Mdara garakara ndipeiwo masongs epa album rinonzi chamboko chewire plis
@nashtv74Ай бұрын
Kkkk ma Zimbabweans so kkkk saka unofunga kuti achauya pano okupa
@andrewkai277Ай бұрын
Aive teacher pa epwprth primary, ndopandaimuona
@TAKUBOKAАй бұрын
Looking for his song inonzi Simbabwe haisi kana kuwanika online
@teeymmupfawah3532Ай бұрын
PaKZbin iripo
@TAKUBOKAАй бұрын
@@teeymmupfawah3532 gv m the link hapana ndakatsvaga ndikapera power
@PitsoTopic263Ай бұрын
Macheso haite beef nevano recordha 2 albums pa 20yrs
@LovemoreNyengerai-g7hАй бұрын
One artist akaimba songs in English kusvika yapera , ndinovada ava
@zimsunguramusictotheworld6066Ай бұрын
Makazvarwa riini musina kunzwa AFRICAN GIRL - CHOPPER AND a lot from Chamu Nebata
@TirivafiMubuyayi28 күн бұрын
Mdhara akapera sehondo yechimurenga
@imalocksecurityАй бұрын
haaa chikopokopo iya ingorivo song paisataurwa munhu paya.
@MadzivasАй бұрын
😂Aaah baba Sharo vainyomba paye kana peZizi paye aitaura Dhewa
@tawandamoyontawandamoyon4049Ай бұрын
@@Madzivasvakazopindurwa naDhewa zvikanzi Inga munozi va wani kuti zizi harina nyanga asi kuti rakamhara pamusoro penyanga
@tafitemboАй бұрын
taura hako song iya ine msg yayo isineyi nagarakara
@zimsunguramusictotheworld6066Ай бұрын
Musvika zuro zvakubata papi kuzenge sewaivapo Wanga uripi mwana wazuro uno Mukaka pamhino kutsvaga ushe husi hwako ***ushe hwaitaurwa apo "comes after Garakara won best sungura artist of the year***
@TatendaRwiziАй бұрын
Inga studio yako yakarongeka.Nema pikicha nemapikicha
@tafitemboАй бұрын
kkkkkkkkkk vhayorenzi
@deemansouljahofficial2192Ай бұрын
😂😂😂😂😂😂 hanzi nemapikicha nemapikicha
@charlesmazorodze542426 күн бұрын
Kkkkk pikicha rehondo here
@calvinmudiwa9119Ай бұрын
Garakara,paya you cant say song yai imbirwa iwe.chikopokopo iya ine mashoko akawanda akaiswa mo ende mesj iri paya vakawanda vakaedza kuda kuinzvera vakashaya chero theme yayo.
@innocentmagomo4364Ай бұрын
Garakara hangu wezhira
@HungweАй бұрын
Dzakarodza nguva diki diki
@pharaohlomazolo950Ай бұрын
haa Makumbe was this a live recording, why ddnt u edit out knock ye padoor and that conversation nemunhu who knocked, kana makuita somethng of this magnitude, make sure you have security and props to deal with these situations zvisazonyanya kuita amateurish, but HOWEVER, that is a good initiative, onward AND UPWARD YOU GO!