Huyai Munzwe Zvakaitika Pandakaroora Chipoko

  Рет қаралды 4,147

Zim Facebook Secrets And Confessions

Zim Facebook Secrets And Confessions

Күн бұрын

Пікірлер: 35
@GraceNkomo-jp5ki
@GraceNkomo-jp5ki 6 күн бұрын
Zvakaoma zvepano pasi
@ZANDIJOHNSON
@ZANDIJOHNSON 6 күн бұрын
1st confession ndagatanga kunzwa nyaya dzakadharo kubva kuma Nigerian 15 years ago hanzi zviri common .ndofunga kuti vanenge vakafa vachirikuda zvenyika yeva penyu neshungu .kutone vamwe vakato ita vana nezvipoko .tendayi Mwari
@tracyppandadeya9852
@tracyppandadeya9852 6 күн бұрын
🎉Today I'm the first one here ❤
@ZimSecretsandConfessions
@ZimSecretsandConfessions 6 күн бұрын
Indeed you are!!!!!😊Thank you for watching. Have a great day.
@maitrevor
@maitrevor 6 күн бұрын
Apa unee uchiti my husband uchitomurovera vanhu iye atoriwo mkadzi wemunhu. Zvinhu zvacho huye bodo 🙌
@tinevimbo8751
@tinevimbo8751 6 күн бұрын
Chironda chekukuvara uchitiza chipoko hachipore chinoda kurapwa nemishonga yechivanhu
@nutchbuzzworl
@nutchbuzzworl 5 күн бұрын
Last #😂😂😂😂nyaya dzemari dzinotonetsa nyaya idzi
@melverchawasema4905
@melverchawasema4905 6 күн бұрын
Zvakaoma
@simbavortex
@simbavortex 2 күн бұрын
Nyaya yekutanga ndichaiisa kuside rengano 😅
@ronicadumbu9482
@ronicadumbu9482 6 күн бұрын
Mmm last confession 😂😂😂😂
@PeterKadzimura
@PeterKadzimura 5 күн бұрын
Mukoma vekudanana nechipoko madii kugara pasi nevakuru kumusha kwenyu vakuudzei kuti zvinofambiswa sei idzi nyaya
@madamdelicious3183
@madamdelicious3183 6 күн бұрын
Mukoma vekuroora chipoko...i heard a story of someone akaroorwa nechipoko...airamba kuenda kmusha nemkadzi...aive asina kana birth or passport...vakaita few years vari vese apa mkadzi asina kana hama.yake yaanoziva..asi kmusha akataura kut anobvepi...she tryed kuemda kmusha kuya ega mrume achiramba...one day akazongotenga grocery uyo kuParkstaion ....ndopaakafonerwa achinzi mrume wenyu kuno acollapser...but akazonofira kuchipatara...akavigwa kuSoutj..afta burial akaenderera mberi nerwendo..akasvika zvesure kuya kwaaiti kmusha kwavo akavaudza nyaya yese kut mwana wenyu akashaya...thats wen she finds out kut aive akasofa kare...apa vannga vane vana2
@McpGolf4.2
@McpGolf4.2 6 күн бұрын
Yooo ingwa zvaka oma
@TatendaFeremba
@TatendaFeremba 4 күн бұрын
Iniwo guys ndichitanga kusvika muno mujoni last yr ndakarota musikana akauuya akagara pabed pangu ndirimukadzi musikana uyu ndakangoratidzwa chimiro chake nemakore aiwe ne 16akati ndakaurawiwa hama dzangu dzirikuti ndirimupenyu ini ndakafa ndirikushandiswa ropa rangu rakaiswa mudende ndichadzoka dzichikupa mafambiro auuchaiita neni kundiendesa kumusha kwwngu but handina kuzombomurotazve mmmmmmm mujoni vanhu varikumuka zvipoko
@tatendagwata9768
@tatendagwata9768 6 күн бұрын
Morning Mkoma Nashy and to you All ❤💞💞💞
@ZimSecretsandConfessions
@ZimSecretsandConfessions 6 күн бұрын
Good morning Tatenda. Have a splendid day!
@lizbertify
@lizbertify 3 күн бұрын
Makanwa guchu reku slaughter chipoko 😂😂 Muchazvirega zvekusheedza ma girlfriend and treat them as wife. Dai makaitawo tsvakirai kuno zvayo maizoziva zvakawanda.
@madamdelicious3183
@madamdelicious3183 6 күн бұрын
Morning mukoma Nashy nevedare❤
@paulinemckenzie9594
@paulinemckenzie9594 5 күн бұрын
Last confession bhoo here?
