As parents of course education is important but we also need to support our children’s talent
@EreminaReginaTarirai18 күн бұрын
Haaa mwana uyu ari intelligent kkkkk manzwa here pataurwa kunzi unoenda kuxool here vamwe vanoti hauendi zvikanzi kutaura kwavo kuri right asi havazozivi kkkkkk ane chipo mwana uyu
@CathrineGavaza15 күн бұрын
Mukomana ane Talent zvekurevesa , Instrument iyi akawana mukana wekuenda kushow yeBritain got talent anohwina
@MoreblessingsChiga17 күн бұрын
Talented young boy l love his confidence
@Pamellatizirai18 күн бұрын
Mwana uyu anogona kutaura he is intelligent
@TawandaMataranyika-lu1by2 күн бұрын
Unechipo mfana wangu keep on going unosvika chete
@Hatirare26319 күн бұрын
Ndanga ndichimutyira kuti achazvicheka muromo
@Hamu-e19 күн бұрын
Kkkk same neni bt haaaa ane experience
@salomechipfuwa555019 күн бұрын
Me too
@MichelleRunyowa2 күн бұрын
Mega here veduwe hiii😢
@yonkimhlanga853918 күн бұрын
What an amazing Piece of Art ❤️ Don't give up on your Talent my dear because of people's comments and challenges you may face on your journey of Music🙏🙏🙏 Keep Shining ❤️
@LuciaPedzisa19 күн бұрын
Sir Wiknero mwana uyo muoneiwo
@josephchenjerai107519 күн бұрын
Taura hako he deserve help
@leaderofthenewwave18 күн бұрын
Hero basa sir
@takukeithmurwira810918 күн бұрын
Amen on behalf Sir
@nandimazonde793918 күн бұрын
Hiiii zvokwadi ,do something wiknero
@BesterHazvina17 күн бұрын
Wicknel haabatsiri anotambura
@monicamtakwa311318 күн бұрын
😢😢😢 our kids are going thrue a lot bcz of our situation 😢😢😢. May God bless u my boy boy
@fungayiruzive665517 күн бұрын
Gabarist to the world,May God richly bless you ❤❤❤
@KeziaMugadza18 күн бұрын
May the lord bless yu gabarist. Usvike kure
@LilianDube-i3n18 күн бұрын
Wonderful, nice one boyze.... Mai vhumidzayi mwana wenyu ayendemberi good talented (Mr Junior) 😂😂❤💯✨💝..... Zim hoyoooo
@DeliweRukuni19 күн бұрын
Wow Junior urichibaba unechipo chako boy wish u kuenda kure❤❤❤
This talent has to be nurtured what a brilliant young boy!!!!!
@theresagemu19 күн бұрын
Mwana uyu achitaura anoratidza kuti ane chipo chake chaaakabuda akabata achibuda mudumbu NaJesu achasvika kure uye arikuratidza kuti chikoro anochifarira so he only needs guidance let's support him God Bless
@leonardchifuruse554715 күн бұрын
Intelligent boy
@RobertMaposa-ex1rx13 күн бұрын
❤amen my God bless ur wishes broo ndiwewega mu zim waitaxvoshura
@VimbaiJeremias13 күн бұрын
Amen
@EmerinaMukaro-hq8bq18 күн бұрын
Munhu anozvarwa akapfumbata chipo chake.Ndizvo zvatirikuona pano.mwari ngavakuwedzere my boy🙏🙏🙏
@Omega-y4l7 күн бұрын
So talented and intelligent may God bless this small kid in Jesus name 💕💕💕💕🔥🔥🔥🔥
@givemorechivandaidze142314 күн бұрын
Why tears flow in my eyes.....😢
@MuchanetaMudzuri-z7k8 күн бұрын
Amaizing you are so great keep it up
@politemoyo306118 күн бұрын
Une chipo mufana, May God bless you
@LaizahManingi18 күн бұрын
Thank god for give that child a gift like that god bless you fill filled your dreams l love it
@Vee-il3lx18 күн бұрын
Mwana ane chipo ,Mwari ngaakuitire zvakanaka
@PaidamwoyoAbigailNdhlovu18 күн бұрын
Mmmm talented boy keep it up u cn go far!
