"Jesus stole a Donkey" claims Evangelist Muparinga.

  Рет қаралды 7,088

Jesus Revelation Ministries

Jesus Revelation Ministries

Күн бұрын

Пікірлер: 101
@chengetaimangezi5326
@chengetaimangezi5326 12 күн бұрын
Muparinga anoziva here kuti Ishe Jesu Kristu ndi Mwari, Zvinhu zvese ndezva Mwari.
@bravo09.22
@bravo09.22 3 күн бұрын
@@chengetaimangezi5326 ngatidzidze kuteerera shoko parinenge rakusvetuka I suggest that you say no more…Handiti unoziva here kuti Mwari haafe asi Jesu akafa uye Mwari haarare asi Jesu akarara mu boat…Mwari haafe asi Jesu akafa akaroverwa pa muchinjikwa….saka ka bhiza rakaendwa naro nemunhu ane flesh and blood 🩸 rikasadzoka uye izvi zvakanyorwa ka mu bible so when you’re preaching precisely about that only verse, how best can you say it clearly and distinctly so that the congregation comprehend the message.
@johnkapoya6217
@johnkapoya6217 12 күн бұрын
So if anyone thinks Chiwenga is a false Apostle, may they also do as Apostle Chiwenga do to play clips like these and then correct him. Nobody does that coz they know he is one of a preacher who is strict verses
@sirchifamba39
@sirchifamba39 11 күн бұрын
A true apostle preaches the word of God, he doesn't focus on other preachers.
@johnkapoya6217
@johnkapoya6217 11 күн бұрын
@@sirchifamba39 Says who? Iko kutoita focus on other preachers ndokutova true Apostle kwacho. You have to challenge false gospel at large. Ukaona usinga oppose false gospel it means you are not a true preacher. Even in the bible it happened countless times
@WilbertNyakudya-xm4gl
@WilbertNyakudya-xm4gl 9 күн бұрын
​@@sirchifamba39ukaverenga bible rako zvakanaka uchaona pa kanzi vanonzi va Pharisees ne ma Sadducees....pese pavaionekwa zvaisapera mushe...wainzwa vakunzi vana venyoka
@adolfmunemo7195
@adolfmunemo7195 5 күн бұрын
@@johnkapoya6217 do you think God cares about you correcting others, heaven is by grace coz we have all fallen shot so stop wasting your time all this nonsense never guarantee you anything anywhere, you gather only to gossip and shout, for the why .... God dsnt belong to your own household, he is a gracious God and if you think you are supper then you need serious brain evaluation,.
@CloudPin-t6u
@CloudPin-t6u 3 күн бұрын
Evangelist Muparinga you must listen to the sermon titled "TAMBO INOBATWA" and you have to repent. Cry my beloved brothers from listening from Muparinga's blasphemy 😢😢😢
@tafadzwakasere402
@tafadzwakasere402 12 күн бұрын
IF I WAS MUPARINGA I WAS NOT SAPOS TO SLEEPING UNTIL I FIND THE MAN OF GOD SEEKING FOR HELP 😭😭
@komputerultimatesolu-tions5193
@komputerultimatesolu-tions5193 11 күн бұрын
very true
@brightonkafikako2571
@brightonkafikako2571 11 күн бұрын
Now I have understood why apostle Chiwenga is bitter about Makandiwa & Mparinga. Makandiwa claimed he is better than God & Mparinga is saying Jesus stole a donkey. I now understand it when apostle Chiwenga labels them "igava".
@BrightonMatumbu
@BrightonMatumbu 9 күн бұрын
Muparinga haana kumboti Jesu akaba dhongi nzwisisai munhu achitaura kwete kuvenga munhu motaura mashoko akaipa Musina kunzwisisa zvaari kutaura from that clip handina kumbonzwa achitaura Kuti Dhongi rakabiwa
@daviszuze6872
@daviszuze6872 2 күн бұрын
Even though he was tempted but he did not sin.
