Huyai Munzwe Zvakaitika Patakaita Party Ku Basa KweduI Regret

  Рет қаралды 5,202

Zim Facebook Secrets And Confessions

Zim Facebook Secrets And Confessions

Күн бұрын

Zim Family Secrets and Confessions
Deep Secrets and Confessions Google.
In this first episode, we hear a story of a .
Please listen, like, comment, subscribe and share.
Please Check out our latest episode kuchannel yemujolo
Link down below
@goromonzitv
If you have any confessions please feel free to contact us on
+27678702658
#Familysecrets #secret #zimbabwe #confessions

Пікірлер: 82
@esterdube8894
@esterdube8894 5 ай бұрын
Zvamunoti ma best friends inyoka chaidzo, that's why I appreciate my own company no stress
@mbekezelimhlanga5666
@mbekezelimhlanga5666 5 ай бұрын
Second confession, you are looking for help yet you ruined your friend's opportunity. For your things to open up, you need to confess to your friend first.
@monalisakaetano8083
@monalisakaetano8083 5 ай бұрын
Lesson learnt musaudza vanhu zvamuri kuita in life, udzai Mwari chete..Munhu haana chakanaka munogadzirwa zvinozo kuitisai marombe upenyu hwose
@Mike.fridge.repair
@Mike.fridge.repair 5 ай бұрын
True
@lizbertify
@lizbertify 5 ай бұрын
Dzimwe nzendo taurai madzoka shuwa haaaa I salent 🙆🏾‍♀️🙆🏾‍♀️
@tre642
@tre642 5 ай бұрын
1# gore rauchaitwa back to sender uchadzidza . These days vanhu vano famba
@Edinah-y8n
@Edinah-y8n 4 ай бұрын
Amen to that Even ini ndikaona zvinhu zvangu zvisanga fambi zvakanaka ndotofamba
@tre642
@tre642 5 ай бұрын
2# wakato zvivarira door rako wega nezvawakaita
@masigodo8341
@masigodo8341 5 ай бұрын
Mukoma thanx nema confessions hakuna chinonzi friend haa kutamba neevana vangu ndizvo
@Skylar98-z.w
@Skylar98-z.w 5 ай бұрын
Second confession ndingot mwari ave newe hidey
@LivisonFusira
@LivisonFusira 5 ай бұрын
Second confession uri muroyi chaiye denga haurioni chete
@MarvelousMhukayesango
@MarvelousMhukayesango 5 ай бұрын
Kupusa kwevamwe vanhu soo handoti dayi shamwari yako yakaenda ayizokutorawo manje mwari vanoranga uchamugara mujoni kusvika wati eke wakapusa tsereki
@gwanstylzing
@gwanstylzing 5 ай бұрын
Haa 2nd conf.mother makadhakwa.makatadza kuenda kunemuporofita wenyu kuti akuitirei munamato wekuti muende hr
@tendaimoyo1208
@tendaimoyo1208 5 ай бұрын
1st confession wagara urimuroyi, even Dai vakakuitira zvakanaka amai vevanhu waingovatsvakira reason yekuvaroya , uchaonda wakamirira downfall yeumwe
@Edinah-y8n
@Edinah-y8n 4 ай бұрын
Just imagine muroyi Ari kuzvi justifyer,kuno svika paku batisa mwana mudiki midzi
@smurfet98
@smurfet98 5 ай бұрын
2nd confession wakapusa pamwe friend yako anga achatoitawo uzowanawo .I hope uchafira hako ku south africa uchitambura
@kissmorem756
@kissmorem756 5 ай бұрын
😂😂😂 the determination ahhhh that first story zvakawoma it’s scaryyyy
@blessinghamadziripi3974
@blessinghamadziripi3974 5 ай бұрын
1st n 2nd confessions mese muri varoyi
@faithmapope9404
@faithmapope9404 5 ай бұрын
2nd confession, don't you think dai wakarega friend yako akayenda ndiye ayizokubatsirawo kuti utevere ere. Iwewe I pray usafa wakayenda mhiri kwemakugwa kuchemberere ipapo pauri aaaah vanhu mune godo shame
@gee9961
@gee9961 5 ай бұрын
Nhai hako akatadzisa kushandisa pfungwa by now dai akatoenda kare
@rosezulu-ng6jn
@rosezulu-ng6jn 5 ай бұрын
2nd urikuda kubatsirwa iwe wakaita hutsinye wakatadza mufunge
@carolynmashingaidze3365
@carolynmashingaidze3365 5 ай бұрын
2nd confession until u confess to your friend hapana chichakunakira. Wakambofungawo kuti friend yako ikaends yaikwanisa kukubatsira. U are not a good friend so don’t claim to b one
@memorysekayi-if5gg
@memorysekayi-if5gg 5 ай бұрын
Nyaya yekutanga iyo. Mainini mune hutsinye munoti mwari anga kupeyi basa here pakadaro. Dayi makasira fnd yenyu akaenda zvekuti ayizobatsirai mangwana.