@justicentwana12 күн бұрын
Aaa ane chipo zveshuwa Asi kawedzera kufara kuti ari kuenda kuchikoro Pakutanga ndakambonetseka ndechiti zvimwe pamwe haasi kuenda kuchikoro kana kuti haana vabereki ari kutambura nekutsviba kwehembe ndaive akapfeka Asi iyezvino ndafara ajekesa kuti zvese boe kuchikoro nekuva nevabereki good
@MonalitaShumbakadzi-br5om16 күн бұрын
Mwari komborerai mwana uyu nekumuchengeta pese paari🙏
@joymunyoro734217 күн бұрын
Madrums ndoako my boy ndipo exactly pane ur future yako
@RotaryMpofu-jl3rx18 күн бұрын
Gabarist 😅😅😅 you are amazing boy😅
@thomastogarepi305715 күн бұрын
Talented young soul. May the Lord bless you more
@NancyKasirori-r6h19 күн бұрын
Ana Killa T batsiraiwo mwana uyu
@HiltonChimbizi-hy2rn18 күн бұрын
Anogona kubirwa futi.
@SirMacDBlessed-wk1gw14 күн бұрын
He Sings Gospel in ENGLISH Well Done Jnr
@FundaiThomas19 күн бұрын
Aiwa ndafara kana achienda kuchikoro zvinoda kutendwa
@Hamu-e19 күн бұрын
Yes yes he is getting his education
@tapiwachimbangiza937918 күн бұрын
Mubatsireivo
@TrishyMutovoni18 күн бұрын
Jahpraizer ndkumbirawo uuwone mwana uyoo plz
@EniyaDeke-w4l19 күн бұрын
Musiyei aite zvechikoro nekuridza zvese
@MadzudzoChihwa17 күн бұрын
Chikoro chakawoma mufunge plus hachinakidze
@DecideParaffin13 күн бұрын
He is talented anogona kutorova zvese xul ne music
@skattah.official4845Күн бұрын
❤❤❤May God guide and protect this boy.Wish him a bright future❤many hugs 🫂
@SiphoNdlovu-of3fb18 күн бұрын
Very confident and well spoken ❤
@Josephinegoche152215 күн бұрын
Your music is so amazing boy ,go go gabarist unosvika far iwewe
@MollenMutanga19 күн бұрын
Ane chipo mwana uyu ende futi anokona kutaura zvisingaite
@priscilladawa950513 күн бұрын
Shoma yakachena inokonborerwa, at ten wakangwara big talent, tsvakai Mari gabarist
@OlgahWilson14 күн бұрын
10yr old you are talented ...bless you
@Hatirare26319 күн бұрын
Mwana anechipo uyo Hamu
@Hamu-e19 күн бұрын
Yes yes hope anosvika kure
@SenzileTitoTito19 күн бұрын
Sando dzako mwana komana wedu ❤❤❤❤
@SilibazisoNdlovu-n5q17 күн бұрын
What a talentent clever boy❤
@africaunite24884 күн бұрын
Akavhurika mukomana, is on point ☝️.
@JoyceManeswa12 күн бұрын
Wonderful zvipo zvinongosiyana siyana
@SuspiciousTshuma16 күн бұрын
He has Talent let's support him
@melodycharamba-xo8hj18 күн бұрын
Vana mbavhaa musabiraa mwanaa marii yakee plz..
@emapsdkmzo215818 күн бұрын
Yes kuchikoro bt havasi vose vabuda neEducation.Talent yechauri kuita ndo number 1.Vamwe vakapedzera nguva mukudzidza asi vari kutengesa etime.Vasina kudzidza vachitova mberi kwavo nekusadzidza.
@MagrethMusaengana13 күн бұрын
Mwana Ane chipo chake plus kungwara kutogona kupindura muvhunzo❤
@MadzudzoChihwa17 күн бұрын
This boy is a drummer dai amboiswa pangoma panobuda zvimwe zvinhu
@NyashaMarakurwa12 күн бұрын
Mmmm unechipo mfana wangu keep it up
@TendaiMachaka15 күн бұрын
Very very bright and confident haa anopedza mwana waamai wedu uyu
@FaithPaidaMawonera18 күн бұрын
Well done jrn enda mberi shaaa ❤❤
@CuthbertGumbo12 күн бұрын
Famba nebhora❤❤❤ young man
@ChengetaiQuelani-dc1lu18 күн бұрын
You are so amazing boy ❤
@HardlifeDhliwayo-d8l18 күн бұрын
Mwana uyo anechipo chake zera raari iro anogona kutaura zvakanyanya❤