KUDANANA KWANGU NENJUZU NDIKACHATISWA KUGUNGWA

  Рет қаралды 3,009

Aunty Mamoyo

Aunty Mamoyo

Күн бұрын

Пікірлер: 35
@ElearnMararakwenda
@ElearnMararakwenda 2 күн бұрын
I Satanic iyi Hakuna majuzu akadai
@emeldahmhuka2487
@emeldahmhuka2487 3 күн бұрын
Haaa ingogashira zviripo coz ukaita nharo unodzipwa huro
@TatendaMuchenje-w8t
@TatendaMuchenje-w8t 2 күн бұрын
😂😂😂true
@Tinashe-i9g
@Tinashe-i9g 3 күн бұрын
Kumbira njuzu dzako uyita mwana.
@auntymamoyo
@auntymamoyo 3 күн бұрын
How
@Tinashe-i9g
@Tinashe-i9g 2 күн бұрын
@auntymamoyo nhai tete chivanhu ichi anowobera kwadziri everyday achikumbira until they reply her. Kunze kwashata vabatsiri vachcho varoyi vega vega. Ngawataura wani
@DivineLilly-z4y
@DivineLilly-z4y 3 күн бұрын
Manjuzu ukamakumbira kuti ukuda kurorwa nemurume waunoona vanokusunungura paunoona waenda kutaura taura navo
@Finnix-d5n
@Finnix-d5n 3 күн бұрын
Iyi it's complex tsvaga vanhu vakambotorwa nenjuzu unzwe. Kuna mbuya vaya vakabuda pa nrtv mbuya Shumba veku lochivar vakambogara pasi pemvura ummm munganzwisisane or kana wada zve church tsvaga vanotaura nedenga zvakakwana
@ulimaulima7104
@ulimaulima7104 2 күн бұрын
You need deliverance What you are going through requires a man of God with a higher authority to conduct deliverance
@HazvineyiZingoma
@HazvineyiZingoma 3 күн бұрын
Zvakaoma mwanangu asi chitozvitambira ndozviripo handiti vakambozama kufamba zvikaramba
@Ashley-up6xy
@Ashley-up6xy 2 күн бұрын
Zviriko here izviii ummmm ma 1😢
@TapiwaChimanga-z2y
@TapiwaChimanga-z2y Күн бұрын
Hidey ukutaura drama iwe zvakaoma
@florencendlovu9513
@florencendlovu9513 3 күн бұрын
Ummm zvakaoma
@KudakwasheMabheka-k3x
@KudakwasheMabheka-k3x 2 күн бұрын
Unavoo vana kumvuraa
@michaelmaziya2930
@michaelmaziya2930 3 күн бұрын
Chivanhu mwanangu hachirapwi chinongoteverwa chete une chipo chaunofanirwa kutevera kana uchida kubata zvinobatika paupenyu bcz Hondo yacho hauikundi .
@charityhwara1653
@charityhwara1653 3 күн бұрын
Ndochokwadi hacho but ma1 8:13
@talent91-uf7rd
@talent91-uf7rd 3 күн бұрын
Hi Auntie mamo❤
@auntymamoyo
@auntymamoyo 3 күн бұрын
Hie love
@ZoyaShoko-q7w
@ZoyaShoko-q7w 3 күн бұрын
Zvakaoma but chingogashira nekuti ukaramba unogona kukanganiswa
@eppy2538
@eppy2538 3 күн бұрын
Haiyi yakakora apa unotozoona kuti yangu nhamo irinani.
@RutendoChanzenza-fr8jv
@RutendoChanzenza-fr8jv 3 күн бұрын
Zvakaoma yoooo
@IsabelThomas-yx5or
@IsabelThomas-yx5or 3 күн бұрын
Uhhhh chivanhu chakaoma
@mamoyodori
@mamoyodori 2 күн бұрын
Zvinotyisa izvi, but kana uchitorarama hupenyu hwekuti you do not lack like you said gamuchira dear ndoz.vitoripo,asi zviri kukkpa minyama ndopairwadza, varume wacho vekuvyika vaunochemera awa vanokutambudza dear, yoh it's like a movie, and ukada kuita nharo kuita varume vepanyama unourayisa vanhu,
@abigailuzizo6798
@abigailuzizo6798 2 күн бұрын
Kkkkk Mwari wangu vanhu inga rugsre rwakapfava morwida.ndoska vamwe vacbozoromna
@FlorenceCount-nl1uc
@FlorenceCount-nl1uc 2 күн бұрын
I think dayi wanokumbirirwa uye dai wazama kutaura navo vakusunungure asi usina kuvarasa
@Herrrr03
@Herrrr03 Күн бұрын
So sorry sis.Surrender your life to Jesus and get delivered.You are bound to the marine kingdom and these are demonic spirits,you are married to the marine spirit .
@abigailuzizo6798
@abigailuzizo6798 2 күн бұрын
Iti inyays yekunyepa iyi
@MisperAuxiliaNyarambi
@MisperAuxiliaNyarambi 2 күн бұрын
Usadaro iwe nokuti hazviko kumhuri yenyu .
@WinetiizaquielTaimo
@WinetiizaquielTaimo 3 күн бұрын
Enda ku harare Kwa prophet T Freddy zvinopera zvese izvozvo
@adhocprojects
@adhocprojects 2 күн бұрын
