KUDZIDZA HAKUPERI----- MITI INOSHANDISWA PAKUPIRA VADZIMU

  Рет қаралды 7,795

Drewmas Media

Drewmas Media

Жыл бұрын

MVURA IRI KUERERA ICHIKWIRA GOMO

Пікірлер: 42
@desirendadn7488
@desirendadn7488 Жыл бұрын
Tobatawo miromo nekuchengetedza miti zvaturikudzidza pano nekuti machaina nevarungu tirikuvatengesera minda iyi uye nekuvadzidzisa. Ngativei neshanje menyika yedu.
@admirari1
@admirari1 Жыл бұрын
This guy is well informed,the story of us leaving Mesopotamia was because of slavery from the so called Gods.....who where not as human as us.Even in the Ethiopian Bible the story is there.❤Thumbs up brother and thank you Drewmas Media.
@collens1978
@collens1978 Жыл бұрын
VaNeshamba imbowanai nguva naMuseyanwa vane nhoroondo inofanirwa kuti vanhu vazive
@muchenyuradorcas4538
@muchenyuradorcas4538 Жыл бұрын
Yaaaa tadzidza zvakawanda VaNeshamba matendwa zvenyu
@aubvierockslider2419
@aubvierockslider2419 Жыл бұрын
I wish there was a way yekubatanidza masvikiro nemhondoro dzese like President vaingoAssigner maDzishe nemadzimambo kuti mumwe nemumwe above nemasvikiro ekudunhu kwake then vounganidza poitwa bira renyika yose sezvataurwa vanhu vakabatana. Kutanga ikoku kuNharira kusvika Matonjeni zvinhu zvaitifambira zvakanaka. Pane nhau yataurika futi yesvikiro raNehanda muChimurenga 2 kuti akasiya ataura. Mashoko acho aitii nekuti zvanzi pane zvakakanganiswa patsvimbo. Dreams media this series yepasichigare inosanganisira History yeZimbabwe dai maramba muchifamba nayo. Zvese zvanaMbari. I remember Kuna mbuya vanobatsira vaiti vakataridza Ninga yakavigwa mbari, dai mambogara navo pasi vambotaura nezveHistory iyoyo. Tinokutendai Not zvanaZulu state zvataidzidziswa zvisina nebasa rose
@PaloSant
@PaloSant Жыл бұрын
Nyaya yacho inonetsa because madzimambo acho hobho haasi kutombo tonga nemasvikiro nemhondoro dzematunhu avo. Reason because hobho vacho ndeve fake. Havasivo madzimambo chaiwo. Vamwe vakangoiswa because of political affiliation, vamwe vakaiswa nguva yasmith because vaive vatengesi. Vamwe vakabiswa na Smith because they opposed colonialism. Saka madzimambo eFake acho anenge asina kutombogadzwa nemhondoro dzematunhu adzo because mhondoro dzinenge dzichiti haasiye uyu. So havambotonge nemhondoro or masvikiro anoziva kuti ndeve feja feja. Its a very sad case. Ndosaka vanhu vari kuendesana kuma courts because of kurwira hushe. Of which its wrong
@phintarry5114
@phintarry5114 Жыл бұрын
Sekuru avo vane matama makukutu. Dai magona kutaura navo vamboenda paNational television yenyika kuti vapakurire madofo azara munyika pamwe nevese vanosvora chivanhu chenyika
@mjenami
@mjenami 6 ай бұрын
Powerful we need such people to educate Zimbabweans
@aubvierockslider2419
@aubvierockslider2419 Жыл бұрын
