JURU........GOGO VANOITA BONDE NEMUFI

  Рет қаралды 22,423

Drewmas Media

Drewmas Media

Күн бұрын

NYOKA YEMUFI YAIRUTSA MARI

Пікірлер: 140
@deliwendlovu6954
@deliwendlovu6954 10 ай бұрын
Tinokumbirawo part 2 yenyaya iyi kuti gogo vacho vambotaurawo tizwe and thank you for sharing
@irenemungate500
@irenemungate500 10 ай бұрын
Vana va gogo vanoziva yese and are beneficiaries to their fathers juju hence havadi nazvo . Zvavo zviri kuita
@morganmakanyaire9305
@morganmakanyaire9305 10 ай бұрын
Hapana chipoko chasekuru apo asi kuti zvidhoma izvo zvakapihwa Peter ndizvo zvirikuvaita mukadzi
@advancematoweadttocksmatto9213
@advancematoweadttocksmatto9213 10 ай бұрын
Haaaa better kufa ndichitambura than kuromba
@WayneMakisi
@WayneMakisi 10 ай бұрын
Juru Juru Juru plz taking us to another level😂😂😂
@Angylngumashupa-gt3yz
@Angylngumashupa-gt3yz 10 ай бұрын
mmmm ende zvakaoma..sekuru mafira kubatsira hama yenyu chokwadi...fambai mubatsirwe mhepo iyo isiyane nemusha wenyu..avo vana vehanzvadzi yenyu vanoziva zviri mumusha mavo vane zvavari kuwana pazviri uye sekuru avo varikumuka chave chikwambo chirikudzoka semurume wagogo haasi mufi uyu..chikwambo chemurume wavo chavekushanda uye pakurarama kwavo zvinoreva kuti vaisangana nechikwambo kwete murume wavo
@JephiasMaposa
@JephiasMaposa 10 ай бұрын
Haaaaa nziyo idzi dzinotapira kani thanx drewmas nembira dzinonaka
@funwellmatowe1336
@funwellmatowe1336 10 ай бұрын
Juru Juru to the people, uuuu daidzai Sekuru manyama wanotaura nemufi muguva wanopedza ma sports
@brianlungu1189
@brianlungu1189 10 ай бұрын
Andrew uri sei varume nyika ino yatopfuura Sodom n Gomorrah that's why mvura yaramba kunaya zvakaoma
@josephined8931
@josephined8931 10 ай бұрын
Chokwadi apo wataura zvako hama, chipfambi, huroyi, hurombwa, kuurayana , kutorerana varume , kutambura, politics nedivi zvose aaaa
@BeautyMugawa-wz5qd
@BeautyMugawa-wz5qd 10 ай бұрын
Better ndife zvangu nenhamo yangu.pane kuromba
@georginakajengo3172
@georginakajengo3172 10 ай бұрын
Gogo vakakanganisa nekunyararira chiitiko ichi kwenguva yakareba. Musi wawaona machira avo vaidai vakabva vaudza vekumusha kwavo. Zvino pakumbowirirana nemurume ari mupenyu afa uuuuuum uuuuuum pakaoma. Mwana wangu opiwa zvidhoma ini ndonyarara. Pane pavakasvika nemurume wavo pavasiri kudura zvirikuita kuti vana vasauye kunogadzira. Zvese zvekuona chipoko chemurume wavo chichiuya I've vonyarara. Kana ndiriini ndaingomuka mangwana ndakananga kumusha kwangu. Ngavataure
@sueeland5675
@sueeland5675 10 ай бұрын
Brother Andrew you always bring us these stories and leave them hanging.plis please ngyayacele👏lincede ugogo on this one
@WaynePaver
@WaynePaver 10 ай бұрын
Dhara yacho yakabhaiza kushandisa ropa remutorwa ,apa yaifunga kuti iri kuzviita secret not knowing mkadzi aita nyumwe nyumwe manje mukaona mutorwa uyu akafa muchazotangira ipapo yaa Ngozi.muchaisheedza drewmas media zvekare . America ikweyo ka hokoyo
@fadzairupfutse5938
@fadzairupfutse5938 10 ай бұрын
Makayedza penyu sekuru siyai nyaya iyi
@AndyChigondo
@AndyChigondo 10 ай бұрын
Mukoma Andrew endesai vanhu avo kwasekuru Tasvu
@nyashabuwerimwe-sw6qu
@nyashabuwerimwe-sw6qu 10 ай бұрын
Itomhanyai kwana sekuru tasvu sekuru mhanyai muvharire mhuri yenyu isapera sekuru
@Seamusmtepa
@Seamusmtepa 10 ай бұрын
Vaida mukadxi wavo. Ini l don't mind solo wangu akadzoka nxaaa zvitori bhoo futi kkkkkkkkkkkk may my husband continue to rip till we meet again two yrs now. Uzorore murugare
@previousmafiyosi9492
@previousmafiyosi9492 10 ай бұрын
Ummmm baba dai machisiyana nenyaya iyi,mweya uyu uchakupedzai
@prosperplumbers5098
@prosperplumbers5098 10 ай бұрын
Baba mungadzire musha wemukuwasha wamusina hukama naye. Hanzvadzi yenyu yaizviziva vakabvumirana nemurume wake achakupedzai imi futi.