@kevinmakumbe
@kevinmakumbe 5 ай бұрын
Ukasasunungura shamwari yako hapana chako chinofamba
@melodychidawanyika3155
@melodychidawanyika3155 4 ай бұрын
Saka masowe varoi Handi. I used to suspect white garment churches apa watondibatsira. Masowe anoroya
@beautymuganiwa7397
@beautymuganiwa7397 5 ай бұрын
First confession: uri muroyi chaiye. Mai avo vakaramba kubatsira murume wako, it doesn't matter. It's her and her husband's company. Respect them with their decision kwete kuvaroya. Hauzive zvavachaita musi wavanozviziva kuti ndiwe. Repent and be saved whilst the time is near.
@Edinah-y8n
@Edinah-y8n 4 ай бұрын
Dzimwe dzimba dzine mitemo vanhu weee vamwe varume pane zvaanzwa ano Tanga agara pasi nemudzimai wake not kuita se nyoka.
@Edinah-y8n
@Edinah-y8n 4 ай бұрын
Dayi vaka muita back to sender yekuti adye muma bin ,apa munhu hamuzivi kuti munhu aka Simba zvakadii vanhu vacha pedza ma dzidza avo.
@beatriceyvettewaziliwa3565
@beatriceyvettewaziliwa3565 5 ай бұрын
Pakaipa wakatosunga friend yako u Wil never find peace go n undo zvese zvawakaita
@SharonMajongonde
@SharonMajongonde 5 ай бұрын
Murisei mkoma Nashe ini hangu ndine chigumbu ndiri kutofunga kutoitawo zvakaitwa namai vari pafirst confession
@divinephiri3806
@divinephiri3806 5 ай бұрын
Morning my family ❤Morning bro Nash komafunny confession akatopera here 1st🎉🎉🎉🎉
@ZimSecretsandConfessions
@ZimSecretsandConfessions 5 ай бұрын
Morning! let's hope vane ma funny confessions vachauya nawo
@Venus-x1k
@Venus-x1k 5 ай бұрын
Iwe wekuitira shamwari utsinye you don't deserve help yauri kukumbira uchadonha kubva pauri kuti uri kutambura, hausati watanga
@monalisakaetano8083
@monalisakaetano8083 5 ай бұрын
Vekuitira Friend yavo utsinye why do u expect good things on your side muchiitira munhu asina mhosva utsinye..God is giving u big wrath muchagara neminyama unless u reverse evil u did,confess to your friend n repent munga sunungurwa
@tinamakasa7493
@tinamakasa7493 5 ай бұрын
Makatadza vasikana makakanganisa mumwe wenyu
@tatendagwata9768
@tatendagwata9768 5 ай бұрын
Forgive your Self Sister and move on zvakatoitika hapana chekuita Zvinowanikwa
@crimsoneagle2020
@crimsoneagle2020 5 ай бұрын
First confession. Makambofunga here kuti she owes you nothing and kana vakaramba kukubetserai maikwanisa kutsvaga mumwe munhu aikwanisa kukubetserai? Chokwadi ndechekuti manga magara mune godo navo muchitsvaga mukana wekuvaroya. Back to sender irikuuya Second confession… varoyi hamuzorori ende hamunyari
@MichelleMashanda-cl8qw
@MichelleMashanda-cl8qw 5 ай бұрын
Sunungura friend yako
@esterdube8894
@esterdube8894 5 ай бұрын
Kana uri muroyi ku side kwako hapana chinokunakira people just never learn
@cristovagetty303
@cristovagetty303 5 ай бұрын
Uri benzi iwesisi uri muroyi iwe
@CarspottingSA
@CarspottingSA Ай бұрын
Akuna kwamoenda vatete imi muri muroyi even imi muchatambura zvekurevesa
@sindy308
@sindy308 5 ай бұрын
#1 ko kana kamudzi ikako kakatsvairwa kakaenda nemabin
@ChiyedzaIvyDzomba
@ChiyedzaIvyDzomba 5 ай бұрын
Mainini vekuroya shamwari zivai kuti kuputswa chemumwe hakuvake chako. Mwari havasi rema kuvhara kwawakaita kubudirira kweshamwari yako ndokuvharwa kwawakaitwa na Mwari. Dzokera kuna madzibaba vako musunungure shamwari yako ndokuti zvako zviite.
