No video

Jah Prayzah - Gonan'ombe

  Рет қаралды 465,972

Jah Prayzah

Jah Prayzah

Күн бұрын

Track 5 of 13

Пікірлер: 373
@TakmoreMare-ys6nb
@TakmoreMare-ys6nb Жыл бұрын
Kwaziwai vagere kumhepo Kwazivai imi vagere marimuka Kwazivai ana mhazi, nyamasvisva, makombe, chitapatira, zhou nevose vakatonga ino nyika Tinokukwazisai imi mose mhondoro dzenyika Heyo huru yadzo tavhura hombe Handireve hombe yehuruyadzo asi ndangoti hombe Kwahi mirai hombe kombe mubaye mombe Shuwiro tidzinge mamhepo vana vasaitw marombe Ndaombera vadzimu tiringei Iyeyu Jha prayza muchenvetei Murangarirei Mukudzei
@Inini289
@Inini289 6 ай бұрын
👏🏾👏🏾👏🏾👏🏾👏🏾👏🏾👏🏾👏🏾👏🏾👏🏾👏🏾👏🏾👏🏾👏🏾👏🏾👏🏾👏🏾
@tanakabrendon1306
@tanakabrendon1306 4 ай бұрын
Zvinotendwa izvi Hombarume
@sharonmusarurwa1245
@sharonmusarurwa1245 2 ай бұрын
Inonyatsorevei nziyo iyi, inenge ine hudzamu
@tsitsi852
@tsitsi852 Ай бұрын
​@@sharonmusarurwa1245kuvanhu vanoita zvechivanhu vari kunzi dzorai gonanombe vanhu vazvitse zvichemo zvavo endai kumadziva vedzinza bayai mombe coz tiri Kufamaba. Murima kusakudza vene vemudziva
@directorX7
@directorX7 Жыл бұрын
Mwana waSeke Mtema is the best this country has ever had in this generation
@grahammazvitorera8143
@grahammazvitorera8143 5 ай бұрын
Haunyepi
@gwinyairushwaya7483
@gwinyairushwaya7483 4 ай бұрын
Didn't take much time on it but 'Tenda' is tooo deep for mi. Let mi check it out'
@stainey9980
@stainey9980 Жыл бұрын
As a nation we should start calling jah prayzah black mamba because anorova mbira
@collinskanazache8682
@collinskanazache8682 Жыл бұрын
Hhahahaa punchline
@tariropeacemango9159
@tariropeacemango9159 Жыл бұрын
Kkkkkk ende anodzibata hmmm
@miltonmaneneka2000
@miltonmaneneka2000 Жыл бұрын
🔥🔥🔥🔥🔥🤣
@couchambassadors
@couchambassadors Жыл бұрын
We as a nation we acknowledge Jah Prayzah as a national treasure.
@brightonmutizwa4182
@brightonmutizwa4182 Жыл бұрын
Don't misuse English national treasure moiziva or mutozive meaning yazvamotaura
@PanasheDanielChademana-cl5pc
@PanasheDanielChademana-cl5pc Жыл бұрын
@@brightonmutizwa4182 😂😂😂😂😂
@idlamontana5747
@idlamontana5747 Жыл бұрын
Album yakaneta
@tawongabenhildahmugwanyu5589
@tawongabenhildahmugwanyu5589 Жыл бұрын
@@brightonmutizwa4182 ko iwewe what's your problem eh 😂 he can still 🤣🤣🤣be a national treasure even if you do not consider him one saka yepp🤣🤣
@sindisiwesindisiwemoyo1386
@sindisiwesindisiwemoyo1386 Жыл бұрын
​@@idlamontana5747 siyai kumuterera
@valentinemarimo7443
@valentinemarimo7443 Жыл бұрын
This guy is on another level. In a nation where every artist is running away from our own genres in the name of kusara and not modernized, he is nailing in one of them. Shout out to JP the greatest in Zim!!
