Ndiyani anotenderana neni kuti if chiwenga stops mentioning names of other pastors, he will lose relevance, and his followers will decline drastically
@celianchitembo49245 ай бұрын
@@bgtlit563 its not about names,its about the truth,anodudzira magwaro zvaanoreva zvichipesana nezvinotaurwa nethose names,Ma names haana basa ndeevanhu vakafana nesu,asi tinoda shoko rechokwadi ,tidzidze nekunamata muchokwadi sekuraira kwaro shoko👏Amen
@RegisManja4 ай бұрын
Ini
@matagaralph4 ай бұрын
Chokwadi hachidiwe nevakawanda zverelevance ndezvevakawanda vakaodzwa moyo nepfungwa vanoda kunzwa zvanoda vachisiya chokwadi. Chinhu chikaitwa nevakawanda doesn't mean chava right
@giftzondo82964 ай бұрын
it's not given to you to understand but for us we rejoice for the grace we receive through him
@bgtlit5634 ай бұрын
@giftzondo8296 saka sekuona kwenyu vanhu ve jrm ndimi mega makapiwa true gospel here , hamusi kuona deception irikuitwa nemupositori wenyu here 🤣🤣 . Ngaamboita miracle 1 tione kwete kungoti pauro pauro zvisina musoro , inga pauro wacho aitoitawo minana wani, wenyu mupositori kungoziva bhaibheri chete 🤣🤣