Last confession, munoda mwana wei futi hanti anozourayawo mai vake sezvamakaitawo. So zvakatonaka zvakadaro. You are saving your lives
@blessinghamadziripi39743 күн бұрын
Zvemafriends muchazvirega zvenyu😅
@getrudekamuriwo9764 күн бұрын
1st,mmmm mainini shamwari yenyu ikazviziva panobuda zvakanaka here
@takucreak97023 күн бұрын
This means you have been craving for your best friend's husband from day 1tsvaga wako kwete ktora weshamwari
@MoltaGanyani-e5x4 күн бұрын
Iiiiiii kuzoda kudanana nemurume we friend yenyu bhooo hr dai masiyana nazvo momirira nguva yamwari
@tinevimbo87514 күн бұрын
Uuumm friend iwe wakatadza kugadzirisa marriage yako wakuda kutora murume wake iwe une shavi rekuparadza marriage yevamwe Uri hure zvino shamwari yako ichakupedzera Uri wrong tsvaga wako asina mukadzi
@tinevimbo87514 күн бұрын
Supporting you muhurobwa iweka mwana anouya cy iwe wakaromba hamutyi hr 😮
@melodychidawanyika31552 күн бұрын
Ukaona waakuitwa maRituals haugoniwo here kuti mumoyo mako JESUS.
@Tinashe-i9g4 күн бұрын
2. Enda kwamwazha zvino pera
@RutendoChanzenza-fr8jv4 күн бұрын
Sisi vekudzingwa pamba plixz pray harder uye mutsvage church yekuenda zvinofumuka Namatayi zvinesimba
@CathyMbewe-h5c4 күн бұрын
Mukana wekushandiswa nababa vake ngaaende kwamadzibaba venguwo tswuku vanokubatsira
Sorry zvako mwanasikana. Shinga kupfugama pamuchinjikwa.hope you find help
@RutendoMarume4 күн бұрын
1st ziva urikushandiswa.hapana murume anozomboti mukadzi Wangi was good.anototsvaga mhosva Patrick.also you cannot claim kuziva character yemurume uyu from ur friends view.vanhu kana vakaroorana they cover for each other.also chakamipa to cheat on ur friend same anongokuitirawo usazvione as if you are perfect in all aspects. Tsvaga wako Asian any strings attached.vamwe vakafa nazvo izvo vasortwa
@TinasheMbeure4 күн бұрын
Nhai sis vekuda murume we friend makambozvion kupi zvakdaro nhai imi ko madii henyu kutsvga umwe usiri iyeye
@TendaiPagiwa4 күн бұрын
Sec confession enda kwa Apostle diva kunyanya iri Thursday vanenge vane one on one havabhadharise vanoitira ku western
@RutendoChanzenza-fr8jv4 күн бұрын
Imbotaura naBhozhongora anogona kukuwanira munhu anokubatsira plizzz Sisi vekurara nenyoka
@TakudzwaSakala-s9d4 күн бұрын
Second confession sis avo ngavanamate mwari ndiye anopedza zvose
@fadzaikurebwaseka89374 күн бұрын
Yes
@JudithMusengeri4 күн бұрын
1st why wafunga zvinhu zvakaora kudaro ,shamwari yako ,of all the people, usadaro
@kudzisvosve22964 күн бұрын
Imika kuzotengera mai dress 700us imika apa kuuraira maivako kudamari hausati watanga nditi kurikuti mwana dhololo zvishoma izvo
@Izzy-30974 күн бұрын
Nyanga
@cristinamanuelmisheque51314 күн бұрын
1confession tsvaka murume umwe asiri weshamwari yako hazviiti zvawafunga izvozvo you are wrong yes.
@chieflordhub4 күн бұрын
Uyo wekushandiswa nababa, learn to use my affirmations. I don’t believe in prayer myself hazvishande but you can direct your soul to fight for you Look, munhu akafa aurayiwa, the spirit can be sorted kuti iite fight back se njozi, right? Which means your soul has power to destroy anything. If need to train it to fight. Religion, chivanhu same league. You need to know the power you have as an individual You can use this affirmation: “Iwe mweya vakatumwa na baba vangu urikundishandisa, I take your source energy and burn you to ashes right now” Do it verbally and also meditatively. Try also to say there’s affirmations especially between 02:00 -03: 00 everyday because ndiyo nguva ine spiritual exchange yese Don’t use the name of Jesus or anything.
@SashahshalomChimedza4 күн бұрын
❤sisi vekudzingwa pamba tsvagai anokunamatirayi,morega kudzokera kumba koko..motoshinga kuenda ku church
@MY_cloud9994 күн бұрын
Sister Husain’s izvezvi kwaJames Kawalya he is live for 2days and get delivered naMwarii kwete nematsotsi ma papa emu no muZim they are all cultists verse zvavo run with your life
@RutendoMarume4 күн бұрын
Sister ve 24 yes problem you ask for help but don't want to let go of the good life.first move is to leave that place.haingade rugare and deliverance at the same time.why don't you move out.
@lloydmapuranga38264 күн бұрын
Muwudzei mhani bharanzi uyu Kuda kuitiisa vanhu!
@tenduchess5865Күн бұрын
She is a bad wife how can she support you kudeura ropa is that right a good wife will lead you to Christ apana zvekuti supportive apa pazvichaoma achakusiya wega.
@Sunshine-555s4 күн бұрын
Iiiii kutoti lucky man iiii mashura you are very unlucky open your eyes.