@rosemagaya2181
@rosemagaya2181 9 ай бұрын
This sekuru is crazy, How can you conduct an interview varidzi vemusha vasipo. Let him face the music of what he did. Ndiye ari kuteverwa nezvinhu zvake.
@antoniodomingo7433
@antoniodomingo7433 10 ай бұрын
Pamusic. Ynombozama. Ma artist manyama. Anonzani ajaumba nziyo yekutanga iyo
@HildahChivhu
@HildahChivhu 9 ай бұрын
The best narrator ever
@forgetjenyura3369
@forgetjenyura3369 10 ай бұрын
Baba Kuda gud narrator
@SophiaTsuro
@SophiaTsuro 10 ай бұрын
Yoo how kurara nefuti asi chitunha chacho Chisinau kuvigwa uuuuh😮
@pertumuchemwa2590
@pertumuchemwa2590 10 ай бұрын
Zviriko Drewmas Media taking us to another level ❤
@mattipanyamuzinga8469
@mattipanyamuzinga8469 10 ай бұрын
Vaneshamba ndangoti ndikuudzei kuti kasong waparadza musha wangu ndimabhawuwe kanondikomborera. Nayiwaya ndinoti pfudzwayi mberi namusika vanhu
@RosemaryChari
@RosemaryChari 10 ай бұрын
Mebbo mebbo 😂😂😂😂😂😂😂 hokoyo nehurombwa hwababa vako
@mancuesokolate9989
@mancuesokolate9989 10 ай бұрын
😱😱😱😱😱Nyaya iyi ihukutu chaiyo mmmmmm panehondo apa panotoda vakasimba zvekurevesa chaiko kwete vekutamba
@pheobeforomah5629
@pheobeforomah5629 10 ай бұрын
i think panotoda Apostle miracle Paul
@belindanhidza6458
@belindanhidza6458 10 ай бұрын
Shuwa iyi nyaya inotyisa👻👻👻
@lovemukonzo9998
@lovemukonzo9998 9 ай бұрын
Nyaya iyi ihechemukeche chaiyo ummm pakaipa
@madamboss7216
@madamboss7216 10 ай бұрын
Ummm dai vamhanya kwasekuru kanengo kna Tasvu zvisaty zvauraya vanhu vakawanda pliz ende zvakaoma
@nyashabuwerimwe-sw6qu
@nyashabuwerimwe-sw6qu 10 ай бұрын
Hey hey yaaa pakaoma sekuru chitomanyai munobatsirwa kuti mhepo irege kupedza mhuri yenyu sekuru yes makanga murikurwira vazukuru but yaaa zvakaoma shem
@elianamarunza5981
@elianamarunza5981 9 ай бұрын
Ivo vana ivava ndivo vakuziva zvikuitika endai kwasekuru tasvu sekuru musanetswe nevana ava imi ndimi mune hanzvadzi isina rugare
@JuliasMaponga
@JuliasMaponga 10 ай бұрын
kasong aka kakarohwa haaa neshamba unenge wazviwanepi zvaunoita izvi
@aaronnhumbe2218
@aaronnhumbe2218 10 ай бұрын
Mari dzamunoyemura idzo . Mazimotor mahombe , dzimba hombe
@rupiyaamos
@rupiyaamos 9 ай бұрын
Uncle tried to paraphrase
@mancuesokolate9989
@mancuesokolate9989 10 ай бұрын
Iiiiiiiiiii nhai Mwari sekuru munopedza mhuri nezvisiri zvenyu mmmm syai vana vacho vachazviona havo
@jones1oo7
@jones1oo7 9 ай бұрын
Mmmmm Bumhira ndimakuruwani
@babrachakawata5992
@babrachakawata5992 9 ай бұрын
Ngava endekwasekuru Tasvo na Kanengo zvinopera baba huroyi hunopera ne huroyi
@NTM308
@NTM308 10 ай бұрын
Vana awa vacharipa Mai vakafa awa vasina kugadzirisa nyaya iyi
@josephined8931
@josephined8931 10 ай бұрын
Apa Drewmas media hamaisafanira kutaura Mazvita evanhu apa especially vana vacho Havana chavanoziva vehurombwa hwababa ava asi handishori hangu basa renyu ndiri mutsigiri wenyu
@sibongilemunyoro2315
@sibongilemunyoro2315 10 ай бұрын
Vana ngavataure mazita avo why na problem ese azingotanga after sekuru vaudza vazukuru zvirikuitika kuna mai vavo vana avo vanechekuita ne everything zvirikuitika
@BeautyMugawa-wz5qd
@BeautyMugawa-wz5qd 10 ай бұрын
