HARARE..........AKAURAYA MUKADZI SEHUKU

  Рет қаралды 25,560

Drewmas Media

Drewmas Media

Күн бұрын

OTSVAGWA NEMAPURISA

Пікірлер: 144
@advancematoweadttocksmatto9213
@advancematoweadttocksmatto9213 11 ай бұрын
Hameno mweya unozobata zvawo as for me better kuparadzana muzvakanaka
@molleenpule9104
@molleenpule9104 11 ай бұрын
Hama yacho kana muchida taurai neni ndikuudzei zvekuita musati mamuviga kuti amuke zvakaipa
@emilykundaimudavanhumafa-nq4sn
@emilykundaimudavanhumafa-nq4sn 11 ай бұрын
Can you help pane munhu akatovigwa kare
@FarisaiMachisi
@FarisaiMachisi 10 ай бұрын
Kana akavigwa kare dyarai mbambaira paguva kusvika yabata kana asati avigwa anoisirwa mutsvairo namai vake
@sandraedward7454
@sandraedward7454 11 ай бұрын
Pamwe mukadzi iyeye akauya pamba ndiye akaisa mamhepo pamwana zvese nababa vacho zvinorwadza mufumge mwari vakunyaredzei
@queenbae5883
@queenbae5883 11 ай бұрын
Nyaya yanetsa munyika medu kuromba marituals ekuuraya vanhu nemadrugs
@josephgapirakb
@josephgapirakb 11 ай бұрын
Ini kana ndikasvika yakanwa ndongoti mai mwana rowai pasi nekuzara kwakaita wakadzi uku urairei munhu😢
@tamarigwinji
@tamarigwinji 11 ай бұрын
Nhai zvako mukore unoma babe unoshara
@PerseveranceMatsvororo19088
@PerseveranceMatsvororo19088 11 ай бұрын
Mwari pindirai chokwadi nyika yashata.. Zororai murugare amai asi musarare hope kana Bwanali asati abatwa auye kuzoripira mhaka dzake😢😢
@mirriammutsikamahwe3616
@mirriammutsikamahwe3616 11 ай бұрын
Zvakawoma vamwe varume havadi munhu anovakunda or anounza mari
@lorrainemushakavanhu5615
@lorrainemushakavanhu5615 10 ай бұрын
Haaa shuwa unotoonakuti munhu uyu arikureadziwa
@Agnes-l7f
@Agnes-l7f 11 ай бұрын
So sad ..ko wakadii kumusiya kana akanga ari hure.kuuraya ndokunei manje ..zvimwe zvinhu Fungai kaviri vanhu .ngozi yacho inozogoneka here nhai vedu
@ruramaimunogara383
@ruramaimunogara383 11 ай бұрын
Ngozi yacho ndeyako nejere hupenyu hose
@SithembekileMoyo-ws4up
@SithembekileMoyo-ws4up 11 ай бұрын
Ndobasa resimbe kuhura nenjere shoma haaa ungathumwe nehure kuti uwuraye mkadzi wako
@GraciousMuchineripi-kg2ew
@GraciousMuchineripi-kg2ew 11 ай бұрын
May your soul continue to rip chioniso my gettho girl,iyo mhondi ngaibatwe god isnin it chero dai wakakanganisasei angaasina kodzero yekusvik paakakusvitsa,mai naggy nyaradzwai mose naJesu asi chandinoziva ndechekui gogo its true muchasvitsana nemhondi iyi kumapena,nematambudziko to you all
@JoyceSithole-m2b
@JoyceSithole-m2b 11 ай бұрын
Pane akaromba pavabereki zvakatangira pamwana
@SheilaMunyai-w5x
@SheilaMunyai-w5x 11 ай бұрын
This tribe needs to be investigated 😢
@msaisave5376
@msaisave5376 11 ай бұрын
Murisei mhuri ye Drewmas media
@davisonjanhi3864
@davisonjanhi3864 11 ай бұрын
Kubvira pakapinda ED these cases are rising
@shimNazee
@shimNazee 11 ай бұрын
And haana kana day raakambotora time to address these issues😢haaa tiri mugehena isu
@tawandamatonga5589
@tawandamatonga5589 11 ай бұрын
yhaaa true humhondi hurikuwanda time ya bhobho papasina zvakadayi
@Mhetalicious
@Mhetalicious 11 ай бұрын
Thank you Dewmas Media.... Domestic Violemce is real vanhu Taurai kana muchishunngurudzwa mudzimba umu.
