Kupika Jeri ReMhosva Yandisina Kurapa, Ndakafanidzwa NeMunhu Ndikanzi Ndini Ndaive Ndaita Robbery

  Рет қаралды 20,237

ZimNews Beat Tv

ZimNews Beat Tv

Күн бұрын

By Bringing You News & Current Affairs Through Social Media, You Don’t Need To Wait For Your Grandchildren’s Questions To Remind You That You Should Have Paid More Attention To Current Events +26377596484

Пікірлер: 144
@plugmillprints
@plugmillprints 3 ай бұрын
Lizzy,this is what l call Good Journalism.Keep it up👏.You remind me of the 80s and 90s ZBC reporters......
@ElizabethNyaguyo
@ElizabethNyaguyo 3 ай бұрын
oh thank you so much keep watching
@monicanics01
@monicanics01 2 ай бұрын
Anogona uyu haikona mupurwa kudii did uye haatozive basa
@haisonmuzungu753
@haisonmuzungu753 3 ай бұрын
Listen carefully, this guy is admitting kuti aimbova mbavha but apa akanyeperwa and tarisai kuti atopedza jail term yake so what's the point yekuramba last mhosva. Akapomerwa zvaasina kuita akatopika full sentence, regai abude momupa mari oita appeal then kana munhu akamunyepera akabatwa ne mhosva obva apika mhosva yake nekubhadhara uyu munhu waakanyepera
@sibundlovu990
@sibundlovu990 3 ай бұрын
exactly my view, thank you anoda kunamata anerushambwa
@rascocky6366
@rascocky6366 3 ай бұрын
@haisonmuzungu753 Under which justice system will that ever happen? These injustices are a common place in Zim and there is no hope for change in the near future.
@tafarapaul
@tafarapaul 3 ай бұрын
Aya ma1 aya, driver uya ngaatotize hake aende kure chaiko, kana zvichibvira udzai driver afambe fambe zve protection order hazvishandi ku Zimbabwe
@faithcharewa1228
@faithcharewa1228 3 ай бұрын
So far so good idzi dzinodzoka futi mujeri tsvaga baba vako shamwari
@portiachifamba2560
@portiachifamba2560 3 ай бұрын
Elizabeth unondigonera shaa keep up the good work
@ElizabethNyaguyo
@ElizabethNyaguyo 3 ай бұрын
thank you so much
@emiliamillymusa9264
@emiliamillymusa9264 3 ай бұрын
Unotaura zvakajeka and zvinofadza chose Elizabeth...welldone
@ElizabethNyaguyo
@ElizabethNyaguyo 3 ай бұрын
tinotenda chose rambai muchiona
@mosese2388
@mosese2388 3 ай бұрын
Elizabeth ndafarira mutauriro wako hautsenge mazwi uye mibvudzo yako inehunyanzvi
@Siphaty91Siphaty
@Siphaty91Siphaty 3 ай бұрын
So far good... I hope madzidza henyu bamnin.
@tendaishumba4224
@tendaishumba4224 3 ай бұрын
Unongonzwa nekutaurisa kuti uyu imbavha iyi end of August arikudzoka futi
@SaselamaniMax-rm6nw
@SaselamaniMax-rm6nw 3 ай бұрын
Driver ngaaitise protection order zvichibva pa mashoko e mface e interview iyeyi😢
@ssam1430
@ssam1430 3 ай бұрын
Panofe muntu apa mirai henyu mupne
@rascocky6366
@rascocky6366 3 ай бұрын
@SaselamaniMax-rm6nw Prejudice!! People like you are a menace to society. The guy says he has reformed and you want him punished for serving an offense he never committed or at least which was never proven just because he is poor!!!