@decidephiri8510
@decidephiri8510 10 күн бұрын
True as people we're not perfect I've learnt, sometimes we say things out of ignorance so, evangelist must repent
@forwardpaunganwa4135
@forwardpaunganwa4135 5 күн бұрын
I was watching the 3 part video series of the message to the SDA friends and I noticed everyone refering to apostle Chiwenga as amai!! I also noticed in the first video a lady calling from Namibia was referred to as brother Anita. Why is this? I'm just feel disturbed by it. I am a baptised SDA myself and I want to say I have been enlightened by Christ's word of grace and truth as shared by the apostle. The word answered many of my questions I could not freely ask in the church. But why mukoma ava vachinzi amai and sisi wekuNamibia vachinzi brother?
@fortunetauya6651
@fortunetauya6651 12 күн бұрын
I just wonder kuti vanhu vanosiya munhu achiitaura heresy kudero nei? Dai yaiva nguva ye kare aifanira kutemwa ne mabwe
@user-eq6zh6uh4m
@user-eq6zh6uh4m 10 күн бұрын
Jesu akarowa vanhu mutembere ,kuratidza kuti panyama akambovapo,muparinga haana mhosva
@waltermuzuvah
@waltermuzuvah 9 күн бұрын
The curses that the man who laughed during muparinga's utterances are going to be on you also.
@user-eq6zh6uh4m
@user-eq6zh6uh4m 7 күн бұрын
@@waltermuzuvah I won't be cursed , even u ,u are going to be cursed also
@waltermuzuvah
@waltermuzuvah 7 күн бұрын
@@user-eq6zh6uh4m then let God be the Judge between me and you
@uncle_trust_gwishiri
@uncle_trust_gwishiri 6 күн бұрын
Asi Jesu haana hake kumbobvira akarova vanhu mutemberi... correct me if I'm wrong
@W_GA
@W_GA 3 күн бұрын
His speech implied Jesus was subject to error which is wrong
@artherrunesu
@artherrunesu 12 күн бұрын
Ndozvakashatira kuparidza usina kutumwa, Muparinga soo
@francisnherera477
@francisnherera477 11 күн бұрын
A true comedian, that's why some people laughed at the donkey having been taken and not returned
@WilbertNyakudya-xm4gl
@WilbertNyakudya-xm4gl 9 күн бұрын
Vanhu vanomudira nyambo idzodzo ndosaka akati haaparidze zviri mu bible asi anorishansisa ku backer nyambo dzake
@tshayangwenya1550
@tshayangwenya1550 12 күн бұрын
You shall know them by their fruits , azadzisa kusatumwa Kwake nekusaziva magwaro kwake mmmm
@adolfmunemo7195
@adolfmunemo7195 9 күн бұрын
The day talent begin to preach the gospel l will greatly return to his church, so far its all hatred and jealous, grow up talent and your little foxs
@mwenewazvo2346
@mwenewazvo2346 12 күн бұрын
Muparinga is unable to distinguish the Gospel from comedy. Mockery of our Lord Jesus Christ is blasphemous. Lord have mercy. Using the pulpit for profit.
@NjabuloJeremiah
@NjabuloJeremiah 12 күн бұрын
True gospel.
@tafadzwakasere402
@tafadzwakasere402 12 күн бұрын
BATAYI ZVIKWANGWARI MHAMHA ANTILL FEATHER NOTICE AMEN AMEN 🙏🙏
@TatendaMangemba
@TatendaMangemba 11 күн бұрын
Muparidza ndi kabiyasi chaiye kabenzi
@preemrosemateka7220
@preemrosemateka7220 7 күн бұрын
Haaaa apa muparinga ange arova kachaso kkkk
@PatrickRuzive
@PatrickRuzive 6 күн бұрын
Muparinga akafarisa apa ,,
@blessingbikinyaamidu5224
@blessingbikinyaamidu5224 12 күн бұрын
Muparinga mocked the Lord
@Olcool
@Olcool 11 күн бұрын
The person who laughed was Zigo. The laugh was perculiar. But shameful to laugh to such blasphemous things. So because the bible never said Mary the mother of Jesys died so according to Mparinga it means Mary is still alive today? Some preachers are so pathetic.
@sirchifamba39
@sirchifamba39 11 күн бұрын
Zigo was not even in attendance wangu.
