😅😅😅😅😅😅😅 hamheno zvirimumamosha umu, ummm dai vanhu vaichinjana😂
@tinayemanyau13 сағат бұрын
Chokwadi voice renyu mukoma nashe rinobva ranatsokukuonesa kuti noo mhani ,unoita seuri kuona african movie chaiyo rambai makadaro ,,,,,kutaura chokwadi mamovie aye atoona ana billionaires club if kana usati wamboiona enda kunoona usati waromba becoz those movies they teach a lot ,and some of the confessions here unotoona kuti zveshuwa movie iya yandakaona ndoiyi ikuitika so eish pakaipa
1.N'anga dzashata ngozi dzese dzatarisana newe. Call your friends relatives n say the truth unoripa. Enda kumaporofita ubatsire
@evajani638513 сағат бұрын
Kubva nhasi ukaona vanhu vane life dzavo munhu siyana ne kuvhunza kuti muri kuzvigona sei?
@Tinashe-i9gКүн бұрын
Audio apa munhu uchifamba ahhh . Couldn't listen
@busisiwecorneliamsipha446316 сағат бұрын
So annoying nd boaring, noise ega ega
@nutchbuzzworl14 сағат бұрын
😂@@busisiwecorneliamsipha4463
@tinevimbo8751Күн бұрын
Ko wakanga waenderei ikoko kuna Baba vanoroya kudaro newewo wakadii kuchinja foni veduwe ityai kuromba muchazvidemba mapedza dzinza
@christineferewa5115Күн бұрын
Maswera sei
@ZimSecretsandConfessionsКүн бұрын
Taswera hedu. Maswerawo sei
@MirosMuringayi-w8w12 сағат бұрын
😂😂😂😂
@RutendoChanzenza-fr8jv17 сағат бұрын
Ummm first confession mitumbi miyiri here sure kana waida kubatsira ndiyo yaove solution here kuti ape munhu mupfuhwira 😢😢 kana waona kuti zvikunetsa ibva hako ndiyo advice yaungapa munhu
@evajani638514 сағат бұрын
Kuzvigona enda kuguva kwacho unoita zvauri kudzwa ne mufi