@Juliet-su4dh
@Juliet-su4dh 5 ай бұрын
Second confession ukasungira munhu life unenge watozvi sungirawo haufe wakabudirira shame unoti friend yako aitadzawo kuzoku batsirawo here
@Edinah-y8n
@Edinah-y8n 4 ай бұрын
Mataura chokwadi apa pa mhiko apa arimo mukati kkkk naiye, chikoro chakakosho veduwe
@estherfushayi1460
@estherfushayi1460 5 ай бұрын
Muroyi haana zororo uchabatsirika wakadzirisa zvawakaita
@LivisonFusira
@LivisonFusira 5 ай бұрын
Dzokera unosungura friend yako wozonditsvaga ndokupa idea yekuti uende use ubudirire please second confession
@christinakanyemba2797
@christinakanyemba2797 5 ай бұрын
Kune vanhu vakawanda vakaenda kuchando thru mafriends mufunge.dai wakarega achienda kutaura kudai newe ungadai waveko.muroi wemunhu ifriend
@RoseJose-i7u
@RoseJose-i7u 5 ай бұрын
Uuum madzimai hutsinye hwakaipa mumwe nemumwe anechipo chake ruchiva igodo haufe wakaropafadzwa kana unehutsvinye never 🤔
@MrPercyvall
@MrPercyvall 5 ай бұрын
Second confession u must confess
@eunicengwenya7990
@eunicengwenya7990 5 ай бұрын
Rewurura kuneshamari yako aende kovisa munyama coze newe wacho wakatozvisunga akuna rugare rawuchaona
@Cynthiajani
@Cynthiajani 5 ай бұрын
Good morning Mukoma
@Jaspercharota
@Jaspercharota 5 ай бұрын
Iwe we nurse aid unopenga here kutsvaka help iwe uri muroyi kudayi what u are experiencing is called karma i are going to suffer. Go reverse your curse
@TafadzwaMutsaru
@TafadzwaMutsaru 5 ай бұрын
Ini nditori nacho chemunhu akatora murume wangu wandange ndagara naye 14yrs
@adelaidehangani7167
@adelaidehangani7167 2 ай бұрын
Mainini wekutsvaga mushonga hwekuparadza hupenyu hweumwe u shall see what will happen in your life. U reap what you sow wait
@Edinah-y8n
@Edinah-y8n 4 ай бұрын
Last confession vakadzi vevanhu hurayi mufe handiti chihure mudzimba chava 50/50,wakanga usina ku dhakwa iwe you were just tipsy.dayi makanga makadhakwa mese hapana ayi muka achiziva kuti chii chakaitika nezuro.
@SinikiweToronga-sm5in
@SinikiweToronga-sm5in 5 ай бұрын
Ini munhu akandidadira ndosiyana newe kwete kutoyenda kun, anga kuyendera munhu umunopenga amai daikakango kudzokerai imi
@blessingmuzonzini9548
@blessingmuzonzini9548 Ай бұрын
That's highest level of witchcraft with that friend akaroya umwe kuti asaende kuUK. The only way out is to confess to your friend what you did otherwise nothing in your life will move.
