Kuromba kwedu | Hurombwa Hwa Takasiirwa nevabereki

  Рет қаралды 21,035

Dark Secrets &Confessions

Dark Secrets &Confessions

Күн бұрын

Пікірлер: 92
@BreshinevyNdatengwa-nu3dv
@BreshinevyNdatengwa-nu3dv 2 ай бұрын
Tete Jesu on Top musarege kuudza vanhu nezvaJesu. Amen
@kudahbatoni1888
@kudahbatoni1888 2 ай бұрын
@@BreshinevyNdatengwa-nu3dv taura hako hama yangu mwari ndiye mukuru akasika nemishonga yese iyoyi
@lisitenzikamusaro914
@lisitenzikamusaro914 2 ай бұрын
PRAYER CHANGES EVERYTHING 🙏. DONT UNDERESTIMATE THE POWER OF GOD!
@Justgloryn
@Justgloryn 2 ай бұрын
Amen
@petrosgideon3425
@petrosgideon3425 2 ай бұрын
Panezvese Jesu pamberi.Zvingatora nguva hazvo but hupenyu hwakarurama hurinunaJesu hunonakidza
@passionmuyengwa7784
@passionmuyengwa7784 2 ай бұрын
Ukaona uchirara womuka wobuda wodzoka usinganamate unezvivindi zvikukutu….u can never fight darkness with darkness on a cry to God will save you from all your troubles
@GeoffreyMaplanga
@GeoffreyMaplanga 2 ай бұрын
Udzai mukuru ava kuti mishonga haisanganiswe mirai zvese mutatise kuna Mwari cut all attachments to soft life that life is over carry your cross and follow Jesus❤
@passionmuyengwa7784
@passionmuyengwa7784 2 ай бұрын
There is power in the name of JESUS!!!
@dwaynemushaninga9772
@dwaynemushaninga9772 2 ай бұрын
Vana sekuru vanotoziva kuti mwari ariko
@MK-yn5ji
@MK-yn5ji 2 ай бұрын
There is power in the name of Jesus!
@ruthmukutiri4917
@ruthmukutiri4917 2 ай бұрын
Maswera sei tete?Favourite part of my day,thank you..
@DarksecretsConfessions
@DarksecretsConfessions 2 ай бұрын
Mine too!❤❤❤❤thank u
@peekay3671
@peekay3671 2 ай бұрын
Uuuuummmmm zvakaoma they must repent 😢😢
@BeautySithole-t9u
@BeautySithole-t9u 2 ай бұрын
Nyika yakatakura kurema veduwee 😢
@cynthianharimpofu1745
@cynthianharimpofu1745 2 ай бұрын
Ndosaka mvura isiri kunaya.sure kubvisana hembe nemwana wamai vako
@userevanschaipa
@userevanschaipa 2 ай бұрын
Mukoma ngavanamate ava Mwarii anokuratidza yakanaka yehupenyu husina kubata mishonga unotoiita business risisna hurombwe mukatii ukapa hupenyu hwako kunaMwarii🙏🙏
@nyashamavhudzi1616
@nyashamavhudzi1616 2 ай бұрын
Power of prayer🙏
@HeatherWenyimo
@HeatherWenyimo 2 ай бұрын
Ini hangu ndinoti vasiyane nehurombwa vatevere tsika dzechi kristo
@miriammafiyamafiya
@miriammafiyamafiya 2 ай бұрын
Kunama hallelua kwakakosha ngatirambei tichinamata vadikani
@BreshinevyNdatengwa-nu3dv
@BreshinevyNdatengwa-nu3dv 2 ай бұрын
Amkoma.dai.vari vamwe vasiyana nazvo
@SharonMakara-sn7pc
@SharonMakara-sn7pc 2 ай бұрын
These stories are addictive Shame l can't go a day without them,, mwari ndibatsireiwo
@memory7728
@memory7728 2 ай бұрын
Eish me too wena ndotora checker notification every second
@SharonMakara-sn7pc
@SharonMakara-sn7pc 2 ай бұрын
@memory7728 pakaipa kani kkkk
@DarksecretsConfessions
@DarksecretsConfessions 2 ай бұрын
@@memory7728it’s coming just now
@blessingbikinyaamidu5224
@blessingbikinyaamidu5224 Ай бұрын
Saka zvinenge zvichitonaka here?? 😂😂
@PatriciaGwanzura
@PatriciaGwanzura 2 ай бұрын
Ma business ehurombwa bamnini Ngatisiyei hurombwa titsvage Mwari Makanosimudzira zvinhu zvakaipa zvakaitwa nevabereki venyu Pamberi nekunamata vanotenda Kuna Christu
