Tengesa hembe dzemufi -Prophet T Freddy

  Рет қаралды 26,327

GMMTV Goodness & Mercy Ministries

GMMTV Goodness & Mercy Ministries

Күн бұрын

Пікірлер
@blessmoregunzo-cb6qu
@blessmoregunzo-cb6qu Ай бұрын
Arikufurirwa hazviitwe izvi ngaatore aendese kumba kwehama dzacho chete
@beatricekupfuma5172
@beatricekupfuma5172 Ай бұрын
Ko vnodirei kuomesera mnhu akaroora nhaimi
@ShyletChinowanisa-ep7xr
@ShyletChinowanisa-ep7xr Ай бұрын
Ndibatsireiwo baba zvangu zviitewo prophet
@WinnieTakwanhira
@WinnieTakwanhira Ай бұрын
Tibatsirei prophet
@Tariro-l2s
@Tariro-l2s Ай бұрын
Goooood🎉🎉🎉🎉🎉❤❤❤❤❤
@TendaiMukandakanda
@TendaiMukandakanda Ай бұрын
Prophet madini kt anotsveta hembe idzi kuhama dzemufi
@GettyHazel
@GettyHazel Ай бұрын
Amen munhu waMwari.
@BridgetMtonga-tn4tk
@BridgetMtonga-tn4tk Ай бұрын
My prophet Maka nyanyisa l love it kikik. Amen Amen🙏🙏🙏
@violetchitambo407
@violetchitambo407 Ай бұрын
Iii prophet,, blaz dai mangotakura hembe dzemukadzi aendese kumusha kwake. Kunongosiya muyadhi usatengese
@chenainyamukondiwa963
@chenainyamukondiwa963 Ай бұрын
Uuuuum prophet apa handibvumirane nemi isayi aendese hembe dzemufi kumusha kwadzo😢
@WaynePhiri-z4s
@WaynePhiri-z4s Ай бұрын
Amen prophet t ft
@auntierita
@auntierita Ай бұрын
Amen munhuwashe zviriko Hakuna chinombouya bcz unenge wakaroora ukapedza and maigara zvakanaka nemukadzi haiwawo hapana chinouya apa
@FrancisMatanda-m6b
@FrancisMatanda-m6b Ай бұрын
Amen munhu waMwari
@thewayofamen
@thewayofamen Ай бұрын
Word of wisdom vanhu ngavasiye tsika yekuda kunamatwa🎉🎉
@monicaziumbwa
@monicaziumbwa Ай бұрын
amen profit hama dze mufi dzinoda Ku shingurudzirei ko vanhu kuita kunge ivo vasingafiwo
@preemacnyandoro4811
@preemacnyandoro4811 Ай бұрын
Kutengesa ma1
@ethelsawadye4023
@ethelsawadye4023 Ай бұрын
Prophet muno batisa munhu magetsi
@ElvisJonasi
@ElvisJonasi Ай бұрын
Amen munhu wamwari
@ShamuyedovaMkomberanwa
@ShamuyedovaMkomberanwa Ай бұрын
Apa urikufurirwa zvinokunetsa mangwana wa wega
@SavaChinyowa-k2u
@SavaChinyowa-k2u Ай бұрын
Uuum hakusi kubata moto here prophet
@nomsanyika151
@nomsanyika151 Ай бұрын
Kusagova nhumbi anatezvara vedu ava vanehutsinye. Ukaenda kwamambo Nyamaropa vanoswera vagova vanokuudza kuti mweya wemufi wakagara panhumbi dzake hakuna kwaanoenda.
@masimbamapanda
@masimbamapanda Ай бұрын
Usanyengedza mwana Freddy dzitenge iwe
@cryptocurrenciesinvesting638
@cryptocurrenciesinvesting638 Ай бұрын
Prophet nhumbi dzotengeswa hr ko zvikazonetsa vana vake
@ChipoMaroyichihera
@ChipoMaroyichihera Ай бұрын
😢 amen 🙏 and amen 🙏 prophet ndivhurireiwo nzira dzangu sekuvhurira kwamunoita vamwe
@JoyceMuza-d6h
@JoyceMuza-d6h Ай бұрын
❤❤❤❤🙏🏼🙏🏼🙏🏼🙏🏼🙏🏼 amen
@DaphineChiwasa
@DaphineChiwasa Ай бұрын
....variko vanotora advantage!!!!
@ChamwaMabhunu
@ChamwaMabhunu Ай бұрын
Hokoyo nengozi mukomana
@rosechigama6562
@rosechigama6562 Ай бұрын
Joburg connected ndibatsirewo ndipinde Mumba ❤❤❤❤
@DaisyHonye-x9e
@DaisyHonye-x9e Ай бұрын
Thank you Prophet wow
@GraciousDube-g2j
