Goodness of God - - Kugona Kwa Mwari (Shona Version) by Synergymellow & Gershwin.

  Рет қаралды 20,330

Lovenotes Audio

Lovenotes Audio

Жыл бұрын

Produced shot and directed by ‪@synergymellow‬ .This is the
Shona Version of 'Goodness of God' Originally done by Bethel music.
#goodnessofgod #Synergymellow #Lovenotes #zimbabweanmusic #zimbabweanworship #Shonaworship #shonashonasong #worship #bethelmusic #africanmusic #africanworship

Пікірлер: 115
@chouettekawikaful
@chouettekawikaful 3 ай бұрын
Ndinokudai, Ishe Oh ngoni dzenyu hadziperi Mazuva angu ose Ndakabatwa mumaoko enyu Kubva panguva yandinomuka Kusvikira ndarara musoro haiwa ndichaimba ndichirumbidza kunaka kwaMwari Hupenyu hwangu hwose makatendeka Hupenyu hwangu hwose Manga makanaka kwazvo Nomweya wose wandinogona haiwa ndichaimba ndichirumbidza kunaka kwaMwari Ndinoda inzwi renyu Makandipinza mumoto Muusiku hwakasviba zvikuru Iwe uri pedyo zvisina kufanana Ndinokuzivai saBaba Ndinokuzivai seshamwari Ndagara murunako rwaMwari Oh Uye hupenyu hwangu hwese makatendeka Hupenyu hwangu hwose Manga makanaka kwazvo Nomweya wose wandinogona haiwa ndichaimba ndichirumbidza kunaka kwaMwari Hongu hongu hongu Nokuti kunaka kwenyu kuri kumhanya, kuri kundimhanyira Kunaka kwenyu kuri kumhanya, kuri kundimhanyira Nehupenyu hwangu hwakaradzikwa pasi, ndazvipira zvino, ndinoKupa zvese Kunaka kwenyu kuri kumhanya, kuri kundimhanyira Kunaka kwenyu kuri kumhanya, kuri kundimhanyira Kunaka kwenyu kuri kumhanya, kuri kundimhanyira Nehupenyu hwangu hwakaradzikwa pasi, ndazvipira zvino, ndinoKupa zvese Kunaka kwenyu kuri kumhanya, kuri kuramba kuchinditevera Hupenyu hwangu hwese makatendeka Hupenyu hwangu hwose Manga makanaka kwazvo Nomweya wose wandinogona haiwa ndichaimba ndichirumbidza kunaka kwaMwari Ndichaimba, ndichaimba Uye hupenyu hwangu hwese makatendeka Hupenyu hwangu hwose Manga makanaka kwazvo Nomweya wose wandinogona haiwa ndichaimba ndichirumbidza kunaka kwaMwari Ndichaimba nezve kunaka kwaMwari
@nomsamuseya586
@nomsamuseya586 Жыл бұрын
❤️❤️❤️❤️❤️
@yehudyith2665
@yehudyith2665 Жыл бұрын
🙌🏼🙌🏼🙌🏼
@0773944403
@0773944403 Жыл бұрын
🙌
@dmukondo
@dmukondo 22 күн бұрын
🙏🏾🙏🏾🙏🏾
@isaacmidzi4865
@isaacmidzi4865 Жыл бұрын
i enjoyed the song
@lovenotesaudio5388
@lovenotesaudio5388 Жыл бұрын
great to hear you did
@cheukailorettanhidza4377
@cheukailorettanhidza4377 Жыл бұрын
Well done guys.