@sibusisiweleyma2902
@sibusisiweleyma2902 2 ай бұрын
Tete thank you so much for these stories, at some point, i considered doing the same but I am repenting each day for not waiting upon the promises of God
@DarksecretsConfessions
@DarksecretsConfessions 2 ай бұрын
I am glad we are touching lives ❤️God’s timing is the best.When the time is right he wll make it happen. Thank u so much for yo feedback it means a lot to us❤️❤️
@AdelaideSamaritan
@AdelaideSamaritan 2 ай бұрын
Dzokerai kun,anga yenyu yakakugadzirirai pekutanga
@Yvonne-vp
@Yvonne-vp 2 ай бұрын
It's inafu yasvika nguva ye repentance allow your wife ti help u repent she came into your life for a reason
@Varaidzo83
@Varaidzo83 2 ай бұрын
Ummmmmm zvakaoma ngavatendeuke kuna mwari, murisei tete
@evajani6385
@evajani6385 8 күн бұрын
Kufa at 3 years umm zvino rwadza chokwadi
@JoarnitamarianShoko
@JoarnitamarianShoko 2 ай бұрын
Helloo aunty...I'm learning everyday....mukoma ngavanamate
@Comedy-u1m
@Comedy-u1m 2 ай бұрын
Vasiyei nevana vavoo. Vachikuzvida
@MelisaMamu-t5t
@MelisaMamu-t5t 12 күн бұрын
Uummm veduwee ka
@racheldube3638
@racheldube3638 2 ай бұрын
Tell your wife about she is a God-fearing woman she will help u
@margaretmoffat4701
@margaretmoffat4701 2 ай бұрын
Good day tete thank you we are learning
@DarksecretsConfessions
@DarksecretsConfessions 2 ай бұрын
Muri sei weduwe
@calvinmangwiro1472
@calvinmangwiro1472 2 ай бұрын
Aaaah kana vachiri kuda zvekuromba, ngavamoita. Kana zvanyatsovanetsa vachadzoka futi
@BerthaTamGabAq
@BerthaTamGabAq 2 ай бұрын
They must repent it's enough
@cynthianharimpofu1745
@cynthianharimpofu1745 2 ай бұрын
Hanzvadzi iyi haasati aakuda kutendeuka.arikutofunga kutsvaga imwe sangoma to maintain the business. Ngaaysvage basa awane mari to build his legacy from scratch .
@DarksecretsConfessions
@DarksecretsConfessions 2 ай бұрын
Zvakaoma mufunge
@MercyTMangisi-cb9pm
@MercyTMangisi-cb9pm 2 ай бұрын
Ngachisiya zvemushonga ngatsvage mwari nguva ichipo Chara iye kufa
@SashahshalomChimedza
@SashahshalomChimedza 2 ай бұрын
Eloi
@SophiaChabata
@SophiaChabata 2 ай бұрын
Kkkk haaa mari iyi inotipinza pakawanda isu vamwe busy kuyemura mbinga izvo vana vanyamunhu vari kutsotsana beans
@SalphinaTagwirei
@SalphinaTagwirei 2 ай бұрын
😂😂😂😂😂
@tanyairene3225
@tanyairene3225 2 ай бұрын
Ummmm muchirikutoda kunotsvaga imwe n'anga here hanzvadzi ummm dai matsvaga Mwari mufunge
@TshilidziRamovha-e3e
@TshilidziRamovha-e3e 2 ай бұрын
Mukoma avo dai vaita repent vasiya zve hurombwa nkti varikuona kuipa kwehurombwa
@NyaraiKaiyo
@NyaraiKaiyo 2 ай бұрын
Hello aunt ❤❤❤❤
@DarksecretsConfessions
@DarksecretsConfessions 2 ай бұрын
Hey Nyarie❤️❤️❤️❤️
@stephaniejones7438
@stephaniejones7438 2 ай бұрын
Munhu awanirwa nyasha ari kutoita nharo nekuda hurrombwa zvakawoma.When you married that woman God visited you kuti musiye mabsa evabereki asi sezvamatawura kuti munoziva kushandirwa chete enderayi henyu mberi asi mudzimai wenyu mwana waMwari n'anga yaka tawura wani
@tayteashworth2521
@tayteashworth2521 18 күн бұрын
These are just stories right? Cause ummm this is scary.
