appreciating our support. This movie is so painful😢😢😢😢😢
@MosesPaulparadzaiMsikabantu8 ай бұрын
Vovo u are the best actor ,u deserve kupiwa mota
@TamburushiKanyandu8 ай бұрын
Sando kuna Netsai naVovo well done guyz rambai makadaro❤
@nyashachinjunju74018 ай бұрын
This is so touching 💔 Hanzi naMishy ko kuzonamata nhy
@itaichisero10378 ай бұрын
Sekuru imboitaivo nguva ne muzukuru 😢
@kelvinkawa1328 ай бұрын
Tauraa hako vanhu hatinai time nemhuri dzedu
@NellyMoyo-ik6ex8 ай бұрын
Hawapihwi chance
@karenmukuku62478 ай бұрын
Vovo from land lady to nhapwa. 💔
@GladysSimba-f3r8 ай бұрын
😂😂
@gracemusizvingoza45498 ай бұрын
😂😂😂😂
@Seamusmtepa8 ай бұрын
Hutsinnye hwakadai hunondishungurudza mheno ndikakwanisa kuona zvose lm so hurt 😢😢😢😢😢 can't wait for the final
@rosemaseva44648 ай бұрын
Am with you, I feel the same 😢😢😢
@obeyngorima45888 ай бұрын
So painful 😢 life so aahaa
@NellyMoyo-ik6ex8 ай бұрын
Me too dear, misodzi kutobuda
@TalentTadyNyatondo8 ай бұрын
😢😢😢😢😢😢😢😢
@gracemusizvingoza45498 ай бұрын
Vovo made it so real,I couldn't hold my tears😢😢😢😢
@alphamangwiro64296 ай бұрын
😭😭😭😭hàaaaa ndazochema ndega nhaimi movie yandibata zvakapfuurikidza
@JacobChidoori8 ай бұрын
Good vanababa potai muchicheka magariro anoita mhuri
@ThendoTshada8 ай бұрын
Uuum so painful, I thank my God varikuchengeta vabereki vangu ndikasakura ndiri nherera
@andybeck59848 ай бұрын
Keep it up guys
@ChipoENhamo8 ай бұрын
Keep it up guys and expose the cruelty in us women
@NomsaMlambo-pc1qs8 ай бұрын
Mwari ngavandchengete kusvika mwana wangu akura
@marycythia98198 ай бұрын
Nhai veduwe wosuka neikoo Soo touching 😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢
@loicemufandaedza31438 ай бұрын
Well done guys 👌
@memoryd52338 ай бұрын
Ishe wangu ndisesekedzeiwo vana vangu vayaruke 😢😢😢😢 this is so happening somewhere! Vovo and Netsai yoh you are on fire 🔥. Great acting!
@patiencematatu70528 ай бұрын
So touching well done 4 seasons
@DanielJabha-e7p8 ай бұрын
Munogona team rangu,zvirikuitika muupenyu hwanhas izvi
@LonesomeMadora3 ай бұрын
Well done guy's
@SusanDube-w8n7 ай бұрын
Vanogona ava ,taakutochema zve isu takabereka zvabva zvaita really ende zviriko izvi
@JanetMavura29 күн бұрын
Kkkkkkkk don't give up Vovo be strong my lovely sister
@RumbidzayiChizeya8 ай бұрын
Welldone team yooo❤ makugona
@ruvimbochisada3178 ай бұрын
😢😢😢Endefuti netsai unogona kuactor yooo kuita mai azuka chaiwo
@rosemaseva44648 ай бұрын
She is too much woo kkkkk
@kelvinkawa1328 ай бұрын
Haaaaa basa munorova zvekurevesa kani😂😂😂😂😂😂
@preciousmposhi49508 ай бұрын
netsai ukubata basa apa you are nailing the script so well.vovo kugona kunzwisa tsitsi keep it up guys
Izvi zvoitika manje if wakakura uri nherera nevanhu vane hutsinye izvi wakazviona pauri haisi movie unotoona real thanks four seasons
@PaulineDzinz8 ай бұрын
Well done munogona henyu mwari ngavakuwedzerei njere
@jbzumba68298 ай бұрын
Ko jambwa hayina kuzopera wani guys ko mwana akazotorwa na Mai vake here
@miltonmoyo8 ай бұрын
Netsai wazvofitwa nehutsinye chaiwo, you are now as good as Blackie of NAIZA BOOM.All in all haiwa munogona we are behind you Four Seasons Media. Thank you for keeping us entertained.
@eunicemuchakata27338 ай бұрын
Keep up the good work 💯
@raykaruru11448 ай бұрын
They nailed it 👌
@stelladeredzai77928 ай бұрын
Vovo na Netsai you are nailing your part well done keep going 🎉🎉🎉
Izvi zviriko manje izvi, as parents we gotta work our butts off tisiye vana vaine pekugara nekurara kuitira ramangwana revana vedu coz hapana munhu anotora vana vedu kana tafa..
@DanielJabha-e7p8 ай бұрын
You deserve the trophy 🏆🏆🏆
@lisbettychikwanda56158 ай бұрын
Makugona manje
@rosemaseva44648 ай бұрын
Kupretender kunoita Mai Mitchy pamberi pababa Mitchy 🙌🏽🙌🏽🙌🏽🙌🏽 Kushusha kwakadai kwakanyanya, Mai Mitchy denga muchaita reku googler
This story is very painful, I hope the next episode they will be a way out. I hope there not too many episodes of this very painful story.
@carolynmashingaidze33658 ай бұрын
I hope they don’t have too many episodes as well. It’s too upsetting, I cannot imagine such treatment of another human being. Ndoziva hangu kune vanhu vanehutsinye but level iri ahh💔
@KerinaMabido8 ай бұрын
So touching sure.
@TinayeNyanhanda-fv8du8 ай бұрын
This is hard to wait
@AnnatoliaMapasure-do6th8 ай бұрын
Vovo unogona wena❤❤❤❤
@Cynthiatadie8 ай бұрын
this is so real😢😢😢keep up the worl guys😢😢
@KyleMurwira8 ай бұрын
❤❤❤❤
@AnnaKumbira8 ай бұрын
Munogona guys
@tatendachimwendo64428 ай бұрын
Mmmm this is sad.. mad me cry for Vovo. Mukugona guys keep it up.. 👍 Man should learn from this itai muchiwongorora mhuri dzenyu
@gracematsika73048 ай бұрын
Chokwadi tese takapfura neko jartwell taienda netsoka tisina bhutsu😂😂😂❤❤❤❤❤