i met zvimbetu

  Рет қаралды 24,422

Frets Donzvo

Frets Donzvo

Күн бұрын

Пікірлер: 109
@valentinemadaka3677
@valentinemadaka3677 9 ай бұрын
award payakaenda kuya kuya paka riggwa paye😂...uyu ndibaba uyu
@janetgwama779
@janetgwama779 9 ай бұрын
You don't disappoint pakubvisa hat apa😅😅😅
@wishmorehazvina1791
@wishmorehazvina1791 9 ай бұрын
Kkkkkkk zvimbori paiko nhai Frets kkkkkk....hanzi zvimbori zvinganiko zvimbetu izvi
@MindMachingura-df6oo
@MindMachingura-df6oo 9 ай бұрын
Ka step Ako wakaka master wena 😂😂😂🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣
@IsraelDzemwa
@IsraelDzemwa 9 ай бұрын
😂😂😂😂 haaa welldone dea umboripaiko pakakwirira kudaro
@tbrighttakavada9054
@tbrighttakavada9054 9 ай бұрын
Aaaaaaah kkkkkkkk zvaizvezvi ndikafunga comedy l search for frets wakanyanya NDATI 😂😂😂🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣
@tafadzwakarumbidza546
@tafadzwakarumbidza546 9 ай бұрын
😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂 Asi frets ka aaaaaah 🙌🙌🙌🙌🙌🙌🙌🙌🙌🙌🙌🙌🙌Haaaaaa ndaseka zvangu. Zvimbori zvinganiko zvimbetu izvi
@Skyrider12345
@Skyrider12345 9 ай бұрын
Hapana futi chimwe chimbetu chandisingazive😂😂😂
@troyg.173
@troyg.173 9 ай бұрын
Haaa ka step kanozorohwa na Frets at the end ndiko kanopedza ma sports manje🤣🤣🤣🤣
@NhereraYenyika
@NhereraYenyika 9 ай бұрын
Ichi chimbetu ndanga ndisingatochizivewo la ini 😂😂😂😂
@georgemufambisi3612
@georgemufambisi3612 9 ай бұрын
But mfana wangu step iyo yaunofamba nayo iyo bhoo here😂😂😂😂😂🤣🤣🤣🤣🔥🔥🔥🔥🔥🫶🫶🫶🫶👑
@sydneybagu
@sydneybagu 9 ай бұрын
Frets huro iyo hairwadze here haaa unoidhonza wangu
@IsheanesuMakaza
@IsheanesuMakaza 9 ай бұрын
😂😂😂 Haaa zvinonakidza jendurumeni handikunyeberei
@fauchat3038
@fauchat3038 9 ай бұрын
Ndechimwe chimbetu ichi ?😂😂😂🤣🤣Zvimbori nganiko zvimbetu zvacho🤔😂😂
@DanmoreChikwanha-ui7ju
@DanmoreChikwanha-ui7ju 8 ай бұрын
Vapfanha vanguuuu🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥
@jumajmail6445
@jumajmail6445 9 ай бұрын
andina zvakawanda asi ndongoda kuti zvakaoma zvimbetu here😂😂😂😂☝
@Enthusiast.
@Enthusiast. 8 ай бұрын
😂😂😂 Chimwe Chimbetu futi
@owenm84zw
@owenm84zw 9 ай бұрын
Ko uyoo ari kuda kutora hwahwaaa 🤣🤣🤣🤣
@pardonshopera1936
@pardonshopera1936 9 ай бұрын
Zvimbori zvinganiko zvimbetu izvi😂😂😂😂😂😂
@linekermanyasi6001
@linekermanyasi6001 9 ай бұрын
Mutorerwo waitwa doro uyo bhoo here kkkkkkkkkkkkk
@idirasheali9743
@idirasheali9743 9 ай бұрын
😅😅😅😅you always don't disappoint
@winnetchikuwa2457
@winnetchikuwa2457 9 ай бұрын
Hanzi zvimbori zvinganiko Zvimbetu zvacho
@saymorekanhema1914
@saymorekanhema1914 9 ай бұрын
Kkkkk zvakawandissa iwe kuzoti zviddoko zvacho🤣🤣🤣
@gabrielchingodza3078
@gabrielchingodza3078 9 ай бұрын
kkkk ah hanzi zvimbori zvingani zvimbetu izvi...munogona mdhara
@tabongavuyokuhlengisa8518
@tabongavuyokuhlengisa8518 9 ай бұрын
Frets haana zera nesu 🙌🏾😂
@BlessingMutumbi
@BlessingMutumbi 9 ай бұрын
You need deliverance shame kutoba zviripachena 😂😂you are
@WilsonJakarasi
@WilsonJakarasi 9 ай бұрын