Chivanhu chedu chakasvibisa nekuvigwa kwakaitwa Rhodes kuMabweadziva. Its like burying vaMugabe muKing George vi memorial chapel, munoti veko vangazvibvuma here. So i wonder why asZimbabweans we are quiet about this. Nzvimbo dzaiera hadzichaeri nekuti the root iri infected. Zimmbabweans are scattered all over bcoz the guardian and founder of the country is compromised. Lets restore the sacredness of the founders of the land first, everything else will come into place. Bako renodzoka rikataura
@manyaramusakatiza3240
@manyaramusakatiza3240 Жыл бұрын
Gore rino tirikudzidza zvakawanda Sir Nesh
@lindalino3236
@lindalino3236 8 ай бұрын
Drewmas chimbotivigirawo nhoroondo yekariba
@nelsonsmlambi3238
@nelsonsmlambi3238 Жыл бұрын
Wakasimudza mhepo yehondo ndiSithole Ndabaningi.
@faraimasuka1275
@faraimasuka1275 Жыл бұрын
Drewmas media apa magona yeah chirongwa chinofadza uyu munhu anoziva uyu
@remmington81
@remmington81 5 ай бұрын
VaneShamba Museyanwa vanoda kupihwa chikamu chavowo voga vadedemure nyaya yemavambo nekwakabviwa nevana veDzimbabwe nekuti pane nyaya ipapo. Kunyange magwaro echirungu anodzigira Zvakataurwa pano.
@edwardmujuru5492
@edwardmujuru5492 Жыл бұрын
Hunamati zvekunyepa huporofita whako mazuvaano maporofita mawanda makanga muripi kungoyereka mangoti pfacha nyika kumawere kuparadza chivanhu chedu munonyepa chivanhu hamuchipedze chiriko
@FireboyRG45
@FireboyRG45 Жыл бұрын
VaNeshamba ndinotevera pose pamunotaura neavo vanoti vanobueirwa nemidzimu asi vanongotaura zvakafanana panyaya yezvenyika yedu vachitiivo panoda kuti isu sevana ve Zimbabwe titevere chivanhu chedu asi muvhunzo wangu urikuti Ndiani chaiye anofanira kunangiwa kuti chivanhu chedu chitevedzerwe
@thekisonomsa2826
@thekisonomsa2826 Жыл бұрын
Thank you Drewmas media tadzidza zvakawanda 👏👏👏
@princetv5653
@princetv5653 Жыл бұрын
musiyamwa andibilivisa ummm kuseri
@nelsonsmlambi3238
@nelsonsmlambi3238 Жыл бұрын
Vane Shamba Zimbabwe yakabiwa kana kuti sangono rakabiwa ,Zanu yakabiwa.
@tatendadaniel8969
@tatendadaniel8969 Жыл бұрын
Dankie Dremas media muri kudhuruma chaiko❤
@JosphatMungati-hy4qd
@JosphatMungati-hy4qd Жыл бұрын
this the drewmas media program that l will never forget in my life may the people of africa peciece this with their hearts
@ktm9853
@ktm9853 Жыл бұрын
Wooo yarira Nyamaropa,I love this opening mbira peice 🎉
@cookemoffatt5701
@cookemoffatt5701 Жыл бұрын
If there are only 12 authentic chiefs in the country, then the people hosting this conversation should not have a say in this matter because, Nharira belongs to the Chivero Shava people of Mwendambiri. Zuruvi was allocated land by Chivero , because of kinship, arising from Nyamweda marrying into the Chivero clan.
@tamaremakwavarara2743
@tamaremakwavarara2743 Жыл бұрын
Tell me more about it because ndinoda kudzidza
@quejay5373
@quejay5373 Жыл бұрын
Hatikundi panhau iyi nekuti varikutungamira havana ruzivo rwakadzama urwu.
@cherryplum4193
@cherryplum4193 Жыл бұрын
Varume havanzi Zuruvi, ayo ndomadzimai acho.
@tamaremakwavarara2743
