Kkkkkk😂😂😂😂 unenge wakaneta hako nekumopa dzimba dzevarungu dhuma dhuma me notification ya frets haaa unopera power kkkkkkkkkkk haaa frets ini ndamusarenda ini
@FretsDonzvo953 ай бұрын
😂😂😂❤❤❤❤❤
@MagretChishanga-tw9kl3 ай бұрын
Wotobva waita break time ipapo ipapo wozosimuka tyme tyme
@tarirokawanza12923 ай бұрын
😂😂😂😂Idi kaaa
@ShortCircuit054452 ай бұрын
@@ElizabethMarusimba taura hako 💯,unenge wafizuka ne basa, and then boom frets vokanda havo magetsi,unobva watoita energy kunge Van Choga,thanks mkoma frets on behalf of all diaspora community especially ndaka nyanya kumirira hangu vari mu Australia 🇦🇺,mkoma frets we love and appreciate your work ❤ munotigonera samare plus stress inomboita shoma wabva kurova double shift apa uchifunga kuti uneimwe double yawakatarisana nayo futi apa wangorara kana 4 hrs chrte in 24hrs but hapana yekutamba coz vanhu vanenge vakato mira mu queue kuMukuru coz WhatsApp text inenge yakapinda manheru kunzi sekuru vakamedza bhara kumusha saka Sabhuku ari kuramba ne Angria yake kute vamhanyiswe kuchipatara coz pawakabva kumusha wakasiya watuka sabhuku,saka anenge atori ma1,saka frets thanks heaps bro 4 putting a huge smile on our faces when we are going through some stressful times in our lives.
@alberttavonga30483 ай бұрын
Frets is one of the funniest guys in Zimbabwe.... nuff respect 🫡
@ShortCircuit054453 ай бұрын
😂😂😂😂😂😂 hanzi vakadzi vacho havasi kuda kutaura neni coz vane nzara 😂😂😂😂😂😂😂 mkoma cause more Tuwu ka hatina zera nemi sbuwa.Frets always good to see your work wangu especially knowing that we're from the same town Chitown massive please come in numbers to support one of our own ari kupisa neku dadisa zimbabwe yese zvamanje manje😊
@FretsDonzvo953 ай бұрын
😂😂😂😂😂😂😂 thanks a lot
@ShortCircuit054453 ай бұрын
@@FretsDonzvo95 you are very welcome bro
@tanatswa-g2o3 ай бұрын
Donzvo raJehovah for me 😂😂😂😂
@trevormanakira57003 ай бұрын
Nice comedy, thank you nekutisekesa 😂
@princemupfurutsa11563 ай бұрын
😂😂😂😂😂😂😂 frets ukwane wanzwa kkkkkkkk
@FretsDonzvo953 ай бұрын
😂😂😂😂😂😂
@vimbaibhokoro54393 ай бұрын
Kkkkkkk aDonzvo kaa 😂😂😂 musazodaro❤❤❤❤❤
@SimbarasheMatsanura-m4e3 ай бұрын
😂😂😂😂hanzi mumwe wacho hatingati arimusango ari mubani haaa unogona vangu❤️🔥💯
@PaulmuromboChitsike3 ай бұрын
😂😂😂😂😂😂 Hatina ZERA naye❤❤❤❤🎉
@maifantsatic4-vo9ucАй бұрын
😂😂😂 Muriwo pangs ndaita hwenyu hwahupfu😂😂😂😂🎉
@BlessingBicycle3 ай бұрын
Ndikakuona ndotanga kuseka usati wataura anything
@takudzwadzinduwa80883 ай бұрын
😂😂😂hanzi mubani 🙌🙌🙌
@FretsDonzvo953 ай бұрын
😂😂😂😂😂
@RuthMatiko-nt6nq3 ай бұрын
😂😂😂😂😂 frest hatina zera naye shame
@FretsDonzvo953 ай бұрын
😂😂🙏🙏🙏
@MarvellousNherudzo3 ай бұрын
Vana vemusango ,vepamba nevekubani😂😂😂😂 Frets surrender
@FretsDonzvo953 ай бұрын
😂😂😂😂😂😂😂
@DJManongo3 ай бұрын
😂😂😂😂😂uyu anopenga uyu unondigonera😂😂😂
@georgeknepper203 ай бұрын
Can't wait to be the member of donzvo raJehovah church ndiite Secretary
@JustNyasharichard3 ай бұрын
😂😂😂😂 baba donzvo baba donzvo baba donzvoooo.. Ndakudanai kangani asi ??😂😂😅
@tmbnys65903 ай бұрын
😂😂😂😂haaaa frets unenge wazvifunga Seiko my brother 😂😂😂😂😂
@nmk1oneseven3 ай бұрын
Haaaa frets I'm at work trying to be serious but this😂😂😂😂😂
@ephertmhike5332 ай бұрын
😂😂hazvitaurwe kk😅
@ShiMnamzee3 ай бұрын
Kkkkkkkkk haa, zvinoshamisa shuwa,,wil come back nenumber dzekut mubatsirike🤣
@Theuntoldstory20013 ай бұрын
Vamwe vakadzi ndavasiya uko vachidya madomasi uko 😂😂😂😂😂😂😂