@GraciousDube-g2j Ай бұрын
Amen n amen ,takambosangana nazvo izvozvo magona Prophet
@monicavimbayinyoka5107
@monicavimbayinyoka5107 Ай бұрын
Kutengesa hakuite munhu waMwari kana takutaura chivanhu zvinozonetsa vana mangwana
@ishmaelmuchadakurwa9232
@ishmaelmuchadakurwa9232 Ай бұрын
Hallelujah
@sheileteshamirashamira9827
@sheileteshamirashamira9827 Ай бұрын
Amen prophet
@TracyMuringe
@TracyMuringe Ай бұрын
Hama hembe ngadziende kumusha kwadzo ingozi kuvana mangwana iwe nemuporofita vako munenge mafa
@MemoryNongerai
@MemoryNongerai Ай бұрын
Murume uyo akatengesa hembe hapana chinomunetsa asi vana ndino vachapfidza kumberi
@SarahChitekekhumbula
@SarahChitekekhumbula Ай бұрын
Ndibatsireiwo baba ndakaremerwa
@marymuzenda8364
@marymuzenda8364 Ай бұрын
Usatengesa nhumbi idzi mangwana zvichakunetsa
@GladysMbweya
@GladysMbweya Ай бұрын
Ndati murume hokoyo nengozi murume pamberi unochema
@ConstanceNjobo
@ConstanceNjobo Ай бұрын
Amen and powerful ❤❤❤
@ClementSibanda-k1s
@ClementSibanda-k1s Ай бұрын
Prophet hazvizonetsa here prophet bcz its nt easy as yu are saying it
@VonesaiSuwazangawo
@VonesaiSuwazangawo Ай бұрын
Amen munhu wamwari ❤❤❤
@reggiemuzikira6269
@reggiemuzikira6269 Ай бұрын
Kana watengesa hembe idzodzo huya nemari yacho yose kuchurch se chipo
@ChengetanaiMashoko
@ChengetanaiMashoko Ай бұрын
Kutengesa hakuiti mangwana ingozi kuvana havazogari zvakanaka muchazodzitenga futi nhumbi idzodzo pamberi apo better kuendesa Kumba kwemufi monotaurirana kuitira ramangwana revana vako
@IreneNyandoro
@IreneNyandoro Ай бұрын
Thank you Jesus
@nomsanyika151
@nomsanyika151 Ай бұрын
Prophet shona yavo handina kuibata ini varikutiiko
@GellyNyambira-q4v
@GellyNyambira-q4v Ай бұрын
Kutengesa is it a good idea nhaimi kubvunzawo hangu
@GellyMugabe
@GellyMugabe Ай бұрын
Amen 🙏🙏🙏
@MirriamNdlovu
@MirriamNdlovu Ай бұрын
This days I dream about T Freddy he profit me
@GladysSithole-bb3li
@GladysSithole-bb3li Ай бұрын
Zvakaoma kutengesa ngaanosiiya kuvaridzi
@msdeechiyangwa809
@msdeechiyangwa809 Ай бұрын
I love it
@GraceMakanya
@GraceMakanya Ай бұрын
Prophet muri chibba
@JaimeMariano-g7m
@JaimeMariano-g7m Ай бұрын
Makanyanya munhu waMwari
@RebeccaRukaingo
@RebeccaRukaingo Ай бұрын
Mmmm it's betta anongodziisa pamusha padzo
@RuthKaroro
@RuthKaroro Ай бұрын
Vanotora advantage,maitabasa
@TesnahNkomo
@TesnahNkomo Ай бұрын
😂😂😂😂 MWARI MUKURU
@AntonyZingoni
@AntonyZingoni Ай бұрын
Ko prophet mukafa then murume uyu azoona dambudziko anozobatsirwa nani
@MoreMdeke
@MoreMdeke Ай бұрын
Kkkk bota😂 rodiwa vakomana
@msdeechiyangwa809
@msdeechiyangwa809 Ай бұрын
Amen
@LorantCarpentry
@LorantCarpentry Ай бұрын
😂😂😂 lets laugh together
@ShirleyChingore-g3k
@ShirleyChingore-g3k Ай бұрын
Amn
@nelsonsaimone-k3f
@nelsonsaimone-k3f Ай бұрын
Ámen
@ObeyMuzorera
@ObeyMuzorera Ай бұрын
❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤🎉
@SibongileNdlovhu
@SibongileNdlovhu Ай бұрын
Hey
@inocentecarimo3648
@inocentecarimo3648 Ай бұрын
My prophet
@prachie937