@lillycee5054
@lillycee5054 11 ай бұрын
Dai mwana abviswa pahurukuro idzo. Let's be sensitive please! Ndabatikana nechiitiko ichi😢
@unity9896
@unity9896 11 ай бұрын
Hameno kt mhondi zvivindi vanozviwanepi,kuuraya munhu sehuku,yaa vanhu vakugara vakahwandirana mumamarriage,kugara nemhandu yako usingazive
@newmanmtetwa8
@newmanmtetwa8 11 ай бұрын
USATAMBA NEKUHURIRWA IWE MUNHU UCHIMUPA ZVOSE
@RumbidzaiGarwe-mj8zb
@RumbidzaiGarwe-mj8zb 11 ай бұрын
Yeah better to stay single marriage is a date game
@annanyamugudza1327
@annanyamugudza1327 10 ай бұрын
Kuromba kwakashata pliz zvii zvakaiswa pamwana
@PriscaMlambo-e6i
@PriscaMlambo-e6i 11 ай бұрын
Ini ndoshoora munangagwa ndiye honzeri pazvese vnhu vopedzisira vopedzera shungu pavakadzi
@ShephardMuvingi
@ShephardMuvingi 10 ай бұрын
Kasong ako bho .thank u dremas.hama dzangu varume tsika yekuuraya vakadz must stop
@estinahmichael2250
@estinahmichael2250 11 ай бұрын
Nhai Mwari mweyayiko wapinda munyika yedu haa ndamerera😢😢😢
@sharontangirai1262
@sharontangirai1262 11 ай бұрын
Baby gal is so cute
@MaggieMombe
@MaggieMombe 11 ай бұрын
Drewmas media taking us to another level nhasi raarimwe zuva usandione kunonoka ndanga ndichiuya rip
@gracengundu
@gracengundu 11 ай бұрын
Drewmas Media taking us to where it happens,so sad .Apa chawagona apana watozviparira ngozi kumusha kwenyu
@RumbidzaiGarwe-mj8zb
@RumbidzaiGarwe-mj8zb 11 ай бұрын
Muzim why vanhu vasatye kuuraya vanhu uum this world yaku leadwa nalucifa yooo
@tsitsichigoche3347
@tsitsichigoche3347 11 ай бұрын
Isai pic rake anobatwa, so sad
@FaithChinyama-j5c
@FaithChinyama-j5c 11 ай бұрын
Zvinorwadza varume imbwa dzevavhu
@rolandmoyo-yy3ok
@rolandmoyo-yy3ok 10 ай бұрын
I wonder why maMurder-Cases awanda kudayi muZimbabwe, kubva pakangobviswa vaMugabe pachigaro nechisimba mhondi dzakabva dzawandisa. Ndopaunobva wangowona kuti zvehutungamiri zvine zodzo. vaMugabe vachitonga muZimbabwe makange musina matakanana akadayi.
@evernicekambudzi5636
@evernicekambudzi5636 11 ай бұрын
Ritsvagei rombe iroro shuwa
@mesiMutepfa
@mesiMutepfa 11 ай бұрын
Gogo torai zvese nemba yacho kana vavakavaka😊
@tariroshonhe2268
@tariroshonhe2268 10 ай бұрын
Bwanali akatiza nemari isitombori shoma uyu. Ko bwanali hama dzake dziripi. Vanomuwana kuhama dzake
@isabelmurambiwa6304
@isabelmurambiwa6304 10 ай бұрын
Mmmmmmm! This is very sad. MHSRIP. Vanhu in Zimbabwe vapindwa nehumhondi hwusingaite. RIP Chioniso wasiya vana vako vadiki. That criminal of a husband mutongowako uchauwana chete.
@mancuesokolate9989
@mancuesokolate9989 11 ай бұрын
❤❤ DrewMas Media taking us to another level
@GraciaChitepo
@GraciaChitepo 11 ай бұрын
tengesai gogo zvinhu zvemwana wenyu munemvumo ndozvaurayirwa tora musasire mhondi idzoo torai kese
@YvonneChabvuta
@YvonneChabvuta 11 ай бұрын
Haaa zvakaoma
@constancemagadlela5143
@constancemagadlela5143 11 ай бұрын
Nkosi ngenelela shuwa kubuhlungu lokhu mina ngizoba single kuzekubuye ujesu.
