Mad minox munhu mukuru aifanira kungopa mai avo mari yavo than kuti team rake iro ridye nyama yemunhu momuseka futi .. i respect u mafia seteam reketasi but kana zvakudai itai mega chimboko ichi
@tatendakaemba902212 күн бұрын
Ungaisawo bhonzo here panyama yepondo vakomana
@cuthbertm69 күн бұрын
Mutengi ares a aidai atarira nyama yake but pachivanhu hazvinzwaro. Pamwe atotamburirarawo 2 dhombi iyoyo kuti muri nevana vadye zvodai so. Hazinzarwo pahupenyu maboss Dai ndiripo ndavapa zvangu 2 dollars yacho vawana husavi hwavo