BABA ECHOS VACHIDZIDZISA KUIMBA

  Рет қаралды 79,409

Johanne Masowe Echishanu

Johanne Masowe Echishanu

Күн бұрын

Пікірлер: 65
@machelmacheka1853
@machelmacheka1853 3 жыл бұрын
Ayiwa baba ecos take it easy musavamhanyise ngaavatange vashongwa nengirozi muimbi vaimbi ava
@faraikunaka7357
@faraikunaka7357 3 жыл бұрын
Mulife munhu akakusaiza haaaa anokuita pwere chaiyooo
@lacimaagogo3017
@lacimaagogo3017 3 жыл бұрын
Ndobhowekana the way vanhu ana madzibaba yavano Taura nayo kuVakadzi .Kunamata haku forcewe munhu .
@andersonchiguri3715
@andersonchiguri3715 3 жыл бұрын
kkkkkk
@charmainemedzai3593
@charmainemedzai3593 3 жыл бұрын
Sure vsnonyanys
@pattywangu2650
@pattywangu2650 3 жыл бұрын
The main problem is us grown people accepting this.....can you imagine people leaving their homes to be talked to like babies...It's a shame 😭.
@pattywangu2650
@pattywangu2650 3 жыл бұрын
@Lacima Agogo...l will not let anyone talk to my mother, wife, sister, baby even my dog like that.Noooo
@lacimaagogo3017
@lacimaagogo3017 3 жыл бұрын
@@pattywangu2650 Kusa koshesa vakadzi ini zvangu .Ukadaro vakadzi moyo wangu unorwadza ,vakati koshera vanhu ivava
@jennetnyoni5273
@jennetnyoni5273 3 жыл бұрын
Ndirikudzidza ndakatendeuka gore rakapera , asi nebasa rangu andichagoni kuenda kumasowe, ndotenda Mwari no kunzwa dzidziso yakadai. Zvichandisimudzira pakunanata kwangu. Alleluia 🙏
@blessingizaya2283
@blessingizaya2283 3 жыл бұрын
Amen zvakanaka kgara panoranganwa zvamwari
@cathrinemunyanyi8554
@cathrinemunyanyi8554 3 жыл бұрын
Amen pamberi nebasa vabaEchos. Bdobhikana nevanhu vanosvora vanhu varikuita basa rakanaka kudai vanhu varikuitira pachena kume vakawanda varimurima izvozvi hamunei navo. Vanhu so . Mapurisa arikut takarasina nevanhu varikutengesa kut variritire mhuri vachisiya kubata mbavha nevarikuraper uko ndoovamunosapota munogumbura fani
@evernicechiedza870
@evernicechiedza870 3 жыл бұрын
Wow so nice but vaimbiri changamu changamu toda masoja pakufamba
@rosemarybanyure7367
@rosemarybanyure7367 2 жыл бұрын
Very cool
@revjosephnyamaropa5127
@revjosephnyamaropa5127 3 жыл бұрын
Marondera here iyi? Ndakuona echoes my friend
@hmukomberanwa4064
@hmukomberanwa4064 3 жыл бұрын
Zvakanaka kurangana kunamata nekuita zvaMwari ASI musanyanyo tambira kumadzimai. Unodyiwa naDiona.
@takudzwasigauke7644
@takudzwasigauke7644 3 жыл бұрын
Kkk
@chiratidzomutegude6140
@chiratidzomutegude6140 Жыл бұрын
I like this nyasha dzinodzika
@blessingyvettemussa1009
@blessingyvettemussa1009 2 жыл бұрын
Woow thanks bundle haro ndadzidza
@ShmerahPasschier
@ShmerahPasschier 3 жыл бұрын
Vari kudzidzisa zvavo asi madzidzisiro, ko vana amai vega avagoni kudzidzisana here, baba avo ngavano dzidzisa vana baba
@fadzainduna7328
@fadzainduna7328 3 жыл бұрын
You wldnt understand...his suppose to do it iye
@fargobantan5500
@fargobantan5500 3 жыл бұрын
This is a prophet haana chino mutadzisa kudzidzisa
@villeingunda4686
@villeingunda4686 2 жыл бұрын
Tinotenda bab echoes mutungamiri ane rudo
@sarahchidende9138
@sarahchidende9138 3 жыл бұрын
Kuitwa pwere chaidzo Madzibaba Ummmmm
@paidamoyowachido5767
@paidamoyowachido5767 3 жыл бұрын
Tabatikana apa vachitorwa mavideo
@luisafrancisco-de7bd
@luisafrancisco-de7bd Жыл бұрын
Ivaí vacheche muwane humambo
@obertmtandwa1649
@obertmtandwa1649 3 жыл бұрын
Hapana chakamboshata apa inhau yekudzidzisana bedzi
@beaullahphiri9042
@beaullahphiri9042 3 жыл бұрын
Ayewa baba murikugona rambai makabata
@bethwellmkaro8559
@bethwellmkaro8559 3 жыл бұрын
Nhayi Ecoz wemajorodani uri kuitei nemadzimai evanhu uri wega
@pheobeforomah5629
@pheobeforomah5629 3 жыл бұрын
haaaa baba avaka handinamate zvangu kumasowe but baba ava ndirikubatsvaga vachindisunungurewo patsananguro dzawakandipa 2017 wakaita kundichera chaiko
@nataliamurambinda1544
@nataliamurambinda1544 Жыл бұрын
