Ko uya mwana wekudonha ari sei nhai baTaps uya wekwaChigodora somewere thre handichazivi zita ravo
@Chikatsa3 ай бұрын
Ini ndatofunya chisero pano😅
@lenahgotora73263 ай бұрын
Ndiripo ndakati dheshe pasofa rese
@makonidanies78513 ай бұрын
Mambo asingashandise ma feelings uyu anotonga sezvairi nyaya
@evemudungwe1683 ай бұрын
Asi anhu aachatenderwe kuisa 👍here ndinenge ndri kungoisa ndega
@user-hg1qy1td2i3 ай бұрын
Mambo ava naChigodora vanotonga zvinodakadza ❤❤❤❤❤
@elphuselvisnyangombe3833 ай бұрын
Chief SaMutasa Our king solomon Our Joseph Our Moses Master key to our communal issues
@mimiemmanuel30063 ай бұрын
Nyaya iyi inyaya yegodo,godo rakazara pahuro
@siphidube98113 ай бұрын
Muhle umsebenzi wakho Mambo Mutasa ❤❤ Sibonge Karanganda 🖥🙏🙏
@TongaiMukosi-yt5br2 ай бұрын
Haa my manicaland yu never disappoint pakugeza chete plus label Nike plus playboy yoo handinyari nemi watching from Canada ❤❤
@nettiemashy91162 ай бұрын
Mambo muno tonga pa fair i recommend kuti muende ku mberi kupinde munatare makuru WELL Done Igweeeenyaya ndaitangwee
@user-nw1pe4di7k3 ай бұрын
King Solomon ndofarira justice yenyu mambo keep it up
@user-sl8uo9wy2h3 ай бұрын
Mambo pedzai nyaya iyi, vanoda kutorera murume uyu nzvimbo yake.
@langmakweldingservices50272 ай бұрын
Chief vanofara Akwa Wicknell waivepo ere
@tristansithole80713 ай бұрын
Yes..our king Solomon of our generation....cz no sufficient evidence to prove that...50 50
@lesmura69973 ай бұрын
Watching from Australia, Ishe ava vanoziva basa ravo. He is fair and he has wisdom. Ngavapiwe Pay Rise. Nyika ikaita madzishe akadai inobudirira. Mwari arambe achiwedzera uchenjeri sewakapiwa mambo Solomon
@Paradzaimurwisi.2 ай бұрын
Saka muri kui onera pa 3D here boss
@innocentmthawonga83563 ай бұрын
Baba Taps, hamuoneka ndiko kugona zve uku. Feeding inoda katatu pazuva, kuitira vana vasaita kwashi. Kkkkkkkk
@Chikatsa3 ай бұрын
😂😂Taura hako kani
@user-me3ru2fz8e3 ай бұрын
Ummm pano pakuzipa 🎉🎉🎉 well done karanganda team
@user-nh2iq2nm6k3 ай бұрын
Mambo vangu makadini nemhuri ndiri kukuonai ndiri SA
@papalova.2 ай бұрын
VaShumba munotonga zvemandorokwati you the best mambo so far you judge fairly and just
@watsonfurayi47172 ай бұрын
Chief Mutasa the best chief in the land anogona mhani Chief ava
@user-or4wf7et6y3 ай бұрын
Mambo Mutasa ngazviende mberi
@mesiMutepfa3 ай бұрын
Mambo ava vanotonga🎉🎉
@madzimaigetz66232 ай бұрын
Chief Mtasa havade dzungu. Wanga atouya neka Sabhuku kake kakabhadhara godo rega rega apa muganhu unogurwa rutatu
@yayaedgun76643 ай бұрын
court iyi ndoida mhani😅😅mutemo ndiwo unokusunga wega kwete hasha
@watsonfurayi47172 ай бұрын
I need to donate something kuna Chief Mutasa anogona uyu chief mhani.
Pese pandoterera Mambo mutasa zvondifungisa sekuru vangu van Mangenje may his soul rest in peace mambo pfurirai mberi nebasa mukubata bsa😂
@wimbaimangwende8122Ай бұрын
Ana homie wangu madaro ngenyi dii ummm musadaro Mheta na Soko😢
@MercyChitewe3 ай бұрын
Big up Chief munogona kutonga
@it37883 ай бұрын
Sekuru vanoti nepo.nepo kurondedzera.each and every word he must have been teacher sando dzenyu bambo😢❤
@tobiechikwaka78932 ай бұрын
Uyu mambo is unmatched
@user-jg8oc3sf7w3 ай бұрын
Mambo uyu haafaniri kugara pazuwa
@Paradzaimurwisi.2 ай бұрын
Good picture quality nice sound mahuchi😊
@user-jl6sz9hb5f2 ай бұрын
Wiseman from the East Chief Mutasa
@ruthtapiwa63112 ай бұрын
Eish, I'm impressed. Inspection in loco
@user-nh2iq2nm6k3 ай бұрын
Well done cheif
@user-jg8oc3sf7w3 ай бұрын
Arikupa mari masabhuku uyu endai kumunda munopedza
@user-yr8oi4bg5o2 ай бұрын
Kkkkk kana neni ndabvuma chief ava vanoziva chose
@paulachimwanda77383 ай бұрын
Big up chief mutasa kune vamwe vanhu vnoda kujaira so
@Chikatsa3 ай бұрын
Present ✅😄
@liliosamumwe97333 ай бұрын
Samarondo godo godo chairo nemuvakidzani uyu
@hokoyochikwenya76783 ай бұрын
Best Chief with extra wisdom ndatenda hangu
@melverchawasema49053 ай бұрын
Ndimi munotivaraidza nekutidzidzisa hupenyu
@lovemoremuverengwi12683 ай бұрын
Mambo munodadisa
@kadirirelast99173 ай бұрын
Ndaiyepo
@jussysundire33173 ай бұрын
fair minded Chief
@nyashabuwerimwe-sw6qu3 ай бұрын
Ba taps ko why makutorerwa nhau ndiana chibanda awo chinyiko
@tafadzwatapeza78402 ай бұрын
Haaaaa Camera 📸 yenyu Chibaba chaicho
@WinfildaKazetete-ts5xu3 ай бұрын
Muri mudadiso Shumba munopakura zviri feya
@solomonmangwende41813 ай бұрын
Ndabonga amutasa
@edinahchatunga5671Ай бұрын
Uku kuno netswanavo Minda yoh
@tinamakasa74933 ай бұрын
MWAIEPO ERE
@user-lw9fq6kv2j3 ай бұрын
Paita godo apa vanhu havadi kuona arikubudirira
@juniorfreedom87752 ай бұрын
Isa masub titles, topic iwe bataps
@user-ly9nh3zo7u3 ай бұрын
Thank you mambo
@ruvahmukura85513 ай бұрын
Tatowapo baTaps
@RichmanJosephMukahiwa-yn1eu3 ай бұрын
Iwewe une Yellow shirt Urimwanamudiki chaizvo asi Haugariki newe Une arikukufurira kudzinga Mu Next door wako How can you talk about 1984 Waiva nemakore mangani Iwe I can see kuti age yako uri below 35 years Mishonga inokufurira Wy une bad s