Ivy aisa Nhau pama1😮 apa abvuta foni😂affair yakaitika here naMarianne? I can’t wait tomorrow 😉😜
@tsitsi85211 ай бұрын
I think yakaitika coz atyei
@tracykofi492711 ай бұрын
Chengeto haugone here kuita zvinhu zvako wakanyarara
@politemborera762111 ай бұрын
Kudzingwa sembwa😅😅😅
@LynahChatsama11 ай бұрын
Thank you guys zviri kudyika, Dziriko hama dzinenge ivy mu ma family ende hautombobvira muzviziva kuti inyoka. Kkkk panashe dai Lucas abvuma kuterera nyaya yako wanga watofambira kunotengesa innocent wowanei unoda zvinhu, manje kunaka family yawatamba nayo vachakupedzera unoda zvemahara
@mellisamunyoro599811 ай бұрын
Lucas acts weird for a man hand movement facial expressions 🤨
@janechivenge893511 ай бұрын
Tsano varova will be happy to see Ivy again
@misheckmatangi285011 ай бұрын
Ivy chimbosiya vana but pareal hmmmm ivy unenyaya
@minahshariwa552411 ай бұрын
Panache adzingwa maihwe
@margaretzinyama538111 ай бұрын
Doc na Panashe zvinopera mushe apa..umm Ivy l hate you
@mitchelmpofu148111 ай бұрын
Ko iro zizhunyu rakaitwa nadoc vakambundira Panashe 😅