Huyai Munzwe Kuchekeresa Kwandakaita Mwana Wangu Story time

  Рет қаралды 8,801

Zim Facebook Secrets And Confessions

Zim Facebook Secrets And Confessions

Күн бұрын

Zim Family Secrets and Confessions
Deep Secrets and Confessions Google.
In this first episode, we hear a story of a .
Please listen, like, comment, subscribe and share.
Please Check out our latest episode kuchannel yemujolo
Link down below
@goromonzitv
If you have any confessions please feel free to contact us on
+27678702658
#Familysecrets #secret #zimbabwe #confessions

Пікірлер: 28
@tre642
@tre642 3 ай бұрын
Pane zvese zvawakaita what did you gain at the end ? Kungo zviitira maproblems .
@politepowers2397
@politepowers2397 3 ай бұрын
Hapana zvake dai wakatoroorwa nemu India akatoita zvine msoro
@heatherheather-dh4ir
@heatherheather-dh4ir 3 ай бұрын
Mkoma pls Don’t use people’s pics without authorization you can get sued thousands of dollars or jail time.
@ZimSecretsandConfessions
@ZimSecretsandConfessions 3 ай бұрын
hi i use A.I
@gracempofu526
@gracempofu526 3 ай бұрын
Hakuna nyika isina vakadzi vakanaka bicoz havasi vese vejoni vakanaka futi inhema idzoo, infact mukadzi wese akanaka chinodiwa ifuta chete nekuofeka zvinofita
@MavisMhlanga-rh3cu
@MavisMhlanga-rh3cu 3 ай бұрын
Hezvo mai Sasha
@broonkmubvinzi6066
@broonkmubvinzi6066 3 ай бұрын
Hanzi chawakagona hapana🤷🏽‍♂️. 🤣😂
@ireneshumba3885
@ireneshumba3885 3 ай бұрын
Kkkk saka vanhu vejoni vanifunga kuti kuZim kune vakadzi vakashata hre
@WhisperDizamuhupe
@WhisperDizamuhupe 3 ай бұрын
Sure ungaite chivindi chekuenda kunogara kumba kwemumwe Mukadzi pedzezvo woda kumuurayira Murume wake nema Girlfriends ake? Mune zvivindi imi Sisi. Dai makanga makabvuma kurorwa nemu Indian wenyu musina kumbosanga netsekwende dzese dziya. Maramba kubudirira ndiwo amuinawo imi. Kusiya mu Indian kuendera mu Sasko ane Mukadzi ne Mahure Ako. Zvizive muhupenyu izvozvo kuti hapana Murume asinga Hure.
@MiriroManatsa
@MiriroManatsa 3 ай бұрын
Shuwa vakarambirei kunoroorwa nemuindia dai vagere so kumwe Kuda zvisiri zvako kunouraisa
@HappyKarigen
@HappyKarigen 3 ай бұрын
Saka kuroorwa nemu Indian zvakanaka here? Those people are even worse when it comes to juju and rituals! Musataura zvamusingazivi!! Plus vane rusaruraganda rwakaipa!! Wealth yawo is build around those rituals!There was no better choice apa!
@LuciaMlambo-w7e
@LuciaMlambo-w7e 3 ай бұрын
Aaaaaaa Mai Sasha chaizvo tangai mafunga musati maita
@netsaigurure166
@netsaigurure166 3 ай бұрын
Nhai mainini une chokwadi kuurayisa munhu nekuda kwe chikomba here? Ko ngozi zvayo apa mushonga uno expire ? Wakaipa hako kutora mwoyo wakaipa kudai
@carolinechirima
@carolinechirima 3 ай бұрын
Benzi kuurayisa girlfriend iwe uri hure also.wakagonei
@SisiLillyDiaries
@SisiLillyDiaries 3 ай бұрын
Yooh
@millicentnzanga3322
@millicentnzanga3322 3 ай бұрын