@lazieharsh
@lazieharsh 7 күн бұрын
Ini, Muparinga, Chiwengwa or anyone pasi pano, tese hapana anonyatsoziva kuti who is doing right, zvinofadza Mwari chaizvo. Kuverenga maverse, is tichiyendawo kuchikoro takaudzwa kuti or I can say we leant kuti written evidence has it's short comings. Written evidence is presented to us and hapana wekuzobvunza kuti zvakafamba sei. Zvinhu zvakanyorwa,anyone can interpret it the way it suits the situation. Pane verse inoti ngaave nemukadzi mumwechete. Anoda kuita barika anogona kuverenga achiti "ngaave nemumukadzi mumwe chete, like another wife". Ndiyani chaiye akazodzwa kududzira bhaibhiri chaizvo zvariri kure, chokwadi chaicho hapana. That's the disadvantage of written evidence. Musaite nharo muri vanhu vaMwari vakatariswa nevanhu kuti muvaonese gwara, munorasa vanhu. Isu tisingazive Mwari tikaona imi munoti munoziva Mwari mava kuita gakava tinodzidzei, mweya waMwari haugari pane gakava.
@ConiiClassic
@ConiiClassic 11 күн бұрын
Saka zvekuridzosera zvaizowana verse papi ipo pasina kutaurwa zvekuti akabvunza moti richadzoserwa
@johnchibvika9874
@johnchibvika9874 11 күн бұрын
Muparinga muparinga saka uri kuti Ishe vakatadza 😂😂😂😂😂😂 ma revelations amozvipa anokupinzai pakaoma
@MosesLibiWamulume
@MosesLibiWamulume 7 күн бұрын
Jesus " stole a donkey" ?????????? Really?????????
@albertkahiya6180
@albertkahiya6180 9 күн бұрын
Pakaipa, muparinga wapinda busy
@BensonElands
@BensonElands 12 күн бұрын
He blasphemed the LORD using Mark 11:3 shame on muparinga
@ArnoldNcube-iy8hj
@ArnoldNcube-iy8hj 11 күн бұрын
Muparinga anosemesa .Jesu angaarimutadza says muparinga.umm bhaibheri richiti hakuna akaita saye...muparinga anoti takaita saye
@atimutanner1955
@atimutanner1955 4 күн бұрын
Mparinga ari kupupuma
@P.T.G.RECORDS
@P.T.G.RECORDS 12 күн бұрын
Mmmm Muparinga is being possessed by evil spirit😢😢
@MathsTutorials-z2d
@MathsTutorials-z2d 9 күн бұрын
So to him joseph (foster farther of Jesus) is still alive because the scripture does not mention his death. Very poor reason capacity.
@nokutendaleonardchinhema5662
@nokutendaleonardchinhema5662 5 күн бұрын
Muparinga haaa kkkk wakuzvinyanya
@chiefgodfatherz592
@chiefgodfatherz592 9 күн бұрын
Muparinga anotongoda kurikitwa mhani batai munhu unomhura Mwari kusvika pakadai.
@kudakwashemahondo4168
@kudakwashemahondo4168 11 күн бұрын
Great swelling words of vanity
@johnkapoya6217
@johnkapoya6217 12 күн бұрын
Dai Muparinga angoburitsa verse yakanzi endai munotora Dhongi ndicharidzorera. Tikawana ipapo zvapera
@edsonkasokola6756
@edsonkasokola6756 12 күн бұрын
Kkkkkk anoriwanepi
@gladiolye
@gladiolye 11 күн бұрын
Ndepapi pakanzi na Jesu ndicharidzorera? The Bible is quiet about that part.
@edsonkasokola6756
@edsonkasokola6756 11 күн бұрын
@@gladiolye hapana kani hama yangu muparinga haana kutonzwisisa magwaro ndokusaka Apostle Chiwenga vachikurudzira kuverenga kjv
@johnkapoya6217
@johnkapoya6217 11 күн бұрын
@@gladiolye Yes that's why am saying Muparinga is not a true preacher
@samanthamavurere
@samanthamavurere 12 күн бұрын
I comedian murume uyo Mparinga shame of u
@tyanaimapuranga9285
@tyanaimapuranga9285 10 күн бұрын
Akatamba nemadhaka pasina mvura
@innocentmatimanga782
@innocentmatimanga782 6 күн бұрын
VaMuparinga ka!