@johnmuwuyo2584
@johnmuwuyo2584 Жыл бұрын
Weldone brothers
@synergymellow
@synergymellow Жыл бұрын
Thank you bro
@tinashemhlanga6180
@tinashemhlanga6180 Жыл бұрын
Mazuva ose makatendeka..mazuva ose makandinakira..Ndichaimba munondigonera Mwari
@pastorchristeachings352
@pastorchristeachings352 Жыл бұрын
Keep it burning 🔥🔥🔥🔥💪
@tceemellow5853
@tceemellow5853 Жыл бұрын
Thanks fam
@crazyepicnews7046
@crazyepicnews7046 Жыл бұрын
Amazing work done here
@Duggie-29
@Duggie-29 Жыл бұрын
Makanyanya makanyanya
@lovenotesaudio5388
@lovenotesaudio5388 Жыл бұрын
thank you 😊
@synergymellow
@synergymellow Жыл бұрын
Thank you
@thomasthembo9534
@thomasthembo9534 Жыл бұрын
Oooooooh Yeeees my Guys, wow this is awesome makanyanya
@lovenotesaudio5388
@lovenotesaudio5388 Жыл бұрын
thank you 😊
@synergymellow
@synergymellow Жыл бұрын
Thanks bro
@irenemadoda6636
@irenemadoda6636 Жыл бұрын
Your goodness Lord is running 🏃 after me
@wilhelmolivier7820
@wilhelmolivier7820 Жыл бұрын
SynergyMellow you made the Lovenotes Move proud. Capturing the heart of worship showcasing a heart of Love. 💌
@synergymellow
@synergymellow Жыл бұрын
Thank you sir for the opportunity only seeing your heart is this vision makes partnering with you an exceptional experience❤👯
@chinembiriseymour4562
@chinembiriseymour4562 Жыл бұрын
well done synergymellow. it is a great song
@jenniferross4646
@jenniferross4646 Жыл бұрын
I have been blessed, what a beautiful and outstanding edition to one of my most go to songs. Thank You Jehovah Raah In the name of Bread of Life, Yeshua Hamashiach! Hallelujah Praise God!
@clivekupfuwamhandu7350
@clivekupfuwamhandu7350 3 ай бұрын
Beautiful ❤
@esthergunda4066
@esthergunda4066 Жыл бұрын
Amen Jesu Makatendeka nguva dzose Rumbidzwai🙌🏾🙌🏾🙌🏾
@markboards505
@markboards505 Жыл бұрын
Amen
@wilhelmolivier7820
@wilhelmolivier7820 4 ай бұрын
Trusted and True. Faithful to the end.
@chouettekawikaful
@chouettekawikaful 3 ай бұрын
Ndinokudai, Ishe Oh ngoni dzenyu hadziperi Mazuva angu ose Ndakabatwa mumaoko enyu Kubva panguva yandinomuka Kusvikira ndarara musoro haiwa ndichaimba ndichirumbidza kunaka kwaMwari Hupenyu hwangu hwose makatendeka Hupenyu hwangu hwose Manga makanaka kwazvo Nomweya wose wandinogona haiwa ndichaimba ndichirumbidza kunaka kwaMwari Ndinoda inzwi renyu Makandipinza mumoto Muusiku hwakasviba zvikuru Iwe uri pedyo zvisina kufanana Ndinokuzivai saBaba Ndinokuzivai seshamwari Ndagara murunako rwaMwari Oh Uye hupenyu hwangu hwese makatendeka Hupenyu hwangu hwose Manga makanaka kwazvo Nomweya wose wandinogona haiwa ndichaimba ndichirumbidza kunaka kwaMwari Hongu hongu hongu Nokuti kunaka kwenyu kuri kumhanya, kuri kundimhanyira Kunaka kwenyu kuri kumhanya, kuri kundimhanyira Nehupenyu hwangu hwakaradzikwa pasi, ndazvipira zvino, ndinoKupa zvese Kunaka kwenyu kuri kumhanya, kuri kundimhanyira Kunaka kwenyu kuri kumhanya, kuri kundimhanyira Kunaka kwenyu kuri kumhanya, kuri kundimhanyira Nehupenyu hwangu hwakaradzikwa pasi, ndazvipira zvino, ndinoKupa zvese Kunaka kwenyu kuri kumhanya, kuri kuramba kuchinditevera Hupenyu hwangu hwese makatendeka Hupenyu hwangu hwose Manga makanaka kwazvo Nomweya wose wandinogona haiwa ndichaimba ndichirumbidza kunaka kwaMwari Ndichaimba, ndichaimba Uye hupenyu hwangu hwese makatendeka Hupenyu hwangu hwose Manga makanaka kwazvo Nomweya wose wandinogona haiwa ndichaimba ndichirumbidza kunaka kwaMwari Ndichaimba nezve kunaka kwaMwari
@miriammuregerera5640
@miriammuregerera5640 Жыл бұрын
What a beautiful piece l love it
@synergymellow
@synergymellow Жыл бұрын
Thank you
@owenmakombe6047
@owenmakombe6047 Жыл бұрын
Keep on my boiz
@lovenotesaudio5388
@lovenotesaudio5388 Жыл бұрын
thank you 😊
@synergymellow
@synergymellow Жыл бұрын
Thank you
@TinasheNyamukapa
@TinasheNyamukapa Жыл бұрын
Lovely
@willweed5351
@willweed5351 Жыл бұрын
Nice
@bhurumango23
@bhurumango23 Жыл бұрын
This is good, well done.
