No video

Jah Prayzah full performance at Mnangawa inauguration and the trending Chimira moment

  Рет қаралды 46,597

RosGwen Digital

RosGwen Digital

Күн бұрын

Jah Prayzah full performance at President Emmerson Mnangawa’s inauguration and the trending Chimira moment #zimbabwe

Пікірлер: 42
@AroneMashava-dz5iu
@AroneMashava-dz5iu 10 ай бұрын
Vanhu come for jah preiza not for ED😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
@user-fl5pk1pf7d
@user-fl5pk1pf7d 11 ай бұрын
He played three songs and the last song zvikanzi ridza last song for three minutes so maida aite sei makadhakwa imi mukuti akamama zvisherinze zvevanhu
@user-fl5pk1pf7d
@user-fl5pk1pf7d 11 ай бұрын
Maida aridze kusvika nguva dzapera here fungai nguva imi munhu akamisa jah prayza akati ridza kusvika ndakuti mira but people are taking this thing the other way
@CharityMercy
@CharityMercy 11 ай бұрын
Maida kuti azopinda busy atadza kuuya kunoridza mukwane vanhu vanoti jah haana kukwana ndimi musina kukwana
@wilmarmarara2448
@wilmarmarara2448 11 ай бұрын
Vanhu came for jah praizer not for ED😂😂😂
@skhoemalele9715
@skhoemalele9715 11 ай бұрын
Jah Praizer akamama zvake.Ndayimufarira asi kushaya moyo achisupoter kutambura kwevanhu.Tsek.
@biswarkmuripa4340
@biswarkmuripa4340 11 ай бұрын
Wakanzi huya ne zanu ahurambe wangu anofa ...it doesn't mean anovhotera zanu
@kimberleychikomba1559
@kimberleychikomba1559 11 ай бұрын
​@@biswarkmuripa4340wataura chokwadi apa😊
@juliajeketayigandirwayi3050
@juliajeketayigandirwayi3050 11 ай бұрын
It's not his fault guys this is zanu we talking about
@user-pz8np3qe2z
@user-pz8np3qe2z 10 ай бұрын
@user-zo4yv1tn8m
@user-zo4yv1tn8m 11 ай бұрын
6:54 ouraya mhuri yake nenzara nekuda kwevanhu xaa
@jujun6465
@jujun6465 11 ай бұрын
Ello Ello. Jah Prayzah chimira tazindwa 😂😂😂😂
@user-nr4vx7vd6b
@user-nr4vx7vd6b 11 ай бұрын
He is right moda kuti anyangarike kana aramba kuridzira vakuru
@user-sy7ku1xo5k
@user-sy7ku1xo5k 5 ай бұрын
On these events there is a need for a professional MC
@nyashajmagora3084
@nyashajmagora3084 10 ай бұрын
Ndaona kajavha kachifara kunge mwana apihwa mazepi😂😂
@RosGwenDigital
@RosGwenDigital 10 ай бұрын
Punchlines 😅😅😅
@kushysaloe-xg9wo
@kushysaloe-xg9wo 11 ай бұрын
President vane madance manyama😄
@sarudzaiwutete4799
@sarudzaiwutete4799 11 ай бұрын
Jar haana njere
@tainankiwane
@tainankiwane 11 ай бұрын
Next time jp don't accept their invitation rubbish
@angelakamurai1020
@angelakamurai1020 11 ай бұрын
Jar ugarire Zim hatidi kukuona musouth Africa
@SmilingAlpineSkiing-cd8rd
@SmilingAlpineSkiing-cd8rd Ай бұрын
Ko nheyako hre SA yacho
@PascalMoyo
@PascalMoyo 11 ай бұрын
Jah Preyzah imbwa yemunhu nevesei varipo ipopo murimadodi ivanyu vanhu vachipiswa Ku SA
@LeeMagarasadza-hv5rj
@LeeMagarasadza-hv5rj 11 ай бұрын
Vachitsvageiko vasina mapaper
@LeeMagarasadza-hv5rj
@LeeMagarasadza-hv5rj 11 ай бұрын