@abelmneni869
@abelmneni869 11 күн бұрын
True gospel pastor I have a question on you since I asked you before you never replied me please I repeat again. Does God get angry after resurrection. Please answer me
@sabinamajanja-nembere5149
@sabinamajanja-nembere5149 11 күн бұрын
Yes He does
@WilbertNyakudya-xm4gl
@WilbertNyakudya-xm4gl 9 күн бұрын
Ask Ananias and safirah on Acts 5.... And 1 Corinthians 5.1-5
@abelmneni869
@abelmneni869 9 күн бұрын
@@WilbertNyakudya-xm4gl wakamuka pamwe chete naye here wangu? Dai ayitsamwa angadai akagumbuka mwana achiroverwa andizvo here .
@thembandlovu3344
@thembandlovu3344 9 күн бұрын
​@@abelmneni869Unopihwa verse paakagumbuka still woramba uchiita nharo? haaaa zvakawoma.....saka wanga uchifunga kuti unemubvunzo wakawoma stereki usingawone kuti iwe ndiwe wakatowoma
@abelmneni869
@abelmneni869 9 күн бұрын
@@thembandlovu3344 neweo watogumbuka
@MercyMudavanhu
@MercyMudavanhu 5 күн бұрын
Muparinga arikuzvitsvakira shamhu kubva kunaMwari
@PatrickRuzive
@PatrickRuzive 6 күн бұрын
Aaaaah this man is lying ,, Jesu haana kumbotadza even aiva munhu, HE NEVER SINNED
@apostleproud6911
@apostleproud6911 11 күн бұрын
MUPARINGA HE IS PREACHING HERESY BEZ OF TRYING TO HAVE SOME REVELATION
@samanthamavurere
@samanthamavurere 12 күн бұрын
Arikuvhangera chii uye ani kana asinganzwisisi nezva Christ. Akatumwa nani ?
@givenkakambi
@givenkakambi 9 күн бұрын
Muparinga, Muparinga how many times did i call u? x3 times ,Repent!
@tafadzwakasere402
@tafadzwakasere402 12 күн бұрын
Muparinga and makandiwa some what's up group
@Adbeck44comminications99zw
@Adbeck44comminications99zw 12 күн бұрын
Zvinosemesa
@user-eq6zh6uh4m
@user-eq6zh6uh4m 10 күн бұрын
Muparinga my best,uyo anobvotomoka
@clivemabvira1650
@clivemabvira1650 9 күн бұрын
Wambozviona kuti ndiwe wega usina zita unozviti user u are even ashamed of your true identity. Kusaterera kunoku kuvadzisa u also need to repent
@tyanaimapuranga9285
@tyanaimapuranga9285 10 күн бұрын
Kutamba nesimba riri pamusoro perese . Don't ever joke about Godhead
@sirchifamba39
@sirchifamba39 11 күн бұрын
But why do you focus on what charlatans do and say? You proved long back that Muparinga i gava so why do you continue to follow him? You are the only true preacher in Zimbabwe so why do you continue to give people attention to charlatans??
@brianwatch1711
@brianwatch1711 11 күн бұрын
Jesus fought with these charlatans until he departed and remember the harvest is still in progress there are still more souls out there in the corridors of these charlatans who haven’t yet heard this true Gospel. Until the last day this shall be always happening.
@WilbertNyakudya-xm4gl
@WilbertNyakudya-xm4gl 9 күн бұрын
We're commanded to contend for the faith which was once delivered unto us the saints
@WilbertNyakudya-xm4gl
@WilbertNyakudya-xm4gl 9 күн бұрын
​@@brianwatch1711he seems like he doesn't know the effects of heresy...
@brianwatch1711
@brianwatch1711 9 күн бұрын
@@WilbertNyakudya-xm4gl That’s the problem with these charlatans my brother they don’t know that our Lord Jesus Christ didn’t come here on earth on vacation but he was here on a do or die mission to save souls and nothing more.