@Gogovakai2021
@Gogovakai2021 5 ай бұрын
2nd confession, you don’t need help. You are not a best friend. You are horrible. Dai friend yako yaita return to sender. You can’t trust anyone vanhuwe😢
@tatendagwata9768
@tatendagwata9768 5 ай бұрын
Ndopaya pamunonzwa kuti nhingi akatokwira Ndege akaenda vanhu vaipa veduwe ko Ganda redu iri Dema ko cy Riin Hutsinye kudaro kusada kuona munhu achibudirira but unovharira vamwe mukana manje vakazouyawo vachida help yhoooo kune vamwe vanhu vane mwoyo wakasindimara Shame
@MatildaHutahwashe
@MatildaHutahwashe 4 ай бұрын
Zvamune nhamo varoyi
@MatildaHutahwashe
@MatildaHutahwashe 4 ай бұрын
Uri chituta handiti ungadai wakaregera friend yako achienda handiti aizokutorawo😅
@TariroHunduza-ts6gv
@TariroHunduza-ts6gv 5 ай бұрын
Morning people
@oliviakutsira356
@oliviakutsira356 4 ай бұрын
Shamwari yamakakanya iyo ndiyo yaitozokuyambutsai mainini . Honai love ine shamwari yenyu, ummm makaroya shamwari yenyu , things won’t be well for you. Saka moti achaendepi imi makamuitira mhiko . Uroyi hauappliwe , So what did you gain.
@RoseJose-i7u
@RoseJose-i7u 5 ай бұрын
Zvimwe zvinhu zvinokundika nekunyatsonamata mufunge
@eunicengwenya7990
@eunicengwenya7990 5 ай бұрын
Sisi wekuparty yadecember zviregerere azvina basa izo yatova past move on
@LinnetUtaumire
@LinnetUtaumire 4 ай бұрын
Askana pa second confession apo dai friend yako akaenda she could have helped you iwe ndiwe unotori ne mweya usingade chakanaka want u did was not good dear.
@racheljacksonnakilika9935
@racheljacksonnakilika9935 5 ай бұрын
First confession uri muroyi ndosaka iwe nemurume wako makashaya mapepa and muchatambura kusvika murufu
@gee9961
@gee9961 5 ай бұрын
Ah nhai that couple don't owe them anything munhu anofaniravkuzviitira mapepa ake ega
@TamarySithole
@TamarySithole 5 ай бұрын
2nd confirtion une hutsinye. Tsvaga Jesu achawakwa. Dzokera kunganga yako unodunungura shamwari yako.
@MemoryMuchakazikwa
@MemoryMuchakazikwa 4 ай бұрын
Mainini vekutanga avo vekundosiya mushonga mumba vevanhu zvichanetsa imi makatoromba mushonga uwoyo mirirai nguva muchaona zvenyu kuti kudzorera akuna chakunounza kwamuri muchadzoka pano
@Edinah-y8n
@Edinah-y8n 4 ай бұрын
Third confession what kind of ideas do you want from us iwe Satan,manje what you don't know is mhiko yawa kaitira friend yako newe ino ku affecter nekuti pakutaura kawakaita kekuti iwe ndiwe uno fanira kutanga kuyenda zvino reva kuti zvese zvaka shata ndiwe unotanga kusangana nazvo shame on you.iwe ndiwe unoda kuno shandira vana vako iye hana vana?
@yebosuwa
@yebosuwa 5 ай бұрын
Second confession- you are evil. How do you expect to prosper in life iwe urimuroyi.
@SusanMawoneke
@SusanMawoneke 5 ай бұрын
Tanga wasungura huroyi hwako
@TreshSadiene
@TreshSadiene 4 ай бұрын
Sunungura shamwari yako....ini ndatoporofita
@mbekezelimhlanga5666
@mbekezelimhlanga5666 5 ай бұрын
first confession, that makes you a witch.