@CarolineSibanda-i4m
@CarolineSibanda-i4m 3 ай бұрын
So far so good 👍
@mirriamjamu3651
@mirriamjamu3651 2 ай бұрын
I knw this guy very well ,ndiye akazviita imbavha maiweeee
@tracychiumba1436
@tracychiumba1436 3 ай бұрын
Imbavha iyo.....ko kuzofanana naMatsanga😎
@jephiaschinganga7565
@jephiaschinganga7565 3 ай бұрын
Kkkkkk finish
@PatriciaMupimbira-vl9jl
@PatriciaMupimbira-vl9jl 3 ай бұрын
Kwaaaa matsanga uripi huya uone zvaurikuitwa pano
@MelodyMoyo-e4p
@MelodyMoyo-e4p 3 ай бұрын
Ndaona aenda Kuma recovery muchinda uyu ane shungu akutoda counseling yakasimba before asat abuda ndaona anoita zvisizvo bcz ane bundu kana une ma criminal records vanhu vanotora advantage vazhinji varimumajeri valabatirwa ma criminal records iwawa
@faithcharewa1228
@faithcharewa1228 3 ай бұрын
Uyu achanomutsvaga chete anotoda counseling zvesure plus vadzimu vekwake vanoda kuti afire mujeri
@richardcruickshank5631
@richardcruickshank5631 20 күн бұрын
Driver be careful ,ihondo yawakatamga😢
@tinomzeni420
@tinomzeni420 3 ай бұрын
My favorite Elizabeth
@ElizabethNyaguyo
@ElizabethNyaguyo 3 ай бұрын
thank you keep watching
@peembano253
@peembano253 3 ай бұрын
So far good
@ElizabethMabande
@ElizabethMabande 3 ай бұрын
Mama vee to the fullest
@nyashamavhudzi1616
@nyashamavhudzi1616 3 ай бұрын
So far so good nhaika😂
@tmaktmak1464
@tmaktmak1464 3 ай бұрын
Chibhende Kaichi??
@LazarusNdavambi
@LazarusNdavambi 3 ай бұрын
Lizzy urambe uchitipa nhau dzekumajeri u are good pabasa rako
@ElizabethNyaguyo
@ElizabethNyaguyo 3 ай бұрын
thank you so much
@cathrinemarwendo7654
@cathrinemarwendo7654 3 ай бұрын
Muridzi wemombe wakamuripira here. Otherwise ucharamba uchidzoka kujere kusvika waripira mombe yemunhu. Dzimwe mombe dzakagadzirwa iwe wongocheka mombe yemunhu. Pika but ndaona wapika futi. Dambudziko riri pawakatanga kuba
@maideyirabvu7394
@maideyirabvu7394 3 ай бұрын
He’s got a tough sheet of criminal record
@MashyNdebele
@MashyNdebele 3 ай бұрын
Ukabuda enda kumasowe unogezeswa mweya wejeri coz uchafira mujeri
@Khundai
@Khundai 3 ай бұрын
😂😂😂 Elizabeth uneshuwa kuti muri kudzokerera sadza here
@ElizabethNyaguyo
@ElizabethNyaguyo 3 ай бұрын
thank you so much
@haisonmuzungu753
@haisonmuzungu753 3 ай бұрын
But this guy seems young, 50yrs bhoo ere blaz
@Mhuraithomas-vm5fe
@Mhuraithomas-vm5fe 3 ай бұрын
So far good zviri mupiperine kkkkkkkk
@iewellnortiffa6535
@iewellnortiffa6535 3 ай бұрын
So far Gudhu😂
@LindaMoyo-w6p
@LindaMoyo-w6p 2 ай бұрын
Majored ese agara mujeri akawandisa atojaira
@tawandatasarira5144
@tawandatasarira5144 3 ай бұрын
Ellaz ❤
@ElizabethNyaguyo
@ElizabethNyaguyo 3 ай бұрын
thank you so much
@BobChoombe-h2j
@BobChoombe-h2j 3 ай бұрын
Wakaba iwe
@elizabethlynemarydzimati2862
@elizabethlynemarydzimati2862 3 ай бұрын
It's so far good for me😅
@mobaysparta7476
@mobaysparta7476 3 ай бұрын
So far gudhu
@tinasheposi
@tinasheposi 2 ай бұрын
Driver aripama1
@tendaithomasmadiro3894
@tendaithomasmadiro3894 3 ай бұрын
Sabau uripa ma1 muchinda akabuda hupenyu hwako ma1
@tobiasmandiveyi7719
@tobiasmandiveyi7719 2 ай бұрын
So far good kkkkkkkkkkkkkkkkk
@Loraine887
@Loraine887 3 ай бұрын
Driver hokoyo
@mekong7529
@mekong7529 3 ай бұрын