@WilbertNyakudya-xm4gl
@WilbertNyakudya-xm4gl 9 күн бұрын
@@sirchifamba39 mubvunzo wenyu wakafanana nekubvunza kuti ko Israel kana akubuda ku Egypt anourairei vamwe muroad adii kungozvifambira ozvibudira zvakanaka asina kunetsana nevamwe...# hatibude zvakanaka bvunza ma first born emu Egypt
@user-eq6zh6uh4m
@user-eq6zh6uh4m 10 күн бұрын
Chiwenga uri fake futi,zviporofita zvako zvese manyepo Ayo, leave muparinga alone
@JohnGuze
@JohnGuze 11 күн бұрын
Ngaribatwe gava iro muparinga 😂😮😮
@bravo09.22
@bravo09.22 5 күн бұрын
He never said it was stolen learn to say exactly what he said
@W_GA
@W_GA 4 күн бұрын
His speech implied Jesus was subject to error which is wrong
@bravo09.22
@bravo09.22 3 күн бұрын
@@W_GA what he said was that as long as you become flesh you are subject to error kana uchiti akakanganisa iye Mwari anofa here ko sei akachema ari pamuchinjikwa achiti Mwari wangu Mwari wangu mandisiirei iye ari Mwari, Mwari haafe saka chidzidziso ichocho chonoda anogona kuchitsanangura….debate is not necessary in the body of Christ.
@user-eq6zh6uh4m
@user-eq6zh6uh4m 10 күн бұрын
Muparinga was right ,haana kuti akaba donkey,aitaura denga chairo paya,,,iwe chiwenga kutsvaga mbiri but uri fake also,zviporofita zvako zvese madrama
@reasonmakotsi5624
@reasonmakotsi5624 7 күн бұрын
Uri benzi ndapapi pakati Jesus mumagwaro achadzosa donkey. Mukai mhan muhope dzenyu idzi.
@W_GA
@W_GA 4 күн бұрын
His speech implied Jesus was subject to error which is wrong
@tidzodambiza443
@tidzodambiza443 11 күн бұрын
muparinga igava, ngauye ku JRM adzidze vhangeri tomupa ma youth. Haana cha MWARI chiri maari at all
@ConiiClassic
@ConiiClassic 11 күн бұрын
Its mark 11 vs 1-7 chekutanga hazvina kumbonzi acharidzosera zvakangonzi akabvunza moti ishe anorida....kunyepa kuna mparinga kwakawora...its his problem thinking we dont know scriptures....haa im angry ini
@ChristopherManhenda-lp6sg
@ChristopherManhenda-lp6sg 11 күн бұрын
Zvinonyadzisa muparinga does not deserve to be called an evangelist
The Ninety And Nine | Pastor K. Tshuma | Midweek Service | 11 September 2024
1:34:23
Jesus Revelation Ministries
Рет қаралды 1,8 М.
Or is Harriet Quinn good? #cosplay#joker #Harriet Quinn
00:20
佐助与鸣人
Рет қаралды 57 МЛН
Как подписать? 😂 #shorts
00:10
Денис Кукояка
Рет қаралды 5 МЛН
💩Поу и Поулина ☠️МОЧАТ 😖Хмурых Тварей?!
00:34
Ной Анимация
Рет қаралды 1,4 МЛН
Imboni Dr. uZwi-Lezwe Radebe on WHO WROTE THE BIBLE? | AHV PODCAST EPISODE 8 #AHVPodcast
49:34
African Hidden Voices #UnmaskingAfricanTruths
Рет қаралды 29 М.
QnA with Apostle Chiwenga - Scud Missile kwaMutoko
34:07
amoschinoz
Рет қаралды 23 М.
Exhortation : Perilous Times | Sunday 16 April 2023 | Apostle T.F Chiwenga
1:17:09
Jesus Revelation Ministries
Рет қаралды 27 М.
Admonition : How God Heals The Sick | 03 January 2023  | Apostle T.F Chiwenga
1:20:44
Jesus Revelation Ministries
Рет қаралды 25 М.
Apostle T.F Chiwenga Worried About Zimbabweans’ State of Mind.
1:26:49
Jesus Revelation Ministries
Рет қаралды 32 М.
Jesus was a BLACK MAN born of a BLACK WOMAN | Dr Mathole Motshekga
2:55:22
King David Studio
Рет қаралды 840 М.
Apostle T.F Chiwenga JESUS IS CHRIST
2:33:44
Jesus Revelation Ministries
Рет қаралды 191 М.
WATCH ‼️ 🇺🇸 What Prophet Angel Said About DONALD TRUMP
6:30
Or is Harriet Quinn good? #cosplay#joker #Harriet Quinn
00:20
佐助与鸣人
Рет қаралды 57 МЛН