@angelalefati7092
@angelalefati7092 2 ай бұрын
Afternoon auntie
@LilliKidy
@LilliKidy 2 ай бұрын
Kkk saka hidey haasikutoona huwrong hwake ator kuda kunyatsotsvaga zvimwe kut aenderere mberi
@FlorenceCount-nl1uc
@FlorenceCount-nl1uc 2 ай бұрын
Yoh nyika yakatakura kurema
@Sunshine-555s
@Sunshine-555s 2 ай бұрын
Generational curses
@cricket694
@cricket694 2 ай бұрын
hapachina generation apa zvatovharana so
@Sunshine-555s
@Sunshine-555s 2 ай бұрын
Ummm kutochemera nhaka iiii
@rebeccamaccamahlanu4601
@rebeccamaccamahlanu4601 2 ай бұрын
Mari yacho inonakidza here weduwe..... Mwari ngativatsvakei pliz
@DarksecretsConfessions
@DarksecretsConfessions 2 ай бұрын
Kupi ko Munhu asina zororo
@margaretmoffat4701
@margaretmoffat4701 2 ай бұрын
Mwari tibatsirei veduwe nyika yatakura kurema iih
@DarksecretsConfessions
@DarksecretsConfessions 2 ай бұрын
This world is not our home
@Kingsley_Tadiwa-978.
@Kingsley_Tadiwa-978. 2 ай бұрын
I have a question Vanhu vekudhara vaienda kun'anga vaye religiously zvaizovapandukira so here?
@ENK-lw8sm
@ENK-lw8sm 2 ай бұрын
I wonder 😂
@PatriciaGwanzura
@PatriciaGwanzura 2 ай бұрын
Ataura wani kuti mhuri yanga yapera kwasara kuti Ivo vachekereswe asi vakaramba nfokuzofa
@Kingsley_Tadiwa-978.
@Kingsley_Tadiwa-978. 2 ай бұрын
​@@PatriciaGwanzura hoo saka nekudhara ikoko kwaiva nemhiko?
@michaelmaziya2930
@michaelmaziya2930 2 ай бұрын
N'anga inokupa chavavinga chero Iwo maPastor enyu Simba vanotora kuN'anga saka zvamunoda ndizvo munopiwa .kare vaitora mushonga wakanaka nhasi vanhu vava kurombera Church ,business ,chiporofita .
@kudahbatoni1888
@kudahbatoni1888 2 ай бұрын
Mkoma ava vaifanira kungodzidza pakafa vabereki vavo kuti vakaramba kuita sacrifice meaning vakanga vaona kut hurombwa ahuna kunaka and ahuna rwendo Dai paripo pavakabva vatoti ngatisiyanei nazvo kufa kwavabereki chitori chidzodzo mayb vakatoromba mukusaziva vachinzi mushonga welucky vakazonzi vauraye vakaramba Ska mkoma vangu Dai matsvaga mwari nguva ichipo masiyana nekuda kuita renew zvinhu zvakaipa nekuti muchafa muchisiya upfumi hwacho and vanhu toshanda tichitira vana vave negood life manje upfumi usina mkadzi kana mwana unoudya nani ahunakidze
@Godwinns-e8h
@Godwinns-e8h 2 ай бұрын
Mkoma tsvagai Mwari,zvimwe zvese izvi hazvinabasa. Zvirinani kudya sadza nemuriwo kuno kudya zvinonaka mumba musinarufaro.
@Victor94-d9m
@Victor94-d9m 2 ай бұрын
Ummmmmmmmm
@tchitambira6465
@tchitambira6465 2 ай бұрын
Arikuda kutomutsiridza hurombwa hwacho futi?? Haa ngaafe akadaro, aakutopenga munhu uyu
@DarksecretsConfessions
@DarksecretsConfessions 2 ай бұрын
Whenu are deep in sin it’s not easy kubuda shuwa
@TariroHunduza-ts6gv
@TariroHunduza-ts6gv 2 ай бұрын
Ndanzwa kutya
@DadairaiMamwoyo
@DadairaiMamwoyo 2 ай бұрын
Unenge usina kukwana tete jajai nekuti hazviko pasi pezuva hazvigone hurombwa kaa kuda mari kuri evil and I don't know kuti how can I explain it masatanist
@michaelmaziya2930
@michaelmaziya2930 2 ай бұрын
Makaona vabereki vakafa nenzira yakaoma imi ndokunoita the same mistake yavabereki apa unoda N' anga yokumutsidzira mashura ayo kurara naCC vako chimina icho apa mamama dai vana avo vatanga kuita bonde newe nekumanyuwa umame sikarudzi inofanirwa kuva iya inodhonza pasi iwe naCC vako mutsemurwe Shure dzenyu vana Satan vevanhu .