@lovenotesaudio5388
@lovenotesaudio5388 Жыл бұрын
thank you 😊😊
@mollychaks5758
@mollychaks5758 Жыл бұрын
First time to listen to you so far so good 👍👍👍👍 Yu have just bless my day
@lovenotesaudio5388
@lovenotesaudio5388 Жыл бұрын
We're glad to hear that
@tceemellow5853
@tceemellow5853 Жыл бұрын
Here we goo💃💃🎹🚀
@nusratmajeed4964
@nusratmajeed4964 Жыл бұрын
nice
@eltonrabsontembo927
@eltonrabsontembo927 Жыл бұрын
Blessed be the Lord for such good works
@zakhelephehlukwayo11
@zakhelephehlukwayo11 Жыл бұрын
Nice one guys keep the good work up
@lawrencestoke
@lawrencestoke Жыл бұрын
Beautiful translation ❤️❤️❤️
@violetmutanda373
@violetmutanda373 Жыл бұрын
I love it
@lovenotesaudio5388
@lovenotesaudio5388 Жыл бұрын
thank you 😊
@Anas-fg3oc
@Anas-fg3oc Жыл бұрын
Butifull shearing
@bentwenty6737
@bentwenty6737 Жыл бұрын
Nice video
@hildahjera2956
@hildahjera2956 Жыл бұрын
This is awesome.....munondigonera Ishe
@tonyaradzwachivandire1608
@tonyaradzwachivandire1608 Жыл бұрын
Beautiful!
@spiwemilcahmachado7602
@spiwemilcahmachado7602 Жыл бұрын
Beautiful indeed !🙏
@synergymellow
@synergymellow Жыл бұрын
Thank you
@isagalindo1412
@isagalindo1412 5 ай бұрын
🤗Qué hermosa versión en esa linda lengua😇,todas las alabanzas AL CREADOR❤ siempre en cualquier idioma son y serán preciosas y llenas de bendición para todos los que las oyen 🙏🏼saludos desde Bogotá Colombia 🇨🇴🥰
@wilhelmolivier7820
@wilhelmolivier7820 5 ай бұрын
All the nations shall sing of Your goodness, glory to Your name.
@patiemaimbidza3984
@patiemaimbidza3984 Жыл бұрын
This is nice
@synergymellow
@synergymellow Жыл бұрын
Thank you
@crazyepicnews7046
@crazyepicnews7046 Жыл бұрын
Beautiful Mellow sounds
@mufaronomsamuseya6883
@mufaronomsamuseya6883 Жыл бұрын
😘😘 beautiful
@innocentmoyo438
@innocentmoyo438 Жыл бұрын
Great song Synergy Mellow, more love.... Thank you
@synergymellow
@synergymellow Жыл бұрын
Thank you king❤❤
@tanamandava993
@tanamandava993 Жыл бұрын
Thank you synergy mellow. Im in love with the song❤️
@synergymellow
@synergymellow Жыл бұрын
Thank you❤❤ appreciate the love
@primerosechiguri6891
@primerosechiguri6891 Жыл бұрын
Beautiful rendition, thank you for this
@mariaserafinabeiraogomieri4368
@mariaserafinabeiraogomieri4368 4 ай бұрын
🇧🇷
@suwani396
@suwani396 Жыл бұрын
Once again u guys never disappoint, proud to be part of the Synergy Mellow Family 👍🙏👏
@lovenotesaudio5388
@lovenotesaudio5388 Жыл бұрын
thank you very much
@synergymellow
@synergymellow Жыл бұрын
Thank you baba❤❤
@kingsdaughtersaltoftheeart8986
@kingsdaughtersaltoftheeart8986 Жыл бұрын
Guys you are bravo❤❤❤❤❤
@nayootimothe2079
@nayootimothe2079 Жыл бұрын
❤❤
@johnmuwuyo2584
@johnmuwuyo2584 Жыл бұрын
Still listening healing process is taking place
@synergymellow
@synergymellow Жыл бұрын
Wow that's so uplifting bro, bless you❤
@wilhelmolivier7820
@wilhelmolivier7820 4 ай бұрын
Faithful to complete what He started.
