Taurai tenzi ndakateerera.waaal praise and worship band renyu rakanyanya baba. Kungopindira kabodzi kana munhu wa Mwari ashaura
@ClaraKatsuro5 ай бұрын
Chokwadika kunenge kugarika asi iri Nhamo Be blessed prophet
@DeliweRukuni5 ай бұрын
Ndarwadziwa Mwari ndipeiwo mari yebus ndiendewo kwaT freddy mwana wangu aponeswewo dambudziko rekudonha iri i pray for go back to sender vana vedu vaporeswe
@renicachingombe48625 ай бұрын
Kana nguva yamwari yakwana yekuti chokwadi chibude pachena sure munhu ano simuka kuno zvifumura kwa prophet 🙏🙏🙏
@StellaNzviru4 ай бұрын
Prophet makanyanya l love it amen amen
@MercyRumbidzaiMazhata3 ай бұрын
Powerfull taurai tenzi takateerera
@getrudemashawa4385 ай бұрын
vanhu vakaromba vanoita kunge vakangwara ,fumurai vanhu papa
@StylogisticPtyLtd5 ай бұрын
Tione seivo baba we masofa tisazotengako tingatenga zvine ngozi
@SibongileSibanda-d4o5 ай бұрын
Prophet ndoda kuuya kuzokuwonai
@Unclefaiyah8845 ай бұрын
A true prophet
@AssaNgara-hj7dh5 ай бұрын
Amen
@WakedzaMacheza5 ай бұрын
Amen munhu wamwari
@RayMarume5 ай бұрын
Ndendakuita ndichitenda Freddy
@ShepherdLapuseni-q3v3 ай бұрын
Haa prophet kudai make ndakusuwa ku clash taitora cup
@chrispenjeche83895 ай бұрын
Munhu kutadza kushanda achitambudzisa vana ah 😢
@FabiaodomingosAlho5 ай бұрын
tauray munhu wamwari
@AssaNgara-hj7dh5 ай бұрын
Prophet ava itsono vanonhonga
@SithulisiweMathambo5 ай бұрын
I need your help too prophet 😢😢😢😢
@foresseechikami9445 ай бұрын
Back to sender vairamba 😂😂😂
@JudzaaPower935 ай бұрын
Avo mai vepleted skirt matambiro avo haazi emunhu waMwari