Sarudzai Mawoyo zvinofadza kuona Church yandakakurira keep it up
@alicelice92063 жыл бұрын
Yaaaa vanhu vakatamba apa murikumberi dzokai mudzidzise vana
@janimombeshora98005 жыл бұрын
gopito best ever i second u man .....vanoita zvinhu zvavo vari serious .....mwari tikomborerei tife tichinamata zvakanaka saiizvi
@erecknharo19674 жыл бұрын
Makorokoto kune vanotenda Mwari muzvokwadi.denga ririko chokwadi.batai basa nomoyo umwe pasina kuzvikudza
@evidencechamutsa8275 жыл бұрын
haaaaa jekenisheni zvirokwazvo ndinofiramo
@janimombeshora98005 жыл бұрын
aChamutsah pavaKarikoga vachikuridza ngoma here kkkk John jambaya pamhri paya apo ...ini ndanamatira paGunura that was 1997 to 2003 haaaaa jeke makeke ...church yakandiyarutsa murudo nekutya kutadza
@nomatterteshline89084 жыл бұрын
Jeke kumberi guys ndaipindira paMusani apo ## kudengayo musatisiyawo
@lovesigauke47494 жыл бұрын
HamadzaMwari.... ndange ndichiena video iyi as haina kuzoperera pamharidzo, anayo nditumireiwo direct pa facebook
@dre.svotwangorima68548 жыл бұрын
Yaah, Gopito original
@atimutanner19553 жыл бұрын
Kandi zvipfeko izvi zvakatanga sei kandi
@evidencechamutsa8275 жыл бұрын
yes vachimo mukuru...koimi mavakupi
@progressmuchibo63927 жыл бұрын
haa gopito is the best ever
@joshuamahlonga29207 жыл бұрын
Iyi ndiyo gopito here?
@janimombeshora98005 жыл бұрын
ehe
@danielmafanisse83366 жыл бұрын
Ndarangaridza musi uyu
@NhachaAmos-oi9tk Жыл бұрын
Tanga tiriyo
@SempaiChrisMasvingo7 жыл бұрын
Rumurence zvinorevei?
@cleophaschinoomberwa50984 жыл бұрын
Mapurisa esangano
@terrencechingarehwani90234 жыл бұрын
Kurumurwa vchibva Kuma gopito vachienda kunoita zvavo zvema piano
@NhachaAmos-oi9tk Жыл бұрын
Mapurisa emu church
@isaackamba34137 жыл бұрын
rumurenc zvazvinhu plus hauone zvakadai dzokai vanhu ve gopitoo zvamukuita hazvina musoro
no ,this is the original jekenision lucenty .....ndoJeke racho raSt Luke baba musanyeperwe
@Gothams-Riddler4 жыл бұрын
Jeke original
@cleophaschinoomberwa50984 жыл бұрын
No haisiyo original iyi ndeye vakuru vakabva varamba kufamba naPhillip vachiti hatitungamirirwi nemwana vakuri vechurch iyi madhara ndivo vakatanga naLuke asi vakazoda ukuru vakatanga yavo iyi
@terrencechingarehwani90234 жыл бұрын
Ndimi murikutoita zvisina brain,,,, munotidza piano ndakwakbva jeke her ikooo
@mrmurandu8316 жыл бұрын
koo kuzopfeka kunge vana tsikamutanda kudaro nhaimi ...vanoti havadi hembe dzine mavara asi kuchurch vachipfeka izvo
@terrencechingarehwani90234 жыл бұрын
Hard to explain but zvine zvszvinotoreva hasungopfeki