@pamelamuzambi2363
@pamelamuzambi2363 2 ай бұрын
Bruh this guy is just sick aaaah 😂😂 no shame at all because they’re just lazy,They could’ve broken that curse when the parents died but greed and laziness ka yes im judging for real
@kudahbatoni1888
@kudahbatoni1888 2 ай бұрын
Anybody here
@Justgloryn
@Justgloryn 2 ай бұрын
Hey hey Kuda
@fadzaidickson58
@fadzaidickson58 2 ай бұрын
Roja roja sitendibhayi😂😂😂
@kudahbatoni1888
@kudahbatoni1888 2 ай бұрын
@@Justgloryn hallo dear zviri sei sis Glory❤️
@NhlanhlaRorisang
@NhlanhlaRorisang 5 күн бұрын
Guess so what is really happening here??
@kudahbatoni1888
@kudahbatoni1888 2 ай бұрын
Mamuka sei Aunty , yaa zvakaoma sure kurara nasisi vako zvakangoma mufunge henyu kunamata kwakanaka
@DarksecretsConfessions
@DarksecretsConfessions 2 ай бұрын
How are u my loving human ❤️❤️
@monicapeters6280
@monicapeters6280 2 ай бұрын
ndokumbirawo rubatsiro nyika ye zimbabwe ndaneta nekushandiswe hanopedza urombwa
@DarksecretsConfessions
@DarksecretsConfessions 2 ай бұрын
@@monicapeters6280 please leave your number
@LisaMurape
@LisaMurape 2 ай бұрын
statement one randafarira, hamheno kuti vanhu hamunzwe here, hanzi hatigone kurwisana na Mwari. Even N'anga yakazviziva izvozvo. Repent and seek Jesus soon.
@TondeMoyo-b3i
@TondeMoyo-b3i 2 ай бұрын
Nxaa verengai kwazvo
@NyaraiKaiyo
@NyaraiKaiyo 2 ай бұрын
Chokwadi chekutanga mberi mwari
@EternalGates
@EternalGates 2 ай бұрын
Brother don't go to hell for these useless things. REPENT. Your parents are already dead because of it..
Ndakaromba NeMa foreskin| Prophet Vakandi Nyengedza Ndakajoiner Satanism kuchikoro
29:17
Ndakaromba NeNyanga Ine Vhudzi Remunhu
18:24
Dark Secrets &Confessions
Рет қаралды 17 М.
She wanted to set me up #shorts by Tsuriki Show
0:56
Tsuriki Show
Рет қаралды 8 МЛН
Caleb Pressley Shows TSA How It’s Done
0:28
Barstool Sports
Рет қаралды 60 МЛН
Zvakaipira Hurombwa Huyai Munzwe Mhiko Dzangu
20:17
Zim Facebook Secrets And Confessions
Рет қаралды 6 М.
Ndaka berekeswa naMadzibaba| Kuuraya Mwana Wangu |Ndakapuwa Vuroyi na Mbuya
28:01
Dark Secrets &Confessions
Рет қаралды 8 М.
Ndaka Romba Mhiko Dzangu Dzekuti Ndinorara Nembwa Ndorara Mu Coffin
15:15
Kuromba kwa Boss Vangu
12:38
Dark Secrets &Confessions
Рет қаралды 15 М.
Kurombera Church~Fake Pastors Confesses
22:34
Dark Secrets &Confessions
Рет қаралды 24 М.
Kuromba Kwandakaita Ndichishandisa Mu Twin Wangu I Regret
30:37
Zim Facebook Secrets And Confessions
Рет қаралды 9 М.
Ndiri Musatanist .Mission yedu kuti vazhinji vafire muzvivi
14:09
Dark Secrets &Confessions
Рет қаралды 11 М.
She wanted to set me up #shorts by Tsuriki Show
0:56
Tsuriki Show
Рет қаралды 8 МЛН