Kufunga kwangu pamwe munhukadzi anga afa apa pamwe akaita zvekuurawa so arikungoti kana usngachad mkadz dzosa hako pane kuuraya if you think kut aexpire then pane yabhoki apo he is jus trying to say kut munhu akaurawa asina mhosva maybe angaakagarira kuchengeta vana ndomaonero anguo...
@tebogomosemane93625 жыл бұрын
Hanzi bhoki ait aseyi?
@benardrwasunda66493 жыл бұрын
Vazhinji hamusikunzwisisa sense but murume arikutaura chaizvo zvoitika parufu kaaapa pene zvinenge zvaitika teeresesai mazwi makobvu chaiwo aya ane nhau yake chirahwe asi chine pachakananga
@isaacmupani40415 жыл бұрын
I think ndiwe Zanu pf
@wendydlamini62513 жыл бұрын
Bhokie akafira nhamokkkkk .Saka munhu Afa uyu .ndibhokie here
@fungaimabuda33773 жыл бұрын
Kekeke i think so
@geraldotube15 жыл бұрын
Hapana munhu asina basa kubvira nhasi....".
@norma-n59235 жыл бұрын
What is he talking about
@tawandakavengere94725 жыл бұрын
Hauna nzeve here
@norma-n59235 жыл бұрын
@@tawandakavengere9472 I am Ndebele and could you please explain to me what he is saying. That riddle was difficult to understand
@rojamillerover5 жыл бұрын
Basically there was a dog Boki,they used to leave the dog wth the baby.Oneday something tried to kill the baby but Boki fought and won.When the parents came back they saw boki soaked in blood and assumed it was Bok only to find out it was the snake.Bottom line return the product,not sure how the 1 are linked tho
@highlyanointed45635 жыл бұрын
Zvairevei zvaakataura apa
@dominicveermoyo48975 жыл бұрын
Aaaah hanzi kwamazala kumaraini kwangu uko
@kingsdaughtersaltoftheeart89863 жыл бұрын
Cant get the sense🤷🏽♀️
@tashingamatinenga88685 жыл бұрын
Uthin lo mujitha uyo uyakhuluma nton
@tawandakavengere94725 жыл бұрын
Do you understand English lcan help bro
@AnnatoliaMapasure-do6th Жыл бұрын
Ku mushakwedo uko
@gladysmdengu62995 жыл бұрын
Hanziii
@Ajmadzunga5 жыл бұрын
Kkkkkk
@cynthiamutyoramwendo96155 жыл бұрын
Umm zvakaoma nhai
@authornyamupanda5815 жыл бұрын
Kkkkkkkkkkk
@irenechirodza61735 жыл бұрын
Ndazvishayira chirevo
@benjaminhlere66165 жыл бұрын
meaning ndekuty hapana munhu asina basa, on the other hand mkdz mushakabvu uyu wafira isiri yake
@willardmupandawana34815 жыл бұрын
Ndiwe usingahwi
@shamisomakusha9975 жыл бұрын
Shoko remukwindari wenyoka
@mildretmuperere35535 жыл бұрын
Kkkkkkk
@charitymareya2555 жыл бұрын
Saka kureva kuti munhu akarauraiwa achinzi akange a expire kkk shuwa vaifanira kudzorera product yevanhu vodzorerwa mari yavo kkkk.