Snitches get stiches😂
@ConfusedChameleon-ce6rn
@ConfusedChameleon-ce6rn 3 ай бұрын
No karma is a beach wangu mhosva dzawaimboita idzodzo ndodzakusvitsa apa
@rufarogudo
@rufarogudo 3 ай бұрын
Sofa gudhu paipiraini
@StobechileGumbanjera
@StobechileGumbanjera 3 ай бұрын
Havana chokwadi baba ava
@jaspernambala
@jaspernambala 3 ай бұрын
Murife run woo😂😂😂😂
@tmatz6467
@tmatz6467 3 ай бұрын
Habitual Criminal
@selinakakunguwo2550
@selinakakunguwo2550 3 ай бұрын
Mmmmm driver hwanda
@MelodyMoyo-e4p
@MelodyMoyo-e4p 3 ай бұрын
Akunodimburwa musoro driver 😅😅😅
@selinakakunguwo2550
@selinakakunguwo2550 3 ай бұрын
@@MelodyMoyo-e4p haasi safe🤣🤣🤣
@Tapera-c2q
@Tapera-c2q 3 ай бұрын
Arikutotaura pfungwa dzake asati abuda Saka dhuraivha akazowana chamuwana abuda tobva taziva ndiye azviita mukoma mbavha ava.ngavatongwe futi dzimwe 9years dzekuba 🤣🤣🤣 dzororo ine simba
@alcatelthree
@alcatelthree 3 ай бұрын
Grade A tsotsi iri arikunodzoka by December 🤣🤣🤣
@monicanics01
@monicanics01 2 ай бұрын
Kkkkkkk mukoma makafita kudzoka ne murder
@nyaraichizuzu8303
@nyaraichizuzu8303 3 ай бұрын
So fa gud😂
@sandrahchirambadare1784
@sandrahchirambadare1784 3 ай бұрын
Ummm
@TatendaSaruchera
@TatendaSaruchera 3 ай бұрын
Hes Eliza my favorite presenter ummm panonetsa apa kuti tichati hana kupara mhosva iye akambogona kuba mombe
@ElizabethNyaguyo
@ElizabethNyaguyo 3 ай бұрын
Hi Tate yah zvinonetsa
@welshmanwellyrichardmaredz3827
@welshmanwellyrichardmaredz3827 3 ай бұрын
Mmmh I don't think kuti akazviita because kana achiti arikubuda next month hapana reason yekuti tingati arikunyepa iye akutobuda
@ndakazivhagwara
@ndakazivhagwara 3 ай бұрын
Shuwa ndosakei vachiti tonyetera tisasiya minamato yekuti nevarimumajeri vakasungirwa dzavasingazive shuwa vaizviziva.
@lovenessnhidza4267
@lovenessnhidza4267 3 ай бұрын
Uuuu uyu achatonouraya driver chete regai muone
@Masline-q6b
@Masline-q6b 3 ай бұрын
😂😂😂😂😂😂😂
@KiethyWande-c7d
@KiethyWande-c7d 3 ай бұрын
Taura hako anotori nedzungu plus imhondi iyi
@MelodyMoyo-e4p
@MelodyMoyo-e4p 3 ай бұрын
Yah driver deno atiza iyi imhondi iyi
@NetsaiTaulo
@NetsaiTaulo 2 ай бұрын
Korokoza
@jahmunetsi2997
@jahmunetsi2997 3 ай бұрын
Vamwe vasungwa vanenge varohwa neporisi kusvika pakubvuma mhosva dzavasina kupara......
@EdsonMwakona
@EdsonMwakona 3 ай бұрын
Mukoma Roberty inni ndr ktotsvagawo baba vnku vnonzi Andrew Vhurepi kna kti mwakona vkasungirwa kwaMutoko uko SK vari kpikira muharare but hnizivi kti ndekupi
@monicanics01
@monicanics01 2 ай бұрын
Hope u will find help
@belindakaseke4466
@belindakaseke4466 3 ай бұрын
Shame I can feel ur pain my brother
@welshmanwellyrichardmaredz3827
@welshmanwellyrichardmaredz3827 3 ай бұрын
Mmmh ini i don't think kupi ye robbery akaipara because andione reason yekuti anganyepa iye akutobuda. ....asi if maybe aachine makore akawanda achimukati taiti mybe arikunyepa arikuitira kuti abude
@danieljani5
@danieljani5 Ай бұрын
I doubt if this guy committed only 3 crimes
@MosesChipengo
@MosesChipengo 3 ай бұрын
You know how to ask mubvunzo my sister
@ElizabethNyaguyo
@ElizabethNyaguyo 3 ай бұрын
thabk you keep watchingb
@djlenonbhemavalleysounds1853
@djlenonbhemavalleysounds1853 3 ай бұрын
Kurapa or kupara?