@tamaremakwavarara2743 Жыл бұрын
Vaera moyo kune vana zuruvi varume. Kuna vhuramai vakadzi ndivo zuruvi
@tamaremakwavarara2743
@tamaremakwavarara2743 Жыл бұрын
Vaera moyo kune vana zuruvi varume. Kuna vhuramai vakadzi ndivo zuruvi
@ennybphiri2896
@ennybphiri2896 Жыл бұрын
Drewmas media taking you to another level 🪜
@blessbless1092
@blessbless1092 Жыл бұрын
Hoyee hoyee
@manyaramarweyi9989
@manyaramarweyi9989 Жыл бұрын
Waiting
@PaloSant
@PaloSant Жыл бұрын
@Drewmas tinotenda nechirongwa. Mave kuseri. Pane big problem yandaona pama videos enyu kakati wandei. Muri kutadza kuvhara face zvakanaka. Sekuru ava tazovaona. There are a few other videos amakaita error iyoyo. Please protect people's privacy. Munhu anenge aine chikonzero chekusada kubuda pa screen. Gadzirisai.
@ramusgwatidzo1430
@ramusgwatidzo1430 Жыл бұрын
Tadzidza zvakawanda,
@maishandymaishandy7865
@maishandymaishandy7865 Жыл бұрын
Drewmas media taking us to another level
@hilarykhumalo6132
@hilarykhumalo6132 Жыл бұрын
Mr Andrew how are you Sir
@tafadzwashonhai3867
@tafadzwashonhai3867 Жыл бұрын
Tirikudzidza tinotenda
@wellimuganhu7610
@wellimuganhu7610 Жыл бұрын
Ko update yekwamutoko yevanhu vekuponda mukoma yamirasy now
@pheobeforomah5629
@pheobeforomah5629 Жыл бұрын
tachimirira
@tafadzwashonhai3867
@tafadzwashonhai3867 Жыл бұрын
Ko tsvimbo dzemuZimbabwe ingani
@magret2679
@magret2679 Жыл бұрын
Bvunza zvako. Coz we begin to don't know. Vanhu hobho claim to have it..
@spokaz-ki3eb
@spokaz-ki3eb Жыл бұрын
Tsvimbo hatichaziva coz benzi riya rekunyenyedzi nomwe riye rakapunjira Tsvimbo vschinyengerana namunsngagwa
UMP......AKAPISA MACHIRA ESVIKIRO
56:55
Drewmas Media
Рет қаралды 8 М.
kudzidza hakuperi-what you didn't know about the rural kitchen
51:08
Now THIS is entertainment! 🤣
00:59
America's Got Talent
Рет қаралды 38 МЛН
WHAT’S THAT?
00:27
Natan por Aí
Рет қаралды 13 МЛН
KUDZIDZA HAKUPERI --ZWIKWAMBO
1:00:52
Drewmas Media
Рет қаралды 33 М.
MT DARWIN......MUSHA UNEMHEPO YEMAKUDO
37:02
Drewmas Media
Рет қаралды 54 М.
CHEGUTU... HALFWAY...MWANASIKANA AURAYIRWA HUNDRED DOLLARS
19:32
Drewmas Media
Рет қаралды 50 М.
MUTOKO.......TOMBSTONE ...NYONGA NYONGA MUMHURI
20:03
Drewmas Media
Рет қаралды 14 М.
KUDZIDZA HAKUPERI ----- KUSHANDISWA KWEBUTE (PART 2)
44:35
Drewmas Media
Рет қаралды 10 М.
UMP......MWANA AKARERWA NEMAKUDO NESHATO KWEMAZUVA MASHANU MUGOMO
38:40
ZIMBABWE Here I come
44:16
4x4ventures
Рет қаралды 163 М.
ВОДА В СОЛО
0:20
⚡️КАН АНДРЕЙ⚡️
Рет қаралды 17 МЛН
Grandma Cat - the Hot Dog Eating Champion #gaming #food #challenge  #cartoon
0:15
Super Emotional Stories
Рет қаралды 10 МЛН
Playing hide and seek with my dog 🐶
0:25
Zach King
Рет қаралды 30 МЛН
tom and Jerry 😱🆕 #trending
0:23
Nemi Shorts
Рет қаралды 20 МЛН
Спит с ОТКРЫТЫМИ ГЛАЗАМИ! 😱😴
0:25
Взрывная История
Рет қаралды 4,9 МЛН
Нажимай выше ☝️☝️☝️ #а4 #глент #риви #viral
0:25
Как меняются люди
Рет қаралды 3 МЛН