I feel sorry for you hanzvadzi but one thing is obvious. Wakagamuchira zviri kuitika kwauri. Wakambozvionepi kuti unongorota wotomuka wave nemari yausina kushandira. Nanhasi uchiri kungoidya mari iyoyo asi wochema nhai? Please take my words positive. Repent and denounce the gifts. Get them burned. Confess the Lord Jesus as your personal saviour wofamba munzira dzake. Siyana nemaporofita nen'anga. ZvaJesu naivavo hazviwirirani. Jesus never disappoints. Hold on to Him as the battle begins. Satan haangokuregiwo uchienda nyore. Iwe sarudza zvaunoda. Jesu kana kuti kaeasy life kaunako ako kemari Inouya yega.
@adhocprojects
@adhocprojects 2 күн бұрын
@chipokanoyangwa9261 I appreciate your view. I am certainly not privileged and have had my fair share of this dark stuff. Trust me I know. However I have come to know Christ redeems from darkness. Satan is busy destroying while God is building. It is a matter of choice. I stivk to what I said. Chinombonzi chivanhu chakambotangirepi. Trace origins of everything and you'll see that the rest is smoke from the pit of hell. Scripture clarifies these mysteries.
@nobuhledube2292
@nobuhledube2292 Күн бұрын
He who finds his life will loose it but he who looses his life for Christ will find it.what is money. Uchirarama mazuva mashoma piano Pasi uchizoenda kugehena?
@adhocprojects
@adhocprojects Күн бұрын
I have no doubt in my mind at all of my position. Handitomboti pane zvandisinganyatsonzwisise apa so I don't hesitate kuzvishora as you say. Of course I try to present the bible without hurting but the truth hurts anyway so it's not easy. Kana zvisingapindirani neshoko raMwari ndiSatan. Kana dai tikafunga kuti Christianity is wrong there simply is no better alternative. I am also not worried about how I'd explain things in the absence of the bible. God in His mercy did not leave us ignorant. He gave us His word so we compare scripture with what is happening. The truth sets us free. Ndakabva mazviri umwe wangu. Tinosangana tese pekuti sevanhu takabvepi. Icho chinonzi chakaipa chakatangirepi? Answering those 2 questions answers a whole lot of questions and clears doubt. I like your questioning though. It's healthy.
@adhocprojects
@adhocprojects Күн бұрын
​@@nobuhledube2292Taura hako hama. One can't have their cake and eat it at the same time.
KUROMBA KWEDU NA BABA VANGU TIKACHEKERESA MAI VANGU
15:35
Aunty Mamoyo
Рет қаралды 2,1 М.
Ndakarombera Church Zvikaramba Huyai Munzwe Mafiro Akaita Mukadzi Wangu
18:38
Zim Facebook Secrets And Confessions
Рет қаралды 3,1 М.
Don’t Choose The Wrong Box 😱
00:41
Topper Guild
Рет қаралды 62 МЛН
NDINOR@RWA@ NENYOKA YABABA VANGU PHYSICALLY NDICHIONA
14:43
Aunty Mamoyo
Рет қаралды 3,2 М.
Zvakatangira ku Prayer Group | Ndakajoiner  Cult
14:33
Dark Secrets &Confessions
Рет қаралды 27 М.
Huyai munzwe nyaya yaumwe prophet  ane mukurumbira mu Zim
7:15
CONFESSIONS OF ZIM MAIDS
Рет қаралды 2,1 М.
KUROMBA KWANGU AT THE AGE OF 23 Part 2
19:09
Aunty Mamoyo
Рет қаралды 4,7 М.
Sekuru Mukotsanjera Wovhura Hombe Shumba yengozi
47:37
TICHKACH MTV
Рет қаралды 20 М.
ZVAKATANGIRA KUMUSANGANO WEMA PASTORS KU HARARE
14:37
Aunty Mamoyo
Рет қаралды 6 М.
Ukuthwala The Night I Buried the Animal, My Mother Died
17:29
African Confessions
Рет қаралды 9 М.
Prayer for Zimbabwe - [urgent message] | Dr. Ian Ndlovu
9:13
Divine Kingdom TV - Diakoneo
Рет қаралды 724
Trpaslík Nosáčik (1958)  - rozprávka na želanie
40:19
ROZPRÁVKY PRE MOJE DETI
Рет қаралды 11 М.
KURARW@ KWANGU NECHIPOKO NDICHIZOORA CHIBEREKO
15:12
Aunty Mamoyo
Рет қаралды 2,6 М.
Don’t Choose The Wrong Box 😱
00:41
Topper Guild
Рет қаралды 62 МЛН