KUDAKWASHE JOSE BE ADVISED!STOP FAKING GOD'S PEOPLE.REMEMBER THE DAY I WARNED YOU NICODEMUSLY

  Рет қаралды 1,472

Bishop Kevin Nyamakanga

Bishop Kevin Nyamakanga

Күн бұрын

Пікірлер: 21
@Tindo-l4w
@Tindo-l4w 12 күн бұрын
Mdhara iwe hausikuziva Prophet kudakwashe Jose isu we are a living testimony uri kutaura mumwe kwete watoziva isu
@EvelynMbayimbayi
@EvelynMbayimbayi 12 күн бұрын
Matorasika Bishop pane prophet Jose chibaba icho
@JessicaMutambara
@JessicaMutambara 11 күн бұрын
Pane zvakawanda vanhu zvamusingasivi ivo vavanoziva ini munhu handimurambiri
@tach5756
@tach5756 9 күн бұрын
Shuwa mungadefender munhu mutema ? I hope hausi baba vane vana vasikana
@emmaculatekadzatsa8227
@emmaculatekadzatsa8227 12 күн бұрын
Do you know Prophet Kudakwashe Jose , he is a true man of God without doubt. We know them by their fruits
@danielmadzungwe5746
@danielmadzungwe5746 12 күн бұрын
Please Bishop don't be a hired gun please.
@sheilahmagaya9436
@sheilahmagaya9436 11 күн бұрын
Do you really know Prophet Jose very well? You are portraying it as someone who knows him so why coming here. Muri kutsvaka audience here I don’t know how to call you Muri munhu wamwari here. Prophet Jose vanonamatira vanhu voporeswa naMwari. Leave Prophet Jose alone and not to say you spoke to people in UK. If you spoke to one or two people ndizvo zvingaendeswe mbiri kuti Prophet Jose vakashata. What if those people are jealousy about him. Siyai isu who believe in him not kuda kutikanganisa. Tinavo nemumvura nemumvura and this will make him stronger.
@placidiamupamombe196
@placidiamupamombe196 11 күн бұрын
Nhaimi Bishop handizivi kuti huBishop hwacho makagadzwa kuti muite basa rekutarisa kuti muri kuitikei muVFCI can you tell us what was fake on Sunday since manga musiri kuchurch makagara muchiita follow service isiri ye kuchurch kwenyu we need evidence dzacho dzezvamuri kutaura baba
@norahmawoyo9529
@norahmawoyo9529 11 күн бұрын
Why can’t you do your own baba imi touch not my anointed one, be careful
@wattonmugadza2618
@wattonmugadza2618 12 күн бұрын
Bishop vaudzei chokwadi
@MollenMutanga
@MollenMutanga 12 күн бұрын
Amen vanorindira pasina
@danielmadzungwe5746
@danielmadzungwe5746 12 күн бұрын
Bishop may I ask you your real points because it looks like you some personals with Prophet Kudakwashe Jose if not why would you come to social media to rant instead of going to him talk over your claims than this friendly fire, I can see an element of jealous in your, Prophet Kudakwashe has never claimed that he heals people but he prays for people and Jesus christ heals them that's a fact, and if it happens that he prays for someone and is not healed that's not his fault ask Jesus christ not Prophet, if I may ask you kindly Bishop when you pray for people who are ill who heals them?
@scholasticsango3053
@scholasticsango3053 11 күн бұрын
Bishop are you saying kuzvininipisa nekunzwisa tsitsi zvakafanana? Are you in any way insinuating that the devil is humble. Is it even scriptural kuti Satan anonzwisa tsitsi please educate me.
@pathiaschinhoi6707
@pathiaschinhoi6707 12 күн бұрын
I like you Bishop for teling the truth Hama these prophetic churches are fooling people
@donaldchikweva1839
@donaldchikweva1839 12 күн бұрын
Amen 🙏
@stembileusinganete4729
@stembileusinganete4729 11 күн бұрын
Vaudzei chokwadi isu takabva neko hapana chakafamba kunze kwekudyirwa mari chipo chavo ndechekukurudzira vanhu kunama.
@michaeltanaka2702
@michaeltanaka2702 12 күн бұрын
as for me, any self-proclaimed prophet or apostle, that very one is the deceiver, an agent of lies and falsehood. akatotanga kuzvinyengedza pakuzvifurira kuti muapostle or prophet.
@morinschiguvari7574
@morinschiguvari7574 11 күн бұрын
I think bishop munoda munamato mukuru. Chokwadi here kutoita simba kutaura zvamunonzwa kwete zvamunoziva. Kuvhundutsira mwana chokwadi muri munhu mukuru kudaro. Chiiko chamakapiwa kupupira kudaro. Siyanai neUK.
@AdmireMukanwa
@AdmireMukanwa 11 күн бұрын
Tell imbavha idzi vanhu vanobhara Mari kuti jonh arikunosiya nhamo dzedu kuizirayiri 😂😂😂🇿🇼mukayi imi 😢makaroyiwa chete
@danielmadzungwe5746
@danielmadzungwe5746 12 күн бұрын
Those who have been healed are there visit them and compile facts than your fiction
@PetronelaChipoMunyawiri
@PetronelaChipoMunyawiri 12 күн бұрын
Amen 🙏
Гениальное изобретение из обычного стаканчика!
00:31
Лютая физика | Олимпиадная физика
Рет қаралды 4,8 МЛН
小丑女COCO的审判。#天使 #小丑 #超人不会飞
00:53
超人不会飞
Рет қаралды 16 МЛН
Леон киллер и Оля Полякова 😹
00:42
Канал Смеха
Рет қаралды 4,7 МЛН
When you have a very capricious child 😂😘👍
00:16
Like Asiya
Рет қаралды 18 МЛН
Behind Bars: Wicklove anotsangura mhosva yekuuraya yaakapara
32:29
Tilder LIVE ZIM
Рет қаралды 479 М.
WORD OF ADVICE TO MR ED.MUSAFURIRWE NAVANHU ITS GOOD FOR YOU TO DO THE RIGHT NOW!!!
4:59
Гениальное изобретение из обычного стаканчика!
00:31
Лютая физика | Олимпиадная физика
Рет қаралды 4,8 МЛН