@gloriaberger515
@gloriaberger515 5 ай бұрын
2nd confession you need to go kuchipatara chemapenzi chaicho how can you ask us to help you iwe wakatokanganisa hupenyu wemumwe futseki dodi remunhu zimuroyi.Enda unoreurura kuneshamwari yako bloody shit wako.
@WendyDlamini-yr6fk
@WendyDlamini-yr6fk 5 ай бұрын
Iwe wekugadzira sahwira .u are a snake who will take u overseas u are a dangerous snake unoitirwa wouya wakaguguchira miti nemuteuro .u are heartless
@LucksonDaka-nb9qk
@LucksonDaka-nb9qk 5 ай бұрын
Satan gate a way unorwara
@ChariPisti-m9f
@ChariPisti-m9f 5 ай бұрын
Imi amai mave muroi mukuru. You decided to keep a grudge that swelled into witchcraft. Shame kuti pamucha wona zvodzoka kwamuri mucha ziva kuremekedza Mwari musiki vanhu.
@chalensayenda8840
@chalensayenda8840 5 ай бұрын
Y usina kugadzira murume wako kuti asiye zvekuda mahure, tsve kusiya nhamo dzako tande negodo, iwe na first mese muri hanzvadzi dza Satan, varoyi, muchafa muchitambura,
@oliviakutsira356
@oliviakutsira356 4 ай бұрын
Shamwari yamakakanya iyo ndiyo yaitozokuyambutsai mainini . Honai love ine shamwari yenyu, ummm makaroya shamwari yenyu , things won’t be well for you. Saka moti achaendepi imi makamuitira mhiko . Uroyi hauappliwe , So what did you gain.
Ndiri Hure Reku Capetown Ndinoshandisa Mishonga Kutora Varume Vevanhu
17:40
Zim Facebook Secrets And Confessions
Рет қаралды 1 М.
Ndaka Roya Chikomba Changu Ndichida Ku Svotesa Mukadzi Wake Huyai Munzwe Zvakaitika
18:26
Zim Facebook Secrets And Confessions
Рет қаралды 9 М.
Haunted House 😰😨 LeoNata family #shorts
00:37
LeoNata Family
Рет қаралды 15 МЛН
How Much Tape To Stop A Lamborghini?
00:15
MrBeast
Рет қаралды 200 МЛН
Kuromba Kwandakaita Ku Dubarn Nyoka Yangu Inoita B0nd..e Neni Uye I Regret
23:28
Zim Facebook Secrets And Confessions
Рет қаралды 2,7 М.
Huyai Munzwe Nyaya Yemuroyi Weku UK Akauraya Vanhu 5 Ku UK Ikoko
17:47
Zim Facebook Secrets And Confessions
Рет қаралды 1,3 М.
"How a mother's darkest secret led to the unimaginable"
18:12
THE LIFE LESSONS
Рет қаралды 745
Huyai Munzwe Zvakaitika Kwandiri Pandakasara Ndega Mumba Meimwe Mbinga
23:28
Zim Facebook Secrets And Confessions
Рет қаралды 139 М.
Hurombwa Hwavatezvara Vangu
10:45
Dark Secrets &Confessions
Рет қаралды 4,8 М.
Huyai Munzwe Zvandakaitwa Ne Mbinga Yangu Yechirungu
21:25
Zim Facebook Secrets And Confessions
Рет қаралды 25 М.
Huyai Munzwe Zvandakaitwa Ne Umwe Mu Nigerian Wandai Danana Naye
22:21
Zim Facebook Secrets And Confessions
Рет қаралды 9 М.
Kubva Ku Uk Kuuya KuzoroyaMuni’na Wangu PamuchatoWake TakadanaMweya Yemazi MBUYA MBUYAKuti Asawana
23:12
Ndaiva Mu Satanist Huyai Munzwe Zvakaitika Pandaida Kuparadza Imwe Church
32:41
Zim Facebook Secrets And Confessions
Рет қаралды 9 М.
Kuromba Kwangu Ndichaita Makore Ndichipenga I Regret
16:54
Zim Facebook Secrets And Confessions
Рет қаралды 705
Haunted House 😰😨 LeoNata family #shorts
00:37
LeoNata Family
Рет қаралды 15 МЛН