@prachie937 Ай бұрын
Kutengesa chaiko 🙄🙄🙄
@leonorahmpofu6652
@leonorahmpofu6652 Ай бұрын
Faith yekugocha kahuku kakarasirirwa😂
@annamabheura7030
@annamabheura7030 Ай бұрын
Ko zvemukati anotengesa futi
@WalterMakaroni-mn6ri
@WalterMakaroni-mn6ri Ай бұрын
Ummmmm kurora wakaroora but wakapedza here maybe ndopane nyaya akoma, kutengesa maone blaz ??????
@lorrinemuchenje5097
@lorrinemuchenje5097 Ай бұрын
😮
@NyaraiMashingaidze
@NyaraiMashingaidze Ай бұрын
Aaaaa
@KudakwasheMutasa-bv5tz
@KudakwasheMutasa-bv5tz Ай бұрын
Ummmmm kutengesa?
@constancebriella-me6lk
@constancebriella-me6lk Ай бұрын
😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢
@JoyousGonga
@JoyousGonga Ай бұрын
😮 😮😮😮
@GraceChitavati-j2b
@GraceChitavati-j2b Ай бұрын
Umm
@TeclahSMoyo-qr5es
@TeclahSMoyo-qr5es Ай бұрын
😂😂😂😂
@cleopatrachetsanga5724
@cleopatrachetsanga5724 Ай бұрын
Kana une vana don't sell those clothes, zvinogona kunakira iwewe kuti uroore but kuvana uko unovasorera.
@maitrevor
@maitrevor Ай бұрын
Uumm that's not a good advice. Zvikazonzi zvaakudiwa ozviwanepi. Usafurirwe zvisina basa iwe
@alicechigwaza2016
@alicechigwaza2016 Ай бұрын
Ndambofunga kuti its a joke
@BrizeMagwaza
@BrizeMagwaza Ай бұрын
Amen Prophet
@carolinematikiti5728
@carolinematikiti5728 Ай бұрын
Amen 🙏
@chrissakax-ku3uw
@chrissakax-ku3uw Ай бұрын
Amen
@lorrinemuchenje5097
@lorrinemuchenje5097 Ай бұрын
😮😮
@MargrethPurazi
@MargrethPurazi Ай бұрын
Amen 🙏
@senzenikuguya984
@senzenikuguya984 Ай бұрын
amen
@GraceMkaka
@GraceMkaka Ай бұрын
😮
@bekezelancube9634
@bekezelancube9634 Ай бұрын
Amen
@SibongileMhako
@SibongileMhako Ай бұрын
Amen
@samkelisonkube2110
@samkelisonkube2110 Ай бұрын
Amen 🙏🙏🙏🙏🙏🙏
@Tinotendatv8639
@Tinotendatv8639 Ай бұрын
Amen 🙏
Ko Ex anga akumudii futi? Ndokunonzi kurutsa pie, kubvutirwa cake pamuromo-Prophet T Freddy
14:57
GMMTV Goodness & Mercy Ministries
Рет қаралды 73 М.
Madzimai ngatisadaro mwana wavamwene anovhunduka! Prophet T Freddy
5:53
GMMTV Goodness & Mercy Ministries
Рет қаралды 34 М.
Гениальное изобретение из обычного стаканчика!
00:31
Лютая физика | Олимпиадная физика
Рет қаралды 4,8 МЛН
Правильный подход к детям
00:18
Beatrise
Рет қаралды 11 МЛН
Nhumbu versus Bamunini-
9:01
GMMTV Goodness & Mercy Ministries
Рет қаралды 90 М.
DARE RA CHIEF SAUROMBE Karanganda TV
23:23
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 11 М.
SUNDAY  SERVICE LIVE BROADCAST FROM GOOD NEWS POWER CENTER. Prophet Joshua Ministering
25:46
GOODNEWS POWER CENTRE MINISTRIES
Рет қаралды 1,7 М.
Nyaya dzacho-Prophet T Freddy
8:36
GMMTV Goodness & Mercy Ministries
Рет қаралды 43 М.
Emmanuel Makandiwa - Mweya Wenhamo
1:19:32
CHRIST TV
Рет қаралды 588 М.
Haurambire mukadzi muchurch-Prophet T Freddy
8:50
GMMTV Goodness & Mercy Ministries
Рет қаралды 77 М.
Prophet T Freddy Zimbabwean Prophet 2018
35:06
GMMTV Goodness & Mercy Ministries
Рет қаралды 170 М.
Гениальное изобретение из обычного стаканчика!
00:31
Лютая физика | Олимпиадная физика
Рет қаралды 4,8 МЛН