@marshalmurwirapachena4353
@marshalmurwirapachena4353 Жыл бұрын
Those coming here 2080 ,l was here already my Grandchildren ,learn and some good informative music which light up our Culture , Tradition and Norms 🔥🔥🔥💯💯👏
@alwaysatruesayer1548
@alwaysatruesayer1548 Жыл бұрын
Mbira ukudzinzwa here ne hosho cultural 🔥🔥🔥🔥
@blessingchikwenda
@blessingchikwenda Жыл бұрын
Hahaha panoti mbira apa also with how Jah Prayzah is in sync with these traditional instruments
@Madeleine-oh5pv
@Madeleine-oh5pv 8 ай бұрын
Mbira idiot dziripamoto chaipo
@Gedazyvonne1993
@Gedazyvonne1993 3 ай бұрын
Mmmmm unogona kungosvikirwa nechando 😂😂😂
@maven_21
@maven_21 Жыл бұрын
This is the best song on the album in my opinion. It’s so rich and raw🔥
@makwechenoxa7650
@makwechenoxa7650 Жыл бұрын
True this song is soo powerful magetsi song iyi especially from 3:05 to last part
@bothwellnokutenda7686
@bothwellnokutenda7686 3 ай бұрын
You have nailed it ❤🔥
@descentjiri2580
@descentjiri2580 Жыл бұрын
JDee7 Kings and Queens tabvumirana kuti Jp Is The Goat 🐐
@christophelgapara2641
@christophelgapara2641 Жыл бұрын
No, he is a cow.😅😅
@cherryvambe7007
@cherryvambe7007 9 ай бұрын
❤❤❤❤
@lloydglaides5874
@lloydglaides5874 Жыл бұрын
Deep words and for mature people ,we treasure you JP .wakachimaster chigame ichii
@morris9586
@morris9586 Жыл бұрын
True..
@bernadettemarideve2359
@bernadettemarideve2359 Жыл бұрын
Kuita kuchimaster zvisingaite!
@alcindamasunda4039
@alcindamasunda4039 Жыл бұрын
This calls for a roadtrip just to cherish this masterpiece❤️🌸
@chidokandemiiri6713
@chidokandemiiri6713 Жыл бұрын
U can say that again
@calvinchikede8261
@calvinchikede8261 Жыл бұрын
Ah ah haurevi nhema ipapo, ini ndakatobva nako parwendo rekubva Harare to BBridge some weeks ago. Kanoita aka
@lisambundire8585
@lisambundire8585 Жыл бұрын
Aka kanoda makananga paruzevha kwakavigwa matateguru🔥🔥🔥🔥
@carolinegwazemba-fq6eu
@carolinegwazemba-fq6eu Жыл бұрын
❤ ndinotoona ndave pedyo navo vakafa ndichifara nawo 🎉🎉🎉🎉 haa this song takes my soul far away and back
@TAPIWAJACOBMUTIZWA
@TAPIWAJACOBMUTIZWA Жыл бұрын
Jah Prayzer chibaba. This album is a blessing it has strong culture centric in it. Gonan'ombe inosimudza madzitateguru paavete. Aidi kuteererwa nevasina kusimba hana. Thank you Jah Prayzer
@mbizi4573
@mbizi4573 Жыл бұрын
You say it well. Iyi ndeye vaya vakadanwa vakadaira
@TheAncientMystic
@TheAncientMystic Жыл бұрын
@@mbizi4573 ndiroro, changamire. 👏🏾👏🏾
@Natefaith
@Natefaith 6 ай бұрын
ine hudzamu machembere anondipira nechimbo ichochi
@motherpee48
@motherpee48 Жыл бұрын
Jah Prayzah the Greatest Of All Times (G.O.A.T)
@chidowmmalunga1013
@chidowmmalunga1013 Жыл бұрын
Team UK 🇬🇧/ Zimbabwe 🇿🇼 approved before it the album was released and launched 😂😂😂😂😂.... We have faith in Wagwizi🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉 Mukudzeyi... you are in your own League ❤ ... see you 26 August in Leicester. 😅
@takudzwamapwanye6044
@takudzwamapwanye6044 Жыл бұрын
I wish I had a car and roadtrip to this fine music with the sound and aesthetic beauty of Manicaland vegetation shining through your sunroof
@eddienyamukuta1891
@eddienyamukuta1891 Жыл бұрын
Ini ndikutoitenga chete mota gore rino.kkk
@takudzwamapwanye6044
@takudzwamapwanye6044 Жыл бұрын
@@eddienyamukuta1891 Motitungamirira and show us how it feels kkkk
@user-kc1qx4wk9u
@user-kc1qx4wk9u Жыл бұрын
@Takudzwa Mapwanye wasu manyama
@babewale8087
@babewale8087 Жыл бұрын
Hatina here chatingamupewo senyika uyu plz
@Gedazyvonne1993
@Gedazyvonne1993 3 ай бұрын
Purazi seAward
@chichimungure1374
@chichimungure1374 Жыл бұрын
Excellent work JP ndashaya remuromo❤
@audreydrey4609
@audreydrey4609 Жыл бұрын
❤❤❤ ukaita zvekutamba unosvikirwa kkk .....congrates mwenda mberi!!!