Handina kumboona pakabviswa JP chiremerera ini can someone tag me, the MC mic was under the stage mic in volume and the part of of the song yaiimbwa was express tone without a breath yekuti munhu Ari pastage can here mc mic
@LeeMagarasadza-hv5rj
@LeeMagarasadza-hv5rj 11 ай бұрын
@Takue1722 asi ndiwe manager wake kani
@TeclaNyashaGauti
@TeclaNyashaGauti 11 ай бұрын
Saka akamanikidzwa oramba hre iwe duzvi iwe
@LeeMagarasadza-hv5rj
@LeeMagarasadza-hv5rj 11 ай бұрын
@@TeclaNyashaGauti mubvunze akuudze kuti akabhadharwa kuti aridze kwete kumanikidzwa
@honest.tmachingura2420
@honest.tmachingura2420 11 ай бұрын
Vana nyanduri chaivo vakadza, We miss Tuku MHSRIP Ava vafana hapana kani Listen to Dembo, James Chimombe, System Tazvida you get real music deal Not vafana vemapiritsi Ava hapana kani zvinoibwa
@user-xr8bi4yw1e
@user-xr8bi4yw1e 11 ай бұрын
😢
@fadzaichisweto
@fadzaichisweto 11 ай бұрын
Ndaona vaya vekudyiwa mabvuku padivi pajava😅
@RosGwenDigital
@RosGwenDigital 10 ай бұрын
Order honorable member 😅
@user-ed8du5xe2b
@user-ed8du5xe2b 11 ай бұрын
Nonsense
@jujun6465
@jujun6465 11 ай бұрын
What do you expect from someone from Uzumba maramba kufunga
@robertjenje3811
@robertjenje3811 11 ай бұрын
thought u think yet u very shallow
@tonderaimutambanengwe7796
@tonderaimutambanengwe7796 11 ай бұрын
Oh rubbish 😂😂😂
@aiollieshalton1480
@aiollieshalton1480 11 ай бұрын
There goes the music career down the drain. He must never perform in the diaspora ever again
@nyashacecilnyamupaguma9472
@nyashacecilnyamupaguma9472 10 ай бұрын
Cancel culture opportunists. U must leave artists alone. They should perform were invited. Unomupa yechingwa here ipapo. Kwana
@nyashajmagora3084
@nyashajmagora3084 10 ай бұрын
Nhai anomutadzisa kupinda diaspora ndiyan waida adii
Jah Prayzah - Ngwarira Kuparara (Live in Australia 2015)
13:57
Jah Prayzah
Рет қаралды 37 М.
Jah Prayzah - Ndichiyamwa (Nhoroondo Chapter 3 - off Gwara Album)
8:45
Kind Waiter's Gesture to Homeless Boy #shorts
00:32
I migliori trucchetti di Fabiosa
Рет қаралды 14 МЛН
Can This Bubble Save My Life? 😱
00:55
Topper Guild
Рет қаралды 83 МЛН
Jah Prayzah - Bvumbamirai (Live at Chiremerera Album Launch)
9:36
Jah Prayzah
Рет қаралды 316 М.
Jah Prayzah - Mukwasha (Live, Acoustic Performance)
6:07
Jah Prayzah
Рет қаралды 739 М.
MAMBO DHUTERERE - NDINZWEI MAMBO  (OFFICIAL VIDEO)
4:51
MAMBO DHUTERERE
Рет қаралды 5 МЛН
Jah prayzah @ Manicaland Agricultural Show Society
12:29
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 236 М.
Roki and Juntal Za King -  Waist Management (Official Video)
4:29
Passion Java Records
Рет қаралды 51 М.
MAMBO DHUTERERE - KUBATA BASA | OFFICIAL VIDEO
4:26
MAMBO DHUTERERE
Рет қаралды 1,6 МЛН
Fungisai  ft Winnie Mashaba  Mufaro Washe Official Video Dir Zorodzai Chibuwe
4:27
Fungisai Zvakavapano Mashavave
Рет қаралды 709 М.
Fungisai ft Mwenje Tchamuona Jesu
4:42
Fungisai Zvakavapano Mashavave
Рет қаралды 114 М.
Kind Waiter's Gesture to Homeless Boy #shorts
00:32
I migliori trucchetti di Fabiosa
Рет қаралды 14 МЛН