hhahahhahaha ana TWO vatomborinani varikuti 40 usd , ko mai Tino vakabhadhariswa yakawanda,
@patriciatanakasango4745 Жыл бұрын
Kkkkkkkk shem hanz ka gaba one vanokwana
@user-gh7sf2hi7x3 ай бұрын
Dhuma dhuma madofo ese kkkkk Mai vhai musatiuraye nekuseka kkkkk
@ireenjanuary18512 жыл бұрын
😜😜😜Mai vhai hamusiye bag pasi hr
@barbranyashega71132 жыл бұрын
u never dissapoint😂
@paulinemathe-pahlani42732 жыл бұрын
Fire🔥🔥🔥🔥makanyanya😍
@rumbidzaikawome4832 жыл бұрын
😂😂😂😂😂😂Ndaseka hangu imiwee
@user-tg9lh1uc1x8 ай бұрын
Kkkk giyai munhu mai vhayi
@tapiwapengapenga3225 Жыл бұрын
Mai vhaiyi muchatinetsa nekusaiya kabag kkkkkkkkk
@MercyChezuro3 ай бұрын
😂😂😅 photosynthesis yainetsa 🤗
@deemutamba39442 жыл бұрын
Its nama vee top for me nice
@EniaMudzikati-st4cf Жыл бұрын
Vana2 vanetsa veduwe raiini rose roziva kt mai vee havana mari kkk kkk
@yolandaamon642511 ай бұрын
haaaa taitombozviitawo kunyepera vabereki😂😂😂😂
@hellenchikara475010 ай бұрын
Kkkkkkk mai vhai pliz
@chenaimambure93812 жыл бұрын
Hahaha ndabva ndafunga watakadzidza naye akanovaudza kuti kuri kudiwa mari ye-Land Apportionment Act kkkkkkkkk baba vakatengesa mombe all in the name of not disappointing mwana 😂😂😂😂
@Pinkiebabe Жыл бұрын
Hiiii nhaiwe 😅
@beautychinyoka94502 жыл бұрын
😂😂😂😂kusaziva kuita dieded shuwa
@jaybossjayboss41442 жыл бұрын
kagaba 1 kanokwana vari 2 kkkkkkkm
@melodymbwadzawo65922 жыл бұрын
Asika. Ndosaka mainyeyewa namai Mickey makapusa Wasu
@nyashajay852 жыл бұрын
Phone yekuchikoro yakabiwa🤣🤣🤣🤣🤣🤣🙆🙆🙆🙆 hakuna vana vakadai
@noxblablabla15112 жыл бұрын
😂😂😂😂😂😂😂😂
@elizabethgwenhamo80272 жыл бұрын
😂😂😂😂🙆🙆🙆🙆 zvitsotsi Vana ava
@theresahmatundu92122 жыл бұрын
😂😂😂😂😂matwo kudaidza kwacho
@patronellamadzima80222 жыл бұрын
Kkkkk yosvika yafudxika yanyorwa paruoko
@christinenyabvure40892 жыл бұрын
Ana 2 kuita serious kani 🤣🤣🤣🤣
@felistussengamai5598 Жыл бұрын
Heyoooo 😂😂😸photosynthesis yadhura asi gaba 1 vari2 rinokwana