@tatendamutedzi1753
@tatendamutedzi1753 6 ай бұрын
My wife loves this song its crazy!
@preciousmuroyiwa4269
@preciousmuroyiwa4269 Жыл бұрын
Deze deze Mwendamberi musazoriya kusvika mafa, mazvinzwa here zvandareva. Iyi song iyi iri kundisimudza zvese nevari kuseri kwangu. Collection yese yembira ndiko kwangu ikoko, mukazosiha chivanhu chedu ichi ini ndinofa kunovigwa kumakuva chaiko. You're the best JP👩‍⚖️
@trodenmukwasi8466
@trodenmukwasi8466 Жыл бұрын
Mbira idzo ma1, JP is the G.O.A.T
@ianetamu1787
@ianetamu1787 4 күн бұрын
2024 and this song still tough my soul ❤
@thepan-afrikanist1351
@thepan-afrikanist1351 Жыл бұрын
A total cultural reincarnation, bringing to the fore our values and traditions. You are a sublime ambassador to our story as a people. You are unmatched as you are incomparable. Long live JP, Long live‼️
@etheomdluli5013
@etheomdluli5013 Жыл бұрын
please don stop singing this type of songs😭
@edithchakabva8876
@edithchakabva8876 9 ай бұрын
6 months later, I took my time to listen to this album,each and every song is 🔥….
@PamelaMakoni-bs7jw
@PamelaMakoni-bs7jw Жыл бұрын
Ndatove nenguva ndisina kumboridza umwe munyimbi bt only JP chete
@brownskingirl658
@brownskingirl658 Жыл бұрын
JP music yake ndoida zvekudaro. Ane zodzo imhondoro akagadzwa, such a powerful amazing talent ❤
@Preppy_996
@Preppy_996 Жыл бұрын
Cheers to us who keeps on repeating❤❤
@politesobwe9382
@politesobwe9382 Жыл бұрын
Isu Ana chikonamombe we endrose Gon'amombe ,Kana usina identty haungambozvinzwisise ,Thank u 3G qnd Jah Prazah .
@jamesmuwanigwa5699
@jamesmuwanigwa5699 Жыл бұрын
Apa pakashandwa apa 🤞✍️ well done JP
@drama_life_and_scandals
@drama_life_and_scandals Жыл бұрын
What would I have missed if I weren't Zimbabwean? Golden beats
@tanakatsuro9181
@tanakatsuro9181 Жыл бұрын
Gaya..... If u wre not a Zimbabwean.. Nemanakidziro anoita masongs a jp
@ObazzyMussah
@ObazzyMussah Жыл бұрын
Dziva rina Mambo... Stimela ndamunzwa
@taongabadza1548
@taongabadza1548 Жыл бұрын
God bless me with a car. Album raJp on a road trip umm masterpiece
@PatrackMuyambo
@PatrackMuyambo 8 ай бұрын
Me coming here after all the peer pressure is over...