Mhepo dzacho dzawanda ko munochengeterei nhumbi dza Amai venyu musingadzigoveri Hama dzavo
@Net-lr1fo
@Net-lr1fo 10 ай бұрын
Ummm zvakaoma chokwadi vana varikuziva Nyaya yese
@overtonchikwakwa6288
@overtonchikwakwa6288 10 ай бұрын
Juru juru yakarema ndokushunga mukasvika kunonzi kuUB40 aaa ikoko kwakaipa
@FrankNzira-ms7zt
@FrankNzira-ms7zt 10 ай бұрын
Vazukuru hokoyoi nengozi Maivenyu akafa muchashupika
@madamboss7216
@madamboss7216 10 ай бұрын
Ende ndatoshamiswa kt ndivo vakuramba futi kt zvigadzirwe mai vachirivapenyu futi
@Angylngumashupa-gt3yz
@Angylngumashupa-gt3yz 10 ай бұрын
saka business rasara muno muzimbabwe ndere kuroya chete handiti,🤔
@janetafadzwa496
@janetafadzwa496 10 ай бұрын
Ko nyaya yemurume waTeacher vekuurayiwa last week yakaperasei? Akauraya baba vakewo here? Akasungwa here. May i missed it😢😢
@drewmasmedia3856
@drewmasmedia3856 10 ай бұрын
hongu akauraya
@preciousmatenzenichatukuta7288
@preciousmatenzenichatukuta7288 10 ай бұрын
Here I just see the next story of “Musami Fires 🔥 “Gogo Venyoka” in the making, it never ends well!
@selinalembani9816
@selinalembani9816 10 ай бұрын
Saka tinotengeserwa nyama inenge yarohwa nezvinhu
@cynthiakamuruko9038
@cynthiakamuruko9038 10 ай бұрын
😂😂😂😂pamwe ndosaka imwe nyama uchizongoramba owedzera Sauti isonganakeba
@JudithMaregana
@JudithMaregana 10 ай бұрын
Iyo hadzvanzi ngaisiyane nazvo mhuri yamai avo inoziva hurobwa hwomusha wavo
@margaretkarirangombe
@margaretkarirangombe 9 ай бұрын
Mmm tsano vane rudo shame but hazvisi kushanda
@mimimimi-kh5bk
@mimimimi-kh5bk 10 ай бұрын
Juru futi😳😳 Drewmas please next trip endaiwo neni monondisiya kwa sabhuku ndigare padhuze ne drama. I love drama ini😂😂😂😂
@prestigesibare9037
@prestigesibare9037 10 ай бұрын
😂😂😂😂
@mimimimi-kh5bk
@mimimimi-kh5bk 10 ай бұрын
@@prestigesibare9037 🤣🤣🤣🤣Juru ikuzarura huru kazi
@mucustaimbo9125
@mucustaimbo9125 10 ай бұрын
Tasvu bunzamukombe nakanengo inyaya diki idzi vanosotwa vaendesei ikoko
@gloriamapokotera1940
@gloriamapokotera1940 10 ай бұрын
Drewmas imboitai zuva ramotiridzira tumasong utwu
@munashematasva9784
@munashematasva9784 10 ай бұрын
Ummm ndaoma mate mukanwa ngavaende kwa sekuru tasvu
@Agnes-l7f
@Agnes-l7f 10 ай бұрын
Ngavaende kwa prophet miracle ku chitungwiza pamwe vanga baysirike
@MarvellousMoyo-xb3mo
@MarvellousMoyo-xb3mo 10 ай бұрын
Endai kwasekuru Tasvu kana Kanengo
@josephined8931
@josephined8931 10 ай бұрын
Saka vana vacho vasungadi kuzvifambira vanoziva power yehurombwa hwababa vavo asi munhu bvuma kufa ungaramba uchitambudza vanhu vapenyu zvakadero , sorry henyu sekuru dai mabetsereka
@perpszingwanga
@perpszingwanga 10 ай бұрын
Ngavaende kwa Prophet Poul Miracle chitungwiza
@Net-lr1fo
@Net-lr1fo 10 ай бұрын
Aaaah iyi nyaya iyi yapa kuti ndimire nemusoro makumbo ari mudenga
@natashahweru9479
@natashahweru9479 10 ай бұрын
Sekuru siyai vazukuru ava vanoziya zvinhu zvababa wawo
@madamboss7216
@madamboss7216 10 ай бұрын
Iye akapihwa zvinhu ndiye akutoitisa zvese zvikuitika kumusha wasekuru nkt arikuzvida zvaakasiirwa nababa vake
@ppiro8084
@ppiro8084 10 ай бұрын
Sekuru pliz mudai mazviri zvekumusha kwemukwasha wenyu.Munofira mahara.