@freedommukutulu6630
@freedommukutulu6630 11 ай бұрын
Not all guys are like Bwanali they are sweet guys out there
@samanthadzitiro5335
@samanthadzitiro5335 11 ай бұрын
Awu dadewethu abantu kabafani
@angelinaballerina5203
@angelinaballerina5203 11 ай бұрын
Drewmas Media taking us to another level 🎉🎉
@luciamakaya5948
@luciamakaya5948 11 ай бұрын
Dzawandisisa SA yatova kumashure when it comes kunya dzekuurayana
@MolleMoyo
@MolleMoyo 10 ай бұрын
Mahure arikujonzeresa zvisingaite
@carolinemakarutse4694
@carolinemakarutse4694 10 ай бұрын
Uuummm usazorore murandakadzi irwa kumurume akakuuraya uyu shem 😢😢😢
@Thando-ot7de
@Thando-ot7de 10 ай бұрын
Chero dai aiva nechikomba haisi reason yekuuraya munhu Zorora Chiwoniso murugare 😢
@mariazulu6805
@mariazulu6805 10 ай бұрын
Ko nhai iwe ungati mari aiwanepi mukadzi inga zvataurwa kuti murimi.ndozvakaipa kuchengeta rovha.ukangoona murume asingadi kushanda chiva wageza maoko zvisiye nenhamo yaro.chokwadi kuuraya munhu arikukuchengeta nekuchengeta vana vako🤷‍♂️😂
@cassandraker
@cassandraker 10 ай бұрын
so sorry my child for the loss of your mum . hardworking woman as you have described. This is very sad
@muchenyuradorcas4538
@muchenyuradorcas4538 10 ай бұрын
Haaaaa yevarume iyi ini handina neremuromo Sisi vangu vakadirwa parafin vakapiswa paMverechena apa
@theresashumba277
@theresashumba277 10 ай бұрын
Apa hapachade Mwari mutsai chioniso arwe hondo dzake
@tanyachagonda8146
@tanyachagonda8146 10 ай бұрын
So sad my condolences to the family and friends. Nyaradzwai hama zvinorwadza zvakaitika
@Charity-q2n
@Charity-q2n 10 ай бұрын
So sad .lni ndirikuona sekuti vanhu varikunyanya kuponda because varikupiwa mitongo isingarwadze .RIP Chioniso
@sakinakassim8841
@sakinakassim8841 11 ай бұрын
Iam waiting
@mukombe15
@mukombe15 11 ай бұрын
Shungu hadzivake musha. Mbuya munda wasiiwa nemwana endai mberi mushandise. Ndipo pane raramo yenyu. Kutengesa kuno unza nzara.
@juniornetty1031
@juniornetty1031 11 ай бұрын
Ummmm so heartbreaking 😢💔💔💔💔
@linnetgambura9943
@linnetgambura9943 11 ай бұрын
I will be connected
@SandraJessyMatsika
@SandraJessyMatsika 11 ай бұрын
😢😢😢veduwe ndarwadziwa
@letitiamudzingaidzwa7790
@letitiamudzingaidzwa7790 10 ай бұрын
Tinorwadziwa zvakadzika Nematambudziko kuhama neshamwari .Firo yakadai inorwadzisisa.
@phillapohnkanali1279
@phillapohnkanali1279 11 ай бұрын
Mkoma Andrew tokumbirawo photo remhondi iyi pliz pliz akasike kubatwa ndarwadziwa
@ktm9853
@ktm9853 11 ай бұрын
Aiwa Andrew ??Uno siyira Musiki pakudii? Iti Pasi NaBwanale.
@gracepukayi6526
@gracepukayi6526 11 ай бұрын
Zvakawoma hazvo ndairwadziwa hangu umm
@monalisafalite2382
@monalisafalite2382 11 ай бұрын
Ummmm zvakaoma 😢😢😢😢 zvinorwadza RIP
@Natty908
@Natty908 11 ай бұрын
Chinhoyi chiko chakadaro, nhai vanhu veku musha kwangu.