Frets uri nyanzvi❤❤❤❤❤❤❤❤
@304marshy
@304marshy 9 ай бұрын
Iro bhawa iro riripapi? NDARIFARIRA
@fortunatemuchekadzese1939
@fortunatemuchekadzese1939 9 ай бұрын
❤❤❤Mwari Ave newe
@Bmw_Jxybeatz
@Bmw_Jxybeatz 9 ай бұрын
😅😅😅haaa mukoma mukugona henyu
@TsitsiKarombo-i7v
@TsitsiKarombo-i7v 9 ай бұрын
🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣 Fretso Zvimbetu🤣🤣🤣🤣🤣
@tiffanybenesi1980
@tiffanybenesi1980 9 ай бұрын
😂😂😂hanzi zvimbetu
@takudzwamapungwana4753
@takudzwamapungwana4753 9 ай бұрын
😂😂😂😂😂 zvimbetu
@TendayiRumombe
@TendayiRumombe 9 ай бұрын
Haaaa frets muhombe boys
@davidkakome-go9qh
@davidkakome-go9qh 9 ай бұрын
😂😂😂😂 undigonera zvangu
@ireenmthombeni898
@ireenmthombeni898 9 ай бұрын
Zvimbori zvinganiko zvimbetu izvi😂😂😂😂😂😂😂😂😂 uyu anopedza masports
@ScottJr39
@ScottJr39 9 ай бұрын
Kudhakwa😂😂😂
@saymoregonzo
@saymoregonzo 9 ай бұрын
Frets ndo type yevanhu vano denha sitereki mubhawa vachinyepera doro
@mopaonoby
@mopaonoby 9 ай бұрын
Haa chibaba ichi apa step manje
@OliverTanya-kf5ho
@OliverTanya-kf5ho 9 ай бұрын
Zvimbetu😂😂😂😂
@thezhets7426
@thezhets7426 9 ай бұрын
Frets kaaa 😂
@ronmedia5152
@ronmedia5152 9 ай бұрын
Zvimbetu zvakawanda😅😅😅😅
@jaycee9122
@jaycee9122 9 ай бұрын
Zvimbetu here asi😂😂😂😂😂
@ScottJr39
@ScottJr39 9 ай бұрын
Zvimbetu zvkawandisa😂
@kudzainyagato3180
@kudzainyagato3180 9 ай бұрын
Munoda kuitaseiko kkkk
@cerinabadza6076
@cerinabadza6076 9 ай бұрын
Zvimbetu 😂😂😂
@sheillamutekwa9343
@sheillamutekwa9343 9 ай бұрын
Zvinganiko zvimbetu zvacho
@Maphosa718
@Maphosa718 9 ай бұрын
Zvimbori zvingani zvimbetu😂😂😂😂
@BrightonMunyame-xk8ds
@BrightonMunyame-xk8ds 9 ай бұрын
😂😂Hanzi chimwe chimbetu futi
@leodhunguza3025
@leodhunguza3025 9 ай бұрын
😂😂
@BiggieHasve
@BiggieHasve 9 ай бұрын
Unogona ❤
@CollettaJongwe
@CollettaJongwe 9 ай бұрын
chimwe chimbetu😂
@56soccer
@56soccer 9 ай бұрын
Frets always deliver
@pershymarumbe818
@pershymarumbe818 9 ай бұрын
zvimbori zvinganiko zvimbetu zvacho🤣🤣🤣🤣
@chilaz11
@chilaz11 9 ай бұрын
😂😂😂
@lloyddambaza
@lloyddambaza 9 ай бұрын
😂😂😂😂😂ayas
@clemmunadzo5712
@clemmunadzo5712 9 ай бұрын
Frets we want colabo na Dougie please
@juliusshambare
@juliusshambare 9 ай бұрын
Fretz❤
@Tinashebadze-g4x
@Tinashebadze-g4x 9 ай бұрын
Zvimbori zvinganiko zvembetu izvi yes ukama igasva
@charlestruecolours-mt7gu
@charlestruecolours-mt7gu 9 ай бұрын
Muhombe uyu
@walterswale
@walterswale 8 ай бұрын
😅😅😅😅😅
@lewismukumba
@lewismukumba 9 ай бұрын
Zvimbetu😂
@tinaxemanzou3850
@tinaxemanzou3850 9 ай бұрын
😅😅😅😅😂💯😆
@africaunite2488
@africaunite2488 9 ай бұрын
Kkkkk zvimbetu alongside zvimbandidza and zvidodo kkkkk hahaha 🤣😂
@palmerVEVO445
@palmerVEVO445 9 ай бұрын
Zvimbetuu😂😂😂😂🔥🔥
@takudzwaruchiyo2709
@takudzwaruchiyo2709 9 ай бұрын
😂😂😂haaa unopedza
@tapiwachidomaya4923
@tapiwachidomaya4923 9 ай бұрын
😂😂I'm in the nhingi (government)
@AbbarsKabasa
@AbbarsKabasa 9 ай бұрын
😂😂😂 frets frets
@langtonscucci9829
@langtonscucci9829 9 ай бұрын
.😂😂😂😂🤝🔥
@honestdzafunwa
@honestdzafunwa 9 ай бұрын
kkkkk Frets muhombe
@A.M_OFFICIAL1
