At last im happy to see u smiling again uncle Saint, ndanzwa kunge ndichachema. Uncle vanobatsira zvikuru. Ko cash yedu ichiripo hr nhai. Zvamurimi muvanzwire tsitsi ngatuende kujeri tuvanhu utwu.
@emapsdkmzo21585 сағат бұрын
Im very happy on behalf of you zihanzvadzi ramai vangu.Nhasi mune face yenyu yatajairira kuona.kwete yemusi wamakabirwa yaitobhowa zvayo chandainzwa i voice chete.Mwari wakanaka hama weee.Thank you mainini .maFavour amwari asangane nemi pamunyengetero wenyu
@mariamatondo278415 сағат бұрын
Absolutely love the team work in my beautiful country Zim❤
@rachelntini42526 сағат бұрын
Uncle Saint basa ramuno bata ihombe I have nothing personal but I pray the Creator of Heaven and Earth to lay His righteous hand over you always. Thanks again
@angelinejeriwa988616 сағат бұрын
Vana must be taught kusevenza and to appreciate mutorwa akubetsera ngavasungwe Jeri harina kuipa bt richaita kt vaite reform hupenyu hwavo
@rachelntini42526 сағат бұрын
Thank you so much gogo yeyi u Uncle Saint Nguye lathi esi mthandayo sesiku landela
@pcjcj927410 сағат бұрын
Beautiful people, one love people....thank you very much for the support ...Bulawayo..bless you...
@jujun6465Сағат бұрын
Green ngwane malume saints, wayithenga ngaphi
@ChipoMaroyichihera10 сағат бұрын
I'm happy for you my Uncle ndafara hngu shame mwari akukomborere imi mabata mbavha idzi