@seanmarecha5690
@seanmarecha5690 Жыл бұрын
JP JP wakanyanya because muzimbabwe hakuna angasara achirombira so far i salute you 👏 mapedza ma sports
@paulinechibaya3156
@paulinechibaya3156 Жыл бұрын
Wagwiziii makatsemura album apa ❤❤❤❤magetsii ayaa 🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🌟🌟🌟
@deltacee5763
@deltacee5763 Жыл бұрын
Whatever instrument that starts playing at 1.20 ... Took the song from platinum to platinum ++
@sindisiwesindisiwemoyo1386
@sindisiwesindisiwemoyo1386 7 ай бұрын
Going back to listen😂
@newmanchibango6564
@newmanchibango6564 Жыл бұрын
Haaaa imi mhani, hai hai Pakungoda road trip bedzi playlist ravapo
@tabithachikandiwa5635
@tabithachikandiwa5635 Жыл бұрын
Timeless music, 2050 l will come back here
@mercymudhombozi1736
@mercymudhombozi1736 Жыл бұрын
Wagwizi family 👏👏 Jp is the GOAT aiwa this is good
@silvanusmagdaren3529
@silvanusmagdaren3529 Жыл бұрын
This Album is a hit 🇳🇦🇳🇦🇳🇦
@MicguelMagoozy
@MicguelMagoozy Жыл бұрын
Aiwa Zvaonekwa Mwendamberi, Chirau, Nondo, Mvurayadzongwa. Idzi ndedze vari Tsonzo, vana Nyahunzvi. Hekani Chikono Chengwe, vana vaChivero. Tazviona ndimi munonwa yetsvene veshure vachinwa mabvongwe. Anazongororo kunava, ariona anoti kufa izvo muchibika zvenyu nhapitapi. Manja, WeChitemberere.
@kundaichirunga5406
@kundaichirunga5406 Жыл бұрын
Jah mudzimu unoyera🐐👏🏿
@brytonmtasa1703
@brytonmtasa1703 Жыл бұрын
Iri ngoma is equal to goto🔥
@blessingchikwenda
@blessingchikwenda Жыл бұрын
My favourite this one. The depth in lyrics is unmatched and is just the perfect traditional sound. Mbira ma1 idzo
@allenkmanjengwa1266
@allenkmanjengwa1266 Жыл бұрын
Masterpiece takutoitira vanhu noise nawo mangoma
@TafGong
@TafGong Жыл бұрын
Now this is what we call good music
@kundaihuchu9522
@kundaihuchu9522 Жыл бұрын
For preserving our culture and bringing out this much talent... We truly appreciate.. The time and effort Aiwa tazviona makashanda... May you for ever be blessed❤️❤️💕👏
@sandie11
@sandie11 8 ай бұрын
Torai gonan'ombe Mirai kumahombekombe Vedzinza mubaye mombe Ridzai mhere musvitse zvichemo Torai gonan'ombe Mirai kumahombekombe Vedzinza mubaye mombe Ridzai mhere musvitse zvichemo Torai gonan'ombe Mirai kumahombekombe Vedzinza mubaye mombe Ridzai mhere musvitse zvichemo (tongofamba nerima chinu'nuna) Torai gonan'ombe (dziva rina Mambo) Mirai kumahombekombe (kune vene vemudziva) Vedzinza mubaye mombe (ndonzwa ngoma kurira) Ridzai mhere musvitse zvichemo Cheukai, cheukai, cheukai Changamire cheukai kani Cheukai, cheukai Changamire cheukai Cheukai, cheukai, cheukai, cheukai, cheukai Cheukai, cheukai, cheukai
@vastvast804
@vastvast804 Жыл бұрын
Uyu anogona uyu🔥🔥🔥
@ZvirikuitikaMuMaStreets
@ZvirikuitikaMuMaStreets Жыл бұрын
😅😅😅😅😅😅😅haasi bho uyo Iyi itori Warm up 😅😅😅😅
@moneylongermusicentertainm8802
@moneylongermusicentertainm8802 Жыл бұрын
Ndini ndatanga y'all come after mi😂😂😂
@Pamela-bo9jw
@Pamela-bo9jw Жыл бұрын
Takakomborerwa tararama nguva yaJP. This guy is 🔥💯
@clarandlovu3280
@clarandlovu3280 Жыл бұрын
People are sleeping on this song🤞🏾
@Cynthiafarawufarawu-co3rg
@Cynthiafarawufarawu-co3rg Жыл бұрын
Mwari komborerai mukudzei ayenderere mberi nebasa mumu blessed mwana uyu
@cherryvambe7007
@cherryvambe7007 Жыл бұрын
Amen 🙏🏽 🙏🏽
@ibrahimalusa3213MAD
@ibrahimalusa3213MAD Жыл бұрын
Ma Album manyama in BISHU's voice
@Acezixani_2
@Acezixani_2 Жыл бұрын
Mmmm pakaipaaa, munhu uyu anogona veduwe 😢
@shoppingsolutions7917
@shoppingsolutions7917 Жыл бұрын
Zim has talent amana, this guy is just on another level
@babrasilo6921
@babrasilo6921 Жыл бұрын
Mbuya Stella Chiweshe must be approving...