@PelagiaMakoni
@PelagiaMakoni 2 ай бұрын
Enda unobviswa mweya wekujero bro coz uchazofirako
@DeeCM-f3v
@DeeCM-f3v 3 ай бұрын
Ko so far gudhu bho here apo?
@tinasheposi
@tinasheposi 2 ай бұрын
Driver aripama1
@gracegrace2388
@gracegrace2388 2 ай бұрын
😂😂😂 so faa good
@acquelinedutchess6130
@acquelinedutchess6130 2 ай бұрын
So far good ndakugona kusona😂😂😂
@EthieNyama
@EthieNyama 2 ай бұрын
Thanks so mu my sister unogona basa mupfanhaa wangu keep it up. Kwete zvatirikuitirwa na Pelagia weku Sly Media haaapana kana zvozikanwa ipapo kkkkkkkkk 😂😂😂😂😂😂😂😂
@ElizabethNyaguyo
@ElizabethNyaguyo 2 ай бұрын
tinotenda chose
@gracegrace2388
@gracegrace2388 2 ай бұрын
Yaaa anogona mwana uyu
@mistyma1chekudyahachidadir100
@mistyma1chekudyahachidadir100 2 ай бұрын
Mbavha imbwa dzevanhu
@ssam1430
@ssam1430 3 ай бұрын
pakadai ndaitonga ndege pamdinobuda jeri, sabawo wacho aito tama nyika yedu iyi
@SaselamaniMax-rm6nw
@SaselamaniMax-rm6nw 3 ай бұрын
Uyu ndiye akaba uyu zviri kumuchemedza pamusana pa driver inyaya yokuti aka witnesser chokwadi. Interviewer ukatsvaka driver wacho achakuudza the true story
@itaimoyo3111
@itaimoyo3111 3 ай бұрын
So far so good uri mumba mako
@kudakwashekadzinga7504
@kudakwashekadzinga7504 3 ай бұрын
Gombiro iri
@OwensM.t.
@OwensM.t. 2 ай бұрын
Zvakaoma
@paradzaimpofu3187
@paradzaimpofu3187 3 ай бұрын
Murife run wooo kunofa munhu apa
@monicanics01
@monicanics01 2 ай бұрын
Eliza unogona basa kouya wegurovhosi anonzani akope manotes
@ElizabethNyaguyo
@ElizabethNyaguyo 2 ай бұрын
thank you so much
@AldrinHlabanu
@AldrinHlabanu 3 ай бұрын
Aiwa so far good murume akutobuda
@marvelouszinyemba9736
@marvelouszinyemba9736 3 ай бұрын
Hesi sis Elizabeth handei naro basa muri vedu @ZimNews Beat Tv
@ElizabethNyaguyo
@ElizabethNyaguyo 3 ай бұрын
I am doing oky thank you
@angelinaballerina5203
@angelinaballerina5203 2 ай бұрын
Excellent interviewer. Keep it up!🎉❤❤
@nyaraichisuko807
@nyaraichisuko807 3 ай бұрын
Baba ava ritori tsotsi ava coz haisi mhosva yekutanga kuvapinza mujeri vatovijaira
@mollybabe
@mollybabe 3 ай бұрын
kana waimboba hako garako zve uone kurwadz kunoita Jeri haube futi
@GeorgeFabulous-nh7nf
@GeorgeFabulous-nh7nf 3 ай бұрын
So far gudhu makutobuda
@nondochirau9664
@nondochirau9664 3 ай бұрын
Mhosva yekutanga yemombe???? Jeri boy chaiye uyu😅😅😅
@BvaruJoker-bg6zl
@BvaruJoker-bg6zl 3 ай бұрын
Saka uritsotsi Zimbavha . Zvino wakupikira dzawakapara kare
@NathanDadTV
@NathanDadTV 3 ай бұрын
These Zim reporters lol vese vanoda kutaura nezwi rimwechete
@ShirleyShirley-s2b
@ShirleyShirley-s2b 3 ай бұрын
Akambosungwa b4 saka akava suspect.......
