Ndadzoka pano futi ehhh ndoudza sei land lord wangu kuti team ndorakaimba tubhebhi twekuzim cz vakati havadi kundinzwa ndichiiridza fut but song iyi pandairidza hanzi bvisa coin pamari yerent udye hako apa ndakunzi ngairire ndaibhadhara dzava 2 days ichirira
@hassokingboys3 ай бұрын
@@theelderlycollections 😂😂 hoyo 🔥🔥🔥
@WinfildaKazetete-ts5xu3 ай бұрын
Guys I know it's so hard and touching but us as your mothers we going through a lot of not want to hear about dzinza iroro
@WalterGono3 ай бұрын
Saka mwana otadza kuziva baba nekukonana kwenyu topinda papi ipapo ndopazvichachinja hr kut baba vangu vasava ivo zvogwadza going thru a lot my foot mobhaiza vanamai imi
@WinfildaKazetete-ts5xu3 ай бұрын
Shaa hanzvadzi yako or mwana wako haasati apindana nazvo there are lots of man wasingaziwe kuti vana wawa warikurarama how wadyei wapfekei or school so how do you expect a normal mother to tell the child kuti ndiwe baba imagine nekurwadza kurikuita life
@theelderlycollections3 ай бұрын
Song iyi inongobhohwera kuti inopera yaifanira kureba 1 week cz it's so touching