@kudakwashemarire851
@kudakwashemarire851 10 ай бұрын
Juru ine mapisarema enyaya
@natashahweru9479
@natashahweru9479 10 ай бұрын
Tipe numbers vaende kwaTasvu knie imi zvotyisa izviii
@ROCKstar-me5hx
@ROCKstar-me5hx 10 ай бұрын
Sekuru siyayi vazukuru venture vakapusa ,Vachamama zvazvo pamberi Apo
@mancuesokolate9989
@mancuesokolate9989 10 ай бұрын
Mmmm ava vachatambura vana ava vakapusa sterek
@drewmasmedia3856
@drewmasmedia3856 10 ай бұрын
​@@mancuesokolate9989ndibate muzukuru
@mancuesokolate9989
@mancuesokolate9989 10 ай бұрын
@@drewmasmedia3856 Sekuru Shumba ndakakuisirai message hamuna kudaira anyakubereka ,ndichaedzazve handinete😊
@MarianDzeyadzeya
@MarianDzeyadzeya 10 ай бұрын
Kuromba kwakashata batsirai gogo
@pridekoga
@pridekoga 10 ай бұрын
Munaita muchisiyawo kadong kapere ako😅😅
@EnergyKaseke-ub8ri
@EnergyKaseke-ub8ri 10 ай бұрын
Profet kuda kwashe jose
@RutendoD
@RutendoD 10 ай бұрын
Muuuu sekuru siyai zvinhu izvi sekuru Vana wanoda nazvo
@lillianassan1872
@lillianassan1872 10 ай бұрын
Sure
@morganmakanyaire9305
@morganmakanyaire9305 10 ай бұрын
Mukoma Andrew baba avo dai vamboenda kwaProphet Jose
@marymudzingwa1652
@marymudzingwa1652 10 ай бұрын
umm zvakaoma 😢😢 skuru vatopinda biz 😢
@josephined8931
@josephined8931 10 ай бұрын
Zvakaoma hazvo zvapindana nasekuru pamwe ivo mbuya ndivo vave kusundira kuhazvanzi yavo hazvichina anoziva
@ROPAFADZOGONDA
@ROPAFADZOGONDA 10 ай бұрын
Siyanai nazvo sekuru munofira mahara
@dianambuwayesango9017
@dianambuwayesango9017 10 ай бұрын
Nyika yakatakura Vanhu vakaremernwa Daidzayi sekuru Gisvi vaNeshamba
@Net-lr1fo
@Net-lr1fo 10 ай бұрын
Umm izvi ndoo zvinonzi zvinotyisa uye zvinoyera haaa zvakaomarara izvi chisi onekwe mudzi webwe
@ChipoMunyayi
@ChipoMunyayi 10 ай бұрын
Haaa juru iri loaded
@givemoremachokoto8762
@givemoremachokoto8762 10 ай бұрын
Hey inga sekuru vapinda busy nekuda kwenyaya dzekuda kubatsira
@EnergyKaseke-ub8ri
@EnergyKaseke-ub8ri 10 ай бұрын
Endai kwatasvu b4 its too late vanga vakabata baba ava
@EuphrasiaMudzingwa-rk1sx
@EuphrasiaMudzingwa-rk1sx 10 ай бұрын
Panoda sekuru Tasvu apo
@sharontangirai1262
@sharontangirai1262 10 ай бұрын
Vanasikana havasikuda kuti mai vabatsirwe coz vanoziva kuti hurombwa ukabvisiwa ivo zvinhu zvadakwa vane chekuita nehurombwa rwababa vavo
@reincarnatedX
@reincarnatedX 10 ай бұрын
Juru kwa bhora kunenyaya mmmmmm
@tsanzirai
@tsanzirai 10 ай бұрын
Ana chihera varipi Andrew
@NTM308
@NTM308 10 ай бұрын
Endai kwaProphet Miracle kunit L
@margiendlela8356
@margiendlela8356 10 ай бұрын
Zvakaoma izvi
@rumbidzaichivhanga2455
@rumbidzaichivhanga2455 10 ай бұрын
Ummmm pakaipa nhaimi
@GladysChabata
@GladysChabata 10 ай бұрын
Vana Ava vanoziva zvinhu zvababa vavo sekuru makatogezarwa urombwa uhwu