@JanepherZvikonyo
@JanepherZvikonyo 11 ай бұрын
Ndekupi uku
@GraciousMuchineripi-kg2ew
@GraciousMuchineripi-kg2ew 11 ай бұрын
Kuwadzana phase 3 my gettho asi the incident yakaitikira chinhoyi
@nyaradzomurasiranwa2218
@nyaradzomurasiranwa2218 11 ай бұрын
uuuuum zvinorwadza
@AnnatoliaMapasure-do6th
@AnnatoliaMapasure-do6th 11 ай бұрын
Nyika yaoma veduvee vanhu vava kungouraya vanhu veduvee
@juniornetty1031
@juniornetty1031 11 ай бұрын
Waiting already
@LaizahManingi
@LaizahManingi 13 күн бұрын
Nyararai zvenyu amai akatiza mutumbi chete asi mweya wake unawo achauya hake ngozi yakupedza hama
@patpateey2414
@patpateey2414 11 ай бұрын
Iko chaiita kuti mwana arare zvenguva dzakapfurikidza ndopakatanga zvese, kunze uko kune vakabata zvinorema mmmm
@GraciaChitepo
@GraciaChitepo 11 ай бұрын
shemm nyaradzwai gogo 😢
@fifisethoko9727
@fifisethoko9727 10 ай бұрын
😢😢😢
@carolinenyamadzawo9663
@carolinenyamadzawo9663 11 ай бұрын
Nematambudziko haa uyo anoda mob justice ahana kodzero yekurarama panyika
@tamaremanyika3776
@tamaremanyika3776 11 ай бұрын
Zvakaoma chokwadi 😢
@shuvaichamunorwa4687
@shuvaichamunorwa4687 7 ай бұрын
Sis varikurwadziwa
@MarianMarian-mk4vg
@MarianMarian-mk4vg 11 ай бұрын
Ummm zvakaoma vedu.😢😢 Shame may her soul rest in peace
@JanetMutoda
@JanetMutoda 11 ай бұрын
Mmmmmm varume imhondi mhani
@mafumuchemwa2846
@mafumuchemwa2846 10 ай бұрын
Mari yese iyo aiwanepi mukadzi uyu mmmmmh
@tawandamatonga5589
@tawandamatonga5589 11 ай бұрын
haaaa in varume vanouraya vakadzi nekuti vahura ndongoti ngavapiswe what the point yekuti unouraya munhu even chero atadza thats very wrong we don’t support that
@Seamusmtepa
@Seamusmtepa 11 ай бұрын
Zvakaoma
@faustinapaulosi8031
@faustinapaulosi8031 11 ай бұрын
Tete 😭😭😭😭😭 rest in peace
@euphrasiamuchuweni7497
@euphrasiamuchuweni7497 11 ай бұрын
Zvinorwadza hazvo
@tapiwamakusiro-ju2xw
@tapiwamakusiro-ju2xw 10 ай бұрын
Vakadzi varikutambudzwa vachinyarara mudzimba umo
@richardmanyati6774
@richardmanyati6774 11 ай бұрын
So sad
@goddess6379
@goddess6379 11 ай бұрын
This is sad 😢
@patriciamasengere581
@patriciamasengere581 11 ай бұрын
Zvinorwadza izvi
@maiboys3934
@maiboys3934 10 ай бұрын
Shame shuwa mwana anorara zvekukanganwa kumuka
@tawandamatonga5589
@tawandamatonga5589 11 ай бұрын
uye ne feedback neshamba kuti Bwanali abatwa here
@edinnahmuchirahondo8369
@edinnahmuchirahondo8369 11 ай бұрын
Zimhondi iri haakuurayira chioneso nyaya yezvikomba. asi ndaona godo nekukundwa kushanda nemukadzi. godo godo rakamukunda
@mancuesokolate9989
@mancuesokolate9989 11 ай бұрын
😭😭😭😭😭hey zvakaoma hazvo mmmmmm varume votyisaaaaa
@IanKahondo-cq3dn
@IanKahondo-cq3dn 11 ай бұрын
RIP
@LydiaSichore-z3k
@LydiaSichore-z3k 11 ай бұрын
Connected
@letitiamudzingaidzwa7790
@letitiamudzingaidzwa7790 10 ай бұрын
Vanotoitora coz Bwanari murderer akanofira mujeri
@runyanyamaka6689
@runyanyamaka6689 11 ай бұрын
Zvakaoma zvemukore uno
@rodgerlouismubvumba2843
@rodgerlouismubvumba2843 11 ай бұрын
Nyaya iyi yakaitira kupi nhai Drewmas?
