Unity is strength!Dont peddle lies!We taking Zim to higher heights!Takes time!Usakanganwe kwawakabva mudzimu we Shiri uri mudendere!Love the mix.Co with dendera!Tryson will blend with you well.Organise!!!
@pirate61772 жыл бұрын
Neniwo ndinoda kugara naye 🌹 uyo
@geraldmakopa2698 Жыл бұрын
Appreciation is the best respect for this young talent. Fire emojiiiiiiii
@lydiakhumbula73592 жыл бұрын
Bhora mberi Franco ,usadzoka kumashure hapana nzira isina mukwidzwa but seri kwemukwidza mutserendende
@getrudenyamuronda40712 жыл бұрын
Great work Slomo keep going don't look back
@fiboh46332 жыл бұрын
This is why I'm proud to be a Zimbabwean.. to those who were saying Franco should go back to Mr Alick ummm it's impossible. This guy is giving us what we need. This is super 🙏🙏🙏
@carolinendebele24762 жыл бұрын
I agree with you,.Munhu anokura sei kana achingoramba achishandira vamwe
@CaspaMusekiwa-jd3yg Жыл бұрын
This man is gifted
@UnityHute Жыл бұрын
You are all correct guys this is great I love this song he mast not give up on singing 🤩🤩🤩🤩😍😍😍😻😼❤️❤️❤️❤️❤️❤️❤️
@FADAFLOWER2472 жыл бұрын
Franco Franco my brother, watibikira musambo wakanaka, keep up the standard. Tinosvika chete!!!
Not a Zimbabwean, not a sungura fan am into pianos but hey , kuyambuka Nyanza hakusi nyore ,, big up my brother i think i am going for you when it comes to sungura yu have massage and keep that up , one of the underrated , the underdog , yo time is coming boy do lose hope iwe
@florencechambe78712 жыл бұрын
Keep it up franco. A piece of advise to franco tora kuridza sebasa racho. Be professional pane zvese zvaunoita pabasa irori. Zvunoita i believe in you. Ini ndingori mama vanokufarira.Ramba wakadaro franco you will get there.
@clivemalunga60612 жыл бұрын
Zviriko mwanawamai vangu. Ramba wakatsika pa gear iri, tatosvka.
This is great Franco a new generation of sungura stars
@joaoricardodomingos59462 жыл бұрын
Franco keep it up,Saka wakaramba kudzoka Kwa baba Shero waiziva
@nathanmukono33502 жыл бұрын
Mberikwazvose basa tariona kutaura chokwadi basa iri rakanaka musadzokera mashure pfungwa yekudzoka ngaisakubatai tinemi CAPETOWN yadaiira pese pawasvika unongonzwa Franco achirira ndakutendai tichamira nemi
@chitovamadyira14812 жыл бұрын
lets support him. this is good wrk. All superstars started from somewhere
@reefercontainermaster79232 жыл бұрын
Congrats my brother ,support unayo pano paSA tinewe 👏👏👏.Inga Macheso akaimba wani paakaiti "Mukoma nguva dzafamba muchirima kwevamwe ko kwenyu makarimei ?"Wakagona Franco wakanorima kwako so that Baba Sharo pavanokohwa newe unenge uribusy kukohwawo kwako😍
@fortula.tichwagoramuog87842 жыл бұрын
Respect Zimbabwe zvinotoendeks!
@mbavhalelomakahana8055 Жыл бұрын
If jah bless no man can cause all the love from south African
@lenso37572 жыл бұрын
Nice video Slomo Dhaka
@lastmukanda6462 жыл бұрын
uuuuu kuimba kwakunetsa ukuuu nyanza kudiii vakungodzokorora mazwi pliz ndana Sarah ava
@abelgavhara72622 жыл бұрын
The vocals and the guitar is on point. Keep it up
@UnityHute Жыл бұрын
That's the truth
@marlonrusvava98752 жыл бұрын
We need 1 song with Chesology now. Talk to him havamborambi mudhara munhu wevanhu uya. Not zvekudzokera ku OKM usadzokera ramba wakashinga.
@pammund34952 жыл бұрын
God bless your projects. Zvatoita so.......
@mushavitazvivona70312 жыл бұрын
Asi anoridza EGA Franko ndiye anongobuda pese
@artwellmtombeni19162 жыл бұрын
Rose wacho ngaanake
@tawandakelvinchidiya54822 жыл бұрын
Franco slomo dhaka engine yachitima. Makarova baba. Thumps up
@simbamandiyambira19462 жыл бұрын
Well done flanco tinewe kusvika kare
@marlonrusvava98752 жыл бұрын
Eheka ndozvatinoda izvi not kudzokera ku OKM. Ramba wakashinga zvinoita wamai usadzokera kumashure. I was your fan since from OKM even now Im still your big fan
@georgemusendekwa83002 жыл бұрын
This man has talent and we have to admit this,,Excellent work young man, ,,you have my support from gurajena ,finyo
@georgemusendekwa83002 жыл бұрын
No words to describe your talent ,,young man you are the best of the rest from day one
@SimbarashePanavanhu8 ай бұрын
unorova ngoma wangu
@ernestarifero96572 жыл бұрын
Welldone Franco best dancer of all time. HAA Wazotinyima that base at the end of song apo
@succeedzvavanjanja98352 жыл бұрын
Well Done Slomo sound vocals and instruments on point vidoe clear
@jamesnyawasha90832 жыл бұрын
Kudzokera kwamacheso uuuum why fambai boss
@nomvelohlongwane16002 жыл бұрын
Yes my brother you did it keep it up I'm blessed with yr song
@MegaHappymore Жыл бұрын
Franco and Macheso should have a collabo. Franco asimba pamimhanzi guys
@danmoremurangwa81922 жыл бұрын
Me and 98 others we are behind u....