@nyaraitaderera9369
@nyaraitaderera9369 10 ай бұрын
Baba chimbosiyanai nekuyenda kumaprofita
@angelinaballerina5203
@angelinaballerina5203 10 ай бұрын
Drewmas Media kuseri❤❤❤
@kikkykahari-ze4dp
@kikkykahari-ze4dp 10 ай бұрын
Sekuru fambirai nyaya iyi nekt hama yenyu ndiyo irikushandiswa
@BrendaNcube-z3q
@BrendaNcube-z3q 10 ай бұрын
Hoyooo khule
@CookingwithPauline
@CookingwithPauline 10 ай бұрын
Hanzvadzi irikutambudzika nepamusana pekuda kununura vatete vake iiih mukwasha aive akaromba maiweee
@natashahweru9479
@natashahweru9479 10 ай бұрын
Endai kwaTasvu imi źvakaoma zvinotyisq izviii
@rumbidzaichivhanga2455
@rumbidzaichivhanga2455 10 ай бұрын
Ummm pakaipa
@amandafish3022
@amandafish3022 10 ай бұрын
Juru kwatoipa hino😂
@haisonmuzungu753
@haisonmuzungu753 10 ай бұрын
Better we hear from GOGO herself
@AishaKambuma
@AishaKambuma 10 ай бұрын
Iwe mebho dzokai kumusha mubvisise urombwa wababa wako
@elianamarunza5981
@elianamarunza5981 9 ай бұрын
Izvi hazvisi kutomboda mapositori izvi
@linnetgambura9943
@linnetgambura9943 10 ай бұрын
Ummmm ndagumirwa handisvike pakuromba nhamo ngainditambe hangu tsvina Sorry sekuru mhanyayi munobatsirwa
@shingiekachemukuya
@shingiekachemukuya 10 ай бұрын
Jiti to the fullest
@RebeccaBumhira
@RebeccaBumhira Ай бұрын
😮
@ginmaposa4068
@ginmaposa4068 10 ай бұрын
Zvikukutuwo izvi
@IreneJambaya
@IreneJambaya 10 ай бұрын
Zvakaoma kani
@evansmatare6764
@evansmatare6764 10 ай бұрын
mukoma neshamba pindurai message yangu
@drewmasmedia3856
@drewmasmedia3856 10 ай бұрын
Irikupi message
@ConnyBanda-i1e
@ConnyBanda-i1e 10 ай бұрын
Andrew uri rudadiso
GURUVE.........AKABATWA CHIBHARO AENDA KUNOTENGESA FODYA
21:32
Drewmas Media
Рет қаралды 2,9 М.
SADZA ............ MWANA OBHINYWA NEVARUME VAVIRI
24:20
Drewmas Media
Рет қаралды 19 М.
Бенчик, пора купаться! 🛁 #бенчик #арти #симбочка
00:34
Симбочка Пимпочка
Рет қаралды 3 МЛН
Я сделала самое маленькое в мире мороженое!
00:43
Кушать Хочу
Рет қаралды 4,3 МЛН
1 сквиш тебе или 2 другому? 😌 #шортс #виола
00:36
Seja Gentil com os Pequenos Animais 😿
00:20
Los Wagners
Рет қаралды 23 МЛН
MHONDORO .......CHITUNHA CHOROVA BHOKISI--NDAKABIRWA MUDZIMU WANGU
36:22
GURUVE.......OBATWA ACHIDANANA NEMBWA. ( FULL STORY)
35:23
Drewmas Media
Рет қаралды 68 М.
JURU........NDIANI AKAREMADZA MURORA
54:30
Drewmas Media
Рет қаралды 13 М.
MHONDORO.......... MUKADZI AKAFA ACHINJA AVA  MURUME
28:09
Drewmas Media
Рет қаралды 44 М.
CHAKARI...........AKAURAYA MUNHU APINDIRA ZVIBHAKERA ZVEVANA
46:55
Drewmas Media
Рет қаралды 42 М.
STORY OF THE WEEK.......ACHINGOPEDZA KURORA MUKADZI ACHIBVA ATIZA
39:41
Бенчик, пора купаться! 🛁 #бенчик #арти #симбочка
00:34
Симбочка Пимпочка
Рет қаралды 3 МЛН