@chipokanenungo3786
@chipokanenungo3786 Жыл бұрын
Wedzinza mubaye mombe Ridzai mhere musvitse zvichemo💫✨️✨️haaaa JP ma1
@Joykatsvairo
@Joykatsvairo Жыл бұрын
famba gwenyambira
@rashyzw
@rashyzw Жыл бұрын
the music we have been crying for
@mavisnyawasha5821
@mavisnyawasha5821 Жыл бұрын
Lulululululululululu manja varume 👏👏👏
@mudharafisher
@mudharafisher 8 ай бұрын
This song hit hard on the highway, makes along journey shorter, a boring journey a memorable one, the only problem is it ends
@beekudzi
@beekudzi Жыл бұрын
This album 🔥🔥🔥🔥🔥I love mbira on this one it take me back to 2013 album
@gevernchipenzi3859
@gevernchipenzi3859 Жыл бұрын
Iri album rikungoda uchi driver kuenda ku Masvingo from Mutoko (Tokyo)😂
@ronaldkwichingah7504
@ronaldkwichingah7504 Ай бұрын
Imi ko ini song iyi ndaisaiziva sei, that is not fair, the whole year of missing out
@sindisiwesindisiwemoyo1386
@sindisiwesindisiwemoyo1386 22 күн бұрын
😂😂😂😂
@mercymbwera9717
@mercymbwera9717 Жыл бұрын
Kokamhururu karipi pasong iyi,love it 👏🏼
@stankovicmutakiwa9376
@stankovicmutakiwa9376 Жыл бұрын
I think it's a sad (ridzai mhere musvitse zvichemo ) song where he is asking ...more like crying for help it won't be ok kuisa mhururu ( mhururu ndeye kutenda ...more like kufara )
@faitheuphrasiamavengere1251
@faitheuphrasiamavengere1251 Жыл бұрын
@stankovicmukatiwa,u are intelligent
@bernadettemarideve2359
@bernadettemarideve2359 Жыл бұрын
Musikavanhu l thank you for having created me Zimbabwean. I wouldn't have wanted to be anywhere else. Kuina zvavo asi ummmm jaya iri rinondirerutsira zvakawanda
@thereallolah
@thereallolah Жыл бұрын
Gonan'ombe🔥🔥🔥🔥🔥🔥 big tune
@eduboutiquestationers3480
@eduboutiquestationers3480 Жыл бұрын
kamhururu ndiko kashota apa, this is a masterpiece
@munlawrush
@munlawrush Жыл бұрын
Revelations 3;3 let us Repent Jesus is coming
@Esther.2009
@Esther.2009 Жыл бұрын
Its songs like this one and Tenda especially what you did pa live show that make me feel if one is not Zim warasikirwa.A masterpiece to treasure .Thank you Mwendamberi.I just had to subscribe
@user-on7ks2sq9v
@user-on7ks2sq9v Жыл бұрын
Recalling our forgotten musical heritage and cultural identity!!
@rumbimm
@rumbimm Жыл бұрын
Yaas! Thank you for reconciling us with our culture. Lol
@MichaelSpearsJr
@MichaelSpearsJr Жыл бұрын
Dzorai Gonan'ombe. Wagwizi wese sunga matundu takaenda kunotora gonan'ombe❤❤❤
@tavongachauke2346
@tavongachauke2346 Жыл бұрын
this album is laced , I don't know with what, but I am addicted.
@aa-kt9nv
@aa-kt9nv Жыл бұрын
Humbled. Traditionally proud.
