First confession ropa rake ririmumaoko ako une hutsinye. Ingaite hutsinye nekuda kwegirlfriend apa uri a married man
@Tutsie05Күн бұрын
😅😅😅munototyao mkoma Nashe
@TapiwaMoyo-kd3udКүн бұрын
😂ndamuseka mkoma
@RutendoChanzenza-fr8jvКүн бұрын
Dai wakadzokera hanti kwaive kunodzosera here vanhu vkasara nezvinhu zvandunge vese vakuchema
@MelissaMhlanga-ub5pjКүн бұрын
Good morning Mkoma Nash
@PriscillaGundaniКүн бұрын
Wakaita hustinye kumusiya achinopfurwa iwe uchiziva kti kwaari kuenda hakuna kumira mushe ndomufiro wauchaitawo mboti uri tax driver mwari havakotsire
@divinephiri3806Күн бұрын
Good morning❤
@SalphinaTagwireiКүн бұрын
Morning mkoma nashy
@TeclaFrankson22 сағат бұрын
Kubva waregera kutaurira mumwe wako kuti kune Honda Yama tax sak ropa rake rizere mumaoko ako ,hokoyo ngozi iyo😊
@RutendoChanzenza-fr8jvКүн бұрын
Zcakaoma veduwe
@GeorginaManamikeКүн бұрын
Ummm akatadza dai akangomuudza chero wakatarzirana nemunhu but usashuwire munhu kuti asangane nezvakaipa kuvenganirana mjolo sure
@marblemoyo-us9nlКүн бұрын
Vanhu mashata kunze uku iiiiii😢
@BesterNdlovuКүн бұрын
Yenda kwa tasvu vano vhisa uhori ne hurombwa
@panashekaranda3102Күн бұрын
1. Confess to your wife first then to his family that way the truth will set you free.
@Tinashe-i9gКүн бұрын
1. You allowed him to die that's why u are feeling guilty .
@SandraShamisoDerahКүн бұрын
Sister vakamwaya weave ye tha lady pa wedding u ssy vakabva vazorambana sis marriage ndeya Mwari it's a holy union Bible says WHATEVER GOD HAS JOINED LET NO MAN PUT ASSUNDER iyya Mwari uchapedzerana na Mwari dai uri mumwe watemdeuka b4 u die tsvaga a true pastor confess/ reurura zvawakaita pray to God to restore that .marriage otherwise gehena ririko asikana it's up to you to continue living in sin or to repent