Ini ndino komborerwa zvangu ne dzidziso yabba Echos nehujenjeri hwenyu munidzidzisa zvakapangama
@brendachimombe2817
@brendachimombe2817 3 жыл бұрын
Komborerwai tadzidza Amen
@sophiamaradza515
@sophiamaradza515 Жыл бұрын
Amen
@sheritybaudi5489
@sheritybaudi5489 3 жыл бұрын
Kumadzimai uko Echoes ndokuchakudonhedza. Kunamata kushinga, gara pagumi remitemo
@bradwellkuzvindiwana5535
@bradwellkuzvindiwana5535 3 жыл бұрын
Yaa magona madzibaba nekudzidzisa vana vemasowe avoo ndochaizvo zvakataurwa na paurosi
@muchmuleya9651
@muchmuleya9651 3 жыл бұрын
Mxm old woman like this played like kids
@fargobantan5500
@fargobantan5500 3 жыл бұрын
Baba vedu baba ecosi tinotenda nedzidziso isinga tengwi
@scalecharira4946
@scalecharira4946 3 жыл бұрын
Izvi zvakanaka baba asi musave muri mega nemadzimai evanhu aya Havana kusimba vanhu ava munodyiwa!!!Mukupanana zvigaro hokoyoyi varume🐏
@lorrainemutukudzi5982
@lorrainemutukudzi5982 Жыл бұрын
Maita basa verse chengeta mutemo
@nataliamurambinda1544
@nataliamurambinda1544 Жыл бұрын
Ichokwadi mukuru neni ndine ka kutya pakuimba apa tiri kudzidza
@mutsawashe1369
@mutsawashe1369 3 жыл бұрын
Vanoimba vanhu ava.
@osimanmabhachi5047
@osimanmabhachi5047 3 жыл бұрын
The best kuimba kwemasowe
@vincentnyirenda7611
@vincentnyirenda7611 3 жыл бұрын
Usatambire kuvakadzi ecos unopera
@shonhayimhembere5872
@shonhayimhembere5872 3 жыл бұрын
Pakadai unoshaya verse
@pamhidzairenard
@pamhidzairenard Жыл бұрын
Unoita kupererwa kunge usingazive kana maVerse kkkkkk
@martha.gracious.2717
@martha.gracious.2717 3 жыл бұрын
Ummmm vakuitwa tuvana
@rejoicemuzavazi7322
@rejoicemuzavazi7322 3 жыл бұрын
Haaaa moimba zvenyu
@mami2900
@mami2900 3 жыл бұрын
Covid asi yakapera here
@johannemasoweechishanu
@johannemasoweechishanu 3 жыл бұрын
Ndeekaresa munotendwa nekurangarira asi video haisi yanezuro ndeyekare
@tinashemapfumo4649
@tinashemapfumo4649 3 жыл бұрын
Tiri kufunda baba
@ekizachipengo190
@ekizachipengo190 3 жыл бұрын
Hanzi kudza sabata iri ndarida
@andersonchiguri3715
@andersonchiguri3715 3 жыл бұрын
pamberi nemasowe
@charlesphiri8249
@charlesphiri8249 3 жыл бұрын
Amen .
@patiencechinyanga7567
@patiencechinyanga7567 3 жыл бұрын
Amen 🙏🙏🙏
@flozzatheexplorer
@flozzatheexplorer 3 жыл бұрын
Hameni
@cheilamujuru2079
@cheilamujuru2079 3 жыл бұрын
Kusimba kwakadayi kunofadza. Ngirozi kumabudezuva
@villeingunda4686
@villeingunda4686 2 жыл бұрын
Tinotenda bab echoes mutungamiri ane rudo
@lovenessmusiyiwa3729
@lovenessmusiyiwa3729 2 жыл бұрын
Amen
@hazelmasunda2437
@hazelmasunda2437 3 жыл бұрын
Amen
@paidamoyowachido5767
@paidamoyowachido5767 3 жыл бұрын
Amen
@kessiechitapatapa3849
@kessiechitapatapa3849 3 жыл бұрын
Amen
NZIYO DZE JOHANE MASOWE
26:19
ZIMBABWE GOSPEL MUSIC.... Parira ~Special
Рет қаралды 28 М.
TICHAFAMBA NEMI BABA KUIMBA KWAKANAKA MUMUSHA WEJERUSAREMA MARONDERA
4:10
Johanne Masowe Echishanu
Рет қаралды 36 М.
Help Me Celebrate! 😍🙏
00:35
Alan Chikin Chow
Рет қаралды 83 МЛН
This mother's baby is too unreliable.
00:13
FUNNY XIAOTING 666
Рет қаралды 37 МЛН
The selfish The Joker was taught a lesson by Officer Rabbit. #funny #supersiblings
00:12
Funny superhero siblings
Рет қаралды 11 МЛН
Madzibaba Echoes Tsvimbo mutauro @johanemasove
18:54
Johane Masowe 💥
Рет қаралды 22 М.
Ruth,,...Tenda Mweya amen! Mufudzi ndichengete🔥🔥🔥
3:38
Kiel MUJURU
Рет қаралды 14 М.
TISHONGEDZE BASA #JOHANNE #MASOWE #ECHISHANU
9:54
Johanne Masowe Echishanu
Рет қаралды 72 М.
VAPOSTORI KUMBIRAI ZISO
8:01
Johanne Masowe Echishanu
Рет қаралды 14 М.
RIRIKO ZERA REZWI
3:33
Johanne Masowe Echishanu
Рет қаралды 43 М.
kudenga kunendaza
3:56
mummy angel
Рет қаралды 205 М.
Nziyo Dzenyasha 🙏
1:11:24
ZIMBABWE GOSPEL MUSIC.... Parira ~Special
Рет қаралды 320 М.
Mashura epa Nevanji @johanemasove
17:54
Johane Masowe 💥
Рет қаралды 19 М.
Help Me Celebrate! 😍🙏
00:35
Alan Chikin Chow
Рет қаралды 83 МЛН