@tatendagwata9768
@tatendagwata9768 6 күн бұрын
Human Sacrificing kuuraya munhu ka Uku yhoooo Yaaah Mari ine Chitema Veduweee
@LeeLee-tn4oi
@LeeLee-tn4oi Күн бұрын
Mkoma vechipoko sory bt mnenge mnokarao chinhu imi yoo
@CathyMbewe-h5c
@CathyMbewe-h5c 6 күн бұрын
Ummm mune zvivindi mukoma kungosangana nemunhu motoenda naye Kumba kwenyu muno mujoni 😂
@Mai2diaries
@Mai2diaries 6 күн бұрын
Hanzvanzi ini ndokunzwisisai hamusi imi mega vakwanda varikugara nazvo joni ino endai munogezwa kumasowe kana kun'anga dai pasina kuti hamusiiinq ma# ekumba kwavo maifqnira kuenda kumusha motenga maruva moenda kuguva kwake nehama dzake dzonotaura kuti axorore nemiwo.motaura aibvq atosiyqnq nemi musatye henyu vakwanda vasanganq nazvo kunyayq vaskana vanofa vachri vachiri vadiki
@tatendagwata9768
@tatendagwata9768 6 күн бұрын
Happy New year 🎉 to you All ❤️ 💃💃🤸🤸🤸💞💞💞💞💖💖💝💖💝
@ZimSecretsandConfessions
@ZimSecretsandConfessions 6 күн бұрын
Thank you.Tatenda! Wishing you the very best for 2025 too.
@mercymupondiwa9426
@mercymupondiwa9426 2 күн бұрын
Same to you 🎉🎉🎉🎉
@MoreblessingMashizha-e5e
@MoreblessingMashizha-e5e 6 күн бұрын
endai munobatsirwa kuchivanhu bro cz maigara nechipo idzo chaktozviudza kuti muri murume wacho
@tinevimbo8751
@tinevimbo8751 6 күн бұрын
Matsvagiro acho emari mukoma wangu yoooh kuitsvaga nemagadziko Baba imi kwanai imi hezvo munosemesa
@tinevimbo8751
@tinevimbo8751 6 күн бұрын
Endai munochenurwa plz munopedza vasikana kutoenda kumasowe kana Ku na'nga dzinogona bata sekuru mukotsanjera havasi fake
@tattyjokym
@tattyjokym 6 күн бұрын
Number dzehama Ndiani akakupai something is not adding up
@bat3153
@bat3153 6 күн бұрын
Nyatsoterera hanzi ndakaenda pafacebook
@wanzi6461
@wanzi6461 5 күн бұрын
Haana kuti akaita investigation pafacebook here?
Zvinotyisa Huyai Munzwe Pandakaenda Kunoona Vamwene Vangu Kuzim Vainge Vakandivenga
17:40
Zim Facebook Secrets And Confessions
Рет қаралды 1,3 М.
Ndakaona Overseer Veku Church Vachiita Mhiko Nema Nigerian
18:56
Zim Facebook Secrets And Confessions
Рет қаралды 1 М.
So Cute 🥰 who is better?
00:15
dednahype
Рет қаралды 19 МЛН
黑天使只对C罗有感觉#short #angel #clown
00:39
Super Beauty team
Рет қаралды 36 МЛН
BAYGUYSTAN | 1 СЕРИЯ | bayGUYS
36:55
bayGUYS
Рет қаралды 1,9 МЛН
Holland’s Shocking Find: Black Jesus and the Forgotten Legacy.
25:06
Huyai Munzwe Zvakaitika After Ndaba Mbudzi Yainge Yaka Rasirirwa
17:10
Zim Facebook Secrets And Confessions
Рет қаралды 942
Zvakatangira Ku Church | Ndakajoiner Cult Ndisingazive
15:15
Dark Secrets &Confessions
Рет қаралды 9 М.
zvakaoma
14:48
Mai WaMoyo Tv
Рет қаралды 7 М.
Ndakachekeresa mai vangu  kuti ndiwane mapowers ekuporofita
19:43
Zim Facebook Secrets And Confessions
Рет қаралды 1,9 М.
Huyai Munzwe Zvakaitika Pandakaona Chikwambo Mumba Me Friend Yangu
16:10
Zim Facebook Secrets And Confessions
Рет қаралды 587
NDAKASHANDIRA MU INDIA INZWAI ZVAKAITIKA....
16:37
GLOBAL CONFESSIONS
Рет қаралды 24 М.
NDAKACHEKA BABA VANGU MASVADA NDIKAVADIRA 2kg YEMUNYU KUSVIKA VAFA
20:10
Ndakarombeswa ndisingazivi | Zvakatangira pa Social Media
13:17
Dark Secrets &Confessions
Рет қаралды 13 М.
Kuromba Kwangu Kwandakaita Ndichiri Ku Uz
20:24
Zim Facebook Secrets And Confessions
Рет қаралды 3,9 М.
So Cute 🥰 who is better?
00:15
dednahype
Рет қаралды 19 МЛН