@ChipoSigauke-nd3sm
@ChipoSigauke-nd3sm 11 ай бұрын
Zvinorwadza kusiya vana kani
@faithchipere6126
@faithchipere6126 10 ай бұрын
Kare zvaityisa weduwe kunzwa kuti munhu auriwa chii chaizvo chapinda munyika yedu
@PaulineMuzanenhamo
@PaulineMuzanenhamo 11 ай бұрын
Hey zvakaoma muka muranda kadzi usavata
@nyashabuwerimwe-sw6qu
@nyashabuwerimwe-sw6qu 10 ай бұрын
Ende vakadzi vanoda kutambisa magaro why kudaro
@miriamnindi3964
@miriamnindi3964 10 ай бұрын
Ko sisi vacho mukutaura muchiseka wan ndatya nazvo
@fifimaitandi2187
@fifimaitandi2187 10 ай бұрын
Kurwadziwa uku
@enocentmusakura8294
@enocentmusakura8294 10 ай бұрын
Sad indeed
@JudithMutangadura
@JudithMutangadura 11 ай бұрын
Iii imhondi murume uyo anobatwa chete ngaango ita life in prison ngavamuchekewo zvaakaita mukadzi wake
@StobechileGumbanjera
@StobechileGumbanjera 11 ай бұрын
Zororora hako murugare 😢
@ogamajakaire93
@ogamajakaire93 11 ай бұрын
Dremas media taking us to another level ❤
@davisonjanhi3864
@davisonjanhi3864 11 ай бұрын
Chaagona hapana ijere roga iro
@amandafish3022
@amandafish3022 10 ай бұрын
Face yamai yakapombonoka wani kuita sekuti Havana kufirwa
@kundaichitiga7052
@kundaichitiga7052 11 ай бұрын
Ummm 😢
Sabhuku vamonerwa nenyaya padare
33:36
TICHKACH MTV
Рет қаралды 436
Madzibaba eShanduko, "Tsabangu Hauna Tsitsi Here NeVana VeZimbabwe?"
45:12
Bike Vs Tricycle Fast Challenge
00:43
Russo
Рет қаралды 109 МЛН
Win This Dodgeball Game or DIE…
00:36
Alan Chikin Chow
Рет қаралды 43 МЛН
Inside Out 2: ENVY & DISGUST STOLE JOY's DRINKS!!
00:32
AnythingAlexia
Рет қаралды 16 МЛН
Когда отец одевает ребёнка @JaySharon
00:16
История одного вокалиста
Рет қаралды 8 МЛН
06 September 2021
6:28
METRO AFRII FILMS PRODUCTION COMPANY
Рет қаралды 12 М.
MVURWI.....  MWANA WEKUFUKUNURWA NEVAROYI OFUKUNURWAZVE
31:32
Drewmas Media
Рет қаралды 16 М.
MHONDORO MUBAIRA.......... AKATEMATEMA CHIKOMBA NEDEMO
31:23
Drewmas Media
Рет қаралды 52 М.
Akabatwa Akarara NeMuroora Wake
41:22
SlyMediaTv
Рет қаралды 80 М.
Goromonzi : Mukwasha akaroora ne $30 akauraya Tezvara
1:01:26
Destiny TV
Рет қаралды 53 М.
Nyaya iyi Yanetsa Padare ra Mambo Mutasa Chirikupisa icho
1:31:42
TICHKACH MTV
Рет қаралды 9 М.
GURUVE.........MURUME OBATWA ACHIDANANA NEDHONGI
36:02
Drewmas Media
Рет қаралды 19 М.
Apostle T.F Chiwenga.The Land Of Canaan
2:29:49
Jesus Revelation Ministries
Рет қаралды 125 М.
Bike Vs Tricycle Fast Challenge
00:43
Russo
Рет қаралды 109 МЛН