@caroldegwa2768
@caroldegwa2768 Жыл бұрын
Good job guys, I love this
@chrismatimba375
@chrismatimba375 Жыл бұрын
Wonderful track l love it guys
@lovenotesaudio5388
@lovenotesaudio5388 Жыл бұрын
thank you 😊
@christabelzimbeva4360
@christabelzimbeva4360 Жыл бұрын
You have made my day, thank you very much. This is awesome ❤️❤️❤️
@lovenotesaudio5388
@lovenotesaudio5388 Жыл бұрын
great to hear that
@synergymellow
@synergymellow Жыл бұрын
This means a lot thank u so much
@t.a.dhodho3497
@t.a.dhodho3497 Жыл бұрын
Wow, masterpiece
@angelinadeleon5072
@angelinadeleon5072 Жыл бұрын
nice voice Praise GOD
@talentchinem3616
@talentchinem3616 Жыл бұрын
Nicely done❤
@mullah263
@mullah263 Жыл бұрын
Vocals on point⚡⚡⚡⚡🔥🔥🔥
@tashasadiki7189
@tashasadiki7189 Жыл бұрын
Oh, I love this song and the fact that there's now a Shona version just blessed my heart! 🥺❤️❤️🔥Hallelujah! Munondigonera mazuva ose🙌🏽🥰
@lovenotesaudio5388
@lovenotesaudio5388 Жыл бұрын
thank you very much
@synergymellow
@synergymellow Жыл бұрын
Thank you so much
@chouettekawikaful
@chouettekawikaful 3 ай бұрын
@chouettekawikaful 2 days ago Ndinokudai, Ishe Oh ngoni dzenyu hadziperi Mazuva angu ose Ndakabatwa mumaoko enyu Kubva panguva yandinomuka Kusvikira ndarara musoro haiwa ndichaimba ndichirumbidza kunaka kwaMwari Hupenyu hwangu hwose makatendeka Hupenyu hwangu hwose Manga makanaka kwazvo Nomweya wose wandinogona haiwa ndichaimba ndichirumbidza kunaka kwaMwari Ndinoda inzwi renyu Makandipinza mumoto Muusiku hwakasviba zvikuru Iwe uri pedyo zvisina kufanana Ndinokuzivai saBaba Ndinokuzivai seshamwari Ndagara murunako rwaMwari Oh Uye hupenyu hwangu hwese makatendeka Hupenyu hwangu hwose Manga makanaka kwazvo Nomweya wose wandinogona haiwa ndichaimba ndichirumbidza kunaka kwaMwari Hongu hongu hongu Nokuti kunaka kwenyu kuri kumhanya, kuri kundimhanyira Kunaka kwenyu kuri kumhanya, kuri kundimhanyira Nehupenyu hwangu hwakaradzikwa pasi, ndazvipira zvino, ndinoKupa zvese Kunaka kwenyu kuri kumhanya, kuri kundimhanyira Kunaka kwenyu kuri kumhanya, kuri kundimhanyira Kunaka kwenyu kuri kumhanya, kuri kundimhanyira Nehupenyu hwangu hwakaradzikwa pasi, ndazvipira zvino, ndinoKupa zvese Kunaka kwenyu kuri kumhanya, kuri kuramba kuchinditevera Hupenyu hwangu hwese makatendeka Hupenyu hwangu hwose Manga makanaka kwazvo Nomweya wose wandinogona haiwa ndichaimba ndichirumbidza kunaka kwaMwari Ndichaimba, ndichaimba Uye hupenyu hwangu hwese makatendeka Hupenyu hwangu hwose Manga makanaka kwazvo Nomweya wose wandinogona haiwa ndichaimba ndichirumbidza kunaka kwaMwari Ndichaimba nezve kunaka kwaMwari
@sliviamusakari1798
@sliviamusakari1798 Жыл бұрын
Wonderful ❤️❤️❤️
@nashemwale30
@nashemwale30 Жыл бұрын
Beautiful peace of work ❤️
@elianegeorgina3099
@elianegeorgina3099 Жыл бұрын
Que Deus os abençoe irmãos queridos ❤️💙🤍💚💛💙🧡♥️
@florencezvimba8357
@florencezvimba8357 Жыл бұрын
So so good❤
@bruceizzett
@bruceizzett Жыл бұрын
Great job guys! Love it!