@belindakaseke4466
@belindakaseke4466 3 ай бұрын
Love dis women zvanguuu
@ElizabethNyaguyo
@ElizabethNyaguyo 3 ай бұрын
thank you so much
@CarolineSibanda-i4m
@CarolineSibanda-i4m 3 ай бұрын
Pepere pepere Motsi dzikama iwe
@alicemukero4986
@alicemukero4986 3 ай бұрын
Kana waimbopara mhosva saka urikuti chii
@tracylyson1371
@tracylyson1371 3 ай бұрын
Iyi imhondi iyi driver anourawa chete
@CleverMusara
@CleverMusara 3 ай бұрын
Basted usada kunyepa urinhubu
@BvaruJoker-bg6zl
@BvaruJoker-bg6zl 3 ай бұрын
Kwedu hatikude usauya hako kkkkk 😂
@leonardgandhi9207
@leonardgandhi9207 3 ай бұрын
INHIRE iyi pachishona
@freedomjunior5291
@freedomjunior5291 3 ай бұрын
Kuno kuvhenda tinongoti vhimbaaa
@NomatterGod
@NomatterGod 3 ай бұрын
Uuhm anenge ane mweya unomupinza mujeri
@SandraChikomwe
@SandraChikomwe 3 ай бұрын
So far good hahaha
@jaspernambala
@jaspernambala 3 ай бұрын
Sabao unodarirei nhai hona mumwe wako arikuchema newe
@AgathaManyamba
@AgathaManyamba 3 ай бұрын
Chakanetsa uyo imbavha iyo😢
@sandranyakuseka1286
@sandranyakuseka1286 3 ай бұрын
So far good, history yako yakukutevera😅😅
@MemoryNongerai
@MemoryNongerai 3 ай бұрын
Mr driver garai maziva akaku hayayi muface asati abuda
@beeblessing3589
@beeblessing3589 3 ай бұрын
Soo far good
@ShirleyShirley-s2b
@ShirleyShirley-s2b 3 ай бұрын
Listening 👂 na Elizabeth ❤❤❤
@ElizabethNyaguyo
@ElizabethNyaguyo 3 ай бұрын
thank you so much
@JulietNyatito-dr2eb
@JulietNyatito-dr2eb 3 ай бұрын
Saka imbavha
@JulietNyatito-dr2eb
@JulietNyatito-dr2eb 3 ай бұрын
Saka imbavha
@graceb7253
@graceb7253 3 ай бұрын
Haa so far good 👍 shuwa
@TafadzwaChinjekurep
@TafadzwaChinjekurep 3 ай бұрын
Haaa unenge mbavha iwe
@AnitaGudu-q3m
@AnitaGudu-q3m 3 ай бұрын
Pakaipa
NDAKANYENGWA NEVARUME 8+ NDIKAPIWA   1 CUP YESHUGA NEMABHURUKWA 2.#Mambo MUTASA#Karanganda TV
32:19
Пришёл к другу на ночёвку 😂
01:00
Cadrol&Fatich
Рет қаралды 11 МЛН
Офицер, я всё объясню
01:00
История одного вокалиста
Рет қаралды 3,5 МЛН
Kubatwa kwenyoka nezvidhoma kwaKanjanda
54:08
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 52 М.
Madrugs Akaita Kuti Ndive Mbavha, Chawagona Hapana Jeri ReBindura
37:23
Bota rangu raikamburwa na bhururu wangu ndakawabatira ma Rusape #Mambo Mutasa #Karanganda TV
17:34
Ndakapfura Workmate Yangu Ndakadhakwa
21:01
SlyMediaTv
Рет қаралды 29 М.
A Visit to Binga: Jeannie's Hospital Visit  | #Zimbabwe
3:30
Пришёл к другу на ночёвку 😂
01:00
Cadrol&Fatich
Рет қаралды 11 МЛН