@A.M_OFFICIAL1 9 ай бұрын
Frets kana 😂😂
@Lostindokwenda
@Lostindokwenda 9 ай бұрын
😂😂😂😂
@queenvmmaka913
@queenvmmaka913 9 ай бұрын
😂🤣🤣🤣🤣🤣
@prospersiwela762
@prospersiwela762 9 ай бұрын
Kkk😂
@Munyaradzikartelkaterere-og6yh
@Munyaradzikartelkaterere-og6yh 9 ай бұрын
vapfana vangu😂😂😂
@matthewshiri6129
@matthewshiri6129 9 ай бұрын
Mematonyora script ere or free stayera😂😂😂😂
@Munyaradzikartelkaterere-og6yh
@Munyaradzikartelkaterere-og6yh 9 ай бұрын
zvimbetu😂😂😂😂😂😂😂
@margarethtangirayi7515
@margarethtangirayi7515 9 ай бұрын
Kkkkk ❤
@t2tsquared
@t2tsquared 9 ай бұрын
😂😂zvimbetu nhaika
@surpriseshibambu1395
@surpriseshibambu1395 9 ай бұрын
If I play, you deliver
@noticemadzimure8725
@noticemadzimure8725 9 ай бұрын
Kkkkkkk zvimbetu
@tendayinyamhunga6048
@tendayinyamhunga6048 9 ай бұрын
KKK FRETS WAKADZIYA WAGU ZVIMBETU🤣🤣🤣🤣🤣🤣
@taisleyndau5480
@taisleyndau5480 9 ай бұрын
Kkkkkkk takuzviziva zvese zvimbetu
@ValeryMvuro-hi4nl
@ValeryMvuro-hi4nl 9 ай бұрын
Kkkkkk zvimbetu
@ClydeFanuel
@ClydeFanuel 9 ай бұрын
Ukuita zvekuti zviMbetu zvagove zviyo here zvino shevedzwa kunzi zvi......😅😅😅😅
@norleenround1938
@norleenround1938 9 ай бұрын
😂😂😂😂😂😂😂😂😂
@brightvolta7480
@brightvolta7480 9 ай бұрын
😂😂😂😂🎉🎉🎉❤
@robertmutai3212
@robertmutai3212 5 ай бұрын
Zvimbetu here frets kkkk
@jubileepirikisi
@jubileepirikisi 9 ай бұрын
😂
@fanuelmuchadakurwa
@fanuelmuchadakurwa 9 ай бұрын
Xar ita hour video unonaka iwe
@ThabangMmosoma
@ThabangMmosoma 6 ай бұрын
Kkkk
@keithmawodzwa
@keithmawodzwa 5 ай бұрын
Tikakurova zvakanaka unofamba mushe
@Munyaradzikartelkaterere-og6yh
@Munyaradzikartelkaterere-og6yh 9 ай бұрын
waita mkuru abvise cap
@tarisaimugamiki4905
@tarisaimugamiki4905 9 ай бұрын
Volume
@edmundprince1766
@edmundprince1766 9 ай бұрын
Togona kutandara nemaenemies
@douglaskhosa-n6k
@douglaskhosa-n6k 9 ай бұрын
Fretz
@tdmanex
@tdmanex 9 ай бұрын
Ndinoreurura kukanganwa kuisa like 😂 sorry Frets
@simbarashelgorejena9272
@simbarashelgorejena9272 9 ай бұрын
Bata beer raqe mkomana munonetsana
@1brgthugbully
@1brgthugbully 9 ай бұрын
zvimbeti😅😅😅
@HbkDubelight
@HbkDubelight Ай бұрын
Zvimbetu 😂😂😂
@sadaammutodzaniswa3043
@sadaammutodzaniswa3043 9 ай бұрын
😂😂😂😂
@norahchikore3248
@norahchikore3248 9 ай бұрын
😂😂😂
MaBacking Vocalist
8:56
Frets Donzvo
Рет қаралды 32 М.
Ndakasungirwa Bute
5:09
Frets Donzvo
Рет қаралды 29 М.
It works #beatbox #tiktok
00:34
BeatboxJCOP
Рет қаралды 41 МЛН
Trending Stories with Guest Co-Host Frets Donzvo ||
1:18:06
Dj Ollah 7
Рет қаралды 107 М.
Disciplinary camp
3:00
Frets Donzvo
Рет қаралды 11 М.
MADAM BOSS "TYRA CHIKOCHO " ft INNOCENT GAKAKA---- NDOVIMBA NEMI
5:32
INNOCENT GAKAKA
Рет қаралды 4,8 М.
Alick Macheso 🙌
3:53
Frets Donzvo
Рет қаралды 31 М.
May nang Libre sakin ng Lunch 😅 😌 😆
17:29
Porshey Channel
Рет қаралды 31
A huge part of Northern Ontario has almost no one to deliver babies
8:20
CBC News: The National
Рет қаралды 747
Mugochi WeChibage
11:31
Frets Donzvo
Рет қаралды 39 М.
Runner Wema Solar
5:52
Frets Donzvo
Рет қаралды 21 М.