Zvakaoma mnje wakagonei
@shantelmagwenzi7146
@shantelmagwenzi7146 3 ай бұрын
Good morning 🌞🌞🌄
@ZimSecretsandConfessions
@ZimSecretsandConfessions 3 ай бұрын
Mamuka sei
@shantelmagwenzi7146
@shantelmagwenzi7146 3 ай бұрын
Ndamkabhoo....thank you
@julietchivhanga3054
@julietchivhanga3054 3 ай бұрын
Mainini muribenzi mungaitire nhumbu murume wemunhu pedzezvo wotsamwira kuti aita imwe girlfriend
@Edinah-y8n
@Edinah-y8n 3 ай бұрын
Iiii nhayi mwari mune zvi vindi mai imi ndosaka muchiroyiwa unga tovinga munhu pamba pake muchirara pa mu bedha weumwe mukadzi here? Kunorombera kuuraya munhu pamusaka pemurume we munhu ? nyaya yese iyi iri nyaya yekusada kuzvi shandira.and akakungona murume uyu,asi ngozi ino ziva address nyaya iyi haina kupera pazvichatanga kuoma mai nana pamuno zodzokera ku ma Nigerian enyu muchawana vakatama.
@elizabethnyangombe2062
@elizabethnyangombe2062 3 ай бұрын
Dai wakaroorwa hako nemu Indian uye ungadai ugere hako zvakanaka usina tsvina dzese idzi dzema problems
@gracempofu526
@gracempofu526 3 ай бұрын
Mmmm india haride black people kashoma unless vaida kutomushandisa pazvinhu zvavo chete
@primrosemandimutsira5908
@primrosemandimutsira5908 3 ай бұрын
Fanika musina kushata kwacho
@barretobarreto3269
@barretobarreto3269 3 ай бұрын
wakarombera mahara shit yemunhu
@fadzaimacharaga98
@fadzaimacharaga98 3 ай бұрын
Saka kuZim hakuna vakadzi vakanaka vane chimiro here???????
@margarethmbikiza4167
@margarethmbikiza4167 3 ай бұрын
Mukoma Nash how are you doing
@ZimSecretsandConfessions
@ZimSecretsandConfessions 3 ай бұрын
Morning morning
Lusikisiki mass Memorial Service
SABC News
Рет қаралды 854
Ei köyhyyttä (Agenda 2030, tavoite 1)
13:42
Biologian ja maantieteen opettajien liitto
Рет қаралды 1,6 М.
pumpkins #shorts
00:39
Mr DegrEE
Рет қаралды 70 МЛН
规则,在门里生存,出来~死亡
00:33
落魄的王子
Рет қаралды 28 МЛН
哈莉奎因怎么变骷髅了#小丑 #shorts
00:19
好人小丑
Рет қаралды 56 МЛН
The return of Gringo Episode 1
23:05
Pwaaaaka skits ( Gringo jnr )
Рет қаралды 298 М.
Ndaiva Mu Satanist Huyai Munzwe Zvakaitika Pandaida Kuparadza Imwe Church
32:41
Zim Facebook Secrets And Confessions
Рет қаралды 9 М.
ADHARA KAAAAA:THE CLOSURE DNA SHOW: S12 Ep 25 #theclosurednashow #tinashemugabe
1:28:17
I WASN'T SATISFIED :THE CLOSURE DNA SHOW: S13 Ep 3 #theclosurednashow#tinashemugabe
1:22:55
The Family season 2 episode 29
33:27
magtom media
Рет қаралды 38 М.
Huyai  Zvandakaitwa Nemu Nigerian Wandakazvara Naye Vana I Am In Pain
20:59
Zim Facebook Secrets And Confessions
Рет қаралды 4,5 М.
Amai Ava Ndobatsira Sei Chaizvo Nhai VeHama
13:33
ZimNews Beat Tv
Рет қаралды 5 М.
SHAMVA- PAMBA HAPACHAGARIKE (PART ONE)
1:07:51
Drewmas Media
Рет қаралды 87 М.
DAD REVEALS MY MAGIC TRICKS 😱🤣
0:37
Milaad K
Рет қаралды 122 МЛН
Вечная проблема парковки
0:53
ЮРИЧ
Рет қаралды 8 МЛН
DAD REVEALS MY MAGIC TRICKS 😱🤣
0:37
Milaad K
Рет қаралды 122 МЛН