Six years ago ndakarwara ndikatadza kurapiwa Zim vachitadza kuona problem, from Zim to SA ndakarara mu passage mubus vanhu vachiti hapachina hupenyu #wakabuda sei apa? Its all about Grace,,, thank you mother Dorcas Moyo
God you are so wonderful i dont even know how i end up here
@lawrencesimonga515 жыл бұрын
This song make me cry nokuti patsaona yandakapona yandina kuziva kuti ndakabuda sei ndimwari chokwadi
@asmemubako70555 жыл бұрын
Haa vanoimba dze nyasha moms Ava vanozia zvavanoita
@leonajunusu74032 жыл бұрын
Thanks mama moyo l really appreciate for this song
@nyasshanhoro15183 жыл бұрын
This is actually a good collabo. Well done servants of God❤️❤️❤️
@zrpconsolidatedfund91405 жыл бұрын
Chokwadi 2019 ange akawoma asi kune nyasha dzakandikwanira dzinochemedza ndakabuda asi handizivi kuti ndakabuda sei .be blessed my sister dorcas keep going there is no limit with God
@edwinkabvunganise67975 жыл бұрын
Kurarama inyasha pasi ravakuda Nyasha
@ottiliasibanda55924 жыл бұрын
Powerful..... Wakabuda sei apa #ndiMwari hakuna mumwe rambai makadaro sister Dorcas
@giftchaikira56665 жыл бұрын
It reminds the day I rarely lost my eyes. Only what can I say there is Lord above
It reminds me of my friend who had an accident along Harare chirundu road.he survived death by miraculous inches. Jehovah's ndimwari.
@dephine88155 жыл бұрын
I only l knew about this powerful song today.yaita kuti ndidzamise pfungwa ndaona kuti nyashadzashe dzakawandisa
@knowellchowe49374 жыл бұрын
am a leaving testimony this song blesses me a lot
@transychabanga56024 жыл бұрын
U are a Star Sister, jealous down u are so talented 👌👌👌
@emilynewone2414 Жыл бұрын
Am here ndakabuda sei
@chipomuramba46335 жыл бұрын
This song is awesome zveshuwa inyasha kubuda panguva yakaoma and kukurukura hunge wapotswa ini ndini umwe ndakabuda pakaoma and with this song yaita ndirangarire nyasha dzandakaitirwa naIshe.
@chinamhorarudo30124 жыл бұрын
Yes that's true I think and I see you are right sster Dorca unodzamirwa zvakanyanya ne song yenyu iyi
@EvidenciaChengeta Жыл бұрын
I passed my exams it was never easy ndiMwari😭😭
@enithancube8465 жыл бұрын
Mwari akukomborerei akuwedzerei Nyasha masongs enyu anondipinza munyasha God bless
@pamelapamela01914 жыл бұрын
Jehovha Mwari ndi Mwari 👏🏾, thanks so much with this message.
Great song, munoshumira sisi Dorcas itirwayi zvikuri
@ngonilitima41233 жыл бұрын
Very good. One
@pettybrooms3195 жыл бұрын
Ndadzamisa pfungwa kuti tsaona dzese dziya ne ma near misses ese Aya ndakabuda sei?Upenyu hwangu kuchinja kubva kuita house girl kumusha ndafoira form four to doing a degree in nursing in London United Kingdom and working as a registered nurse in one of the best hospitals in Europe.Ndakabuda sei ndakabuda sei?Ndivo Jehovha vakandibudisa.Handinete kuvatenda
@tendaimashingaidze78235 жыл бұрын
aww hopefully one day l will come back with such a wonderful testimony,l am motivated
@oliverchipoyera3 жыл бұрын
You have motivated me
@marrychidewu97574 жыл бұрын
Powerful message umm
@edinazimhunga25854 жыл бұрын
2005/06/11 ndakabuda sei muICU ndiJehovha Mwari ndiye Jesu
ndokuimba kwatiri kutswaga tipei hedu conection tikupei ma shows
@shingiedanda62805 жыл бұрын
Amen zvinhu zvese zvinogoneka najesu...