@observiamoyo6392 Жыл бұрын
He is good this guy, love him
@georgemusendekwa83002 жыл бұрын
Ko kungobvumavo zvakanaka zvaitwa ...kusabvuma zvakanaka huroyi, ,,mwana unogonesa uyu,,,
@charleskuyambwa3952 жыл бұрын
Wagona ndipooo eco ### ndiisewo yemakokora
@busisanisibanda38612 жыл бұрын
This guy is talented he is not taking chances big up broe
@joelndanda55112 жыл бұрын
Anogonesa muchinda uyu is my first time listening to him I enjoy keep it up
@mashokorunesu7814 Жыл бұрын
Sweet voice my vocalist
@mqondisisibanda7921 Жыл бұрын
U are on point, please assist lokilo on his individual work to give it a Sungura vibe achinyaradzao lead guitar uye achiishandisa pakuchinja level ye song. Otherwise u guyz make a great team
@Rasfeat_Chi_Uncle_music_VeVo2 жыл бұрын
Kip up the good work big Bro you have my support 💯🔥🔥👊
@josepMashoko2 ай бұрын
Rova Goma slomo usadzokera kwama cheso kind iye ngaadzokere Kwa sekuru vake madzibaba Nicholas Zakaria
@christophervareta57982 жыл бұрын
Urichibaba wangu you have my support
@sibongilemupinda12112 жыл бұрын
Good work ..especially the second part of the song..clean video too
@Cosma19742 жыл бұрын
Big up Franco! I cherish your dedication, focus, resilience and perseverance. You stood all criticisms. Build your own brand brother.
Humba makombe kuti THAAA🔨 famba usamire good product
@crischikumba31582 жыл бұрын
Well done Franco Slomo this isgreat,takati bhora mberi we are behind u usamire 👏👏🤝🇿🇼
@ncuberighteous61022 жыл бұрын
Well done man
@danielmatambura33772 жыл бұрын
zvovengwa nemuroyi makarova king,kip it up
@PartenollorMunotyeni3 ай бұрын
MaiJunior from Naiza Boom
@fortula.tichwagoramuog87842 жыл бұрын
The hand that blesseth is ........
@castervhengere21702 жыл бұрын
Good Franco💯ramba wakadaro wena
@PROSPERPRIDEV3 ай бұрын
Uri muhombe franco
@lewiskadongo59442 жыл бұрын
Vakuru vanogona kuimba avaaaa❤️❤️❤️❤️❤️🔥🔥🔥
@donaldmutede90892 жыл бұрын
this guy is good people they dont want to appreciate him because akabva kwaMacheso
@marlonrusvava98752 жыл бұрын
Ini handina dambudziko naye ndaimuda arikwa Chesology until ndinongomufarira
@Kiki-bh9kx2 жыл бұрын
Chingo appreciater ka iwewe who stopped you?
@donaldmutede90892 жыл бұрын
@@Kiki-bh9kx mmmm ko rough hanziii never forced yu to reply my comment
@Paradzaimurwisi.2 жыл бұрын
@@Kiki-bh9kx uri mhata
@Kiki-bh9kx2 жыл бұрын
@@donaldmutede9089 NdoZanu ihwohwo kuti you want everyone else to to appreciate what you appreciate.You all say Zanu is bad inoda kuforcer vanhu kuita zvainoda yet mese mune kahu Zanu ikakowo futi.
@kudzaizhanero64672 жыл бұрын
I'm not into museve music but this one is the best
@rainosmarapira86452 жыл бұрын
Kuyambuka nyanza hakuzi nyore
@honestchakauya58642 жыл бұрын
For me he did better than macheso svina dzaakatiitira
@denniasmuranganwa46372 жыл бұрын
Imikaa imiiii. Siyanai nekuita compare. Ndaangorava music basi. Musamuremedze kwete
@nathanmukono33502 жыл бұрын
Franco apa makarwa nesimba wakagona wangu
@simkans842 жыл бұрын
Rova ngoma franco, kuri taaaa, bata number, bata number iro
@mixonmeya88422 жыл бұрын
Inhapi tapi chete uya unzwe kutapira . Rossii kuti taaaaaaaa