Рет қаралды 46,714
Murume uyu akonzeresa uyu . . . Mazuva ano vakawanda vari kutaura nezvaVaTinashe Mugabe veGlobal DNA Zimbabwe zvekuti hakuna angada kusumwa nezvavo. Kwayedza inogara navo pasi kuti vakurukure zvakawanda asi chavanojekesa kuti havasi kupunza wanano kana dzimba dzavanhu . . . vari kutounza zororo nekuyananisa mhuri. Ngativanzwei vachitaura naMalven Mugadzikwa.