@the_worship_collective
@the_worship_collective Жыл бұрын
Well done... This is really good 😊
@lovenotesaudio5388
@lovenotesaudio5388 Жыл бұрын
thank you 😊
@erlinebaptiste7055
@erlinebaptiste7055 Жыл бұрын
🇭🇹🇭🇹🇭🇹
@multipotency
@multipotency Жыл бұрын
Awesome
@mariaserafinabeiraogomieri4368
@mariaserafinabeiraogomieri4368 4 ай бұрын
MARAVILHOSO!
@mariahahaha4874
@mariahahaha4874 Жыл бұрын
👍🏻👍🏻👍🏻👍🏻👍🏻👍🏻👍🏻
@humphreysmasarakufa9334
@humphreysmasarakufa9334 Жыл бұрын
Well done TC and team 👏 The song is 🔥
@lovenotesaudio5388
@lovenotesaudio5388 Жыл бұрын
thank you 😊
@synergymellow
@synergymellow Жыл бұрын
Thank you bro
@sharonlinton8963
@sharonlinton8963 Жыл бұрын
Beautiful worship ❤
@chouettekawikaful
@chouettekawikaful 3 ай бұрын
@chouettekawikaful 2 days ago Ndinokudai, Ishe Oh ngoni dzenyu hadziperi Mazuva angu ose Ndakabatwa mumaoko enyu Kubva panguva yandinomuka Kusvikira ndarara musoro haiwa ndichaimba ndichirumbidza kunaka kwaMwari Hupenyu hwangu hwose makatendeka Hupenyu hwangu hwose Manga makanaka kwazvo Nomweya wose wandinogona haiwa ndichaimba ndichirumbidza kunaka kwaMwari Ndinoda inzwi renyu Makandipinza mumoto Muusiku hwakasviba zvikuru Iwe uri pedyo zvisina kufanana Ndinokuzivai saBaba Ndinokuzivai seshamwari Ndagara murunako rwaMwari Oh Uye hupenyu hwangu hwese makatendeka Hupenyu hwangu hwose Manga makanaka kwazvo Nomweya wose wandinogona haiwa ndichaimba ndichirumbidza kunaka kwaMwari Hongu hongu hongu Nokuti kunaka kwenyu kuri kumhanya, kuri kundimhanyira Kunaka kwenyu kuri kumhanya, kuri kundimhanyira Nehupenyu hwangu hwakaradzikwa pasi, ndazvipira zvino, ndinoKupa zvese Kunaka kwenyu kuri kumhanya, kuri kundimhanyira Kunaka kwenyu kuri kumhanya, kuri kundimhanyira Kunaka kwenyu kuri kumhanya, kuri kundimhanyira Nehupenyu hwangu hwakaradzikwa pasi, ndazvipira zvino, ndinoKupa zvese Kunaka kwenyu kuri kumhanya, kuri kuramba kuchinditevera Hupenyu hwangu hwese makatendeka Hupenyu hwangu hwose Manga makanaka kwazvo Nomweya wose wandinogona haiwa ndichaimba ndichirumbidza kunaka kwaMwari Ndichaimba, ndichaimba Uye hupenyu hwangu hwese makatendeka Hupenyu hwangu hwose Manga makanaka kwazvo Nomweya wose wandinogona haiwa ndichaimba ndichirumbidza kunaka kwaMwari Ndichaimba nezve kunaka kwaMwari
@chandamutwale5632
@chandamutwale5632 Жыл бұрын
I need lyrics plse j love the shona version

post the lyrics ... is this Shona or Swahili?
