Music nenoise zvinhu two zviri different 😅😅😅 dzakuvhurika😂😂
@panashechipadza88217 ай бұрын
😂😂😂😂hanzi hamusi kufema here izvezvi zvamurikuti dakumbonofema😂😂😂😂😂😂😂
@FaithMhene-ol9jy7 ай бұрын
Munhu kupihwa pay first day nekutotenga ma jersey,uhm landlady Nyarie 😂😂😂😂,Nijo manje kkk hoh,uhm,eeeer,lol mandispaka,ko Nijo how far Pabasa .....nhai
@rejoicevimbainashekadonda51767 ай бұрын
Kkkkkk kkkkk😂😂😂😂😂😂 ukama igasva huno zadziswa nekudya..bt uri kuwandira 1 side