@UeretaMoyo Жыл бұрын
Ndivo mari vanoita zvinoshamisa ufunge Translate to English Amen 🙏🙏🙏
@maxwellmakiyi194 жыл бұрын
ndabatsirikana zvangu pfungwa dzagadzikana
@regaihove26964 жыл бұрын
After all those bullets different tyms.ndakabuda sei.
@veronicamachando71544 жыл бұрын
May God continue to increase you my sister im touched by this song inyasha chaidzo coz mamwe ma situation atinosangana mulife tinobudiswa nenyasha chaidzo
@tapindwatarasa15234 жыл бұрын
vanogona amai awo
@lilyderera48605 жыл бұрын
Mune chipo chenyu sis Dorcas kip it up
@EileenMaugara4 ай бұрын
Kudenga kuna Mwari
@ayeshakasegula3954 жыл бұрын
This song make me cry I dnt even know ndakabuda Sei
@matronndlovu89175 жыл бұрын
Amen true this song touch me bcz only God knows hw l make it to my life was easy but Jehovah he do wonders Amen
@nicolederere41664 жыл бұрын
yaah nice
@priscamafundikwa89185 жыл бұрын
Suwa wakabuda sei ... ..... Aiwa ndiMwari zvesuwa. Ndakomborerwa ini.
@ruemutambirah61834 жыл бұрын
19july 2020 Ndimwari chokwadi Im a living testimony
@sharonchibaya32496 жыл бұрын
Jehovah ndiMwari
@winnienyamayaro81475 жыл бұрын
Wakabudasei💃💃
@EileenMaugara Жыл бұрын
I like the song
@shanny5275 жыл бұрын
Chokwadi! I have no words!
@chidochashedzingira46265 жыл бұрын
I love this song nekuti ndinofunga how i overcame the problems i face in my life ndongoti ndiMwari
@jimmymakonise2135 Жыл бұрын
Very Powerful Song. We Overcomes problems without knowing what has happened. Our GOD is so Great
@kudzaichirowora37864 жыл бұрын
what a nice song with a powerful message, yaa wakabudasei apa
@causemorekavhukatema16054 жыл бұрын
Powerful massage hey
@chamunorwamaingano33386 жыл бұрын
Uuuum wakabuda sei apa .Ndimwari
@Dorcasmoyoofficial5 жыл бұрын
amen
@patiencendoro75525 жыл бұрын
Last yr December my mom she was in hospital handizive vakabuda sei sure ndiMwari
@timothychibike99126 жыл бұрын
Mwari akuitirei nyasha mandigonera nziyo yandibata iyi
@Dorcasmoyoofficial5 жыл бұрын
thank u
@barbiegarariza8965 жыл бұрын
Ndabva ndafunga...musi wandapihwa sholi kuti baba vangu vafa...i was young and ndaive kukunda ndichisakura....life takatanga kuoma but naMwari I am still here
@ketiwesabata80734 жыл бұрын
Grace upon grace
@selinaruka25855 жыл бұрын
powerful kani... you are gifted. love your songs
@simbarashechihwayimuchineripi6 жыл бұрын
Amen,God blesses me abundantly irrespective of what the enemy has set before me....
@Dorcasmoyoofficial5 жыл бұрын
amen
@rachealmadzokera53955 жыл бұрын
Jehovha mwari chete.. Amen
@melaniashundai22954 жыл бұрын
Yea God help me to acknowledge your power and will in whatever I do for only you alone make the unable to be able .Obrigado !!!
@cynderellahchidindi55825 жыл бұрын
Ivo Jeso. NdiMwari
@nomsachatiza34495 жыл бұрын
Ndiye Mwari sure what a touching song👏👏
@anesujinga7325 жыл бұрын
Im in my tears thank you lord fr another chance of life uuuum inoinditira amen amen
@catherinezingalume60676 жыл бұрын
very true kutenda Mwari some professions and jobs that we have taiisafanira kuva nazvo asi ndiMwari