@wilhelmolivier7820
@wilhelmolivier7820 3 ай бұрын
This is Shona Goodness of God _lyrics_ *Verse 1* Ndokudai Ishe, Ngoni dzenyu dzinogara Mazuva ose, mumaoko enyu. Kubva Mangwanani, Madekwani, Ndoimba Munondigonera *Chorus* Mazuva ose makatendeka, Mazuva ose makandi-nakira, Nemweya wenyu ndichiri kufema, Ndichaimba Munondigonera Verse 2 Nezita Renyu, Makandipfuudza nemumoto, Murima, ndimi hama yepedyo, Ndokuzivai saBaba, seShamwari, Ndichaimba Munondigonera *Chorus* Mazuva ose makatendeka, Mazuva ose makandinakira, Nemweya wenyu ndichiri kufema, Ndichaimba Munondigonera *Bridge* Kugona kwenyu konditevera, Konditevera nguva dzose, Kugona kwenyu konditevera, Konditevera nguva dzose, Mukunamata, ndopira zvose, ndokupai zvangu, X2
@TANKofBEAT
@TANKofBEAT 4 ай бұрын
Was ist das für eine Sprache ?
@wilhelmolivier7820
@wilhelmolivier7820 4 ай бұрын
Shona, it is a native language of Zimbabwe, Africa.
@TANKofBEAT
@TANKofBEAT 4 ай бұрын
@@wilhelmolivier7820 thank you so much
@hellowen3419
@hellowen3419 Жыл бұрын
Nice
Promises ( Shona Version ) by Ntombezihle ft Chris Xross
7:43
Lovenotes Audio
Рет қаралды 2 М.
DO YOU HAVE FRIENDS LIKE THIS?
00:17
dednahype
Рет қаралды 77 МЛН
Me: Don't cross there's cars coming
00:16
LOL
Рет қаралды 13 МЛН
Дибала против вратаря Легенды
00:33
Mr. Oleynik
Рет қаралды 4,8 МЛН
Goodness of God | Haitian Kreyol Cover
4:13
Rev. Kev
Рет қаралды 17 М.
Pianos Jaravaza - Hakuna zita
6:52
Pianos Jayz Jaravaza music
Рет қаралды 633 М.
Tangai Neni (Live) - Minister Michael Mahendere & Direct Worship feat. Ruth Maseko
6:51
Minister Michael Mahendere
Рет қаралды 3,8 МЛН
Bolamu Na Nzambe ( Goodness Of God : Bethel Music ) Lingala Cover by Cassi Kalala Tshimpi
8:52
Ellard Cherayi & Wenyasha (Ngavarumbidzwe)
6:17
Wenyasha
Рет қаралды 195 М.
JASON INGRAM - Goodness of God (LIVE) feat. Vertical Worship
4:41
Essential Worship
Рет қаралды 922 М.
Only Jesus (Shona Translation) by Louis Mazhata & Joyce
7:13
Lovenotes Audio
Рет қаралды 667
akimmmich (feat. Turar) - UMYTTYŃ BA?| official lyric video
2:54
ҮЗДІКСІЗ КҮТКЕНІМ
2:58
Sanzhar - Topic
Рет қаралды 5 МЛН
LISA - ROCKSTAR (Official Music Video)
2:48
LLOUD Official
Рет қаралды 89 МЛН
Say mo & QAISAR & ESKARA ЖАҢА ХИТ
2:23
Ескара Бейбітов
Рет қаралды 1,3 МЛН
Қанат Ерлан - Сағынамын | Lyric Video
2:13
Қанат Ерлан
Рет қаралды 3,2 МЛН