@margiephili5422
@margiephili5422 Жыл бұрын
Ndadzoka pano after listening to his collabo na master KG.Mwendamberi number 1
@bethelmarerwa9687
@bethelmarerwa9687 Жыл бұрын
The only problem is this song ends 😢🔥
@jahprayzah
@jahprayzah Жыл бұрын
lol. Glad you love it
@TindoRams
@TindoRams Жыл бұрын
Mbira dzedu dzichitikinywa 🕺🏿🕺🏿🕺🏿🕺🏿🕺🏿🔥🔥🔥🔥👏👏👏
@tsitsi852
@tsitsi852 Ай бұрын
Gonan'ombe chii vanyu woyee ndambenge ndichinyepera kuziva
@gladysmswarati6589
@gladysmswarati6589 Жыл бұрын
Ipapo Mwendamberi mhururu tichiridza tichidzana gonamombe❤💃👏
@officialfaychi7941
@officialfaychi7941 Жыл бұрын
Ndipapo gwenyambira👏
@mildrettinofa7737
@mildrettinofa7737 Жыл бұрын
JP is a national treasure
@christinesumbi2300
@christinesumbi2300 8 ай бұрын
Hesikani waro👏🏾👏🏾👏🏾
@LeonChivayo-hp6qz
@LeonChivayo-hp6qz Жыл бұрын
Was waiting for tht acapella shame....
@lukamwoyo
@lukamwoyo Жыл бұрын
Ndabva ndatotsenga speaker ...chiri kunaka ichi
@tadiwamadziwa5998
@tadiwamadziwa5998 11 ай бұрын
Jah to the world🎉❤
@cyborgsurgeon
@cyborgsurgeon Жыл бұрын
Love this album. And can't wait rhe videos😊😊
@ethelmpofu6982
@ethelmpofu6982 Жыл бұрын
Ndamerera chakaipa ichi🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥
@tanatswabechani7296
@tanatswabechani7296 Жыл бұрын
This music safely draws us back to our inner selves
@jenniferndhlovu1161
@jenniferndhlovu1161 Жыл бұрын
Reminds me of my late Tete who was a healer. Continue to rest in peace azinata♥
@admiremusandu434
@admiremusandu434 Жыл бұрын
This one is the one. Great song and well played instruments. Culture enrichment through music. Well done well done I'm enjoying very much
@pamelatirivavi2946
@pamelatirivavi2946 Жыл бұрын
JP is the GOAT❤
@user-wh4uz6uo6l
@user-wh4uz6uo6l Жыл бұрын
Jp you a hero my guy# Jp my guy...❤
@shingiraisvinurai3474
@shingiraisvinurai3474 Жыл бұрын
This song kana midzimu yako iri weak inogona kungobuda
@Tanaka_Jera
@Tanaka_Jera Жыл бұрын
Jah Prayzah is the best ❤
@charlenemtetwa7337
@charlenemtetwa7337 Жыл бұрын
Jah to the world ndakutosvikirwa😂😂😂
@utmostkarumazondo-fv4ek
@utmostkarumazondo-fv4ek Жыл бұрын
Tapera ma comments.. we have said all the good words and praises tochitii manje …superb
Jah Prayzah - Tenda
4:21
Jah Prayzah
Рет қаралды 898 М.
Jah Prayzah - Zibundu
5:02
Jah Prayzah
Рет қаралды 525 М.
Box jumping challenge, who stepped on the trap? #FunnyFamily #PartyGames
00:31
Family Games Media
Рет қаралды 30 МЛН
天使救了路飞!#天使#小丑#路飞#家庭
00:35
家庭搞笑日记
Рет қаралды 72 МЛН
Harley Quinn's revenge plan!!!#Harley Quinn #joker
00:59
Harley Quinn with the Joker
Рет қаралды 8 МЛН
Jah Prayzah - Chiremerera ( Saxophone Cover )
5:00
Lucius Sigauke Music🎷
Рет қаралды 26 М.
Jah Prayzah - Wanga Wakarara
4:36
Jah Prayzah
Рет қаралды 704 М.
6. Jah Prayzah - Goto (Official)
10:50
Jah Prayzah
Рет қаралды 1,8 МЛН
Feli Nandi ||  Ndoona Iwewe
2:53
FELI NANDI
Рет қаралды 2 МЛН
Kuverengera
8:57
Alick Macheso - Topic
Рет қаралды 15 М.
Jah Prayzah - Hasha
5:08
Jah Prayzah
Рет қаралды 485 М.
Jah Prayzah - Chiremerera
5:07
Jah Prayzah
Рет қаралды 3,8 МЛН
Box jumping challenge, who stepped on the trap? #FunnyFamily #PartyGames
00:31
Family Games Media
Рет қаралды 30 МЛН