#johanemasoweechishanu

  Рет қаралды 19,816

Johanne Masowe Echishanu

Johanne Masowe Echishanu

3 жыл бұрын

Vanhu votenderedza mamessage ekuti baba Ecos voita zvematongerwo enyika asi ivo varamba vanhu vakuda kusvibisa zita ravo comment like and share

Пікірлер: 17
@AbiAbie-lu3wj
@AbiAbie-lu3wj Жыл бұрын
Baba ava havanamate vanoonererwa
@giftdosipani1504
@giftdosipani1504 2 жыл бұрын
Problem yenyu murikusapota zanu pf
@vincenttsungaichimukuzi8247
@vincenttsungaichimukuzi8247 Жыл бұрын
Ava ndoo vakandi bhabhatidza 💖💖💖💖
@ElvisHwata-ny7fi
@ElvisHwata-ny7fi 3 ай бұрын
Ecos haasi mutumwa mzukuru waDasiwesi
@tafadzwachessh6293
@tafadzwachessh6293 2 жыл бұрын
Amen mukuru
@brytmaposa9941
@brytmaposa9941 3 жыл бұрын
hameni denga rochengeta aSanda vapenyu
@ElvisHwata-ny7fi
@ElvisHwata-ny7fi 3 ай бұрын
Mutumwa ndiGondo baba imi hamusi dzokai kunevamwe
@alfredchakaza4812
@alfredchakaza4812 5 күн бұрын
Akatumwei
@rodneystoddard2014
@rodneystoddard2014 3 жыл бұрын
Vanongondi svotera nyaya dzeku supporter zanu pf chete
@bernardmakusha2491
@bernardmakusha2491 3 жыл бұрын
Ba Ecos mutumwe wekudenga
@tongayichihota2745
@tongayichihota2745 2 жыл бұрын
HAMENI MUNHU WAMWARI
@kumushakwedukgaile4821
@kumushakwedukgaile4821 3 жыл бұрын
Ii hamen isu kumasowe mweya mutsvene wakaramba kuti vapostori tipinde munezvamatongerwo enyika .
@miaalikana3243
@miaalikana3243 3 жыл бұрын
Namatai kwamuri ikoko kun mwarii
@collenblack9915
@collenblack9915 3 жыл бұрын
Saka munoti mutongwe nevanhu vasina HuMwari mavari. Munoziva kuti tiri va Israeri here, ndosaka tichishonga nguwo chena. Mu Parliament muchange mune mapostori Kuda Kana kusada
@giftmtende8087
@giftmtende8087 2 жыл бұрын
Hamuite asi muvote
@kessiechitapatapa3849
@kessiechitapatapa3849 3 жыл бұрын
huyai kuno mutihvurirewo sangano bba ecos triku Namibia tipeiwo numbr dzenyu ndodawo kubatsirwa
@warrentanaka1387
@warrentanaka1387 3 жыл бұрын
Sangano riripo paBay munhu washe ndibate pa0817945248
Johane Masowe : Madzibaba St Peter
11:58
Johane Masowe 💥
Рет қаралды 708
BABA ECHOS VACHITSIGIRA MABASA ANABABA VECHIDIKI VEKUMASOWE
3:55
Johanne Masowe Echishanu
Рет қаралды 20 М.
Heartwarming Unity at School Event #shorts
00:19
Fabiosa Stories
Рет қаралды 17 МЛН
39kgのガリガリが踊る絵文字ダンス/39kg boney emoji dance#dance #ダンス #にんげんっていいな
00:16
💀Skeleton Ninja🥷【にんげんっていいなチャンネル】
Рет қаралды 8 МЛН
Smart Sigma Kid #funny #sigma #comedy
00:25
CRAZY GREAPA
Рет қаралды 39 МЛН
- А что в креме? - Это кАкАооо! #КондитерДети
00:24
Телеканал ПЯТНИЦА
Рет қаралды 7 МЛН
JOWANI MASOWE JERUSAREMA ((KUTUMWA KWEROMBE Official Video))
4:23
JOHANE MASOWE CHISHANU JERUSAREMA
Рет қаралды 209 М.
VATUMWA CHII NABABA ECHOS
12:12
Johanne Masowe Echishanu
Рет қаралды 23 М.
BON KALINDO PA  23 JULY 2024 |
15:58
DZIWE TV
Рет қаралды 10 М.
VAKAITA MHIRINGWA NEMACHINDA VAKAPERA KUFA
7:53
Johanne Masowe Echishanu
Рет қаралды 26 М.
Mdara Echoes talk about Zvenzvimbo dzinoera Live on ZTV news
4:40
Johane masowe ye chishano Jerusarema Bhesidha sect
Рет қаралды 13 М.
KUDANWA KWABABA MICHO, BASA RAVAKABATA PASI PANO #johannemasoweechishanu
10:54
Johanne Masowe Echishanu
Рет қаралды 96 М.
Kusvika kwa Mambo Seke ku Johane Masowe Echishanu Velvet
6:51
Zim Reality Eye tv
Рет қаралды 18 М.
R.I.P Madzibaba Richard
12:52
JOHANE MASOWE YECHISHANU JERUSALEM
Рет қаралды 2,1 М.
Heartwarming Unity at School Event #shorts
00:19
Fabiosa Stories
Рет қаралды 17 МЛН